Godo rinorwadza vanhu Admire creates content n he was motivated madam boss if u hang around with hard workers u get motivated munhu aita chinhu chase hanzi akaromba n'anga hadzi printe USD there no a rich sagoma in life when Admire relocated to Zim things started flowing n grace located him n mercy rewrote his life mishonga hainzi mari but hard work brings money home
Mama Vee vanoita kunge vanopenga kupfeka madhende zvechikadzi vamwe muchihukura ivo vachitoita mari. Us black people we don't see hard work inoitwa nemunhu kungotaura ma negative things. Varikudya cheziya he deserve it
Ingochani inozvishandira nesimba ine mari dzayo. Warwadziwa here? Nyaya iri pano ndeyekuti vakaromba here or kushanda, iwe wakutaura zvehungochani, saka uchaita sei kana iri ngochani?
Iwe hure iwe mhosva ano creata ma contents iwe unotaura nyaya ðze makuhwa. Saka unofunga kuti vanhu vanga subscriber makuhwa here vachitadza ku subscriber ma natural contents. Huroyi haitange munhu ane 80 years hunotanga munhu ari mudiki.
Hard work pays. Uyo arikudya cheziya rake. Mama Vee has got talent 👏 👏👏
You can say that again and again
Hamuone zvavanoita here mama Vee kushanda kwavanoita musade kuita godo.Natural talented hazvisi zvekuhakira .
Jealous jealous jealous. Don't mind vavengi Mama Vee I love you so much ❤❤❤
Hungochani hwapinda papi, Tendai vana vevamwe Kana vagona. Chipo ichii bvumai kukundwa basi
This guy have a talent guys jealous down
Ummm apa vanyepa veduwee munhu uyu anozviitra zveziya imo mufunga kushanda kufamba mustreet wakatakura mabag nemabucket anenyama akkurwadzi hre😂😂😂❤
Mama vee is a hard worker guys
Ndokumbirawo udzokorore futi
Kuda Havana kunzwa
Mai vee vanozvishandira
Nekufondoka kwavanoita uku amunyari ko varikungopa vnhu mari musingaone bsa ravo murikuvasiya wni muregei admire uyo anofondoka
Hmmm,ndati munhu akaita godo soo anokurongera dhedhe Inini hangu ndovafarira keep up the good work Admire,don't mind maHATERS
Mama vee nyangwe mukavanyomba havatombozvitarise kana.kudeere
Mama vee magetsi guys anogona mwana uyu
Vanhu vanorwadxiwa shuwa
Saka ukatenga DISCOVERY zvinoreva kuti waromba here? Vanhu weeeee why jealousy
Ichokwadi💯❤❤❤❤❤❤
25yrs kovane 18yrs makatikudi naye Tytie na Kiki.mama Vee anosenza ma Zimbo kutorwara wese aita mari aromba
Vanhu my une problem munhu vamunoona achiisa mazamu magaro kutamba achiita seanopenga mmm ityayii mwari
Guys munhu uyo anoshanda and he deserve it
Godo rinorwadza vanhu Admire creates content n he was motivated madam boss if u hang around with hard workers u get motivated munhu aita chinhu chase hanzi akaromba n'anga hadzi printe USD there no a rich sagoma in life when Admire relocated to Zim things started flowing n grace located him n mercy rewrote his life mishonga hainzi mari but hard work brings money home
Muromo semukosho endawo unoromba kana vakaromba zvinei newe
Mama Vee vanoita kunge vanopenga kupfeka madhende zvechikadzi vamwe muchihukura ivo vachitoita mari. Us black people we don't see hard work inoitwa nemunhu kungotaura ma negative things. Varikudya cheziya he deserve it
vakaromba uye mhiko dzavo ndedzehungochani. He knows its the truth.
Rombaiwo ka nhai ko munotove henyu ne information inoitisa cash nxa siyai Admire
Kutsvaga ma followers nekuvenga munhu uri imbwa yemunhu mama vee vanozvishandira uri mbwa
Kusure kwako ziduzvi vakaromba chiiko Mai vhai vanozvishandira muromo sewenguruve kungwarira makuhwa
Kkkk
Kushare sekwembeva tseki munhu akashanda nesimba moti akaromba pamhata ko madiii kut chivhayo akarimba anotengera nyika yese mota
Zvagara plus ingochani futi iyi
Ingochani inozvishandira nesimba ine mari dzayo. Warwadziwa here? Nyaya iri pano ndeyekuti vakaromba here or kushanda, iwe wakutaura zvehungochani, saka uchaita sei kana iri ngochani?
Come on heis very innovative though he gay le a ve him alone❤😂🎉😂😂😂
Iwe hure iwe mhosva ano creata ma contents iwe unotaura nyaya ðze makuhwa. Saka unofunga kuti vanhu vanga subscriber makuhwa here vachitadza ku subscriber ma natural contents. Huroyi haitange munhu ane 80 years hunotanga munhu ari mudiki.
Amozwishandira.hake.mkomana.uyu
Zvimwe ndezvimwe ingochani
😂😂😂
Ava vanoshanda plus hangavanzwisisi zvenyu vakakomborerwa