Mai ropa U are innocent zvako iwe that's y usina kutiza,apa mukukorokoza musango nezvichira iye otonomwa Doro mxm...nhai zvako Mai ropa iwe dei wakavasiya vari 2 yaitoita imwe nyaya. Iye murume uyu aigarisa mkadz neumwe murume oenda kubhawa kusvika kuma8 vmwe vachida kuzorora iwe ba ropa shandisa njere
Zvakaoma shua, haa mai Ropa hapana zvavakaita ava. BaRopa muri kungofungidzira. murikuda kuti mai Ropa vabvume zvavasina kuita here kwanai imi.nyaya iri pakuti baRopa havadi kuti mkadzi wavo awirirane namaiguru chete haiwawo. Mai Ropa is innocent apa musatinyangadze. Andrew kumba nemusango zvinhu 2 zvakasiyana, baba Tariro namaiguru ndivo vane nyaya mai Ropa vaiseyi rega ukwapaidzwe uri benzi baRopa
Varume Ava vanopenga ndokusaka vachirohwa,Havana njere, especially akarohwa anonoka kufunga ,mukadzi haana mhosva arikutaura chokwadi she is confident and looking at the camera
The lady ane confidence hake straight to the point. She is innocent ndatobatikana achitaura zvezvichira 😢, apa ari musango kubatsira murume chikorokoza onzi ahura zvakaoma ava varume 2 ndivana bhangu chaivo. Well done mainini nekuzvi defender
Hanzvadzi funga kaviri usati wataura dai iwewe wasangana nazvo wazviona kuti hazviite iwe unozvinzwisisawo here ukanzwa kuti murume wako haasi kurara mumba make arikunorara mu next room mune mukadzi nemurume
Apa ka apa ndosaka baba ava vakaita zvavakaita nevarowora bcz hapana respct panekuti vati baba munini vakuti baba tariro avavakakwirirwa vakadzi varikuti chikomba hapana ruremekedzo ndosaka vakadanana
Murume ari kuda kuripwa nekuti pese ari kutaura nyaya yekuda kuripwa pasina umboo hwaka kwana apa nyaya isati yatongwa apa kunyange deno vari mapenzi anga rare navo achi chinjana vari two here as i can see mukadzi aka zungaira hake uyo. Ngapa budiswe pachena kuti ukama hwakazo shanduka sei kubva pakuti mukoma now vave baba. Ava mu family mavo vane grudge ruvengo saka vawana pekuva batira baba vavo ava.pava kutaurwa zvekudya vese zvakare apa ari kuda mukadzi wake saka nyaya ndeye kuripwa
Amaiguru ndivo vaidanana na tezvara pachokwadi ; but amainini dhiri vanoriziva through netsindidzo kubva kuna amaiguru; maonero angu ndeekuti amainini vakatombobata red handed amaiguru na tezvara asi vakadya mari now chokwadi havachiburitsi ; kurara vose mu tent it was sort of disguise
Ava varume ava ngavambofamba vabvunzire kuti havana shavi rekushota pfungwa here or kwa docter vanotariswa pfungwa bcz nyaya dzavo hadzina mberi or kumashure
Baba ava varikuchema kurohwa but hasiye here ati akatanga kurova munhu mbama bvazomudzosera? Munotangirei nyaya dzamusinga goni kupedza? Wakazo mamiswa but ndiwe wakatanga violence. Rohwai mukwane next time.

Mukadzi uyuu haana mhosva zvake..arikungotaura wan kut zvakandiitira nyore kut ndiraremo cz avaa zvaisaita kut varare vari vega ,vaitoitira kuvhara imwe problem yekuti ava kana vairara vega vaizonzi pane zvavaita sezvo murume wavo aiva asipo......plus ivo hukama hwavo havana respect saka mukadzi uyo hazvina kumuremera
Shuwa andsikumboona problem ini murume uyu akapusa thus why akarohwa
Boz ndezve kuchikorokoza kaa vaida kuti varare pai
Zvakaoma shua, haa mai Ropa hapana zvavakaita ava. BaRopa muri kungofungidzira. murikuda kuti mai Ropa vabvume zvavasina kuita here kwanai imi.nyaya iri pakuti baRopa havadi kuti mkadzi wavo awirirane namaiguru chete haiwawo. Mai Ropa is innocent apa musatinyangadze. Andrew kumba nemusango zvinhu 2 zvakasiyana, baba Tariro namaiguru ndivo vane nyaya mai Ropa vaiseyi rega ukwapaidzwe uri benzi baRopa
Musadaro mai Ropa haana mhosva
BaRopa mune shanje imi nxaaah
Plus Andrew haana kutonzwisisa relationship dze vanhu ava. And mai Ropa havana kuhura
Saka its ok hazvo kana wako mukadzi akarara zvake pane umwe murume nhaika? Musame tent!!
