Hausiwe wega unodaro bt kubva ndichiziya mufes uyu Jah Love asat afa 2016 achipinda paStage Riddim kuChillspot aingoimba sezvizvi akazoenda Botswana akagarako big time akazodzoka pakafa Jah Love he was using that style haana kumbochinja. Vanhu vakazotorira nokufa kwaJah Love ndivana Lukkoh nana Chipoko wat wat vaye uyu Mbida naJah Child vaingovako kare vachiita saChibaba kudaro
Shasha yangu iyo❤
Natural talent big opp yut# big opp ranks family
Coming back to Masvingo again and again @RanksBar
He is more than Jah love 😂😂😂
Freestyle king
Akabaya necap yemunhu kaapo😅😅
Mbida ❤❤❤❤❤❤
Mbiba❤❤
Masvingo❤
Akaipa mufes uyu
❤
He is still copying jah love though
Hausiwe wega unodaro bt kubva ndichiziya mufes uyu Jah Love asat afa 2016 achipinda paStage Riddim kuChillspot aingoimba sezvizvi akazoenda Botswana akagarako big time akazodzoka pakafa Jah Love he was using that style haana kumbochinja.
Vanhu vakazotorira nokufa kwaJah Love ndivana Lukkoh nana Chipoko wat wat vaye uyu Mbida naJah Child vaingovako kare vachiita saChibaba kudaro