Sekuru Bhutsuyesimbi Vanoti Vanokweretesa Hurombwa Nekuti Zvinhu Zvinoitisa Mari Zvinodhura

Поділитися
Вставка

КОМЕНТАРІ • 225

  • @getrudemariwo4092
    @getrudemariwo4092 2 роки тому +46

    Uncle Saint ndooipi yamakuita iyi matii tigarisane sei tokuzivai mune rudo apa marasika 100%. Those who agree with me kuti uncle apa varasika ndipeiwo malikes

  • @blatinaayisa4813
    @blatinaayisa4813 2 роки тому +25

    Uncle saint tinokudai sekuru vedu ngakave kekutanga nekupedzisira kuenda kunevanhu vakadai vachakugadzirai mukapedzisira mave mazviri last week manga munevana vekunoromba kuchipinge now ndimi makuda kunyatsoona kuti zvinofamba sei hokoyo🏴‍☠️

  • @dianamainana4910
    @dianamainana4910 2 роки тому +23

    Uncle apa marasika apa please.. zuro ndizuroo maitaura na Tadiwa now mavakuuya kuzoita advisement yeurombwaaa please some pple are very desperate and will not think twice vanopedza vanhu 😅

  • @beverleymadamombe5772
    @beverleymadamombe5772 2 роки тому +3

    Guys uncle hapana chakaipa chavaita vasiyei aah imi Torai zvakanaka zvakaipa siyai thnx uncle nekutionesa zviri munyika umu kuti makatakura zvipi, we want more of this

    • @nancynjerere
      @nancynjerere Рік тому

      Mmmmmm husimbe guys ngatisiyei ngatishande

  • @blatinaayisa4813
    @blatinaayisa4813 2 роки тому +7

    Ghana ndokumusha kwazvo zvehurombwa izvi musaedze plz kuenda kunevanhu ava ,zvauri izvozvi zvinotori right pane nhamo yaunozoona mangwana.

  • @HKM264
    @HKM264 Рік тому

    Thank you Uncle Saint...tirikubatsirika🙏

  • @maud393
    @maud393 2 роки тому

    Mmmmmmm sekuru Saint musarasike please. Tokudai nekubatsira kwamaiita vanotambura.
    Sekuru tasvu huyai munzwe Walemba adzoka

  • @ginamapiyr8039
    @ginamapiyr8039 2 роки тому +7

    Nxaaa uncle makukurudzira vanhu zvisina basa nxaaa

  • @morllenzondani66
    @morllenzondani66 2 роки тому +5

    Izvi zvakutyisa ndaona vanhu vakutizai uncle

  • @MitchelleChipangura
    @MitchelleChipangura 2 місяці тому

    My guy you are still young tsvaga mwari shaa siya zvekuromba izvi sekuru please tsvagayi mwari ndanzwa tsitsi

  • @jackmuz9890
    @jackmuz9890 2 роки тому

    Izvi zvinotyisa izvi hatizvidi semhuri yezimbabwe hurombwa no no regai kushambadza zvinhu zvakada imi sekuru saint imi makutsvaga kumutsa hasha dza Jehovah itai zvamagara muchiita zvekubatsira vanhu kwete zvekutevetsa vanhu vanoita mabasa asatan ityai mwari

  • @netsaimutapati8560
    @netsaimutapati8560 2 роки тому +2

    ndimi murikutsvagwa nanasekuru Tasvu imi kwanai mhani murivaroyi imi

  • @faithfaithmashavira5387
    @faithfaithmashavira5387 Рік тому

    Happy New Year kulez ,anhu ndaarapiwe

  • @mamadee123
    @mamadee123 Рік тому +1

    Sekuru chimboendai munokura musatinyaudza hurombwa itai mumba menyu

  • @auxiliachiranda8305
    @auxiliachiranda8305 2 роки тому +11

    Imika Itai mushe vamwe anasekuru vari bz kubvisa hurobwa imi Moti murikupa nxaaaaa Mani Itai mushe to hell nehurombwa hwako

  • @mollysavanhu4394
    @mollysavanhu4394 2 роки тому

    Hmmmm ndivo vanhu vari kutichekera vana vedu misoro nxaa mwari pindirai

  • @spiwemurota8101
    @spiwemurota8101 2 роки тому

    Zvakaoma izvi. Mwari ngavapindire pane zvavakuitwa nevanhu zvakutyisa.

