You can purchase the EP from stores below: SPOTIFY - open.spotify.c... iTunes - / pabho-ep-ep Instrumental by Oskid Engineered by Oskid Video by Jusa Dementor
To whoever reading this from the next generation, just know that Winky D Is, was and will always the greatest musician of all times. And we're the the blessed generation to witness it all❤🔥💯👏👏 . If you come across this comment leave a like
Number iri uummm huchi guys ..vanhu makatamba kana ndanyura but iyi song huchi .. ine dzidziso .. usafarire kukumbira zvinhu zvevanhu shanda nesimba uwe someone inlife...long live @winky D
Honestly what Winky D has proved is that you can't put him in a box.Others have got him as the box. If you got someone whom you think is his box just say it and won't disagree, I will just leave you to make a fool out of yourself 😂😂😂 This man is talented.
Kana Zimbabwe yazonaka kusisina vana Vhivharo nana EDiot tinokudai kumusoro mubatsire kugadzira nyika we need u to be our minister nometa which ministry yamuchapinda Gaffa
My two months old baby is singing along ndikachinja masongs Ava Winky D anochema .....our Father who art in Vigilance you were given to us by heavens 🤩🤩🤩🤩
If you believe that there is only one Father of music here in Zimbabwe ,who is the Gaffa vaWinky D please like my comment ..let's celebrate our Father❤
🔥🔥🔥🔥gaffa never disappoints 🥺we are now living in a world full of fake love This is 2025’s hit till December Someone kiss my comment so i keep coming back ❤️❤️
Everyday ndinenge ndiripano kuti risvike million
Good morning magafa
Mambo vaitaurwa ndivo The prophet of music in Zimbabwe 🇿🇼 Baba Abraham
Amana nyatsotererai lyric iro musingamhanye mhanye
Wakambotamba here lover yezhet🔥🔥🔥
To whoever reading this from the next generation, just know that Winky D Is, was and will always the greatest musician of all times. And we're the the blessed generation to witness it all❤🔥💯👏👏 . If you come across this comment leave a like
Vanoshanya handisi John handivhule gate
🔥
🎵🎵🎵...Pa fake love Kana foni ikarira hakabate 😂😂😂😂
Ndichipihwa chikafu pasina cup ne plate
Vanoshanya handizi John saka handivhure gate
Bars my GOAT 😂
Hanzi varikukandwa pashare kunge it ,imi winky d anobva kuplanet ipi ,legend is legend ,continue with viewing n sharing guys ,appreciate good work
Chibaba chema flows 🔥🔥🔥... handisi john handi vuli gate
Vese vanodziisirwa mvura yemuchemba let's gather here😂😂😂
Ndiri kukanda like to everyone Ari mu comment section for the sake of Gaffa
baba Abraham...munondipa power pese pandofunga kuneta...💯💯🔥🔥🔥🔥
Kaindidzisira Mvura Yekuflushisa muchamber(Bhawa iri hatina zera naro)🔥🔥🔥🔥
🎵🎵......wakambotamba here love yezhet
body massage wakarara mutub neback 🎶 🎶
Iconic ... kuita nharo kupenga uyu mukuru
Number iri uummm huchi guys ..vanhu makatamba kana ndanyura but iyi song huchi .. ine dzidziso .. usafarire kukumbira zvinhu zvevanhu shanda nesimba uwe someone inlife...long live @winky D
🎉🎉🎉🎉Gafaa mie daddy
Who is here on the 7th of Feb 2025 if you are here like this post❤❤:
Tatopinda 1M ka maGAFA tikakona masikati topinda manheru chete ndini ndadoro🎉🎉🎉🎉
Ndini ndega here ikundipa mugarden vibes pmwe😅😅❤❤
Ndichipuhwa chikafu pasina cup ne plate Kana wamanzwa ma lyrics iyayo siya like😂
May sir calaz continue to take care of his body and lyrical context
Pachigaffa ndinoti winky d for president ❤
❤❤❤❤❤Magafa Manyama 🎉🎉🎉🎉🎉
Ava ndibaba please like my comment ndigodzoka ndichitsiura moyo, makumbo, mawoko nemuromo wangu
Vanhu vahombe winky muiseyi ...pachigaro chou President anotonga usually ❤❤❤..
