Thank you very much to be honest i also follow prophet Makandiwa a lot,the man has intergrity,kubva kwaMuzarabani achishanda hunhu/character ende zveshuwawo,chero vanhu wakada kumutsvagira nyaya sei,they know kuti kunyaya dzemaladies it is a no go area,infact this man does not have issues at all even atirikuti acho macontroversial preachings,izera redu chete rinenge rakuda kudya mabhonzo isu tichiri pamukaka zvedu.The man walks with God zvekutodaro and God is not ashamed to associate Himself with him.I like the way yawatsangura muporofita uyu Zigo,inasmuch as uri content creator uchitsvaga cash and iwewe pachako utoriwo horomori chaiwo,misikanzwa hobho nefararira asi chokwadi unochiziva kuti uyu murume uyu makata ega ega,madhara madhara.ndaifunga kuti ndini ndega ndakazvi noticer kuti baba Chiwenga vanoyemura chaizvo basa ririkubatwa nemuporofita,unoona deco yemuchurch mavo yafananidzwa neyekuUFIC wofunga kuti zvaperera ipapo,woona masuit aya eChinese colar wotoshaya kuti ko unobva wakopa false prophet zvakadaro kwakanaka here.Ndine hurombo nema followers ako anofunga kuti wabadharwa naManu,waregerere havamuzive Manu kuti he will never stoop so low ende chero ukapedza 5 years paChannel yako uchimuyemura nekutaura zvakanaka nezvake haafe akazotaurawo paPulpit kuti kuna mukoma Zigo,ndizvo zvawari prophet Emmanuel Makandiwa,highly annointed of God,a man of character.
wow zigo you are a blessing. Waita kuti tione mabasa arikuitwa nemurume murefu pamweya zvese nepamabasa. Ndadzidza kuti neniwo musiwe birthday rangu ndinofanirwa kuunza mufaro muhupenyu hweumwe munhu. Thank you my Father Prophet Emmanuel Makandiwa and mhamha Ruth Makandiwa may the Lord continue to give you more years for us.
This is very good work. When demons want to hate and despise good things in a visible way, they enter into a person and express through people. A lot of manifestations in comments, be delivered in Jesus name!
Apostle Chiwenga is doing a good thing. He does not want the church to over burden the congrigates, running a business will take care of the church's expenses. All other preachers get the money for all these programs frm pipo. There is nothing wrong starting a business as a church
We have only one Father in Heaven, Makandiwa ndiBaba vako iwewe, zvauri kutaura Zigo zvinotaurwa nemunhu ane discernment Spirit yekuziva kuti uyu munhu waMwari here kana kuti haasi, Anoziva ndi Mwari stop it....
Zigo do what you need on your pages, don’t let people control your content because they never told you to open these accounts. Haters do what they do best which is hating. Good job Zigo
Zigo kunzi muporofita abatwa achirara nemusikana nekuparidza nhema zvinhu 2 zvakasiyana Unogona kunzi mufundisi abatwa nemusikana asii achiparidza chokwadi Kozotii mufundisi haana kubvira abatwa nemusikana asii achiparidza nhema. Uyo aita fornication anogona kubatsirwa naMwari through the word of truth which is undiluted gospel Asii uyo ane pride achiparidza nhema ari pama1 uyoo Saka zigo chakakosha kuparidza Kristu kwete kutsvaga fan base ne attention kubva kuvanhu Muparidzi wechokwadi anofadza Mwari kwte vanhu Galatians 1vs10
@@Elemen10-01 kana monamata zvechokwadi ndopamuchaona, hunhu wako maitiro ako nokutenda kwako kuna jehova ndozvi chakupinzai denga not prophets forget and smile
Hes big to you not everyone my bro.to me hes nt a prophet bt a soothesayer,minana yamunofsrira musi wamuchananairwa nayo meso achavhurika.keakambobaya gold kuchurch kwavo.ma3 dys pregnance zvikambotonhora,he hs renewed it ndosaka mashamisika
Sometimes you don't need to watch the whole video to criticise eg when he said "if you go to heaven and u don't see me ......." I personally never finished the video but already my heart was broken................. Are u theoretical approaching Christ or practically because Makandiwa , Guti or Chiwenga are never the same between them ...........