  • @tashiamuhlauri3691
    @tashiamuhlauri3691 2 роки тому +1

    Thanks uncle l need this

  • @MatildaJORDAN-sf1hm
    @MatildaJORDAN-sf1hm Рік тому +1

    Masika apa no no no

  • @sylviasemba2249
    @sylviasemba2249 2 роки тому

    Ana sekuru tasvu vakubvisa zvikwambo imi mukupa ma ring.....and masimba enyu makaawana ku Ghana musha yevaroi.....sekuru hamuto nyare kukuridzira vanhu kuromba aaaaaa murimbwa sekuru

  • @carolinechingosho5457
    @carolinechingosho5457 2 роки тому

    Uncle saint mucharomba imi ko uko makutsvagei imika .izvi zvakuita kunge makukurudzira vanhu kuromba imi ...

  • @nicodimaszororo1130
    @nicodimaszororo1130 2 роки тому +1

    Muchibva ipapo skr munenge matorombeswa Musatambe nevanhu ava.Musati doctor type yevanhu ava please we love you 💕 mubatsire vanhu zvamaiisita

  • @josephgapirakb
    @josephgapirakb 2 роки тому

    Saint tokumamisa wakutidyairira manje akuti hee ndorapa munhu akazvarwa asina chirwere anorapa Aids hre?

  • @kennedynebone3503
    @kennedynebone3503 Рік тому

    Uncle varipo kudzidzisa Nyika zvirikurarama muvanhu saka musatore nepasipo ..

  • @MrMashamps
    @MrMashamps 2 роки тому +1

    HEY ...SAINT ....AAH NOOOOOOO......remember chipo chaMwari chiri mumaoko ako.....saka ndiwe wega unochigeza wega kusvika chapera .Warasika.....itya Mwari wangu

  • @prettychimutengo9538
    @prettychimutengo9538 2 роки тому +2

    Ndipuwe zvangu chidhoma chechikomana ndichit mwana aaaa kana regai ndigare zvangu nevasikana voga mwanamwna mwana anobva kunamwari aah zvinhu zvinoitwausiku kwete

  • @mercymalawo3722
    @mercymalawo3722 Рік тому

    Uncle Saint havana kukanganisa nekut havasi kumanikidza munhu kut endai kwaBhutsuyesimbi munhu nemunhu ane sarudzo yake pahupenyu

  • @Simonchitiyo
    @Simonchitiyo 5 місяців тому

    Maita Basa uncle Saint ,takaenda takaenda

  • @Jaicee
    @Jaicee 2 роки тому +2

    Yoweee kutoona chivideo ichi ndatoendawo kun'anga Mwari ngaandikanganwire

  • @maritakariwa3427
    @maritakariwa3427 2 роки тому +2

    Uncle sinayi navo vanhu ava vanechitsotsi chavanoita

  • @kuzimunetsi9420
    @kuzimunetsi9420 2 роки тому +6

    Haaaaaaa Uncle marasika sure ku advertiser munhu ano rombesa mumwemunhu achatono romba because of this video

  • @beautymagwagwa8373
    @beautymagwagwa8373 2 роки тому

    Saka imi munorombesa makapfumaka chaizvo saka chamunoda hamushaye please Mirai zvamurikuita

  • @angelakwaramba9752
    @angelakwaramba9752 2 роки тому

    Saka sei hwake hupenyu husina kuchinja?

  • @manasschibanda
    @manasschibanda 2 роки тому

    Noted

    • @julianamazipetele8441
      @julianamazipetele8441 2 роки тому

      Hess Manassa chibanda ko warovs nei ko chimbouya ka nezviringwa zvenyu zvinonakidza

