Guys don't misinterpret malyrics asi hamunzwe shona here hanzi zvinodhakwa ndikamutexter i miss u too meaning kuti ndikatexter chimoko chako back relationship yako inogona kubva yatodhakwa
U missed the points gents bar rekut kupisa kosiyana is directed to Mujaya coz ndiye akananzwa izwi, but then voltz boe mucharamba muchipisa but kupisa kuno siyana.. Ana Holy ndeveparafin, Saka Mujaya akapotswa kuti peace to those who want peace and madiss kune vanoda madiss
Holy 10 :ndanzwa inzwi richiti ucharamba uchipisa
voltz jt : either uri we gas or parrafin kupisa kosiyana 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂damn
😂😂😂😂mudhara munobata zvinhu izvi yoooo
Nyaya yako iri papi
Mskanzwa too much iwewe😅😅😅
I think you got one of the barz from Voltz wrong....he actually said "zvinodhakwa ndikamutexter 'l miss you too'
😂vakunzwa nhema vakomana ava
Thank you😄😄🔥🔥
zvinodhakwa kim ndikamupindura kuti i miss you too😮😂
Kkkkk true....
Hiiiii ma1
Zvinodhakwa ndikamutexta, i miss you too(kimberly) 😂😂😂😂
Damnnnnn ddnt think of it that way.....lmao thats a major sub😂
@@reechimz4602 level of metaphorical expression kkk ane ma1 ane maplan
😂😂😂😂…zvine hugraduate 😂😂😂
Volts pamabars mudhara
Jt anema ma1 ane maplan 🔥🔥🔥🔥🔥💪
Kayflow- mfanha wepajecha reaction please
Or any kayflow song please ndapota
haunyepi
Malyrics emunhu ane degree 😂😂💔🙌
Mukudhibha kuti nyika haina zesa asi imi busy kuchipinge nemheni mukusotana🔥🔥🔥🔥 haaa Voltz muhombe
Voltz agara anotokanda mabars anopisa kubva kudhara, hpna apa chopisa ichi
Voltz akaipa ❤🎉
Guys don't misinterpret malyrics asi hamunzwe shona here hanzi zvinodhakwa ndikamutexter i miss u too meaning kuti ndikatexter chimoko chako back relationship yako inogona kubva yatodhakwa
😂 akureva Kim kuti arikumuti "i miss you"
Mmmm guys rasta uyu anopedza
hanzi 'zvinodhakwa ndikamutexter kuti I miss you too' as in if i text her back relationship yako inoshaker🤣
holy zvinogona kumudhakwira..... mukomana akangoti i miss yu too
@@takudzwamukwindidza wakaipa 👊👊👊
Kk
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 relationship yemujaya plug yacho yakatsikwa naJT. Zvinodhakwa ndikatexter I miss you too
Itai nguva yekunzwisisa lyric vakomana but zviriko
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 parrafin or gas
I feel like im watching my lyties grow up...Keep them coming...one day you will look back and appreciate the journey. You are in the right direction.
hanzi zvinodhakwa ndikaisa text i miss you too
Haaaa hamusi kumabata malyrics imi. It's either urine (Para)ffin ndoveguka or we (gas) beer.
haa maBarz hamusi kumanzwisisa boiz apa tetichiti muchationesa pamwe pacho but hapana zvichaita hazvo
Zvinodhakwa if aka textera Kim kuti I miss you too
Mukudhibha Nyika haina zesa imi busy nemheni kuchipinge muchisotana 😂😂😂⚡⚡⚡⚡⚡
Kakawanda kacho inin ndini enemy yangu 😂💔🐐🐐haaa bar maone iri 🔥🔥 😂 kutoziva hako kuti ukuhodha zviri illegal, zvisingataurwe futi
azvinzwa mkomana ngaatore ma notes
Same drawer ne gown takamirira reaction guys
Chipinge let's gather here 🌩
engineer chibaba ichi
Volts maone kana mazogara
I hope when I meet this guy I will be reaciving an award for my music
Mataura fair jt ngatore
Boyz the record inyama the single is dope big up boyz
Guys mukuteereea lyric ere imi😂😂😂
Ma lyrics emunhu ane degree 🔥🔥🔥🔥👌👌👌
Shout out to the producer Bleqboi wakanyanya ,that beat is fire 🔥
Ndini hangu ndakagadzira mukuruu😂
@@crxzycraine😂
Kayflow - used to please 🙏🏽
Voltz anogonesesa
Ndaakande rimwe nhamba
saka voltz jt ari one year behind HolyTen😂😂😂😂 ndozvamataura kaapa
U missed the points gents bar rekut kupisa kosiyana is directed to Mujaya coz ndiye akananzwa izwi, but then voltz boe mucharamba muchipisa but kupisa kuno siyana.. Ana Holy ndeveparafin, Saka Mujaya akapotswa kuti peace to those who want peace and madiss kune vanoda madiss
Haaaaaa team iri rapera 😂😂😂😂 Tinenge Takakutembai boys apa apa 😂😂😂😂
Majambwa ne ma Lyrics a JT boys, ndeemu class 🎓,, 😂. But keep it up..
Manyeba paLine ra Voltz hanzi Zvinodhakwa ndikamu texter
😂😂😂 usadaro
😂😂😂😂😂😂 vaFanha ava sooooo
Inzwai mfes uyu munoita mafungiro manyowani mu hip hop
Moto collab iri kana mazogara
mogona boyz
Holy Ten paraffin 😂
Exactly
Ko makuruwani hamuna ku Reactor wani
Vaka reactor wani
Bha tauya tauya pano
lit!
😂😂😂😂kutadza kubata bar rema DP2😅
Nhai Forex to the world
DeHez huh these guys are good at reacting but they don't catch bars havo. Uhmmmm.
AMana ko mukusiya number ra bagga Gevha anthem
ua-cam.com/video/6ClOZY51kZE/v-deo.html iroo👌🏾🔥🔥🔥
@@emolesskx thank u
🔥🔥
You guys are drunk as hell 😂😂😂
voltz aimbogonha mhani ummmmm
But this year ma1 coz kuna saint futi😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂 you need to review yo vidz before posting