Kkkkk ko makambomadhonzepi matinji nhy a Mhosva
Super ❤
Thanx for yo teachings 😍
Thanks Aunt tadzidza ummmm
Saka haabude kubva mukabinzi here or unudhonza maside
Um the third one to watch this
Azvina production mukati izvi
Thanks tete nedzidziso
Thanks tete inga kudzidza hakuperi, nhasi ndadzidza wena
Thanks tete nedzidziso yenyu
Thanks nedzidziso
I'm looking for something to help me kukweva. But I'm all the way in England
Roast small peanut until turns to black, grind and mix with vaseline, pull early around 4 am
Zwimwe azwisi kunzwika
Matinji ndizvo
First one hear
Batsirai sure tete ko vanhu vakuru vasina matinji vabatsireiwo
Ndazvinzwa tete asi ndoda kuziva kuti mushonga wandinoshandisa pakudhonza matinji uyo wandaona unogadzirwa nemiti ipi nokuti ndaona wakasviba kuratidza kuti makapisa ndinodawo kuziva
Kudzidza hakuperi yooo
Ndizvozvo chaizvo pamberi mberi
Ko mashaya zvimwe zvekuita here kuti mutsvage raramo munhu rume kushaya plan yeku wana mari nayo ko Adam ball iro rino oneka kuti muri Blaz vasina plan
Tete mhosva
Yoooo kuma 20 nyamadzinengedzagwinya haadhonzeki,unira kudhonza urikumwedzi kanakumazuva dzirinhete,
Aunt munogona
Unogona zvako mhosva
@@emilynjomboro4408 kkkkkk vakamboonana havashayane panekwandakuona ndokuonera ikoko hautize kkkk
Vanhu ngavadzidziswe cz dzimba dzirikuparara nekuda kwekt vanhu havazivi
Pfutseki mhani
Sando dzenyu tete Mhosva
Umm anondiitira kani ndakazombonyara ndirimutax makazara vanhu ndaseka kunge ndirindega ndanakirwa ha anondipedza stress kani Tete Mhosva kkkkkkkkkkkkkk maoko hobho kwamuri ha Tarenda renyu munogona rambai makadaro
Lol the beans thou
Kkkkk I remember pandaitamba maHumbwe naSimba Kumusha, he used to call it KaNyini kako and touch it, we were in grade one.
Pfuta Not pfuti
Thanks aunt. l like your program inodzidzisa