Kkkkkk
Mkadzi uyo haana nyaya. Asi mumwe mkadzi uyo akadyiwa bota. Ndosaka akatizA
Varume Ava vanopenga ndokusaka vachirohwa,Havana njere, especially akarohwa anonoka kufunga ,mukadzi haana mhosva arikutaura chokwadi she is confident and looking at the camera
Drewmas unodzifambira up and down - wakasimba sahwira.
We love Dremas media
Muvhunzo wangu unoti ko nhai amainini makadii makati amaiguru huyai kutent kwangu....amainini vakati ngwarei havo,apa chiri kuratidza kuti vanhu vakarara navatezvatera nekuti gules vakabva vatiza....
Chivanhu chinoti mukoma ndibaba. Mudzimai wemunin'ina wangu ndimainini asi muroora. Zvakangofanana.
Zviri simple and clear kana tichiziva zvekwedu.
The lady ane confidence hake straight to the point. She is innocent ndatobatikana achitaura zvezvichira 😢, apa ari musango kubatsira murume chikorokoza onzi ahura zvakaoma ava varume 2 ndivana bhangu chaivo. Well done mainini nekuzvi defender
I believe her too ,she is Innocent uyu ,,,..
Saka imi mogona henyu kurara kumba kweumwe murume and wako haafanire kumboita problem nazvo. Ndizvo?
@@shingiraitrevormboto2105 remember vanhu ava vari kuchikorokoza musango mavari. Inga mukoma wemurume uyo nemukadzi wavo vairara pamwe chete nababa avo vari kunzi vatezvara. Awo mabrothers anotori neproblem yekuenda nevakadzi kundochera dai vane power vachingoenda vega kuchikorokoza vakadzi vosara kumba
Haaa
Hanzvadzi funga kaviri usati wataura dai iwewe wasangana nazvo wazviona kuti hazviite iwe unozvinzwisisawo here ukanzwa kuti murume wako haasi kurara mumba make arikunorara mu next room mune mukadzi nemurume
Kuzobata muchiuno kamukadzi kacho unobva waziva kuti hapana respect...
😆 apa dressing unotoona ka I don't care chaiko.
Vakadzi maifanira makaenda kunorara mutent renyu muri2 makamirira varume venyu kudzoka kubhawa than kunorara neumwe murume
Ko mabhurugwa makamakumurirei
The introduction song is one of the best ever
Comprehension skills.........😜
True
Thank you so much Mr Neshamba nekutiratidza makuna kuna akadai zvonyadzisa zvokuti keep going Mr Neshamba mabvunza chokwadi
Mukadzi waBmkr ndiye akahura uyo waBmnn haana zvaakaita mfana usade kupora mudzimai mhosva isiri yake
Uyu murume uyu arikurasika njere mbijana somukadzi uyu I problem vese naamai guru vanohuya atezvara ihure rechirume uye atezvara vanenge vanoshandisa mushonga vakarara nevaroorwa myb ndokuti abe gold 🌟 panenyaya apa
Yuwii ko imi munorarirei mutent na tezvara dai makarara vakdzi mega ka
Haungatadze kuhurira murume akapusa kudai , ndonyeba here nhai Soko
I like confidence ya Mainini, straight talk and akatarisa camera
Varume ava misoro yavo haitore mushe vanotopenga ava nyaya yavo haina musoro kunyanya uyu wekurara imba imwechete nababa vake nemukadzi
kasong kariapa kedrewms media huuuummm kanondizipa
💃 yes
Good music drewmas you are taking us to another level rly
She is lnnocent hake blaz awa wakuda kungoripwa chete but mukadzi haana zvaakaita uyu
Haaaaa ndazosangana nembwende dzevarume
Mkadzi uyu anoda muswe we Mvuu
Drewmas media pliz mabvunziro amurikuita mai Ropa ayo munoratidza kurerekera divi rimwe mai avo vanoratidza kuti havana mhosva , musabvunze muchinge murikupa mhosva kumnhu
Nhasi nderimwe zuva.. Ndodya munya eskom yanditambudza
Kkkk aiva madziva avamazambuko
Baba mukuru ndivatezvara maizorara cy mumwe chete na Tezvara pane nyaya
Mukateeresesa mainini avo vari kumbopoya kutaura vozogaadzirisa hanzi listen pa 48:05 hanzi handina kurara naye navo kk
Drewmas media is not taking us to another level kana muchidai
Kkkkkk vakadzi chiyiko nhayi asi ummm munodarireyiko imimi
Apa ka apa ndosaka baba ava vakaita zvavakaita nevarowora bcz hapana respct panekuti vati baba munini vakuti baba tariro avavakakwirirwa vakadzi varikuti chikomba hapana ruremekedzo ndosaka vakadanana
Andrew unononoka kunzwisisa, ukuti amai kudiikowo, maiguru mukadzi wamukoma
Ini dai ndirini ndaitotenda mukadzi wangu kuti akatonochenesa gulez vavo
Ii apo mukadzi arikuomeserwa haana mhosva mukadzi uyo. Ndiye arikutaura chokwadi chinonzwisisika.
Vana va Mangurenje kwanai,hamuna here imwe nzira yekutsvaga mombe nayo pane kuda kuripisa munhu pasina kana nyaya,yeukai kuti muri pahukama muchenjere kuita chimombe enda chimombe dzoka😮
Nyaya iripo but murume is failing to explain we are born different
Mai ropa good 😊
Kukorokoza akuyendiwi nevakadzi vanono hura... haaaa tibvireyipo imi varume vakadzi kimba vachichengeta huku nana ropa varume kukorokoza
Varume ava brain dzavo hadzishande kunyanya uyo airara muyent imwe chete baba nemukadzi wake.iye ndiye murume akadii kuudza baba vake kuti tsvagai tent yenyu muwane pekurara.kana vakadanana iye murume ndiye akakonzeresa kuti atezvara nemuroora vadanane
Aaaah yoweee baba avo why why oooh?
Andrew ukutoita kuti nyaya ibhowe nekutadza kunzwisisa kwako hukama hwevanhu ava
Plus nditinha dzirwe
Baba varopa kana makawana mukadzi wenyu anechikomba muchikumudii msavhare nyaya yeGBV
Ama Turevha, ama Lingoni , ndonakidzwa ne accent yekuDarwin!
Kkkk ndekwaMtoko
VaNeshamba manonoka kunzwisisa hukama hwemhuri iyi hanti
Drewmas media taking you to another level 💖🙏👏
Hadzi mukadzi iyeye igandanga ndaseka hangu nhasi soja soja
If kupusa was aperson bamunini
Mukomana uyu akadyisiwa. Chihure hevakadzi ava chiri pachena!
Kasong aka ndokada hangu imbokaridzai pama minutes akati ooh mukoma Andrew
Murume ari kuda kuripwa nekuti pese ari kutaura nyaya yekuda kuripwa pasina umboo hwaka kwana apa nyaya isati yatongwa apa kunyange deno vari mapenzi anga rare navo achi chinjana vari two here as i can see mukadzi aka zungaira hake uyo. Ngapa budiswe pachena kuti ukama hwakazo shanduka sei kubva pakuti mukoma now vave baba. Ava mu family mavo vane grudge ruvengo saka vawana pekuva batira baba vavo ava.pava kutaurwa zvekudya vese zvakare apa ari kuda mukadzi wake saka nyaya ndeye kuripwa
Soko vayibata nyaya, Mukoma nemunigina vakadyirwa Vakadzi
Koo kuzoramba uchiti mukadzi wangu iwe wakamubata nechikomba.
Pane mukadzi angarara mumba mumwechete nemurume asiri wake here.
Koo ivo tezvara havana pavo pekurara here.
Murume uyu kutotsanangura chaiko haagone.
Kakupusa chaiko karipo saka mukadzi wake achiita hake kids kwake.
Haaa mkadzi aripachokwadi uyu
Yaiva nyaya yekuda kurerutsira umwe mkadzi
Asi mainni mungadai makati imimi maiguru huyaimurare kutende kwenyu
Uuum vakomana imi tipeiwo maSerious. Makakurirepi kwamakaita matera kudaro. Kwangu maiswerodzora mbudzi kusvika maita vanhurume. Mahure enyu munoada futi. Uyo atiza musha you simply think atizira musha kuita witness chete
Mukadzi uyu haana kumbohura zvake
Kkķkkķ true aiva kunguva yake
Mkoma Andrew mibvunzo yenyu kuna mainini kwakungovaomesera, mainini varikutaura kut maiguru vagara vairara mutent vese naba Tariro....
Marovha anonetsa baba awa wakutofunga zvekuripwa pasina kana nyaya haaaa kuda zvemahara baba awa hana nyaya mukadzi uyo
Zii zvangu semunhu akaita vana nemukore kore vanhu vanosuwisa ivava nzwirai vakadzi avo tsitsi ndiyo mashoko angu
Haaa mukadzi uyu handisikuona sekuti ane zvaakaita hangu Maybe uyu akatiza uyu ndiye aidanana naTezvara
That woman is innocent definately innocent
Mukadzi uyu very honest. Akamudaidza aida ku vhara maburi ake ndosaka akatiza, mai ropa vakashandiswa apa sorry havo
Kana murume achida mukadzi wake ngavachingoti yapera vaenderere mberi noupenyu,uye zvokunochera izvi kunoitwa zvakawanda ngavasiyane nazvo
Ava vanhu vairoya vanotoroya vose nokuti zviri zwechipfambi avaipinda vose vakadzi panguva imwechete. Wakatorowha nevaroyi amuzopori. Endai kuvanhu vemwrya
Amaiguru ndivo vaidanana na tezvara pachokwadi ; but amainini dhiri vanoriziva through netsindidzo kubva kuna amaiguru; maonero angu ndeekuti amainini vakatombobata red handed amaiguru na tezvara asi vakadya mari now chokwadi havachiburitsi ; kurara vose mu tent it was sort of disguise
Mukadzi ari dominating uyu,murume aita mutete haana chance
Iyo Nyaya yekutaura too close NaVatezvara or Kudya same plate Muroora na Tezvara hazviiti Muroora ngaadzokere anorairwa
Varume ava mareshe evanhu havana kana pfungwa mungasiye vakadzi nemurume amurikuti ari kurara nevakadzi venyu
Mukadzi uyu haana mhosva musamuroverera
Panenyaya vakadii kurara kutende kwavo sezvo murume wavo anga asipo vakadzi
Murume uyu akadzungaira ramba mkadzi uyo inzenza iyo unofira mafufu segonzo unowana mkadzi kwaye rega zviende kuna Tezvara vasinganyare kudheerera here
Hezvooo 😂varume ava asi vakadyiswa here nhaimi kkkiii 😊
Vakadyiswa especially mukuru akadyuswa zviri serious
Ava varume ava ngavambofamba vabvunzire kuti havana shavi rekushota pfungwa here or kwa docter vanotariswa pfungwa bcz nyaya dzavo hadzina mberi or kumashure
Kkkkkkk very true
😅😅😅
Hapana nyaya apa uyu mkadzi akutaura chokwadi asi pamwe maiguru vasipo
Imitate varikubvunza hamusikunzwa here zvikutaura mukadzi uyu musadaro imi
Yowe darwin papi makorekore makutinyadzisa kumusha kwedu musadaro
Apa panoda mukoma Tinashe Mugabe
Ishanje.hapana nyaya apa.
Mubvunzo wangu ko mainini pavakadeedzwa pekutanga why vakanyarara.
Haaaa varume ava njere apana...and arikuchemera mkadzi asina kaba basa
Aiwa mukoma ava vanopenga ava vari kuda kuripwa chete zvinoita panoitikazvo hakuna munhu angarare nevakadzi vaviri musi umwe kunyangwe vachiwirirana inyaya inekakupenga mukati
Ukatarisisa wanku nyaya iyi ine midzi haina kutangira apa & Iwewe unonzwa sey ukawana mukadzi wako asiri mu tent aenda mune murume i think maiguru vaifanira kunorara kwamainini
Haa kwamukaradzi kwakazara mahure uye munhu waunoti mukadzi wako wakamuwana kupi
2 year ms back akabata musoro wemuroora haa vhudzi renyu rakanaka iri. haaaaaa kkkk
Muroora anodya mu plate one naatezvara. Atezvara vakabata plate mumaoko.
Atezvara mutsime muroora kunze achitambidzwa mvura naatezvara . Muroora akapfeka hake skirt . Zvinobuda here izvi.
Musapedzerwe nguva nemurume uyu anopenga anechifungidziro chinobhowa mukadzi wake arikutaura chokwadi
Kuzungaira ndokuripo
Saka iwe ndiwe ukunyepa bcz ukudakubhadharwa uchinyepa kuti vakadzi vakahura gudo putseki
😂😂😂
Ndiri kuona sekunge vakomana vari kunyebera vakadzi avo nekuti hapana vanhu vangaita bonde vari pamwe chete.
Taurai henyu imi andsi kuona problem boz maiguru vakaona zvchirema kti varare vari 2 na tezvara vakati mainnie huyai tirare tese kaaa hiii kunyeba chaiko avana mhosva vanhu ava
@Ivy Mwadira , taura hako ungadei akaenda kune umwe odzoka kune umwe chere munhu akaita vakadzi 2 hazviite kuti vavate muimba imwe chete
I think babataps would have done justice beter questioning. Anyway hapana nyaya apa
Varume 2 ava vakapusa kushandisirwa vakadzi nemunhu changamukai imi makaroora here kana mapoto
Hapana nyaya apo vave kukoshesha nhasi kunorara but nguva yose tezvara nguva yose vsnga vagara vachongosheya nguva yose
Wakapusa muchinda uyu kumamiswa nomukadzi uye Dai vaibaiwa natezvara vaingopedza namaiguru vovinga mairopa mutende Mavo vaivabaira pamwechete here Mukai babaropa
Ikezvino chamofana kuziva pasina chikafu bete hari garipo 🤞🤞🤞
Kkkkkkkk hanzi ndakavarairwa kkkkk pane nyaya apa
Unovarairwa igotopinda yose
Ka music bhoo here kkkkkkk
Kkkkk hanzi maburugwa netuchira izvi zvazviro mukoma neshamba abiyangu manyagarihwa
There's no way people can have intimacy in the presence of the third person
Ko vakadii kurara kutent kwamainini ,vozoti maiguru kana murume wavo adzoka
Baba ava varikuchema kurohwa but hasiye here ati akatanga kurova munhu mbama bvazomudzosera? Munotangirei nyaya dzamusinga goni kupedza? Wakazo mamiswa but ndiwe wakatanga violence. Rohwai mukwane next time.
Turume tunonyepa utwu twukuda mombe kuna tezvara
Taura hako.kujaira kudya zvevapfupi nekureba
Vakadzi venyu vakakudyisayi wekuMozambique
Yambiro...varume musazoroore vakadzi varefu kwamuri. Munofa nekurohwa mozofunga kut makakutsirwa.
Kkkkkkkkkk!!
Vanhu ava ndevepi kumusha kwavo
Uko vanhu veko vakafumuka ndotoziyawo futi muroora aidanana natezvara vaionekwa kugarden
Ko iyeo munhu kana aroora anodiiko kugara kwake ega aaa xaa
Siyai kumanikidza munhu imi hana mhosva mukadzi uyu
Kk nhsi Andrew hausikunzwissa nyya ukungobvudza zvisizvo zvataura dzimwe nguva