This DJ is very good at his job. He reminds me of the yesteryear radio 2 DJs. Tenda is an excellent song. It is very Zimbabwean. It gives me Mukanya vibes.
Ati hasvikirwe ….. and I choose to agree with him because some of his songs and performances are so spiritual zvekuti dai aisvikirwa zvaibuda chete but we have never seen that …
His journey has been discussed thousand times
Can we have something new to ask this gentleman
Themba Mkanda's presenting kaaaa 🙌🙌 it's on another level , it clearly shows kuti chakachi master chi game che radio presenting
Themba Mkanda,favourite DJ, you made my A’Level enjoyable 2002 /2003
Whatever they’re paying this DJ isn’t enough, he needs a raise. 🎉
Haurevi nhema😂😂😂
I agree...anogona zvake
Uyu mwana anonzi Jah Prayzah uyuka! Hameno chokwadi. Mwari tichengetereiwo national treasure yamakatipa iyi!!!!! Temba thank you! Unonakidza wena muKaranga....takamirira joke racho
Finally i see the face behind this voice on radio 📻 ooh i love this man on radio
This DJ is very good at his job. He reminds me of the yesteryear radio 2 DJs. Tenda is an excellent song. It is very Zimbabwean. It gives me Mukanya vibes.
Aiveko pa yesteryear radio 2 chana chavatete legend iri
Temba is a Guru vakabva kare kuchine Ezomugido
Ndoo kwaakatobva nako
The goat of music in zim
Mira
I big up both of u guys for bring nice interview to us ❤
Hard working man We Love you
Thee Goat and DJ on point so much talent in one video
Best interview ever!!! Temba u r my hero 🎉🎉🎉🎉
Themba Mkanda my favorite DJ ever 💕💕
hes good
His Shona is phenomenal
Ndaiti themba mkanda akafa.happy to see you
i have hear many Jah prayzah interviews but definitely this one is the best yoo, DJ Themba sando dzako uchiri kurarama. Asambe Machangani!
My favorite TENDA❤
Aaaah🤣🤣🤣🤣sekuru maone I think I laughed a hundred times.Wish he was my grandpa cuz mine is no more .Would laugh with him all day😂😭
love you soo much mukudzeyi tichasangana ikweyo kunorira pfene
Bravo 👏🏽
Credit must go to Mukanya panaTenda apo.That brass section is straight outta Mukanya.Good to see JP keeping our zimbo vibes alive i.e tuku/ Mukanya
jah P mashasha
My favorite person 🤩
Big up chivhitori chedu sekuru tich🔥🔥🔥🔥pamandava ipapo
Great combination
Wow powerful....wagwizi
Loved this 😂
Save Musaigwa, Weganda, Gurajena
Jah GOAT 🐐
Best presenter na Wagwizi,
Chana chavatete to the world
Dj and jah 💯💯💯💯💯💯💥🤍🤍💚💚
Wagwizi to the World ❤
Aaaah themba mkanda chana chavatete
Zvirikuita keep going
Themba great work
I can see temporal extension on your hairline u need to buy finastride or monoxidil to fight hair loss
Woow Chana chavate
Waal the DJ is Fire. Sando dzavo, anoridza wat time pa ZiFm timbomuterera.
Zifm Stereo 2-6pm every sunday
I was wondering where's this guy chana chavatete
Themba anoita ndifarire zifm on Sundays
Temba chibaba chekutepfenyura 😂👏🏾
Uyu siyanai naye... ndiG.O.A.T
Temba yoooo na Tuesday .apo paNyama shoping centr apo ndakurangarira mhani
29:52, mukoma themba, munhu anoudzwa kuti chioneka ere?😁😁😁 jokes
Jah kuseri zvamwari chaizvooo
Jah Prayzah ndomuda kupfuura hama dzangu😂👏👏👏
Haaa vanhu vaimboiti Themba wakashaua wani
Jah imbouyayi kuAustralia mutirovere show....
Wareva iwe
Friday 10-sunday 12 he we be touring Australia with Baba Harare
Zvishavane hoyooooo
Language iyo 😂🙌🏼💯
Ndimi
Winky d ft Jah Prayzah
Sekuru Themba varamba kuchembera 😊
The song chirege chiyambuke hazvichadirike jecha,famba Nero famba
Dear upcoming artist everything starts kuma tea uko before they call you kustudio , kuti mzukuru sekuru it's show how deep nepotism goes,
Did you listen to the interview?
Jah and the Dj aren't even related. You're pathetic for being a sore hater
@@N.e.n.e.z atsanangura wani how it all started kuitana sekuru ne muzukuru. Teererai interview not kungomhanyira Kuma comments
Wedzerai volume, this is a very crucial point.
JAPRAZAH TO THE PEOPLE NDONOFARIRA CHIPO CHAUNACHO SHAME
Aiwa Vanhu hanhu havabve
Icho
Wagwizi
Jah unemimhanzi yawakabudisa 2007-8 ndingayiwanepi
Varimo
Chibaba ichi wagwizi
THEMBA shona yako ma1 ayo
JP anema1
WaGwizi
Themba unofarira kuti Machangani asi vanobhayiza here?
Khule ndokudai pamuchato wangu😅.
Jah chibaba furustopu
😂😂😂😂😂
ua-cam.com/video/xBjSYR9zxZ4/v-deo.html
Baya ka link ako unzwe masoko 🤣🤣🤣🤣
JP zvinhu
PaSouth Africa inodzoka riinhi paPropaganda apo
Mukombe unogona
Haaa ichi ndochikaranga pachena
Muyimbi manyama uyo.. Siyanai naye hakundike uyp
Nyaya yamadam boss yokwira makata ua-cam.com/video/ynTlCrNvlR8/v-deo.html
Shona inofanira kugadzirwa director chii
Ushe madzoro zvinenge zvigamba zvochinja nhasi napi ko napi ko daypa
Dai vaingoisa nhembe
No kugera
Loan mowa kkkkk
Basa ramuka
Kwedu hakuna ngoromera uyu anogona uyu
Murise waGwizi
Jah Prayzah uri kusviba nei? Bhavhu riri kuita shoma mufaname kkkkkk
Chi goat 🐐 chapindira
Pakusvikirwa apasikunatsotsanangurwa ba
Ati hasvikirwe ….. and I choose to agree with him because some of his songs and performances are so spiritual zvekuti dai aisvikirwa zvaibuda chete but we have never seen that …
Kkk apa answer yausirikuda chete..Inga ati haasvikirwe wani
Mwendaz Chirau thus my broo, tisu ana mandondo vacho😍🤩😇
Zvirikuita keep going
Wagwizi