ndakazvitaura ini pane yamufundisi iya kuti Mtasa is now showing kuti he is Zimbabwean after all. Masiyanei na Chief Makoni? hapana kutonga kwamaita Samaita. 2 cases idzi mapotsa. please review and take cobstructive criticism
Your remarks in the last 10min of the video was so wise. That's the advice that the young marriages lack. Divorce is not a solution to every marriage dispute. Unorambaniswa nevanhu vakaroorana. Good job Mambo.
Musikanacuyo achaurayiwa, mindset yekuti chingoshinhira urimo yakuvadzisa vakadzi vakawanda, juoererwa bebrain ikoko, life is too short that man atosombiswa mabasa akashata na mambo
@@ruvachazika1223 both have assaulted her, they reported broken ribs and swollen eyes prior to Tete devouring her breast. Imhuka dzevanhu mhuri yacho yese
Chief Mutasa matadza kutonga. This young lady is living in hell nemhondi idzi. Dare and Community Must safeguard the women WTF. This is Total Abuse of another human being.
Mmmmm mambo iyi nyaya maitadza.ko sei varume tichiroora vakadzi vekuchengetesa ķumusha.murume gara nemukadzi wako.kana usingakwanise kugara naye kubasa at least vakai penyu.
Mambo Mutasa vatadza kutonga nyaya apa, ngavasa manikdze vanhu kudzokerana ivo vakarambana kune rimwe dare, plus chero marambana nemukadzi unofanira kupedzisa kuroora kana wanga usati, uye mombe yehumai it's a must kane paine mwana
People were not given time to talk their issues ...the chief only only talking his preconcieved ideas....the chief was talking more or lecturing instead yekuti riite dare...matove muclassroom umo coz the chief seems to know everything even b4 you talk...
I think pamwe pacho Mambo mukubuda munyaya such statements dzinotaurika it's common mukadzi or murume can say those words kuti makuda mwana wangu sei especially kana pakatomboita ka element kekurwisana panhumbu mambo musakonzeresa at times stick kunyanya ine humbowo😊
Apa matonga zvakadhakwa ko muskana akagara nemwana pese pari hachashande hr an hamusi kupa vanhu mukana wekutaura nyaya iyi matonga zvizvo makungo bvanyangura nyaya manje
Comment yataurika apo yekuti baba vakapinda kumwana was it necessary?vana vasikana vazhinji they are close kunaana baba vavo haisimhosva kuti aiudzawo baba vake nyaya dzake
Mujolo issa pandemic I tell you. Asi I think blazo awo got away with nyaya yekurowa mukadzi. The chief was supposed to counsel the husband against kazhet kekurova mukadzi. Apa maSister vanenge varikutonga mumaStreets handisi kuvachenesa hangu. Body language yacho yakapenga. Mumwe arikutiwo paifanirwa kusungiswa dare😂. Ndatove neConfusion kuti manje nyaya yacho irikuenda kupi. . . I am sure ichange ingori suffer continue after dare iri.
Ko iye kana Mai na cc vake vasingadi mukadzi wake sei asingamutori kuti agare naye ku south Africa kusina Mai na cc vake kana vachidanana ngaangotora mukadzi aende naye cause zvandaona apo vabereki avo vava kuda kuti mwana aende kubasa vawane Mari yekudya pamusha Pavo ASI murume wake anomuda
Chief uyu akuita zvechiwoko mupocket mufundisi vatove off the hook apa ndovakahura nemukadzi wemunhu
Very true
Chioko muhomwe chiri kwese kwese mumwe wangu
Ko kuzoita confidence manje vachiti ngaauye neproof yekuti akatibata kkkkk vaiziva kuti vaive vapedza nyaya kudhara
Yamufundisi yandirwadza
Ichokwadi it's because we hyped him too much. I was so disappointed by that judgement.
