Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Chirongwa chakauya zvakanaka icho hapana chipomerwa ipapo god bless
Yohhh this is sad,, sorry zvako baba.. Be strong and give it time.
ukaona murume afunga zvemaDNA mostly panenge pane hurehwa-rehwa ..plus vanhu vanotaura guys esp kumabhawa uku
Mungashaya chekutaura here baba ini ndirini ndototi thank God
Imi vakadz zvakapera kare zvekuchengetesa munhu mwana asiri wake unonyadziswa ukasshaya pekupinda hazviitwe izvo munotinyadzisa
Yahh zvinorwadza ummm vanhu ngava dzidze kutya mwari
Ko tete teldar baba namai t nyaya yavo makazodii nayo
Shame. .vakadzi ngatisadaro mufunge kunyadzisa kudaro. .but baba avo he has the fatherly luv shame
BabaTee namai Tee vakazodii
Yeah zvakaoma
Vakadzi tinonyadzisa hei
Yaaaa zvakaoma
Tete Tilda kanha nazvo
Chamutengure vhiri rengoro kkkkkkk
Nhy tete imariiko kuita matest iwaya ex wangu andishungurudza kuramba mwana apa atove ne17yrs Mari yangu yekushanda mumba ingakwanewo kunoita matest
Zvakaoma vakadzi chii chaicho zvonyadzisa izvi munhu unouya wakashinga uchida kuti zvidii iwe uchiziva zvawakaita
Inga zvakaoma
Zvakaoma yaa
Zvakaom sure
Sorry bamunini akatadza zvakanyanya asi God bless you mabatiro awakaita mwana zvinoratidza unomuda
Pakaipa
Yoo he was knowing that hers wife was chearting on him but haasafanira kunetsana asati agadzirisa zvinhu mhaniii
Ndanyara nazo ini eish
Saka vanhu vanzwa nekuchengeta vana vasiri vavo hey hey. But hangu handisvori vakadzi panenge pane zvinoda kugadziriswa paequipment yavamugabe kkkkk
taura hako dear
Vanenge vanonyepawo vaMugabe Ava dzimba dzaparara
🙄🙄🙄 are you for real??
Hapana kunyepa Apo vakadzi vave nemweya yechipfambi
Vakadzi denga chairo kuripinda topinda nemasanga chaiko umm 🤔 chivi ichi
Kana Uchida kuona kuti mwana haasi wababa vacho ma results asati abuda munongoona nemai vacho masvusvudziro avanoita mwana woziva kuti zvakabhenda
Zvakaoma Kani vanhukadzi takaoma kusiira murume mwana asiriwake shuwa
Tapinda tapinda
vakadziso takaoma kusiira munhu mwana asiri vake
How long does it take to get the results
kasi unezvawawona kumba uko kkk
Leoric Dabs 😂😂😂🤣🤣
@@leoricdabs3222 😂😂😂😂😂😂😂😂 vhayorenzi 😂😂😂😂😂
Zvakaoma hama wee
Pakaipa😢
Ummm sry for you brother
Vakadzi mukuti nyadzisa mhani chichiku mboitika sure
ma machine akafa
So sad manje wasiirwa mwana asiri wakoo tingadiii apo kkkkkk
tete tilda konyaya yamai prince hw far yapapi
Ko yababa namai T yakazodii futi
@@stellamundevere9349 takangosiiwa tisina kuzoudzwa sey vakangoti vachatipa update but now zero
But why women doing this?
ndasuwa amai T nababaT
Neni kkkkkkkkk
@@sukoluhlengwenya9653 handinakunyatsofara nefinal episode inini
Apa baba ndovakabata mwana😭😭😭😭
Ndewacho hr mwana wavakabata u nhai tete but madzimai tisadaro
Zvakaoma Shuwa
Vakadzi shuwa Unodirei wosiira munhu mwana asiri wake shuwa
Nhai veduwe......nxaaaa
Ummmmm veduwe
Shame
Kudenga kure shame