U have beauty for ashes u r so natural n dark n lovely most of SA r so beautiful with their short hair n bold hair saka keep ur hair that way just improve ur English so that e world will understand otherwise dnt listen to haters u need to improve ur chirungu
❤❤❤❤❤❤❤
Love you mai nyati
❤❤❤❤❤❤❤❤
Mai Nyati tinokudai❤❤❤❤
I ❤u mai nyathi
I love you makoti ❤❤❤ musavate nedumbu moda kt mwana adii nhai mama
We are here for you mai Nyathi ❤❤❤❤
Mainyati ndokufarira mkothi wangu❤🎉
Love you Makoti❤❤❤❤
Love you mai Nyathi ❤️ ❤
I onzi vacuum cleaner mai Nyathi kana kuti hoover.inochenesa carpet zvisingaiti.wakagona makoti😂😂.
Gyz murirudadisoo Mai Nyathy nababa. Nyathi
I love u mai nyathi
Mai Nyati tsvaga anokudzidzisa kushandisa machine wako. Tese takato dzidziswawo takanga tisingazivi
Makadadisa baba namai Nyathi zvinotendwa izvi
❤
Mai Nyati murisei
We love you dear unehunhu chokwadi urambe wakado
Lots of love nyati family❤❤❤❤😂🎉
Hallo my favourite couple ❤❤❤ mailpilow ayo isai mapillowcase or pillow cover coz anokasika kusviba
Hi Mai kiki❤❤❤❤❤
U have beauty for ashes u r so natural n dark n lovely most of SA r so beautiful with their short hair n bold hair saka keep ur hair that way just improve ur English so that e world will understand otherwise dnt listen to haters u need to improve ur chirungu
Makoti unodika shaa
Hello mai nyathi ❤
Hello mai Nyati
Rara mushe unokuvadza mwana kotis
Gyz mune good communication mufunge hamuvade hamufarurire fake lifee good
Hie mai nyati ❤❤❤❤❤
Tsvagai munhu anoita connect machine anobva akuratidzai kuti unoshanda sei , its very easy kana maTubes ekurasa mvuraneyekupinza mvura ave connected connected
Munogona kubvunza kunshop kwamakatenga washing machine, vanogona kunge vaina plumber wavo
Guys ngatikandewo malikes kani ndini chte ndatozoita wekutanga kuisa ngati liker guys, nooo iroro irirpabed rewhite iro ndoinner rinoda cover bed mochipinzira inner rewhite iro robatsira kut zvina zvima bed covers zviri flat zviya kut rifutirire , ukaenda musheet street ukati ndirikuda mabed cover aanoiswa inner mkati vanokuratidza kuti ndeya wochizoisa inner riripabed penyu iro , uye washen machine zvongosiyana kuti itype ipii iburitsei tione zvosiyana kuti itype ipi
Yaaa rinonzi duvet inner iro then votsvaga vachiti duvet cover
Yes I filter uye inopota ichibviswa ichiwachiwa but kuwacha kwacho ku gentle wash chooma wochidzosera futi
Ndichikuonai henyu muri2 kudai munondipasa manyemwe. Dananai vechidiki hapana chinokunda rudo pasi pano ❤❤❤❤
Kana zvanetsa isiwa zuda upinda church yekwa Mwazha unenge uchingoti ndiri madzimai asi wishinga kuwacha ma garments wogara nezuda
Yeah sheet street iko kuMp ikoko kumall kuzasi uko not kutown kumsoro kuya
Please add me