Zigo is a journalist.He receives and dispatch news for money.His is concerned with increasing followers which also result in increased renumeration... And not cares not about pple's salvation...
A man of God anotamba pool here...there is no spiritualittly er wavafarira hako bt dnt lead ppl astray i trusted u pandaimbokunzwa uchitaura bible bt apa zvakuvhara shem
Weak sermon From Makandiwa. Jesus' church is perfect. It seems like Makandiwa doesn't know what a church is. The church of God is perfect. It's you who is not perfect.
Please don't lie to makandiwa is a man-made traditional doctor masquerading as a prophet, remember how they went to Nigeria to get those powers ,these are last days
I'm so humbled. Prophet Makandiwa is doing great work behind the scenes.
Prophet Makandiwa ndivo vavapanzvimbo yaiva naApostle Guti..icho ndochokwadi nyangwe vamwe vakazvipikisa ❤❤❤
Father of the prophetic is Uebert Angel..he is the one who introduced Pastor Makandiwa to prophetic movement
They're all liars and false prophets
Thank you Zigo for saying it as it is. Prophet Makandiwa is a man of integrity and exude maturity in his dealings. He is a true reflection of Christ!
Thank you very much to be honest i also follow prophet Makandiwa a lot,the man has intergrity,kubva kwaMuzarabani achishanda hunhu/character ende zveshuwawo,chero vanhu wakada kumutsvagira nyaya sei,they know kuti kunyaya dzemaladies it is a no go area,infact this man does not have issues at all even atirikuti acho macontroversial preachings,izera redu chete rinenge rakuda kudya mabhonzo isu tichiri pamukaka zvedu.The man walks with God zvekutodaro and God is not ashamed to associate Himself with him.I like the way yawatsangura muporofita uyu Zigo,inasmuch as uri content creator uchitsvaga cash and iwewe pachako utoriwo horomori chaiwo,misikanzwa hobho nefararira asi chokwadi unochiziva kuti uyu murume uyu makata ega ega,madhara madhara.ndaifunga kuti ndini ndega ndakazvi noticer kuti baba Chiwenga vanoyemura chaizvo basa ririkubatwa nemuporofita,unoona deco yemuchurch mavo yafananidzwa neyekuUFIC wofunga kuti zvaperera ipapo,woona masuit aya eChinese colar wotoshaya kuti ko unobva wakopa false prophet zvakadaro kwakanaka here.Ndine hurombo nema followers ako anofunga kuti wabadharwa naManu,waregerere havamuzive Manu kuti he will never stoop so low ende chero ukapedza 5 years paChannel yako uchimuyemura nekutaura zvakanaka nezvake haafe akazotaurawo paPulpit kuti kuna mukoma Zigo,ndizvo zvawari prophet Emmanuel Makandiwa,highly annointed of God,a man of character.
Zigo wataura mwana wamai paProphet Makandiwa ka ahihwa wadedenura nemo nemo chaiko 🤝 Makandiwa chibaba 🫡
True true wena
Haaaaaa prophet makandiwa ndi baba, a father to nations
You did well young man . This is a beautiful piece
wow zigo you are a blessing. Waita kuti tione mabasa arikuitwa nemurume murefu pamweya zvese nepamabasa. Ndadzidza kuti neniwo musiwe birthday rangu ndinofanirwa kuunza mufaro muhupenyu hweumwe munhu.
Thank you my Father Prophet Emmanuel Makandiwa and mhamha Ruth Makandiwa may the Lord continue to give you more years for us.
This is very good work. When demons want to hate and despise good things in a visible way, they enter into a person and express through people. A lot of manifestations in comments, be delivered in Jesus name!