.vedio iri ihombesa Winky munogonesa
VaWinky amudi kuita president here munodiwa ne Zimbabwe yese baba
Ndadzoka zvakare pano kuzopa baba maruva avo🎉🎉🎉
Winky d . My voice. Well done baba ababa Abrahama chiGaffa chiri Chivhuno. Ndatenda hangu
❤❤❤❤vaWinky muri baba vedu
🎉🎉🎉🎉Hanzi maprivate part akapindwa, Kalife kepatonaz
handisi John handivhure gate🔥🔥🔥
right GAFA IGAFA shua creativeness iyo ma1..maka 🙃chimaster shua
Gafa garai matora maruva enyu muri mupenyu💐💐 makachimaster iri harizi game 💪💪. Loving the video concept ♥️ 👌
Winky Dee vengai mega .Winky Dee chero akabuka mbodza ndoblamer mugoti 🔥🔥
This song ine chokwadi .tisade zviri easy muhupenyu ❤
Gafa rese take action like my comment ndikudzoka
Nice nice that's lovely..... 🎉
Live long king 👑 🔥,, happy birthday,, ndanga ndisina data thus why ndaita kakunonoka,,, haaa mopisa
umongameli wamaGaffa usibulale ngeNgoma zwakhe vele zimnandi thina amandebele siyajabula sifun abe uPresident wethu 😂😂😂😂😂😂😂😂 phaki iLike if uyavumelana nami thi uWinky D ngu Baba wethu😂
Magaffa muripi like my comment🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Woyo
Takazara yoooo iyi inoita
🔥🔥🔥🔥🔥🔥😫
Hoyo
Am a gafa till a die
Every hour ndodzoka Haa song iyi Ma boys mabvuma here 🙏🙏🙏🙏😭😭😭😭😭🔥🔥🔥🔥
Takachi master ichi ahisi demo 💥💥💥 every like ndodzoka ndoisa imwe view .
Yes come back again
Lyrical genius....timeless,priceless....words fail to describe this master piece.....zva gaffa zvine dikita rangu moyo wangu waramba kusiya gafa
MaGaffa isaiwo like panapa ndirikuda kuramba ndichidzoka
Dzoka futi
Gafaa igafa zveshuwa 🔥🔥🔥🔥
Kungo muka kosangana né song manyama Gaffa chibaba ichi🎉🎉
Cheers to us who listen to this masterpiece every second we get🥂🥂
Vanoshanya handisi john handivhuli gate😂❤🎉
Ndikuita kunge ndikuona firimu, GAFA chibaba, first video rakanaka mu africa
Please Bab Abraham you are the King 👑 🔥🔥🔥 someone like my comment please 🔥🔥🔥Gaffa kusvik ndafaaaaaa🔥🔥
My son, ndingasakusiira pfuma yemari asi ndinokusiira murume uyu. Kana ukamuteerera uchasvinura and you will never be a slave to anyone. Supremacy.
Mapinda deep , but hamuna malies amasasa mkuru 🫂
Kkkk tishandirei musiire vana nhaka uko
Bullshit.This will not secure his future. Zimbabweans are being lazy these days
Ho nhai ,gadzirirai venyu hanty mune pressure nenhaka isu kwedu tiri bhoo👌
deraira woraisa winkylomon wedu iwe kaa derirah kaa iweka🔥🔥🔥🔥
😂😂😂😂winky bodo😂😂😂😂😂
@ 🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂
Timeless music. The gift that keeps on giving. Long live Baba vema Israeli 🔥🫶🏼👏🏼
video manyama haaa hakuna anenge gaffa muzim one chibaba chakaipa 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Muri Kutaura Chokwadi Chibaba🎉🎉🎉
@DJZEXYMEN chakaipa icho
its AI bro, gaffa to the world
Honestly what Winky D has proved is that you can't put him in a box.Others have got him as the box. If you got someone whom you think is his box just say it and won't disagree, I will just leave you to make a fool out of yourself 😂😂😂 This man is talented.
Kupihwa chikafu pasina cup neplate 🔥🔥🔥🔥
❤❤ magaffa hatina zera navo aaaah vanopedza havo kuseri kwekuseri
Ndikukupa sando dzako winky💯....u r the best💯
Guys uyu ndiye muridzi wenyika kna usinga rwadziwe isa ❤❤❤❤
🎉 winky d video anobika zvake
Zvirimo muma sitiritsi kana muChurch love ....
kana wabvuma kuti vaWinky ndibaba kuna dady vangu siya like
Vatori tateguru 😂
😂😂
Gafa ndorida mhani
Masong akubhowa aya akura mudhara uyu
Sounds wrong but we get the point😂
Hapachadii nharoo apaa kana kutaurisa chingouyawo iwewe uisewo like ne comment kuna mamboo chaiwo ndikutaura iwewe uyu wekuti hanzi heee aaah wazvinzwaa
Ndanzwa nekudonha ndauya ndichimhanya😀😀😀gaffa for president💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻
😂😂😂
😅😅😅 wandisetsa 😂
😅😅😅😅
😂😂😂😂
He never disappoints 🎉🎉🎉❤
Kwaabva kure Guffer nanhasi arikudambura mangoma...❤❤❤❤❤mukarwadziwa naye HAMUPORE...
