Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Dai vanouraiwa vose vachimuka kudai vasati vavigwa , chitunha manyama 💃💃💃💃vanhu vaitya kuponda vanhu. Famba chitunha famba.
Bhozhongora for the peopleGo on mwanangu unogonesa kushamarara
Full of energy brother bhozho😅
Hi bhoxhongora dai usina kuitaura handaizvibeleiver cz yane mazuva nyaya iyi but thanks
Akamboitaura wani
Papaaa papaaa papaaaaaaa Isabheroooo❤❤❤
Bhongo dai akaita sport commentator
The energy
😂😂😂😂 kubhozhongora chaiko 😂😂😂 baba vanowawata zvavo jeros down
Tiudzewoka kuti wakazovigwa here sezvo wairamba kuvigwa?
That's very true ,I am from Gokwe,I heard it before it came to bhozhongora.
So yavepapi hama
Ndipo number yako
Baba vaisabel ndongofarira kuti munonyatso tsanangura
Vese vanopondwa dai vaidai ,vanhu vaimbotya mbijana
Bhozho bhozho ......... saka wats the update yenyaya nhasi
Zvazomira sei nhy bhozho mazuva awanda ka aya
Kkkk baba isabel kuti uti kungwarisa here or Chipo kubwaira kwemaziso acho unotozvishaya ndinoti ramba wakadzvanya munya vakaramba nemaparts ako damburawo avo 😮😮😮
Isaudo ipi Bhozo is the best reporter
Ku Gokwe hakupondwe munhu
Yaaaa bt kutaura kwaunoita nyaya dzako chero ku church uparidze like this and also mavedios ako ose andinoona haana quality pic
I agree, the picture quality is very poor 😕
Tiripo pachimuti tiri paswaziland apa
Mutumbi hanzi wazotakurwa nemapurisa vabviswa pamba paye ndabva kuiona kuSly Media
Mushonga wacho unotanga kudyiwa nemukadzi kana ane 1 week pregnant.. Mwana wacho iyeye haapondwe
Mafungaitsi ndokumba
Pfapfaidzai baba Esabell
Pasi nemhondi. Ungada kupfuma neropa remunhu wadini kuuraya mwana wako. Vakabata panopisa 😂😂😂😂
Yooo Pasi rakaoma chokwadi 😈 Devil is at work...
Vanodzidza zvakawanda mhondi dzevanhu
Gokwe yazviita zvekare
Mushonga uyu wakanaka ndinouda manje kuraya munhu asina mhosva vachida kupfuma vanhu ngavapere kufa
Ufaka isawudo😂😂😂😂 , some of the things are lies hayi ukhuluma iqiniso baba
It's true this story even saw the visuals
Hapana umwe here radio presenter anokwanisa kutaura zviri reasonable not izvo zvekumama kuita as if ma jokes
Taura hako
You know this show coz of the way he present it,to hell with your negativity .
Inyaya yekut maakamboinzwa nyaya iyi chete
Dai vanouraiwa vose vachimuka kudai vasati vavigwa , chitunha manyama 💃💃💃💃vanhu vaitya kuponda vanhu. Famba chitunha famba.
Bhozhongora for the people
Go on mwanangu unogonesa kushamarara