Vari Mugomba

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 4 лют 2025

КОМЕНТАРІ • 122

  • @lilianpmapiyo
    @lilianpmapiyo 3 місяці тому +24

    Am a Ndebele but Shona tribe makes me proud of being a Zimbabwean 🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼😍😍❤️❤️💯💯💯

  • @Masimba-b2i
    @Masimba-b2i 3 місяці тому +10

    varimugomba varamba kudaira.... iyi kana maiyimba maenda kunodenha vari pasi nhy, sei ndadaro mhaka kungovadaro bedzi ivo vega pazvavo vanozvibvunza ko sei pwere yadaro isu tiripo, zvino pwere yonoita senherera isinayi mutariri isu tiripo... saka vanobva vadaira nekuti unenge wavakuchidzira

    • @CephasMuswere
      @CephasMuswere Місяць тому +1

      Apa vanomuka chete Havana kana chance

  • @raytonmanyandure9531
    @raytonmanyandure9531 День тому

    Great stuff,keep it up ladies,you lift our flag as Zimbabwians

  • @Svosve
    @Svosve 9 місяців тому +22

    Regai vanzi Mhare DzeNhare chokwadi. Ndiko kunonzi kutonongora mbira uku. Zvirambe zvakadaro mahombakadzi 👏🏿👏🏿👏🏿...🕺🏿🕺🏿🕺🏿...💃💃💃.

  • @norestmasuku3981
    @norestmasuku3981 2 місяці тому +1

    Tisvitsireyiwo kuna Musikavanhu vana venyu tatambura. Inzwayiwo hurombo.... .. STRONG WORDS

  • @joyce001kachuwa4
    @joyce001kachuwa4 6 місяців тому +9

    When I listen to this song, I have goosebumps in my body, I love mbira. Hokoyo iwe❤❤❤❤❤❤🎉🎉🎉.

  • @MrMufuga
    @MrMufuga 7 місяців тому +8

    The more I listen the more I am proud to be a Shona and a firm believer in our culture and music

  • @edwintsvangirayi3001
    @edwintsvangirayi3001 Місяць тому +1

    NDANGA NDIRIMUGOMBA VEDUWEE, HANDAI FUNGA KUTI NDINOPABUDA!!!!!

  • @kudzaidzapasi7547
    @kudzaidzapasi7547 8 місяців тому +25

    Are men here going to pretend like they're not seeing the lady next to the drummer lady hmmmm? 🤔

    • @cynthiachigoche6085
      @cynthiachigoche6085 8 місяців тому

      Kikikiki

    • @tarirai
      @tarirai 7 місяців тому +1

      What a beauty!

    • @cloutpackent
      @cloutpackent 6 місяців тому +1

      She is gorgeous

    • @cloutpackent
      @cloutpackent 6 місяців тому +6

      They are all beautiful, this is the true standard of beauty in Africa , pamberi nechivanhu chedu

    • @Funsquad-zy6oj
      @Funsquad-zy6oj Місяць тому +2

      Her name is Tendai Mavengeni ❤

  • @MungateMungate-x2u
    @MungateMungate-x2u 9 місяців тому +12

    Ambuya Rhodah is a songstress par excellence who knows how to compose and sing and play mbira. She's has easily filled into the late Mbuya Stella Chiweshe's shoes, itself a tall order on its own.

  • @ethigilly0808
    @ethigilly0808 9 місяців тому +9

    Tendai Mavengeni ko mbira maisepi muchembere nechipo chamuinacho ndapota hangu ndakaita nguva ndichitsvaga mbira dzenyu dzinondi dakadza 👏🏾👏🏾👏🏾 tatenda machembere mose muri pabasa
    Tekenyai mbira idzo tinofara nadzo dzino dzora vakaenda kare

  • @davidcshumba3161
    @davidcshumba3161 6 місяців тому +4

    Makorokoto Mhare kutipa nhapitapi . Tinotenda mudzimu ichengete. Proud of you nekusimudzira Dzimbawe

  • @maryanibal
    @maryanibal 5 місяців тому +2

    👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿 ndinonzwa kuitirwa zvakanaka kuona madzimai achibatana achiridza mbira pamwechete zvakanakisa izvi ngazvipfurire mberi ❤❤❤ ana Gwenyambirakadzi

  • @swayhill
    @swayhill 8 місяців тому +6

    This is one of the best Mbira songs that I have come across. Its a masterpiece. It is arguably one of the best mbira groups in Zimbabwe. Keep it up vanamai nehanzvadzi dzangu. You are raising the Zimbabwe flag high

  • @tapiwanashemanzvanzvike
    @tapiwanashemanzvanzvike 23 дні тому

    Like mbira music ever since I was in grade 1 hameno zvandinongonzwa soo kahunyau nyau
    #munogona vakadzi imi