Haa kana pane line rikupinda hard rekuti "Ndaizviziva asi ndaingonzi 🤕".....
appreciating the AI visuals panyaya yaSamson naDelilah iyo
This is an international heat ❤❤❤,ini moyo wangu wakabvarurwa can someone ane true love like my comment ,maybe i can heal
Jesus is only anoitned to heal the brokenheart,the rest screenshot it
❤️❤️❤️🔥
You will heal and be happy again that person was never meant to be yours..
I'm hear
Sorry dear ❤❤❤
Baba winky vanofana kungowana zi million dollar record deal ne Sony or UMG ❤
Gaffa iBAD NEWS...... Kuudza mwana kuti pane anokunda BIGMAN iChild abuse💥💥💥🔥🔥🔥🔥🔥
🤣🤣🤣
Who else noticed that the story is about Samson and Delilah
Gafa igafa boys
ini VaWinky Dee chero vakakosora ndotamba ndovada kudarika hama dzekwa baba nedzekumurume wangu🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 Gaffa for life
saka takawanda
Forever winky D ❤❤❤ isusu hedu maold scool atidi naWinky
From Nyathi family❤
Va Winky d ndibaba vedu tese chero mhandu dzanakirwa 🔥 💯
Siyao like
This is a very good use of Ai. Kwete zvainoitwa nana kiti
Ngoma ma one iri ndapota zvangu🔥🔥🔥
I thought winky D anogona but now I have realized kuti he is a star anogona kupfuura kugona kwacho
U can say that again Wang gafa vakaip
im here for u
Many people wont understand this type of beats but this is it gaffa🔥🔥🔥
@vybz kartel liked 👍 ✨️ chero ku Jamaica 🇯🇲 varikuti this is real badman masterpiece 🎶
Kana Zimbabwe yazonaka kusisina vana Vhivharo nana EDiot tinokudai kumusoro mubatsire kugadzira nyika we need u to be our minister nometa which ministry yamuchapinda Gaffa
Winky D.🔥🔥 Only Gafa we know here 🇲🇼🇲🇼🇲🇼. We love you ❤❤
I once told u winky haasi wekuyenzanisa nezvinhu zvisina basa now see ❤❤❤❤ chibaba ichiiii
My two months old baby is singing along ndikachinja masongs Ava Winky D anochema .....our Father who art in Vigilance you were given to us by heavens 🤩🤩🤩🤩
Elder haana kumbovhera Andi disappointer🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
MaGAFFA ari kuda itori movie 1hr45mins..PLZ....heavy video...well done
Since zim was born . Winky D is one of a kind ! Hit like if you agree! 🔥 🔥 🔥
If you believe that there is only one Father of music here in Zimbabwe ,who is the Gaffa vaWinky D please like my comment ..let's celebrate our Father❤
Chii baba icho ❤❤❤❤❤❤❤❤ 100 just usanyepere
🔥🔥🔥🔥gaffa never disappoints 🥺we are now living in a world full of fake love
This is 2025’s hit till December
Someone kiss my comment so i keep coming back ❤️❤️
Winky, Oskid, and Jusa are a dangerous combination.
I'm listening from Malawi 🇲🇼 this guys he's big
Haaa winky chibaba zvacho ndatenda hangu,, this is another level 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Ichi chinogona ichi🔥🔥🔥💯💯Winky for president 🔥👏
VaWinky D ndi Sekuru vangu coz baba vekubereka chaivo varikutoti Winky Ndi baba vavo🗣🗣🗣🗣
Gaffa ting
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Winky is the best in the world❤
So Baba Abraham vakunzi Samson futi.... chibaba ichi respect
Video iri hatina zera naro💯💯💯Gafa💯💯
Chopisa ichi
It's A.I generated 😅.
Good though ❤
a i 😢
its ai but kumberi
Ai generated
Winky aya mavideo ndeekuma 2040 uku level racho uuuum Biggie Samson
Baba vedu well done
anenge apedza kuona video iri ingosiya waisa like woti Winky D anogona🔥🔥🔥
winky mdara🙌🔥
Wink Huchi
Huchi
Gafa kusvika ndafa💥winky d ndibaba vedu tose