Thank you ZIGO for the boldness to speak the truth may the Lord bless you
Thank you for standing out and saying it as it is
And you too zigo maturity is shaping you
Apostle Chiwenga is doing a good thing. He does not want the church to over burden the congrigates, running a business will take care of the church's expenses. All other preachers get the money for all these programs frm pipo. There is nothing wrong starting a business as a church
This is great analysis
Very good Zigo. You show us other side of these preachers andanga ndisingazivi sezvo I don't follow them . but is good to know them sometimes .
On this one waona Zigo welldone 🎉sir kana wao a chakanaka chiparidze wangu don't listen to people and I know you're very good at that
Yaaah character iripo for sure, happy birthday prophet
My Father exhibiting the Love of Christ
Thank you Zigo
Makandiwa haana zvanoziva
Well said
We have only one Father in Heaven, Makandiwa ndiBaba vako iwewe, zvauri kutaura Zigo zvinotaurwa nemunhu ane discernment Spirit yekuziva kuti uyu munhu waMwari here kana kuti haasi, Anoziva ndi Mwari stop it....
At least zigo this time you have nailed it ❤
Wakapihwei zigo .
Seeding yakazopera here ku UFIC
Well done Zigo
Undoubtedly you've said it all
Zigo to the point 🙏
Yes yes yes yes man
Miracle money yakazodii nhai zigo
Powerful
Zigo do what you need on your pages, don’t let people control your content because they never told you to open these accounts. Haters do what they do best which is hating. Good job Zigo
zigo wabantu
some piece of insight there, chokwadi chemahara!
hazvidiwe nevana va bhariari.
respect mfanha
Uri kunyepa what did he say about the covid vaccine ?
One on one yakapera here , imarii pamunhu
😂😂😂 wabata munhu wandanga ndichifunga chiwenga pawati follow the whole video to criticise 😂😂😂
😂😂😂😂but Zigo unotodenha zvekutorevesa chaizvo, unenge uritopic this weekend
Zigo kunzi muporofita abatwa achirara nemusikana nekuparidza nhema zvinhu 2 zvakasiyana
Unogona kunzi mufundisi abatwa nemusikana asii achiparidza chokwadi
Kozotii mufundisi haana kubvira abatwa nemusikana asii achiparidza nhema.
Uyo aita fornication anogona kubatsirwa naMwari through the word of truth which is undiluted gospel
Asii uyo ane pride achiparidza nhema ari pama1 uyoo
Saka zigo chakakosha kuparidza Kristu kwete kutsvaga fan base ne attention kubva kuvanhu
Muparidzi wechokwadi anofadza Mwari kwte vanhu
Galatians 1vs10
Haunyepa
Haaa this time wakananzviswa yekureba Zigo😂😂😂😂😂😂.Wazonyanya kubva wabigger mudhara
😂😂
The problem is we always want to talk bad about someone but if we look at the good side we should also talk bout that
Anagogo ndovakuona 😂😂😂
Muriku jairira vanhu kusanyara, only the fake blind can see from yo prophet bro
So u are saying all the people who were being operated were fake ? Fungawo iwewe
Kkkkkkkkkkkk apa iye haana kana chaari kubatsira vanhu nacho ,,too much jealous
@@Elemen10-01 kana monamata zvechokwadi ndopamuchaona, hunhu wako maitiro ako nokutenda kwako kuna jehova ndozvi chakupinzai denga not prophets forget and smile
Hes big to you not everyone my bro.to me hes nt a prophet bt a soothesayer,minana yamunofsrira musi wamuchananairwa nayo meso achavhurika.keakambobaya gold kuchurch kwavo.ma3 dys pregnance zvikambotonhora,he hs renewed it ndosaka mashamisika
I sense jealousy 😂
Serious jealous because someone cannot perform one miracle yet that person believe in Jesus who performs miracles 😂😂
🙄🙄🙄🙄🙄🙄🙄🙄🙄🙄🙄🙄🙄🙄🙄🙄🙄🙄
Tell them
Usati nyangadza
apa wazopedzera Chiwenga apa, i follower rakasimba ra Prophet Makandiwa...🤣🤣🤣🤣 he is a bitter son
PROFIT ✅PROPHET❌
Sometimes you don't need to watch the whole video to criticise eg when he said "if you go to heaven and u don't see me ......." I personally never finished the video but already my heart was broken................. Are u theoretical approaching Christ or practically because Makandiwa , Guti or Chiwenga are never the same between them ...........
