ZIMBABWE YASHATA ZVAKAITIKA KU RUFU RWEMA BROTHERS AKAFA SAME HOUR SAME SECOND HONA NYOKA YAKAONKWA
Вставка
- Опубліковано 28 вер 2024
- IF YOU WANT TO ADVERTISE YOUR BUSINESS CONTACT 0774045235
follow us on FACEBOOK link / djsparkszw
EMAIL US trustysparks@gmail.com
Yarema nyika ,
Hanzi kana Paine akashinha akatora Chikwambo ngaabude pachena chidzorererwe kumwene wazvo.
Chinopedza dzinza!
Sometimes uchinzwa nyaya dzekuZim unombofunga kuti kunyepa or madrama Mwari pindirai
no volume
No volume?
Siyana naWinky sparks tofambabewe sei uchibhaiza bhaiza
How can l find u .please help
No volume DJ sparks plus you said we are going to see the snake live at the finaral but nothing happening😮
volume bhoo here its very low
Volume plz 😢
Pamachira ndaona zvangu something 😢
Through research I realised kut only Dr vechirungu ndovanodzidzira urapi vamwe vese ava n’anga, pastors nemaporofita vanoshandisa mudzimu. Mudzimu unogona kuva wechokwadi or wekutengera zvinova zvinopa mamwe marelatives problems.
@getrudebwerinofa8717 machira I suspect chivanhu chikutoshata in the name of prophecy , haven't seen all these shenanigans in Europe , does it mean Christianity is better in Africa where it is a borrowed phenomenon? Worse this type of marketing
May you please explain why only the ladies are wrapped in satin material? Whereas satin is related to marine spirits in any spiritual activities. Please Sparks since we have questions around this, make investigations around this and make a presentation or interview around this.
@@McdonaldChinyadza-e5h he won't make those investigations because he is marketing the same. Something is not right in our motherland Zimbabwe
@@tinashenyangari282 chkwd mwari wavo sei achiuya thru madende ini hangu anditende chiporofita chagogo mamoyo kunge ichii
Dj SParks wakuda kumamiswa iwe wakungonyepa zvobhohwa
Usapatisa vanhu manhiii iweeeee
Kana chatanzwa hapana. Poor volume
It is because of the video
Haisikunzwika
Nyoka ndedzaovhasiya😅
Izvi hazvidi ana prophet venyu ava vanongoti l believe zvinotoda kumasowe chaiko
Kumasowe vakatadza kuzviona izvi aitopindakokwa Mose
Zvàkaoma kuromba uku
Volume hais yaSparks ndeyeMic yemuchurch mhani anaMhata imi
😂😂😂
Volume guys
Kufa at this age yakaromba bho manje unenge wambodya mari
😂😂😂😂😂😂😂Haaa
😂😂😂but you will suffering,saka zvobatsirei
Volume ishoma totererei
Sound quality questionable
Mukoma mongokandavo number dza prophet please
E team madii
Volume
Volume zellro
Zvakaitika kudhara izvo mwedzi wakapera
Ayo machira avakasungira ayo
Scary hey
Machira emanjuzu vakadzi vekuchurch avi
Muchaita minana yenyu enhema
Saka ndo zvakaitika here izvi musatipedzere data and time nxaaaa
mhata yako spaks isa volum
Asi kanazvichityisa munozviitirei
Mateo 24 inotaura izvii
Zvakama
Was he trying to show us that preaching,,,,,data wasted for nonsense
Ngano
Why machira avoo ari emanjuzi kupenya penya kuvunza hangu ndakagara padoor ndatya kupinda muchurch
Haumbofa wakapindurwa, of which it’s an important question
😮😮😮😮
Volume zero
Nyika yaoma guys anyway ndokumbirawo subscription yenyu ndini Dj sparks junior
Junior
No volume DJ Sparks
Sparks vanhu ngatitendeukeyi tisiyane nehupenyu hwenyika. We need God in our lives ngatisayewedzwe nenyika life yekunze hakuna hupenyu mwari ndiye hupenyu.
Volume is low pakutaura musikana
Volume Sparks waisa. Iwe ukunzwa bho nemaHeadfons.
We are truly living in the last days ,, zvakaoma shuwa
My guy you talk tooo much .Isusu we not hear for your talking let us be the judges and do our own observations
Dj sparks nderekuzvarwa ere
I'd have loved to hear what's being said but no volume
One on one how much per person
No volume
Volume
No Volume DJ sparks
Hamuna nyaya kutsvaga content chete
Yooooo zvaari ma1 uum
shemuuu sorry mukoma vngu volume haizikunzwika
Yoh haaaa pakaipa sparks
Jaah pamachira apo . Anorevei machira. Anobvepi uye anogarepi kana achinge asiri kushanda. I think Chivanhu chave kuhwanda mumasvondo🤦♀️🤦♀️🤦♀️
Machira api?
Blue, white , gold, purple, pink ,yellow anotsvedza ndee magaradziva
😂😂😂😂😂😂😂
Machira ndee manjuzu vanongovanda nokuti iDeco
Machira api nhai
Inzwa hanzi that snake can be destroyed iwe usatore zvinhu simple enda unotora nyoka iyoyo kwairi tikuone
God works in different ways.. Havaite zvaunoda iwewe
Hapana chatiri kunzwa
Musatanyoko
isai volume mutipakurire futi
No volume heard nothing
can they come to drill in moçambique
Sir sparks no volume apa
So sad honestly
Eish hwau ! That's onother level
Big headphones, monstrous microphone...zero sound...use smartphone kana zvanetsa...smoke after editing and review
Sound very poor
No volume papa
😢volume
May you please explain why only the ladies are wrapped in satin material? Whereas satin is related to marine spirits in any spiritual activities. Please Sparks since we have questions around this, make investigations around this and make a presentation or interview around this.
