Wadyajena apuwa mwotika dzache. ED atambiriwa naDeputy Mayor. ZiG agwa panhanzva.
Вставка
- Опубліковано 17 вер 2024
- Hedzinoyi nhau dzochokwadi dzokumatiwi mana onyika dzanyasi 29 Nyamavhuvhu 2024 muChiBuja naMhanduwe Wenhau.
Here's today's authentic news bulletin from across the country and globe with Mhanduwe Wenhau.
#ZimbabweNews #ZiG #Wadyajena
Thanks very much my brother
Thanks for the support always
Thank you Mhanduwe
You are welcome wokwawo
Kwaiwa mhanduwe tinyepei tinzwe
Kweduno wokwache. Naro zuwa riri kuocha
Kushamba muwiri wose peno Mhanduwe, zvinga batsire.
Mmmm kuno ungashambe pese pese pawakwaidzana nowanhu chere... Pakanyangara
Havafundi ava Mhanduwe
Wanodaba kufunda kwacho
Kuda peno iyo Ukraine ikachipa Zimbabwe sokupihwa kwaitwa tsvina dzeku Malawi chikafu, hurumende yedu ingarambe here? Masvina masvina.
Makoshiva here Mhanduwe, "Yasa Arafat muchakabvu woku Palestine vaigara uchipa madonation kwaMugabe. Syria chaiyo iri nani. Zimbabweans do not love their country from the very to right bottom
Haa zvinobisa mumvuri nokuti nyika iri pahondo ndiyo inotofanira kupuhwa nesu tiribe hondo, kuno zvakaita kuona...