  • @otiliamashanda5373
    @otiliamashanda5373 2 роки тому

    Shuwa here uncle Saint makuda kuti vanhu varombe. Makutotyisa

  • @ttdreadlocksstylist3403
    @ttdreadlocksstylist3403 2 роки тому

    Uncle Saint munenge makuti dispoinder

  • @clarakingston2255
    @clarakingston2255 2 роки тому +3

    Ko why iye asina mari

  • @tracykume9689
    @tracykume9689 2 роки тому +5

    Ummmm zvnozochinja zvinhu zve anhu ava inzwayi kti ndokweretesa

  • @victorbvirakare9018
    @victorbvirakare9018 2 роки тому +1

    Uncle Saint marasika manje

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 2 роки тому +12

    Vanhu careful navo ava. I don't trust him with his story of meeting a n'anga from wherever and made a deal. He didn't have a gift of being a n'anga but he bought it

  • @maritakariwa3427
    @maritakariwa3427 2 роки тому +1

    Okay vanoda SA nekuti ndiko kwavanonyepera vanhu

  • @constancemarifiye7331
    @constancemarifiye7331 2 роки тому

    My khule ini ndinongo follower zvngu machanel enyu manje ini ziiii zvngu matoibata

  • @faithnetone3234
    @faithnetone3234 2 роки тому +4

    Husiku ndivo vanopa vakadzi vevanhu vana

  • @tondetanditonny802
    @tondetanditonny802 2 роки тому +3

    Ha Uncle ndeipi yamakuita iyi 😂😂😂 advertising kuromba kwamai shushikana nako nemwana uya haa boys maviews acho tisadero

  • @sholnegarande6370
    @sholnegarande6370 2 роки тому +2

    Vazhinji vari kusarenda zvikwambo kwasekuru Tasvu vari kupupura izvo zvehusiku zvinhu ngazviitwe masikati

  • @tinashekamhapa4803
    @tinashekamhapa4803 2 роки тому

    Komakatanga rini kudakurombesa vanhu nhai be saint tv plz musadaro hama

  • @miriambanda1670
    @miriambanda1670 2 роки тому +4

    Worse partner yenyu yeku Ghana aaaaaaaaaaah ndokunorombeswa uko itai mega yooooooh

  • @faithfaithmashavira5387
    @faithfaithmashavira5387 2 роки тому

    Saint ndaikumbirawo timboona kulez vari mumatare vachipedza maspotsi

  • @Blessing8004
    @Blessing8004 2 роки тому

    Nhai prophet ava vainge Vasari kuno here kuSA

  • @Palaz_Adventure
    @Palaz_Adventure 2 роки тому

    Uncle Saint please refrain from showing us this evil thing, isu mafollowers todzidzei apa

  • @sekaimashaira1655
    @sekaimashaira1655 2 роки тому

    Saint ndakusvipa thwuuuuu

  • @chailinimussaco9528
    @chailinimussaco9528 2 роки тому

    Uncle tichakutizai manje team ramakutiunzira iro hazvichanakidzi

  • @faithfaithmashavira5387
    @faithfaithmashavira5387 Рік тому

    Ma Rhhenzi i mari yekunyika ipi?

  • @shaly7939
    @shaly7939 2 роки тому +1

    Mmmmmmmmmm uncle apa marasika apa please stop this uncle haaaaaaaaa this is no for me hangu

  • @sholnegarande6370
    @sholnegarande6370 2 роки тому

    Mmmm dai vanhu vakadai vachisugwa imi musati iyooo hamuna mudzimu imi musahwande vanhu ngavashande hakuna Mari inogouya imi ndozvinozopanduka izvi zvinemhiko izvo

  • @jesslinekashambe4026
    @jesslinekashambe4026 2 роки тому +1

    Marasika khule siyanai nazvo izvi

  • @chillysound123
    @chillysound123 2 роки тому

    Nhai uncle makutadza bsa manje mukudzidzisei apa

  • @dzimwashaalice27
    @dzimwashaalice27 2 роки тому +1

    Uku hakuendwi

  • @christophelgapara2641
    @christophelgapara2641 2 роки тому

    hokoyo

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 2 роки тому

    God have mercy of Zimbabwe and it’s people 🙏ngati shingirirei kutengesa musika this money is pure evil and he says he borrows you for a short time and after that period when u take it back and then what? People let’s not be fooled , he is saying it in a sweet way but nothing is for free u pay the hard way.