Mambo Mutasa is the best,,,ikozvino zvakunetsa kuteerera mamwe matare bcz judgement yacho inenge ichimara
Nhimbe your picture quality is good however the sound is very poor due to wind .It makes it impossible to follow your videos.
Correct
ndakazvitaura ini pane yamufundisi iya kuti Mtasa is now showing kuti he is Zimbabwean after all. Masiyanei na Chief Makoni? hapana kutonga kwamaita Samaita. 2 cases idzi mapotsa. please review and take cobstructive criticism
Your remarks in the last 10min of the video was so wise. That's the advice that the young marriages lack. Divorce is not a solution to every marriage dispute. Unorambaniswa nevanhu vakaroorana. Good job Mambo.
Musikanacuyo achaurayiwa, mindset yekuti chingoshinhira urimo yakuvadzisa vakadzi vakawanda, juoererwa bebrain ikoko, life is too short that man atosombiswa mabasa akashata na mambo
Nxaa ngavasiye munhu atsanangure haiwawo vanovhiringidza munhu chief dai vasiya mkadzi ataura side rakewo aaaaa
Haaaa chief musadaro imi maibata zvisizvo zvine ka favor
Objective, fair and just verdict. Well done mambo Mutasa
Clerk of court serious man🤣🤣🤣🤣
Mambo Mutasa mazuvano havachagoni kutonga vakutarisa kumeso kwevanhu, nyaya iyi vaitadza chose pachivanhu chedu
Zvimakurukota zvaVhief zviviri zvirikuleft kwavo izvo zvongodairira chozikanwa hapana
Vano pesvera zvekt 😅😅😅
😅😅😅😅😅😅
My sister usagare nemurume anorova, unofira mafufu segozho
Anorohwa na tete not murume wake
@@ruvachazika1223 both have assaulted her, they reported broken ribs and swollen eyes prior to Tete devouring her breast. Imhuka dzevanhu mhuri yacho yese
Mambo Mutasa iyo idamage zviripamutemo muchivanhu mombe 3 nembudzi 3 ndochivanhu hatisi roora asi damage pamwe pacho musacomplicator nyaya l think Judgement ya Headman iyo yayakatongonaka
Chief Mutasa matadza kutonga.
This young lady is living in hell nemhondi idzi. Dare and Community Must safeguard the women WTF. This is Total Abuse of another human being.
Murume uyu ngauye nemukadzi kuno kusouthafrica
Improve on sound quality
Definitely, thank you for that.
Mutasa wane nyaya mbiri dzaurikutadza kutonga ndirikukuona hangu wakuda kudzungaira kunge vamwe
Sound quality poor,do something about this otherwise its a waste of our data
Thanks chief mutasa for building our marriages
Mambo Mutasa keep it up Dai ndiri mudunhu renyu ndimi maitogona kutibatsira zvirikuitika kumhuri yedu
Mambo Mutasa u ur unfair aparegai mwana ataure nyaya yake uyo
Wabereki budai mudzimba dzevana
Mmmmmmmmmm sound sound sound please akuzwakali kahle baphathi bama camera
Mambo dzokerai mumuforo wenyu wekare MOTi taasaaaaaa sezita renyu Mutasaaaa
Haaa mambo wakadhakwa mazuva ano. Kunoroorwa mwana cz pane mwana apa
Thank you mambo mutasa mogona kutenga sando dzenyu
Mambo munositonga but apa uuumm matengwa henyu
Mambo mutasa corruption hamusi kunyanya hre
Mmmmm mambo iyi nyaya maitadza.ko sei varume tichiroora vakadzi vekuchengetesa ķumusha.murume gara nemukadzi wako.kana usingakwanise kugara naye kubasa at least vakai penyu.