  • @PricillaChidhanguro
    @PricillaChidhanguro 2 місяці тому +1

    ❤❤❤❤❤Zvaendwa rinotendwa machembere❤❤❤

  • @AlfredtafaraManyani
    @AlfredtafaraManyani 7 місяців тому +4

    Well done ladies
    You're well talented munogona rambai makadaro

  • @tawanda8313
    @tawanda8313 6 місяців тому +2

    Tarinzwa anaGwenyambira 👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿

  • @SandraJessyMatsika
    @SandraJessyMatsika 6 місяців тому +2

    Ngazviende mberi machembere ❤

  • @simonnyatsambo8854
    @simonnyatsambo8854 3 місяці тому +3

    Vanogona madzimai aya.. ndidzo mbira dzebira idzi

  • @soko4329
    @soko4329 2 місяці тому

    Pure talent inspired by our ancestors.
    This makes us proud as a people

  • @sanelesibeko5986
    @sanelesibeko5986 8 місяців тому +5

    Nziyo dzavo dzinoswededza ngirozi pedyo

    • @TafadzaisheMangwiro
      @TafadzaisheMangwiro 6 місяців тому

      Ngirozi here kana kuti mudzimu

    • @stanleychikukwa5927
      @stanleychikukwa5927 6 місяців тому

      Ndo ngirozi dzacho dzakatenderwa kudzoka kunochengeta madzinza na musikavanhu akafa akasviba haatenderwe kudzoka semudzimu ​@@TafadzaisheMangwiro

  • @nevertekwani
    @nevertekwani 5 місяців тому +1

    Exclusive 🔥🙌😭👏🙏 Zvichanaka hazvo

  • @IanMakombe
    @IanMakombe 3 місяці тому

    Lovely.

  • @emmanuelfambisai9928
    @emmanuelfambisai9928 2 місяці тому

    Rambayi makadaro vanagwenyambira , this is good music

  • @memoryrumbidzaimushapaidze5090
    @memoryrumbidzaimushapaidze5090 Місяць тому

    Zvakanaka izvi ❤❤

  • @LetwinWamedza
    @LetwinWamedza 6 днів тому

    Ruuuuuuuuuuuuuuu
    Zvanzaaaaaaa ukoo
    Ruuuuuuuuuuuuuii
    Hekaani waroo.

  • @cathytai
    @cathytai 9 місяців тому +2

    Beautiful, excellent playing and singing

  • @EmilyMuchenga
    @EmilyMuchenga 9 місяців тому +1

    Mbira dzenyu nemazwi anokomborera.....rambayi muchiita kuti tiswedere pamadzinza enyu padzinde revanhu vatema tirimudzimbabwe

  • @memorymazhindu
    @memorymazhindu 9 місяців тому +3

    Hekani waro machembere ndatenda zvangu 🎉🎉🎉🎉

  • @providenceruvengo8026
    @providenceruvengo8026 7 місяців тому +1

    Well done 💯 ladies monorova

  • @pauzamsiska3605
    @pauzamsiska3605 7 місяців тому

    🕺🏾🕺🏾🕺🏾🕺🏾 I'm home when I'm here ❤️❤️❤️

  • @kessithole9146
    @kessithole9146 9 місяців тому +1

    Machembere ❤❤❤ Izwi ramuchembere a Rhoda Dzomba rinondipinza muchinyakare chakadzikadzika Haaaaaaaaaaaaaaaaaaaaa ❤❤❤

  • @theyjustwantyourmoney4539
    @theyjustwantyourmoney4539 9 місяців тому +1

    👏👏👏👏 Mbira music lives on

  • @SusanKarikuimba
    @SusanKarikuimba 8 місяців тому

    Mmmm u nailed it ndofunga neparere mbuya Stella Chiweshe vanonzwa kufara pamwe chete naChiwoniso Maraire my favorites in mbira music ❤❤❤

  • @sharlleenmphwanyera6009
    @sharlleenmphwanyera6009 3 місяці тому

    Yeaa this is deep🔥🔥👏

  • @kelvinmarwizi8769
    @kelvinmarwizi8769 9 місяців тому +3

    This is beautiful ❤
    Sei ndikanzwa mbira ndomerera.

    • @neliaphiri1078
      @neliaphiri1078 9 місяців тому

      Ehhh nhai .. ko sei

    • @SandraJessyMatsika
      @SandraJessyMatsika 6 місяців тому

      It is in our blood. Our culture our pride❤❤❤❤

    • @Tinashe-w2f
      @Tinashe-w2f 5 місяців тому

      There’s something spiritual about it.

