chokwadi Chinotaurwa pamberi pedare

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 25 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 21

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 2 місяці тому +9

    Mupurisa wamambo uyo is a very hardworking man and ane moyo wakanaka

  • @esnathmazhara7067
    @esnathmazhara7067 2 місяці тому

    Mambo mutasa to the fullest. The wise man from the east.

  • @ChauChaurura
    @ChauChaurura 2 місяці тому +1

    Mambo Mutasa na Mambo Nyamaropa vane wisdom VARUME ava

  • @RudoMukombe
    @RudoMukombe 2 місяці тому +1

    Ingoitai mudeme mudeme sefamilly

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 2 місяці тому

    Mhai ndichairman kkkkkkk

  • @storyushe9716
    @storyushe9716 2 місяці тому

    Dare raMambo Mutasa ❤

  • @KudziMaunganidze
    @KudziMaunganidze 2 місяці тому

    Nemivo mbuya dzidzai huwitness hunonetsa mangwana

  • @KiethyWande-c7d
    @KiethyWande-c7d 2 місяці тому

    Mkomana wezvimunya

  • @ROGUE406
    @ROGUE406 2 місяці тому

    I like women when they grow older and do not care about femininity and masculinity - its hilarious how they dress, talk, behave

  • @PriviledgeShiri-zl9qz
    @PriviledgeShiri-zl9qz 2 місяці тому

    Ndavepo

  • @alfredtatendaviyano3054
    @alfredtatendaviyano3054 2 місяці тому

    Mamboliti

  • @ChipoMponde
    @ChipoMponde 2 місяці тому

    Iyi Haina kutongwa mushe iyi ,Mari yaifanirwa kubhadharwa nemusha,I nyaya yemhuri iyi ,y kuomesera munhu 1

    • @shephardkaiboni5123
      @shephardkaiboni5123 2 місяці тому +1

      Iye ngaataure nemhuriyake, harisi basa ramambo or berial to look for his other relatives.

    • @HowardsaddamMeke
      @HowardsaddamMeke 2 місяці тому

      @@ChipoMponde achadzoserwa nababa

    • @ChipoMponde
      @ChipoMponde 2 місяці тому

      @@shephardkaiboni5123 can't Yu see kt family yacho atori marengenya baba wari kutourayisa vana wavo ,Saka anobatana nani ipapa ,pindaiwo mubhutsu dzake

    • @pojoka69dhi
      @pojoka69dhi 2 місяці тому

      muchinda aakutoda kudya chema yake achiri mupenyu😂😂😂😂

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 2 місяці тому

    Bhadhara mari saskam. Unopenga here? Ukuda kuedza kutsanangura chii ipapa saskam. Wakambokwereterei