Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Legendary
Ngatingozivai kuti Macheso ratongova bhuku roverengwa newose anoda kuridza sungura
@@trustmugwisi9266 hahahahaha,that's a fact
Chibaba ichi
Uyu anogona 😂 nemo nemo ❤
this is so nice
saka comparison yaNgwazi naMacheso inobvepi wire dzaNgwazi hadziridzike dzakapiringishana
The best of Nyazanda on lead
Haasi Gogo here akaridza apa, l don't think Nyazanda anga ati auya apa.
@@garikaichuru160 Nyazanda
Pamwe yoridzwa ndi nunuwel Saka Toti akairidza ndian
@@SolomonMakwiyana Lead yaMadhawu yakaridzwa naNoel Nyazanda...
Wow this guy is good. If I can play a guitar like this will lack nothing as far as entertainment is concerned
@@eliasngwenya5677 kkkk thanx Elias,ndakatanga kudzidzira guitar in 2018 from scratch
@@shingiraimhute haaa unogona hama yangu
@@eliasngwenya5677 pastage yandichiri so far yeah ndinoti zvirinani
@@eliasngwenya5677 i have more covers on my channel you can check them out if you like
Haaa wakabat waya apa
Yeah zvirinani
Left handed baba
@@denniasmuranganwa4637 kwete,i am right handed asi handizive kuti chii chaizvo chirikuitwa necamera yangu
@@shingiraimhute Hamusi munoshandisa front camera
@@XingwaMbela-e6k ndizvozvo ufunge kkk pane akatozondiudzawo kudaro