Sisi mirayi henyu mumnzwe mkatobata huroyi saka matova muroyi ari very dangerous ano shanda masikati machena.Chasara kungopihwa huroyi we magic wamuri kufunga kuti ndiwo uroyi chete.Dai mato tanga kutsvaga kuponeswa musati mave deep mazviri nokuti muchayitiswa a home wrecker wemichato nedzimba dzevanhu kana mave e full blown witch
Saka hausi kana kutombofunga nezcekutorera umwe murume wake, not even nekumurwarisa, not even a cobceited effort strategy yekumuuraya? Dai zvikakuwanavo
Iwe siyana nemurume iyeye, , , ukaoana ukauraya mukadzi iyeye ichachi ona 🤞aumu gara muimba iyoyo
Wakuto Roya iwewe uchamupasei nyama yemunhu
Chawagona hapana mukadzi uyu akafa newe uchamama washaiwa murume asina mkadzi Satan .
Zvakaoma izvi
Kumba kwenyu kunoroewa zvisngaiti 🤔
Urimuroyi hauzvione here wakajoiniswa kare
Ko iwe unogadzira mukadzi ndiye here akakunyepera.wakadii kusiyana naye murume uyu
Kuroya murume kusvika pakuita rombe shuwa kutadza kana kuchengeta mwana zvichida wakarambirwa chihure ichocho nxaaa
Une moyo wakasindimara sagogo vako. Mutori mose muchikwata.
Mmmm musauraya mukadzi uyu haana mhosva chingotora murume wachoka usiye munhu arimupenyu
Utori muroyi wemunhu
asi vakadzi chiiko huroyi .
Sisi mirayi henyu mumnzwe mkatobata huroyi saka matova muroyi ari very dangerous ano shanda masikati machena.Chasara kungopihwa huroyi we magic wamuri kufunga kuti ndiwo uroyi chete.Dai mato tanga kutsvaga kuponeswa musati mave deep mazviri nokuti muchayitiswa a home wrecker wemichato nedzimba dzevanhu kana mave e full blown witch
Watogara urimuroi kare Ungarra munhu asina mhosvaa satani
Ummmm dai ukaitwa back to sender nxaaa wairoya mukadzi wacho akakutadzirei wakadii kuroya murume akakurwadzisa mashaya zvokuita nezimbuya, zimuroyi nxaa murimbwa dzevanhu dai zvikakupandukira ungatoita zvekudada nehuroi kudaro
Iwe uri muroyi asi hausati wakuziya mushonga
Ummm Saka mukadzi waukuda kuuraya mhosva yake ndeyeyi 1 wamutorera murume wake wamurwarisa wakudakumuuraya ummmm uri satani akurarama aripanyika
Saka hausi kana kutombofunga nezcekutorera umwe murume wake, not even nekumurwarisa, not even a cobceited effort strategy yekumuuraya? Dai zvikakuwanavo
Muroyi evil woman