Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Kazhinji kacho anenge akupa anongonzi akafa .totenda Mwari muchivapenyu i hope zvinogadzirisika
Veduwe regaiwo kuda zvinhu zvinouya nyore.honai makutambudza vana apa makanotsvaga mega.
Tete Tilda ingavataura wani from begging
Gogo vane kakuvanza kavari kuita ava,chete vanhu vanobata bata ava vane zvivindi😢😢
Atleast vataura kuti vakabata pane vanotoramba even though she is not telling the whole story
Zvimwe zvacho
Looks like she isn’t telling the whole truth 🙄
Yaa pane zvavasiri kutaura
Ko nyaya yacho yatangira pakati here
Nhamo tete hamuyizive unoita zvese God have mercy shem
Ummm better kutambura kufa nemaricho pane kuromba
Vakapiwa na awalemba manje vakafa shaame😮
Vanhu ngatisiyanei nen'anga purizi...ngatisiyanei nekubata mishonga ..zvinopanduka mberi uko
Havahwi ava
Ngavataure kwavakaenda vanhu havambotadza kuziva. Unonzi akafa kuri kuda ku fixer