Let Joy breathe!!!! She looks stunning!❤in all outfits🌹, nice hairstyle , pfeka zvawada sha muviri ndewako and your husband loves that, usaterere mazi sascum aya
Second No harisi godo asi pfekai ndedzenyu asi kushamira nyika hazvina hunhu musanditukewo kkkk Dec tenge takuudzwa kty hatina chatinoda kwamuri vakafanana kwaiva kushaya chete Kiki akutokundwa kushama mazuvaano namai Nyathi
Everything is on point mrs nyati eccept kucya dumbu panze uine preg,,,,,try not to wear macrop top,after 9mnths mozopfeka henyu zvese zvamunoda,but to b honest we love u❤❤❤❤❤❤
@cleopatramabika987 ndimi vanhu vanoita kuti munhu ashaye self value cz you support nepasina kunaka she to cover herself well and kune hembe dziri classy and modesty zvekuti she does not have to be naked to look good.
Tisu tinofolowaaa vanhu aa saka we need to comment tichavaudza zvekuitawooo gyz mapfekewoo munhu anitsiurwaaa haaatukweee respect pamuviri wemaCelebs edu gyz apa vanemaMuviri
Vanhu a confusing her hee haugone kupfeka hee this n that, constructive criticism is much appreciated bt mamwe matauriro anoita kuti munhu asazive zvekuita,
Wasvotwa nei musiyei apfeke zvaanoda muviri ndewake hausi wako. Dei vari vana Kiki nana Phoenix mataura izvozvo ere. Mind your own business and let Joy breathe for a second. Huroyi ihwohwo, dzenyu dzimba mapedza nadzo ere Moda kuuya pano koita vana social media TETEs kunge munoona sterek kupfura vanhu vese, mune kakudheerera nekakuzhangandira so🙄🙄🙄
@famianazhanero9968 problem mai nyati vakaisweka kunz avasikugona kupfeka ivo vakafunga kut apo hembe adzina kushata but vaipfeka skirt top boots zvisingaenderani zvino vakazorasika manje Jean skirt sneaker zviye azvina kushata but zvinonoda pazvino matcher
Looking good makoti
Akanaka zve sure mkadzi wako nyati ❤🎉
Vari Kuti Mai kiki vaisa dumbu panze muri imbwa dzevanhu Mai Nyati vavachenesa mukuda adiiii mwana pfutseki wenyu marombe lots of love to Mai Nyati
nhy akapfeka zvakavhara hanzi heeee anenge chembere ok opfekawo zvakavhurika voshora futi nxaaaa vanhu ava i katsi dzevanhu ngavasiye mwana aaah
Let Joy breathe!!!! She looks stunning!❤in all outfits🌹, nice hairstyle , pfeka zvawada sha muviri ndewako and your husband loves that, usaterere mazi sascum aya
I love u❤ gz makachena Mai nyathi
Hanzi ndokuburitsa mubudget this time 😂😂😂
Nice hairstyles ❤
Vanhu hamuna chakanaka mwana uyo maigaro mutuka muchiti aagoni kupfeka izvezvi makuti aisa dumbu panze moda kuti aite sei wakachena makot mkoma mkuchengeta mukadzi rambai makadaro mkoma ❤❤❤
Makachenesa amai Nyathi apa murikunyatsomapihwa mazirudo acho ❤
Wish you the best ❤🎉
This is nyc ❤❤❤
You are Looking good Makoti❤❤❤❤
Mai Nyati makanaka❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉
That's great Makoti Wami
You are looking good mai Kiki
Beautiful ❤❤❤
Pfeka zvaunoda mai Nyathi aslong warukwa musoro chete that was my wish
Second No harisi godo asi pfekai ndedzenyu asi kushamira nyika hazvina hunhu musanditukewo kkkk Dec tenge takuudzwa kty hatina chatinoda kwamuri vakafanana kwaiva kushaya chete Kiki akutokundwa kushama mazuvaano namai Nyathi
@@CmpmX-v3w nhai
Akachena motii atedzera kik ndiye ega anoisa dumbu panze akapfeka zvakavhara moti heee waita chembere musadaro siyai vana vafeme mhepo ava ramba wakabata ipapo mai Nyathi ita zvinoda Gir kwete isusus
I agree with you
Looking good mai Nyati ❤❤❤
You are beautiful with the braids, & you are beautiful with your natural nappy hair!!!! I like the way your husband is complementing you!!!