  • @dennischitumwa3997
    @dennischitumwa3997 2 роки тому

    Uncle ko ndeip iyi . Aah iri tim rinonyepesa iri chenjerai kukudza basa ratsotsi uyo mukomana uyo ari kutsvaka mari . Hapana zviripo apo . Imi dzokai kwatino kuzivai not izvo

  • @tynosiya696
    @tynosiya696 2 роки тому +1

    Ana seint makurasa vanhu manje taimboona kunge munoita zvnhu zvinemusoro tichikuteerai apa makurasika manje vanhu vari busy kushungurudzwa nezvikwambo imi mukutokurudzira vanhu kutora zvimwe ummm musadaro

  • @ginahilda3777
    @ginahilda3777 2 роки тому

    Kule kule

  • @adonismutsvangwa3687
    @adonismutsvangwa3687 2 роки тому +6

    at that age

  • @beautyncubelufunowamashudu5670
    @beautyncubelufunowamashudu5670 2 роки тому +2

    Vanhu be careful nezvinhu izvi. That's why Zimbabwe yaramba kunaka neizvozvi zvinhu izvi. Hurombwa hwaunza nhamo munyika.

    • @teeroo96
      @teeroo96 2 роки тому

      I agree with you ...ndozviri kutadzisa nyika kusimuka izvi

  • @beautyshonhiwa2408
    @beautyshonhiwa2408 2 роки тому

    Tsvoooo kuita madhiri ekuti zvinhu zvitwasuke muno munyika medu sika sika neZvikwambo uroi hwekutambisi

  • @dainahmoyo3499
    @dainahmoyo3499 2 роки тому +2

    Nhema idzo saka ngaaende kuhosp anorapa variko vabude first

  • @letitiamudzingaidzwa7790
    @letitiamudzingaidzwa7790 2 роки тому +1

    Do we realy need this..I'm convinced it's not what u expected as well.

  • @munashesaidi8758
    @munashesaidi8758 2 роки тому +1

    🤣🤣🤣🤣🤣 malikes akuitwa kusarudzwa🤣🤣

  • @sharonkwadiwa4459
    @sharonkwadiwa4459 2 роки тому

    Kuzokuma kkkk mwana chipo chinobva kuna mwari

  • @decoramacreative
    @decoramacreative 10 місяців тому

    Number dziripa screen can be fake cz ati S.A NUMBER

  • @Blessing8004
    @Blessing8004 2 роки тому

    Yeah ndivo ava vaimbove polokwane kuno kuSA vakuzim nhai zvakaoma

  • @Blessing8004
    @Blessing8004 2 роки тому

    Baba ava bhutsuyesimbi vakati vachinoitira basa kuzim nhai apa kubadharisa ndovaziva ndakatombojoina group ravo rechivanhu kana uine zvaunoda kuvhunza

    • @angelakwaramba9752
      @angelakwaramba9752 2 роки тому

      Ko hamutye here, judging by your photo, you are young zve chivanhu izvo wakazvizivira kupi?

  • @eusebiavuma8435
    @eusebiavuma8435 2 роки тому

    Pindirai JESOOOO

  • @primrosetakwara6313
    @primrosetakwara6313 2 роки тому

    Avo vanogarepi nhai ancle sad ndine vamwe bhutsuyesimbi vane dzimwe nyaya dzikutonetsa

    • @angelakunatsa4316
      @angelakunatsa4316 2 роки тому

      Kkkk madzibaba bhutsuyesimbi vakambobudikira joburg 😁😁

  • @theresamambara5923
    @theresamambara5923 2 роки тому +4

    Zvekuromba zvinoda ropa revanhu rendai moga.

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 2 роки тому

    Anomboveza tsvimbo idzo ndiani

  • @neriamuponda8493
    @neriamuponda8493 2 роки тому

    Ummm uncle haa pakaipa vanopera vana nazvo izvi

  • @tamramtambonei1532
    @tamramtambonei1532 2 роки тому

    Ndovanhu vanoda kufunga vatiuraiyira nyika mbavha dzevanhu

  • @monicagwasha8185
    @monicagwasha8185 2 роки тому +1

    At this age munhu atove godobori mwari pindirai 🙏🙏🙏🙏

    • @theophilus6147
      @theophilus6147 2 роки тому

      Izvo Azvina zera vamwe vaitobudirwa vari kuchikoro chaiko kana kuporofita ari mudiki asi zvava uyq nazvo ndozvisingaite vanhu vari PA desperately vanhu vanopedzana muma dzinza umu nekurayana ende why kubuda pachena ne nyaya yakaipa kudai mwari pindirai

    • @shananguraimurinye8977
      @shananguraimurinye8977 2 роки тому

      Zvkaoma

  • @angelakwaramba9752
    @angelakwaramba9752 2 роки тому

    Why are you advertising them nhai. Musi uno mainge mune mwana akaromba nhasi you are advertising them.