Mambo Mutasa vatadza kutonga nyaya apa, ngavasa manikdze vanhu kudzokerana ivo vakarambana kune rimwe dare, plus chero marambana nemukadzi unofanira kupedzisa kuroora kana wanga usati, uye mombe yehumai it's a must kane paine mwana
Kana ariye aramba murume hapana chinopedziswa
People were not given time to talk their issues ...the chief only only talking his preconcieved ideas....the chief was talking more or lecturing instead yekuti riite dare...matove muclassroom umo coz the chief seems to know everything even b4 you talk...
Amwene nemwanasikana venyu kusada muroora muchakohwa zvamukudyara
Mambo mashaisha.zvasiyanei neyamufundisi.yehu underage yaapindasei pamufundisi
Nyaya yamai vekuhura namifundisi mambo matadza henyu kutonga ende mandibhowa madzvanyirira murume uya nxaa
Mambo you killed me today 😂😂😂. Chimwana chota kuyamwa , yowee
😂😂😂😂😂
Apa chief mutasa vatadza because is from not his kingdom.. the lady has suffered a lot abused humiliated..
Very true wangu... Tomu bhiga but apa atonga pachidofo
Ndaona sekuti vagona because vati iwewe kurohwa kwawakaita enda uno reporter... Vataura kuti mhosva hairove
Mutasa waingoti hako haunzwe nyaya before court but iyi wakaitonga kare kumba kwako
Sound advice in all respects A true builder Mambo Mutasa
Kwenenzverayi sound please haisi right
Will surely do
Nhimbe tv ndeyekumama siyirai Karanganda paSound. Buy equipment musati maita zvebroadcasting izvi. Handina kutozoterera pandangonzwa kutanga kuti Sound matuzvi chaiwo
Nhimbe haana mhosva
I think pamwe pacho Mambo mukubuda munyaya such statements dzinotaurika it's common mukadzi or murume can say those words kuti makuda mwana wangu sei especially kana pakatomboita ka element kekurwisana panhumbu mambo musakonzeresa at times stick kunyanya ine humbowo😊
Pachokwadi dzimba dzevana vachangopinda muwanano dzinopera kuputswa nevabereki neveukama. It hurts me to see young and promising marriages destroyed
👏👏👏👏
Chief Bushu naNyamaropa ngavambozvipa nguva yekuteerera kwaMambo mutasa panyaya dzeroora idzo
Mambo Mutasa vatadza kutonga..
Hongu vanosigona asi vatadza 100%
Mambo ava vakatengwa nemarands chii chavari kutonga apa I used to like matongere ake but today very disappointed
Ko kana akasara nejeredzwa haribviswe here becoz vanhu varambana. Mambo dzimwe nyaya murikutongera favor.
Apa matonga zvakadhakwa ko muskana akagara nemwana pese pari hachashande hr an hamusi kupa vanhu mukana wekutaura nyaya iyi matonga zvizvo makungo bvanyangura nyaya manje
Mambo hamugonikutongaimi aaaa
👏👏👏
Sound ma 1
We apologise for poor sound, we will surely fix this.
Ahhh ko ngavasiye ataure zve vanotonga seiko kana vasiri kuda kunzwa side rake
Mambo Mutasa apa makundikana kutonga
Uyo tezvara wakapusa uyo wakutsanga nyaya
Mambo munongona kutonga I'm here in south Africa
👏👏👏👏
Zvako uri kuSA
Panyaya iyi vatadza
Murume ngagare nemukadzi wake zvapera
Yes, even achimuponda zvakaipa kudai mukadzi anofanira kusshingirira kudvika aurayiwa ndiyo inonzi marriage chairo, mkadzi i punching bag remurume wake, garamo kusvika Asiata, brain makaisepi nhai
Sound quality pliz please improve
Pamwana handione panenyaya asi vanhu ndimi maakutopa kanyaya kasipo
Kkkkkkkk haasi hake mukwasha mukwambo, from Chikwambo
Kuchiri kutonga here ikoku.