Dumbu mukati coz une nhumbu the out fit is cute
Beautiful
Nice❤
Pfeka zvaunoda mai nyati vanhu vakakutsoropodza fut wapfeka dress rinobata vachit hariite so wenyama haungamugoni
Gidza pfekedza kamunhu kako ukagadzirise kalooke looke nice ❤❤❤❤
Murkurwadziwa hre ❤❤❤❤❤
Beautiful looking pretty in young people need to stop confusing this woman
Vanhu amuna kwenyu sure apfeke migugururu yacho hee ukuita sechembere hee kuzungaira kuchapra riini haa taneta nezvamunoda siyai vana vaite zvanoda 😂😂😂
Stunny
You're looking good sweetheart ❤❤❤
Good ndaishuvira kuona mai Nyathi vachirukwa so now you are on the race mai Nyathi, the beauty of a woman is from the hair, good lucky Nyathi family
Mai Nyati pfekai zvamunoda kwete kutedzera vanhu
Nice makoti
You're looking gud❤
Wakanaka wena ramba uchiwedzera❤❤
You are looking good ❤
You Are so humble 😂😂😂😂 church vibes 😂😂😂 couple yenyika 😂😂😂 Ko kutoredzera Kiki makathi haithi 😂😂😂 munhu be yourself and dress decent
@Charitymoya9373 unotitukisa iwe 😂😂😂 gore rino 🎉
@@CmpmX-v3w apa humble yaka mboinda ku church ne ma cargo paints kkk hapana humble kushaya
Nice
Dumbu riri panze zvaro but jerasi pasi makachena mai nyati. And makafitwa
Nice hair style wedzerai mari kumurukikkk
Mutungere tuma dress tuya tunenge tuma teneti nyathi iwe not tuma trouser utwo hatusi kufita
Musaisa dumbu panze vanangu musatevedzera kiki wa tyte anogoisa rake panze
Looking good girl
Love u gyz
Zvinhu zvamwari its hidden sure ndiyani aizviziva kuti life ichakunakidzai nhasi ,umm ngavatendwe mwari
Everything is on point mrs nyati eccept kucya dumbu panze uine preg,,,,,try not to wear macrop top,after 9mnths mozopfeka henyu zvese zvamunoda,but to b honest we love u❤❤❤❤❤❤
❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤🎉
Oooh
Marukwa zvaanaka mai nyati bt mapekero enyu kadumbu panze ako ,,,chimbopfekayi zvikuita mamwiri wenyu bt izvoo yoooo....azvisi kubida shuwa
Makachena Mai Nyathi jealous down rambai muchirukwa
Usanyo tsauka pamapfekero ako
Mai nyathie vakanaka ava nyathie ngaango gadzira mkdzi cht
Dai mambosiya zvekushama wena tiri vanhu vatema. Dumbu harifani kuonekwa
Iye munhu anenhumbu anopfeka crop top here zvinozoita kamwe kakusemesa so.
Is this personal hamusi mavekuzvinyanya here shez e body that fits everything plse just give her space mufunge this is uncalled for
@cleopatramabika987 ndimi vanhu vanoita kuti munhu ashaye self value cz you support nepasina kunaka she to cover herself well and kune hembe dziri classy and modesty zvekuti she does not have to be naked to look good.
.musateedxere zvinoda nyika .ityai mwari .muviri ndewemurume hausi wenyika yose.munhu wamwari haapfeke senyika kushambadza muviri wake
Ichokwadi ngavapfeke zvinovaitira kwete zvinoda vanhu aaah
Kkkkk haaa ini zvekutambidxa munhu wandobhadhara mari yangu mabraids handibati
Tisu tinofolowaaa vanhu aa saka we need to comment tichavaudza zvekuitawooo gyz mapfekewoo munhu anitsiurwaaa haaatukweee respect pamuviri wemaCelebs edu gyz apa vanemaMuviri
Vhara dumbu rako semunhukadzi usasiya dumbu panze tinokuda wakadaro uchipfeka zvakadzikama chete
Ndonzwa kufara vanangu vanegodo vachanyura
Hezvo ko zvachashamiswa on camera amai ava😂😂😂
Musoro ngaugadzigwe kwete kuita mbiri pa social media ' kupfekawo zvinoonekera aaa chii nhaimi chero wakakurira kumusha chimusha ngachibude aa
Dumbu panze andizvifariri hangu
Dumbu panze Mai Nyati usabva pahunhu hwako mnikina zvoitwa nema hure izvo
Vanhu a confusing her hee haugone kupfeka hee this n that, constructive criticism is much appreciated bt mamwe matauriro anoita kuti munhu asazive zvekuita,
Ummmm makurasika akati kuisa dumbu panze ndokugona kupfeka ndiani . Mari yakaipa asikana makuitsvaga zvisizvo
@EnnetRuhora 😂😂😂 taura zvako hameno wakavaudza kty kuburitsa dumbu panze ndokuchena zvakaoma asi ndakavaona kty zvekushama vaizvida zvisingaite kwaiva kushaya chete ndakambokuudzai kkkkkk kty mkadzi anoda kushama iyeye
Giribheti washinga here kty nyika yose iwone nyama dzamai uuuum mari inechitema mari iyi marukaa zvakanaka mai Nyathi
Wasvotwa nei musiyei apfeke zvaanoda muviri ndewake hausi wako. Dei vari vana Kiki nana Phoenix mataura izvozvo ere. Mind your own business and let Joy breathe for a second. Huroyi ihwohwo, dzenyu dzimba mapedza nadzo ere Moda kuuya pano koita vana social media TETEs kunge munoona sterek kupfura vanhu vese, mune kakudheerera nekakuzhangandira so🙄🙄🙄
@@Nyarriee thank you God bless you Nyarie
Mai Nyathi outfit bhoo,hairstyle bhoo futi zvaita mai Nyathi wakaita wakaterera macomments,izvo zvekuti dumbu panze zvave zvako ita zvinokuitira as long usingadress sechembere uchimatchesa makeke chaiwo
Kuisa dumbu panze zvine vanofitwa izvo plus munenhumbu hazvina hunhu
❤❤❤😂
Hamusi marukwa exactly zva kiki herrrr
😂😂😂😂😂😂😂 ndizvo apa vese vanemimba haaaa competition yacho ma1
Haaaa vanhu matanga
@@MelbaTanyanyiwa atina kutanga kungotaurawo zvatrikuwona
Apa vese vakupfeka vachidiya dumbu panze kkkkk
@famianazhanero9968 problem mai nyati vakaisweka kunz avasikugona kupfeka ivo vakafunga kut apo hembe adzina kushata but vaipfeka skirt top boots zvisingaenderani zvino vakazorasika manje Jean skirt sneaker zviye azvina kushata but zvinonoda pazvino matcher
Hazvina kukufita dear hazvisi kutarisika
Nice❤❤
❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤🎉