The best interest to solve the country's economy is for Mnangagwa relinquish power to the one that was mandated by the people because the power to govern the country is vested by the mass and their ability to forge the country ahead once president take the throne it will be a matter of month or weeks the country back to its heyday chamisa chete chete we don't waste our time to talk about stooges khupe and other small boys they must go back to school learn and understand the word politics the problem which is bedeviled the country is not natural but man made program by Mnangagwas and his cronies
Ok my question is , if it's true that chamisa is holding the country not going forward, why then him mnangagwa as a true who loves his people can't talk to him as do when flies around the world to look for investors, hanty he goes there knowing ndokune yese he should do the same with chamisa, and chamisa nyika zveshuwa
@@traawexaviors6336 proffessors failed us and are still failing us. Lots of liars and pretenders. Izvi zvavekude wisdom not education. Vatungamiri kwete vatongi. Mutungamiri anofanira kuita vatongi vanomuudza kuti avekubuda mugwara reutungamiri but I am yet to see that in my beloved country. Please remember I am just a nobody who is suffering also coz of leadership crisis. Just saying my view.
Mr Chamisa just show the world that who you are by joining dialogue and fix Zim economy if u are a truly keader of the people just forget about Zanu what what if economy fixed by you then come year 1923 on votes you will win like eish I don't know just tske it easy Mr you be a Zim leader one day
@@obertmuchena8956 on dialogue we don't want that fuken foolish idiot nonsense MDC chamisa...who's chamisa ...once he comes to dialogue we show him who we are .
Because as you know .. he is the only one who oppose E.Ds legitimacy ....that's were dialog comes in ...because without resolving their issues pertaining 2018 Electoral results that questions E.Ds legitimacy ....we see no fruitful dialog .... These other participants aren't against E.Ds presidential legitimacy ....they're all in agreement with E.D...and they do not have dispute with him ..... Am sure you know what dialog stands for ...
Thank you for supporting BUSTOP TV.Don't forget to subscribe to our UA-cam channel
Give likes if you want a better future for Zimbabwe
vana gonyeti kungoukura chete
People want Chamisa to be the Zimbabwe president simple
Thanks busstop TV u rock guys
N'anga dzese ngadziende kureeee chinhu ndecha Chamisa
Blue shirt arikumberi chaiko pafeya
business as usual,suffer continue
kkkkkkk people wants Chamisa simple
Chamisa uneyese yaaa ndabvuma hangu, ndiri muZanu hangu but zvikaramba zvakadayi ndozvisiya ini...
Kkkkk anenharoo
Without chamisa it cannot be a dialogue.
Thnks Gonyeti for your program
True. Ask people thier concerns
Ipapo true gonyeti ngavauye kunesu vanhu pane kungovukura variikoko
Mudhara ane shirt ye blue ataura feya 2:14
Kkkkkkkkkk hanzi vana Khupe hatidi kuvanzwa vanokonzeresa in'anga kkkkk
Ana Khupe in’anga vakutsvaga mari havana people at heart 🤣🤣🤣
Vsnhu vanoda Chamisa
Kkkkkk hanzi ndevekutsvaga mari ava
Chamisa uyo ndiye muridzi wedu
Chamisa and Biti brings the Sunctions to the Country so until people they know kuti Chamisa and Biti ndivo vanounza nzara
@@dougiemolotho4708 tanga wagon a kunyora kuti sanctions hama bcoz even when Uncle Bob was there we had sanctions but bread was 0.90c
Kkkkveblue ndoVo
@@dougiemolotho4708 Uyu anorwara uyu
KKK business as usual suffering continue baba vane blue surrender
The best interest to solve the country's economy is for Mnangagwa relinquish power to the one that was mandated by the people because the power to govern the country is vested by the mass and their ability to forge the country ahead once president take the throne it will be a matter of month or weeks the country back to its heyday chamisa chete chete we don't waste our time to talk about stooges khupe and other small boys they must go back to school learn and understand the word politics the problem which is bedeviled the country is not natural but man made program by Mnangagwas and his cronies
Kumysoro ikoku ndiko kune mashanduko shanduko kkkk
No Chamisa no dialogue
Ok my question is , if it's true that chamisa is holding the country not going forward, why then him mnangagwa as a true who loves his people can't talk to him as do when flies around the world to look for investors, hanty he goes there knowing ndokune yese he should do the same with chamisa, and chamisa nyika zveshuwa
Mdara ane blue ngataure number dzake tiise eco cash
Ane blue pakura zviri fair uyu
Gonyeti chidhafu chakanaka kupfuura Sharon Chideu Maggie magirazi. Gonyeti chidhafu chakanaka kupfuura Tyra Chikocho akableacha. Gonyeti chidhafu chakanaka kupfuura Felistas Murata Mai Titi akableacha. Gonyeti chidhafu chakanaka.
zvakaoma
@Babiesexy Kuzvida nocomment kkkkk
Kkkkkk nayo comment yako
Hanzi munhu akaba Mari yehurumende anofanira kuurayiwa ipapo , Mdhara akanyanya uyo kkkkkkk 😅😅
Kkkkk mdhara akatsamwa uyo
Kkkkk ma l
Thanks to ZPP!