What you don't know is
Every prophet ane manjuzu bt ey hide it kuti musazive
Chatoda kuti tipone zvekuti muporofita wacho arikushandisa simba ramwari here or hameno asi long asi isu tayambuka 😮😮😮
Ahuna direction iwee tsaga mwari ucharomba ukaramba une fungwa dzinozara kwese kwese
@@MarvinKuzanga iwe ndikarwara negumbo ndikanamatirwa ndikapora wati ndingaite basa nekutsvaga kuti chandinsmatira I demon here or ndimwari chikuru kupora keegumbo rangu uyo akaromba kuti aponese ndezvake izvo nechikwambo chake ndiye achanetswa ega mangwana
@@annanyamugudza1327 take it or leave hama the ball its on hands
Problem yenyu imi zvimanews channels zvepasi pemuti imi maprofita ese asingacoviwe nemi ndevenhema according to sparks zigo nachimwe chinonzi holly 5 muri shit dzevanhu imi
Volume bho here
Aaaa mapotofita yenyu Aya mukoma sparks zvamunotenda siyai izvo mutewere Jesu mukoma sparks 😂 muporofita anobvunza mubvunzo hobhoooo soooo anty kristu uyooo
Hanzi paida kutorwa video vanhu vekubasa vakabva vafona, saka hapana video iripo. Meaning pavanhu vese vaivepo parufu, vachiona nyoka iyi, munhu one chete ndiye aive ne phone😅😅 Tikwanirei imi, this is not 1989
😂😂😂😂😂😂😂
😮😮😮😮 waramba
sound deng
Siyee kururama kuti kawafa uite mudzimu haaa kutsunga moyo kusvika pakufa kana kutendeuka kufa kuzvivi
Yanga yaoambonaka hre kana manga musati mamboozviona kana kuzvinzwa
No volume ,mbanje iwe unodziwanza kkkkk
Kkkkkkk kamfana kakaromba aka shame kkkkkkkkk kutenda nhema uko
Stop spreading nyaya dze fake dzisina basa iwe. Mapererwa here😊
Chihota yakango zviwomera hayo pamishonga
Chihota papi nhaimi ndokumusha kwangu
@@MaslineNyakujara-i3e ndiri pasadza
@@MaslineNyakujara-i3ekwa Muda
No volume kuna paster 00
Mm kubatwa musoro kutorerwa ma luck..no wayss
Ko machira hamuna amwe ekushandisa hre
Sparks this young man is a real man of GOD. I am also a man of GOD, That is real deliverance that I am seeing!
Uchanyepa iweee wakadii kubuda pachena pakarwara chenai u also fake gara pasii
Volume pliz
Yoweeee, saka makatobarwa muchinzi Dj Sparks ?
Hazvisi kuzwika izvi aaaaq
Chokwadi i like that hanzi tsvaka ishe samuponesi wako
Zviriko hre izvi
Audio haisi clear
Zvakaoma
have you noticed machira anoshandiswa nemaAsher ana papa n deco aya are just the same colours as ano shandiswa muma video ematare, vanhu ava vanhu 1 lolx.
Munhu wese anobatsira ane matare hama ma colours iwayo akamirira chivanhu
Haaa pandangoona kamuporofita ako ndabva ndaziva ndezvekumama
Makagarika vakoma!!!
No volume at all
kkkk wacorrupt ndikuda data rangu handina kuwona nyoka ini
😂😂😂😂
Haa Hapana zvataona apa
😅😅😅😅😅😅😅
Muri kudya nazvo vana DJ Sparks kana denga ririko muchanotsva hatifambei tivone after some years
😂😂😂😂😂pane nyaya vanepfungwa fungai wasinapfungwa muchararamamuri murima muridzi vevanhu ndimwari
Tanetanawo madrama enyuawo
Guys vanhu avo varikutengera varwere vanonyepesa ini ndina mai vangu vakaenda vanhu vaenda namai vangu vakataura zvese nevanhu vaive vakaiswa pazvibed zvavo kana pane akaoma mukoma ainzi ane7yrs aive akapfeka zveblack mukoma iyeye hanzi aitofamba hama wee ngatidzidzei kuzvinamatira tega vanhu ava matsotsi
Akaona service yazuro 16 June kumba kumukadzi ainzi ane breast cancer aive akapfeka dress reblack akanamatirwa ndokutanga kumhanya vanhu vese vaiva pabed zvavo ndevekunyepera variko vaiveko vakatozviona henyu....zvinamatirei henyu nyika yatakurarama yatakura kurema
@@MercyTakaidza sparks ndiye anoita ma advert emafake prophet vakatadza kurapa chenai ivo vatichiita vane masimba rega tiseke marema anoita mafollowers edark kingdom unoona me reception kuti it's fake mururu kunana mai vakataika njere kupemberera manjuzi live vaporosei musina kuvasunga madende tione
Iwewe sparks unotaurisa
And it's boring
No volume please
Ko kuchurch kwacho kune machira emudzimu maNjuzu😊
😂😂😂
Njuzu idzi
Mupofita wese ane matare guys