Hie Aunty Mamo Yuhwiiiiiiii 1st confession🎉🎉, this is Hilarious & amazing , ndopaya patinoti Daddy hamuna Moyo ka apa , how do you give birth to a child & conclude to use them for rituals, people must learn kuti akuna chitsvene chinobva kuNga'ga. Pray to the God of heaven baba venyu vanemushonga wakashata vahazvanzi. 2nd confession 🎉, makauraya mune ropa mumavoko enyu, endai munoreurura kumhuri yemufi, the only solution to avenging spirit is to Repay , kugona ngozi huiripa
I will keep lobbying for n’anga dzinorombesa kuti dzisungiwe vanotambudzisa vasina mhaka aah. Ko mwari akavarova nejamhu sisi ivavo nguva yavo yokufamba rwendo rwavo rwekupedzisira vachadyabtsvinanyaani. I would write off my parents for good dai ndiro uyo ari kuconfesser
Goooooooooooooooooooooooooood for you second confession. Wakakaura. haufanire kubatsirwa iwe. Wakawana zvawaida good for you
Mhuri dzakawanda dzakatakura zvinorema asi zvinongoba ibvi rako chete kunamata ndiyo key yehupenyu.
Uumm mai vekuirayisa mukadzi wenhu, makachiva mari, zvino hezvo mgozi yabatirira..tsvagai Sekuru Mukotsanjera mazvikokota pakuripa ngozi..
🎉Ayas ndapererwa sure wotora murume wemunhu wouraya mukadzi wake vanhu ityai Mwari now wakuurayisa vanhu vasina mhosva .Dai zvangonetsa iwe wega unorwadzisa wena
Urimupengo ungauraira munhu murume wake varume vapera hre tambura hako uribenzi
Thank God for the second confession ko maifunga kuti muri kusota happily ever after nekuuraya munhu??? Ayiwaa enjoy the ride
Hie Aunty Mamo
Yuhwiiiiiiii 1st confession🎉🎉, this is Hilarious & amazing , ndopaya patinoti Daddy hamuna Moyo ka apa , how do you give birth to a child & conclude to use them for rituals, people must learn kuti akuna chitsvene chinobva kuNga'ga. Pray to the God of heaven baba venyu vanemushonga wakashata vahazvanzi.
2nd confession 🎉, makauraya mune ropa mumavoko enyu, endai munoreurura kumhuri yemufi, the only solution to avenging spirit is to Repay , kugona ngozi huiripa
I will keep lobbying for n’anga dzinorombesa kuti dzisungiwe vanotambudzisa vasina mhaka aah. Ko mwari akavarova nejamhu sisi ivavo nguva yavo yokufamba rwendo rwavo rwekupedzisira vachadyabtsvinanyaani. I would write off my parents for good dai ndiro uyo ari kuconfesser
Second confession, that serves you right you reap what you sow
African science, munhu kuenda kuchipatara iwe uchiziva zvako kuti ndiwe wakaroya. Very true doctor s machine can not see, African science.
Second confession,Pamberi nekutambura hausati wamama nxaa
First Confession bata Robert Tapfumaneyi anokubatsirai kuti musunungurwe Anoziva vanogona basa.taona mhuri zhinji dzichisungunurwa
Second confession ndinongoti may suffer continue
Asi wakaima chokwadi...kuurayisa munhu nokuda kwemari..nanje wakazviparira..hapana kubastirika mazvokuda
First confession, zvakaoma hazvo
Srcond confirmation come clean uripe ngozi iyi mishonga wengozi kuripa
Zvema video bhoo hre padata
It doesnt make any difference
Zvimwe zvinhu zvinoda nyasha chokwadi yooh
Our very beautiful aunty please hatidi kukuonai muchiverenga hazvibude nice check this video and see what i mean it's a big NO
Annty Mamoyo huchii🎉
Haaaa regai zvinzi chakafukidza dzimba matenga
Zviri kuitika behind doors
Denga hatirioni zvedi unotoshaya kuti mari yacho inonakidzei yekudya dhodho
Morning Aunt Mamoyo ❤❤❤nemi vedare🙏🙏
Good morning dear
Yaaah second confension wakazvitsvakira wega nhy
Endai kwamiracle Paul kana kwakanengo
Muroyi ngaafe, unoda kumunzwira tsitsi uri Ani iwe
Rubatsiro Cc vangu nokorai tsoka yenyu muinde kun'anga yakauraya vahosi mogadzirisa ,morwara mobva mangofa muzorore but musati mafa udzai hama dzenyu uroyi hwamakaita mondoripa mukadzi uyu mobva mazofa zvenyu bcz hausi mbeu kwayo panyika
Hie Auntie mamo
Hie hie
Second confection , what goes around comes around akarumwa nechekuchera ndongonzwira Tsitsi Hama dziri kufa nechavasingazive
Mudire wenyu wezvakapfawawo ifai maningi
Aunt mamo ❤
Kurumwa nechekuchera chose chawaita muhupenyu chingave chakanaka or chakaipa wazviitira
Amai vekuuraya mumwe mukadzi avo anonzi mazvokuda mavanga enyora hausati wangu uchadya tsvina yako ungauraye mukadzi nekuda murume nepfuma yake nxaaa
2nd repent confess to your family and her relatives. Makaroya zvakwana izvi zvakuda Mwari. Church yemweya vano bata bible .
Zvakaoma
Aunt Mamo❤
Helo👋
Zvakaoma mufunge
Akarangwa naMwari
Chawagona hapana
Zvakaoma hazvo wena kudya tsvina yemunhu nekuda kupfuma uuuuuu ndatya