Chief Mutasa - Gogo Vari Kurota Mufi Achitaura Kuti Huyai Munditore KuMozambique Kwandakafira.

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 21 жов 2024
  • Gogo vauya kuDare vachida rubatsiro maringe nemufi arikuuya kuhope kwavo achitaura kuti huyai munditore kwandakafira.

КОМЕНТАРІ • 37

  • @constancemagadlela5143
    @constancemagadlela5143 22 години тому +1

    Siyabonga Mambo ngokuzama ukukhuluma isiNdebele kancane kancane uzafunda ukukhuluma.

  • @naomimafemera4860
    @naomimafemera4860 День тому +2

    Chief neChiNdebele mandinakidza nhasi .Ndoshuwira kuzombokuonai Chief

  • @sarudzaitahwa1224
    @sarudzaitahwa1224 18 годин тому

    Tikazogara Hedu ahhhhh Mambo Mutasa is bilingual 😂😂😂😂 aiwa haaa vakhuluma wena kkkkkk

  • @tafirenyikashylet4707
    @tafirenyikashylet4707 День тому +2

    Pamwe varikutonyepa kuti vari kumurota
    Kunyepa uku

  • @bvunzawabayaclever46
    @bvunzawabayaclever46 День тому +1

    Mambo now you see kuti zvekunzi heee ndabudirwa Hee ngozi panenge paine arikuda kurova vamwe

    • @naomimafemera4860
      @naomimafemera4860 День тому +1

      Ngozi nenyaya iyi zvinhu 2 zvasiyana zvauri kucompare .Ngozi munhu auraiwa then iyi nyaya ndeye musoja akafira kuhondo arikuda kuvigwa kunyika kwavo hope wanzwisisa difference

    • @PaloSant
      @PaloSant День тому +2

      2 different issues. Kana muchida kunzwisisa nyaya dzemagamba akatsakatikira mumasango tsvagai kuma videos eku Drewmas. Zvekuhondo Zvakasiyana nengozi izvi.

  • @ChamwaMabhunu
    @ChamwaMabhunu 16 годин тому

    Pamberi nenhimbe❤

  • @ronniedchizema3365
    @ronniedchizema3365 День тому +1

    😂😂😂😂 Mimi mbuya imi😅😅

  • @PaloSant
    @PaloSant День тому +1

    Nhimbe please tipei ma video from start to end. Mamwe ma video enyu anoita seagurisirwa.

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  День тому

      Ndoparinenge ratoperera ipapo hatiguri ba

  • @ELLENMukwada
    @ELLENMukwada День тому +3

    Hurumende ndiyo ine basa rese iroro rekunotora gamba rakafira rusununguko. Povho hama hadzingabhadhariswi kungotora gamba rakafira Zimbabwe yese for what. KuNyadzonya neKuChimoyo kune magamba akafirako kana vati vanoda kuuya kumusha vanonotorwa for free

  • @tafirenyikashylet4707
    @tafirenyikashylet4707 День тому

    Mbuya uuuuuum
    Munhu ndicomrade ere or
    Akafa sei munhuyo

  • @simonmazendame
    @simonmazendame День тому +1

    ndebele yaramba kubuda kunge xosa😅

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 День тому

    Mwari ngavandipewo zvivindi zvekuzonatsotsanangura pamberi pevanhu so nenhema ndichiisa ipapo. Gogo can talk for africa 😂😂😂

  • @taffytafadzwa1426
    @taffytafadzwa1426 День тому

    Hey muputisa wamambo mutasa ndirikuda kusangana namambo mutasa shumba

  • @SophiaTsuro
    @SophiaTsuro День тому

    Mbuya pedzai kutaura mutaure panenyaya just do a summary mambo vanoibata nyaya yenyu

  • @MoscowNyatsanga
    @MoscowNyatsanga 6 годин тому

    Iri dare rakarongeka uye rinodzidzisa

  • @abigailsaunyama5250
    @abigailsaunyama5250 День тому

    Chief mutasa

  • @PassionSoFierce
    @PassionSoFierce День тому

    Nyaya yamasese ye Last week yazoenderera mberi here this week?

    • @mercychiveso110
      @mercychiveso110 День тому +1

      Ehe iripo asi haina kupera futi ma1 chaiwo nofunga Monday inopera

    • @PassionSoFierce
      @PassionSoFierce День тому

      @@mercychiveso110 ndirikuishaya. Yakanyorwa kunzii?

    • @mercychiveso110
      @mercychiveso110 День тому +2

      @@PassionSoFierce masese orovesa vanhu ne zvishiri iripa nhimbe tv

    • @PassionSoFierce
      @PassionSoFierce День тому

      @@mercychiveso110 yeah ndazoiona. Thanks.

  • @ronniedchizema3365
    @ronniedchizema3365 День тому

    😂😂😂😂😂 Mbuya 😂

  • @johnpega6588
    @johnpega6588 День тому

    Tasvikawo nhimbe tv

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  День тому

      Tinokugashirai nemufaro

  • @kinglayaan
    @kinglayaan День тому

    Mambo mutasa ndovawanawo sei ndodawo musha munyika yenyu

  • @ChristopherJavangwe-qp1nq
    @ChristopherJavangwe-qp1nq День тому +1

    Ngisotile 😂😂

    • @PaloSant
      @PaloSant День тому

      😂😂😂havanzwe Mambo ava

  • @RodneyGore-yd7gd
    @RodneyGore-yd7gd День тому

    Mambo

  • @HanahGade-s5f
    @HanahGade-s5f День тому +1

    Very bad chembere iri greedy iyi

    • @damview3628
      @damview3628 День тому

      😂😂😂😂 yatowana pekudyira mari hayo manje madhiri aenda musango

    • @anashe.j
      @anashe.j День тому

      Ukuda thousand wena

    • @HanahGade-s5f
      @HanahGade-s5f День тому

      @@damview3628 yaaa zvakaoma kuparadza pfuma yenhaka kwacho ndezveutsinye chete chete Kuda kudya

  • @MoscowNyatsanga
    @MoscowNyatsanga 6 годин тому

    Iri dare rakarongeka uye rinodzidzisa