    • @Masimba-b2i
      @Masimba-b2i 3 місяці тому

      zvakanaka, mbira ndodzinodaedza vakayenda kare ... vari mumapako , mumakomo , mudzininga nemuhova... iko kutomerera kunodudza vari pamafudze enyu changamire ndizvo nhy... ndatenda

  • @proactiveafrica323
    @proactiveafrica323 7 місяців тому

    Proud of my Zimbabwean cultulre and these amazing talented beautful ladies.

  • @christophermuzavazi147
    @christophermuzavazi147 9 місяців тому +1

    This is just amazing. Rhoda is a consummate minds petformer.

  • @MitchelleChipangura
    @MitchelleChipangura 5 місяців тому

    I'm of you my Zimbabweans woman

  • @PaulineGonye-f7v
    @PaulineGonye-f7v 9 місяців тому

    Rinotendwa machembere zvawonekwa Dzimbahwe ulululululu....

  • @TawandaweMhazi
    @TawandaweMhazi 5 місяців тому

    Great stuff!!

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 9 місяців тому

    Maiwe ko maive makahwanda kupi this is very nice ndatyoisa like ini ko kutamba hako tatenda ma chembere

  • @mbucket2975
    @mbucket2975 2 місяці тому

    Deze ndizvo guys. Hekaaaaa

  • @patieking4392
    @patieking4392 5 місяців тому

    love this

  • @Kamangaify
    @Kamangaify 6 місяців тому

    Simply, magical!

  • @tafadzwamunetsi8370
    @tafadzwamunetsi8370 5 місяців тому

    Ndipo machembere❤

  • @kingstonzinyemba109
    @kingstonzinyemba109 9 місяців тому +1

    Aiwa dzabatwa nemhare chokwadi..zvinotendwa Machembere

  • @angusngwarati3760
    @angusngwarati3760 8 місяців тому

    Women's league on mbira,,,well done keep it up.

  • @mukombe15
    @mukombe15 9 місяців тому

    Dzenharira hoyo, mugoti wobvira uyooo!!!!

  • @stephenmunadzo1681
    @stephenmunadzo1681 8 місяців тому

    This is brilliant and well done ladies keep it up what a masterpiece i am impressed and inspired.

  • @mdkt1097
    @mdkt1097 9 місяців тому

    Muri Mhare mazviro kwazvo Mahombakadzi ululululuuuuuuuu

  • @elviszimbwa9415
    @elviszimbwa9415 9 місяців тому

    Well done ladies good music

  • @sandrachenaidozva8615
    @sandrachenaidozva8615 9 місяців тому

    Zvatendwa machembere❤❤

  • @lloydmakombe9108
    @lloydmakombe9108 9 місяців тому

    Now this is music..

  • @predicemisaadam3685
    @predicemisaadam3685 7 місяців тому

    Pahosho❤

  • @mikedavid2205
    @mikedavid2205 29 днів тому

    yakanaka mbira iyooo tinotenda

  • @MaSs_GOLD
    @MaSs_GOLD Місяць тому

    Rovai hosho soko apooo

  • @tindokadya1
    @tindokadya1 9 місяців тому

    Pane shasha apo!👏🏿👏🏿

  • @fariemandaza3272
    @fariemandaza3272 9 місяців тому

    Deze rabatwa apa👏🏾

  • @NyashaMugarisanwa
    @NyashaMugarisanwa 5 місяців тому

    Zvakanakisa izvi,vanotekenura mbira varandakadzi ava

  • @esthernyadaka
    @esthernyadaka 6 місяців тому +1

    Ngazviende mberi machembere

  • @rosebudmutumhe3925
    @rosebudmutumhe3925 8 місяців тому +1

    Ndiro Ndiro machembere rinonzwika nevari Uzuru rinotendwa

  • @KudzanaiAntonette
    @KudzanaiAntonette 8 місяців тому

    ❤❤❤❤❤

  • @stephenchikomba9002
    @stephenchikomba9002 15 годин тому

    Musambo uyu wepasichigare unondiitira zvakanaka
    Komborerwai nemidzimu yenyu pamwe neyenyika muri rudadiso

  • @NyashaMugarisanwa
    @NyashaMugarisanwa 5 місяців тому

    Gogo vanoshaura havo avooo

  • @KilfordGomba
    @KilfordGomba 7 місяців тому

    ❤❤❤❤🎉🎉🎉🇿🇦

  • @changamiredzvuraimafemboch691
    @changamiredzvuraimafemboch691 9 місяців тому

    Ambuya vangu Dziva iwee!!!!