Can't stop laughing hanzi in'anga kkkkkkk
Khupe nxaaaaaa
lol
kkkk akomana hanzi ngaafe
A stance of principle has a long term gain, over compromise which yields short term and non transformational consequences.
a mediator should be someone who is neutral ....dialogue wout both political parties is nothing
At least vanhu vari kuziva zvari kuda. REGISTER TO VOTE 2023 VOTE,DEFEND YOUR VOTE. VOTE ZANU PLUS ZANU LITE(MWONZORA) OUT.....CHAMISA NGAAPINDE
kkkkkk in'anga hanz hatidi kunzwa nezvavo
Hakuna akahwinha ngatonge. Ed ngadzose mbudzi dzaakaba
Mazim anoziwa zvekuti asi nyika irikutongwa ne demo
Kkkk hanz in'anga
Mbava mbava imbava
Haaa tazokuvara veduwe vanhu vachingoita zvekutamba kudai ...ko kana uri president wadii kugadzirisa nkti ndiwe une simba....mazotijairira vanhu imi ....muri kuguta tichirara nenzara aaaa musaona sekuti ndini makasika vanhu
DRC pliiiiz kkkk
Chekuuraya ipapo ichi chodiwa
Chamisa anofunga kuti munangagwa ungati hongu ndiwe wakahwinha chigara pachigaro ayiwa hazviite iye kana ari munhu wavanhu ane hanya nevanhu ngaachiratidza kuva nehanya kwete kungoramba wongoti tanga wabvuma kuti ndini bhuru aaa wakamboona chikweme chichida kuhwehwedzerwa nechimwe chikweme chototungawo kuratidza kuti ndechimwe chikweme
Chakatanga ndochakachenjedza. Zanu yakajuta tsvangirai manje we as MDC we won't repeat the same mistake
@@hebertchikukwa2378 yaa saka hapana hapana kwete lkuhwanda nechigumwe vanhu murikuti kana chamisa asipo hapana chinogadziriswa Sakai kana asingadi zvozodini
Hnty pawakaba waiti wanozvigona here, so they must deliver
Gonyeti ita mediator. You should consider a career in politics.
COLLINS AIDEN haana kana grade 7 gonyeti uyu politics dzipi dzanoziya type yema questions achoo
@@traawexaviors6336 proffessors failed us and are still failing us. Lots of liars and pretenders. Izvi zvavekude wisdom not education. Vatungamiri kwete vatongi. Mutungamiri anofanira kuita vatongi vanomuudza kuti avekubuda mugwara reutungamiri but I am yet to see that in my beloved country.
Please remember I am just a nobody who is suffering also coz of leadership crisis. Just saying my view.
Chamisa chete chete
APA chamisa uuuuu munhu mukuru unofunga president angangoti chitora hako MDC mukutidira jecha
Yah ane yekuuraya ane point after court 2 weeks to prove justice and banga
Ipai chamisa ma jiggies ake
Siyai ma church panze
Machurchidololo chaiyo vqzhinjivacho are mmbhavhas
Helo i am from indonesia
Nyasar yee
Iyaa haha
Mr Chamisa just show the world that who you are by joining dialogue and fix Zim economy if u are a truly keader of the people just forget about Zanu what what if economy fixed by you then come year 1923 on votes you will win like eish I don't know just tske it easy Mr you be a Zim leader one day
Back to history 1923 kwakaitika mavotes api?
Handiti vakati vanozvigona.Why do they now need Chamisa? Let them do it solo
Yaaa if chamisa fix everthing comes 2023 votes they will preach as if it was them,let them lead mapromise avo avaitsvaga navo mavotes dololo😏😏🤷♀️
chamisa chete chete
kkkkkkkkkk zvakaoma
Kkkkkkk mototenda Mwari kuty chigaba chehuchi chinaEd nachiwenga ,dayi arimugabe raisadoka imi,maichecheudzwa shame ,,,,,Dayi Mwari atibatsira munyika yedu,,,thank you Gonyeti
Patience mbengo hes
Kana chamisa wacho achiramba kutaurirana ava kutotibhowa anoda lupus mari here kuti abvume chero musikana chaiye ukaramba wongomu nyengerera kuti akude achingoti ndichambofunga unopedzisa wati fakofu
Nonsense fuken MDC leadership and it's supporters
Kana mati fokofu zvozodii? Chamisa ari kuti ngatitsvage muyananisi ari neutral totaurirana. Chakaoma ipapo chii?
Zvauri kutaura zvinoratidza kuti hauna chaunoziva nezvematongerwa enyika unoda kuti chamisa angoenda nemhaka yekuti adedzwa chete.
@@obertmuchena8956 on dialogue we don't want that fuken foolish idiot nonsense MDC chamisa...who's chamisa ...once he comes to dialogue we show him who we are .
Zvakangooma kuti munhu akaruza anodiwa pa dialogue
Why do you need Chamisa in the dialogue?
Pfutsekkk
Why do you need Chamisa in the dialogue?
Because as you know .. he is the only one who oppose E.Ds legitimacy ....that's were dialog comes in ...because without resolving their issues pertaining 2018 Electoral results that questions E.Ds legitimacy ....we see no fruitful dialog ....
These other participants aren't against E.Ds presidential legitimacy ....they're all in agreement with E.D...and they do not have dispute with him .....
Am sure you know what dialog stands for ...