  • @emilymbizi1075
    @emilymbizi1075 2 роки тому +1

    Garai zvenyu sekuru zvekurombesa

  • @maritakariwa3427
    @maritakariwa3427 2 роки тому +1

    Apa mu2k zvake ari kunyepera vanhu

  • @vistorsibanda7890
    @vistorsibanda7890 2 роки тому

    Plz vanhu vakadai ndai masiya kuvabundisa topera nevaroyii

  • @catherinemusiyiwa7023
    @catherinemusiyiwa7023 2 роки тому

    Agh sekuru Saint asi makuda kurombawo here?
    Vakadai ava maisafanira kuswera pedyo navo?
    Zimbabwe yapindwa nenhamo shuwa ndosaka toona vanhu vakadai kunyanya
    Ngaive first n last day sekuru Saint kutibuditsira muchinatsobvunzisisa zvakadai
    Ndaona Madungwe atori nani hake

  • @addiegijimai8223
    @addiegijimai8223 2 роки тому +2

    Apana apa akuna hurombwa husikadi ropa rombai moga

  • @linnamose2050
    @linnamose2050 2 роки тому

    Bhoo here uncle Saint 😟zuro ndizuro maiita semuri kuda kubatsira tadiwa nhasi ndimi mava kupa vanhu ma phone numbers ekunoromba aaa bhoo here kule 🤷‍♀️

  • @malvernsibanda-j5e
    @malvernsibanda-j5e 11 місяців тому

    Serious yacho apa inhemha dzega dzega

  • @jacobchitanga9369
    @jacobchitanga9369 2 роки тому +1

    These days uncle Saint makutyisa nema Advertisinment enyu ekuti vanhu vanoromba

  • @kelvinmasukumesenatorr724
    @kelvinmasukumesenatorr724 Рік тому

    kakaromba kakomana aka😂😂

  • @sydneympofu5417
    @sydneympofu5417 2 роки тому

    Zvamwari ndezvemahara uye akandipa hupenyu zvisingabhadharwe.Iyo yeGhana rendai mega muchibhadhirisana.

  • @maritakariwa3427
    @maritakariwa3427 2 роки тому

    Ummm zvakaoma hazvo kunyepa kwacho ndekwe mhando yepamusoro

  • @deekays96
    @deekays96 2 роки тому +1

    Anko Saint this is a big no from us mufunge tinemhuri dziri Ku sly media TV uko dzatambura nehurombwa imimi makupa vanhu platform yezvakadai no hanzvadzi yamai APA nditi marasika follow sly media mudzidzewo hupenyu hwevamwe not like this💔

  • @chingombedaries
    @chingombedaries 2 роки тому

    Hapana chinozivikamwa apa unodyigwa mari mahara

  • @sholnegarande6370
    @sholnegarande6370 2 роки тому

    Dai makagara ikoko kusouth musarombese vanhu zera renyu hariite

  • @carolinechingosho5457
    @carolinechingosho5457 2 роки тому

    I no longer praise u uncle saint....hamuchazive zvamakuita

  • @normanmaruwu1025
    @normanmaruwu1025 2 роки тому

    Kule saint makuita kunge murikukuridzira kuti vanhu vapinde muhurombwa siyanai nevanhu avo

  • @vistorsibanda7890
    @vistorsibanda7890 2 роки тому

    Kkkkkkk hayii zvinhu zvacho so ka 😭😭😭😭💔🙌

  • @AudreyChriss
    @AudreyChriss Рік тому

    Mudzimu wakachena ahuite hurombwa kana muchida kubatsira mukataura zveurombwa kana kuuraya akuna anedzakakwana anouuya

  • @mrmahendendedube9785
    @mrmahendendedube9785 2 роки тому

    Ngaende kundoshanda mfana uyooo