  • @AlexanderJonga
    @AlexanderJonga 8 місяців тому +1

    Hekani waro machembere mbira nemakosho ayiwa mandinyerekedza hekani waro vari kumhepo

  • @AlexanderJonga
    @AlexanderJonga 8 місяців тому

    Mamba kwedza nguva yemhondoro mbira inonakidza mandinyerekedza hota hota hota makoshoo teererayi mbira iyooo hekani waro bhesi hamusi kurinzwa amanaka

  • @mdkt1097
    @mdkt1097 9 місяців тому

    Zvishoma...and dancing

  • @melanieadaeze61
    @melanieadaeze61 9 місяців тому

  • @jessieedwins1029
    @jessieedwins1029 5 місяців тому

    Mowanilkepi

  • @tb.m5517
    @tb.m5517 9 місяців тому

    maihwee @0:44 ndinzwireiwo bass ririkupinda apo 🔥 anenzeve?? this is nice...vadzimu vangu ndirikukunzwai !

  • @TheresaT-i2h
    @TheresaT-i2h 6 місяців тому

    On repeat as I work, kugonesesa uku ,where is this group based?

    • @MharedzeNhare
      @MharedzeNhare  6 місяців тому

      The group includes members from Harare, Chinhoyi, Gutu, and Mhondoro!

  • @tonderayimatema8722
    @tonderayimatema8722 9 місяців тому

    Maoresa!

  • @mukombe15
    @mukombe15 9 місяців тому

    Ndasvitsa yangu miviri machembere

  • @thomaskwaramba4693
    @thomaskwaramba4693 7 місяців тому

    100% Mchembere

  • @sheillahchakanyuka1260
    @sheillahchakanyuka1260 9 місяців тому

    Rinotendwa machembere angu rinotendwa

  • @thepan-afrikanist1351
    @thepan-afrikanist1351 2 місяці тому

    Koo ndanga ndirpiko 2012 nhai veduwee,
    Kurasikirwa kukuru kwandange ndakaitwa
    Totenda vakuru nekutidzosa mugwara
    Hande naro repasi

  • @vaughnnyakue3831
    @vaughnnyakue3831 8 місяців тому +1

    Nhovapasi yoita kudandauka hayo

  • @Tanaka-jh1ns
    @Tanaka-jh1ns 23 дні тому

    Manake 2025

  • @cynthiamotsi1707
    @cynthiamotsi1707 6 місяців тому

    Rinotendwa machembere

  • @dephinechivhunze7492
    @dephinechivhunze7492 9 місяців тому

    Tinotenda machembere

  • @chingombedaries
    @chingombedaries 9 місяців тому

    Pabatwa deze apa

  • @SinikiweMakundr
    @SinikiweMakundr 8 місяців тому

    Machembere

  • @Zinhle314
    @Zinhle314 9 місяців тому

    💯💯💯💯🌹🌹🌹🌹👌👌👌👌🇿🇼🇿🇼🇿🇼💫❤️❤️❤️

  • @blessingzanorashemuchena6164
    @blessingzanorashemuchena6164 7 місяців тому

    Mazvita

  • @wadzanayimutsakanyi7898
    @wadzanayimutsakanyi7898 7 місяців тому

    Where do I find them? I need to give them a show

    • @MharedzeNhare
      @MharedzeNhare  6 місяців тому

      Please reach out to us via Facebook!

  • @SHILLAGAPARE-ot2rx
    @SHILLAGAPARE-ot2rx 6 місяців тому

    Munogona machembere

  • @AlexMartinez-r7g
    @AlexMartinez-r7g 4 місяці тому

    Munogona henyu veduwe

  • @spiwemars-ms9qs
    @spiwemars-ms9qs 7 місяців тому +1

    Originally shona music kwete kukopa ma Zulu zvese ne attire dzavo

  • @Hasu30
    @Hasu30 9 місяців тому +2

    Manga makahwanda kupi? Seyi ndatanga kukuzivayi nhasi ? Munogona

  • @DurastoneSprings
    @DurastoneSprings 9 місяців тому

    Manake

  • @MrMufuga
    @MrMufuga 7 місяців тому

    The drummer is great. Drum must be subtle to allow mbira to come thru

  • @tenmikechiz
    @tenmikechiz 9 місяців тому

    Motekenya Mbira muchishambhadza Mbuya Charwe, koMweya Huru hweNyika: HwaChaminyuka? Mandirasa nhai? Itai ka 😤

  • @IanMakombe
    @IanMakombe 3 місяці тому

    My word! Ummmmm...no music producer at all, how the bass blends with the drum....?

  • @PaulineGonye-f7v
    @PaulineGonye-f7v 9 місяців тому +5

    Rinotendwa machembere zvawonekwa Dzimbahwe ulululululu....

  • @RalphMunashe
    @RalphMunashe 2 місяці тому

    Totenda machembere❤❤❤❤❤

  • @nomattermusiyapinda9875
    @nomattermusiyapinda9875 8 місяців тому

    ❤❤❤❤