Makandiwa is Father to those who are Fatherless not us who have our only Father in heaven,, Makandiwa is a Prophet, Pastor etc in the Christian church
true
❤❤❤❤❤
Kunyepa hatidi
Zigo is a journalist.He receives and dispatch news for money.His is concerned with increasing followers which also result in increased renumeration...
And not cares not about pple's salvation...
And Mr Makandiwa is very smart and strategic.He also pays people like you to speak positively about him 😅😅
I doubt that. He is not like twabam. Unless if we say his spiritual son trying to please him maybe. But himself to do that I doubt.
But how foolish have we turned
😂😂😂 zigo asi ndokwaunopinda here the biggest 😂😂😂😂 heya
😂😂😂😂 Zigo urimusick
Ukunyepa iwee.
Kunyepa kutii
You have to compare scripture with scripture ...
Abhadharwa
Kasi pese paunotaura something good about a person unenge wabhadharwa kani
@ecclesiakativu1043 l don't have time for this
Not controversial but what you r people think is controversial
Yooooh who has bewitched us nhai veduwee....are we this blinded
Ummmmm jealous is the beginning of kuroya
Unozonyanyawo kutaura apa uchingodzokorora futi
Try small videos kuti usabhowe
Ndonakidza wangu
A man of God anotamba pool here...there is no spiritualittly er wavafarira hako bt dnt lead ppl astray i trusted u pandaimbokunzwa uchitaura bible bt apa zvakuvhara shem
Why expose your foolishness on the public platform brother. So a man of God can’t play games ? Come on man don’t be a fool lol.
I hope this is not the same brain you use when crossing the road
Kkkkk haya foolishness at its peak
@@natmorebako7845 😂😂😂😂😂
Kkkkk
Zvatanga kkkkk
This is nonsense what criteria do you use to measure
Weak sermon From Makandiwa. Jesus' church is perfect. It seems like Makandiwa doesn't know what a church is. The church of God is perfect. It's you who is not perfect.
Please don't lie to makandiwa is a man-made traditional doctor masquerading as a prophet, remember how they went to Nigeria to get those powers ,these are last days
He never went to Nigeria
Mwana wa Boateng uyoo
Makandiwa is a soothsayer @@Godiswithus2024
Zigo Ndeipi the number you gave me wasn’t working and I’m not ZIM but United starts.
It’s not on what’s up
+263777016338
Sorry sorry
ua-cam.com/video/4OMKAKqP1cw/v-deo.htmlsi=LbWpIQC-1OSUPxiv
ua-cam.com/video/U1865J91Zfw/v-deo.htmlsi=UEjh-fLFcnxJJNBL
ua-cam.com/video/lOV3Nva1mwU/v-deo.htmlsi=_o7pfdfdc6u94Kpp
ua-cam.com/video/6WCQhuh3KDg/v-deo.htmlsi=wPriw40fyzkUC47_
ua-cam.com/video/-womWvtgjAE/v-deo.htmlsi=83ZLHgOmVooLVxEh
ua-cam.com/video/Ths_bGAnJ_0/v-deo.htmlsi=kQr4uIdxHebR4Je1
Makandiwa is Father to those who are Fatherless not us who have our only Father in heaven,, Makandiwa is a Prophet, Pastor etc in the Christian church
ua-cam.com/video/KqHTDhZPUvM/v-deo.htmlsi=ABXXc7-tijHqmA9m
ua-cam.com/video/KvKhriGGjWk/v-deo.htmlsi=SzsNY6S7F1_nYu1L
ua-cam.com/video/OUJjCHKheS0/v-deo.htmlsi=ZNFnXpNDcDrIGx8Q