Mambo Mutasa mukurasika worse imi
Apa vatadza kutonga shuwa mambo, plus vakutomakidza vanhu kuti vadzokerane aaa
Uuum
Mambo maimbotonga chokwadi zvama zvirokwazvo iyezvino mava ku pihwa ye ku dhiza
This weekend manyepa matongero most of your cases mambo
Ichiwo same ne tch
Uyu mambo ma part 2 ake anenge adhakwa chiiko mazimbabweans murikutengwa hre
🤭
Comment yataurika apo yekuti baba vakapinda kumwana was it necessary?vana vasikana vazhinji they are close kunaana baba vavo haisimhosva kuti aiudzawo baba vake nyaya dzake
Not yekurarana Patricia yo can’t be discussing your sex life with your paps
@@royalhustler2975 yaah l see hazviite for sure
Amwene face yenyu says it all
Mambo itai mushe imi matongeŕo enyu akadhakwa
Sound quality is very very poor
But i like zvawari mchief awo warikuwakiridza marriage
Mabharani srs
🤩
Mujolo issa pandemic I tell you. Asi I think blazo awo got away with nyaya yekurowa mukadzi. The chief was supposed to counsel the husband against kazhet kekurova mukadzi.
Apa maSister vanenge varikutonga mumaStreets handisi kuvachenesa hangu. Body language yacho yakapenga.
Mumwe arikutiwo paifanirwa kusungiswa dare😂. Ndatove neConfusion kuti manje nyaya yacho irikuenda kupi. . . I am sure ichange ingori suffer continue after dare iri.
Ndomuda hangu mwana uyo
Ko iye kana Mai na cc vake vasingadi mukadzi wake sei asingamutori kuti agare naye ku south Africa kusina Mai na cc vake kana vachidanana ngaangotora mukadzi aende naye cause zvandaona apo vabereki avo vava kuda kuti mwana aende kubasa vawane Mari yekudya pamusha Pavo ASI murume wake anomuda
Munovaka shemu mwari ngaakukomborerei
Haiwa ibvai apo verengai ma comments kuti mugadzirise matongero nguva ichipo nxaaaaa
Haaa nhimbe, veduwe matibaya. Background noise too much.
Pakapotseka, mhepo yakativhiringa motiregererawo tinogadzirisa.
Nhimbe pliz sound yenyu inorwadza improve pliz
Kwaiva nemhepo tichapagadzirisa mazvita.
Iwe mukomana huya nemukadzi wako kuno amai vako imboko na cc vako
Sound quality is very poor😢
Pakapotsek
Saka mukurambirei kuti atsanangure nyaya yacho aah
Sound quality 0% pure quality
Mambo mukurasika
Vakadzi tirikudzvanyirirwa
Vakadzi imbwa dzevanhu kunyanya vabereki vemukadzi ma stupid nonsense vakafumuka fanike Mai vemusikana I think vaipinda mubhawa chete ndomavakawanana nemurume uyo arihwindi
Fn yemurume mainini siyai munokuvara
Dare rakatanga kutonga nyaya iyi rakapa mutongo..saka dare ra chief Mutasa ropawo mutongo waro..saka dare roteererwa apa nderipi...ndatovawo confused
Haaifanira kubvisa judgement yemumwe mambo, aaa hakuna zvakadaro apa vatadza kutonga apa
Mutasa ari kuda kuzvi ita mu salad asi chivanhu tese tinochiziva
Havagonikutongq ava 😂
Mambo nedare renyu ipai vanhu nguva yekutsanangura..Do not channel vatsananguri kune zvamunoda imi
Sei muchiti pakatsanangura munhu 1umwee haapiwe mukana mune makatengwa hre uye dare renyu ndere kumanikidza asisade hre haa dhemit mhani
Mutasa akunwa mutoriro manje. Kutdza kutonga zviri pachena
Imhepo hr
Hongu imhepo, motiregererawo ipapo
Hamusisiri faithful
Imba yevana ava iri kuparadzwa necriminals around them in ED's voice
Work on sound distortions