I just wanna take this time to thank you guys Nigel and Patricia for the good work that you have been doing. You’ve brought so much joy in my life. You guys are hilarious you are amazing. Keep on doing the good work and keep on transforming the comedy of Zimbabwe with your great minds
I just wanna take this time to thank you guys Nigel and Patricia for the good work that you have been doing. You’ve brought so much joy in my life. You guys are hilarious you are amazing. Keep on doing the good work and keep on transforming the comedy of Zimbabwe with your great minds
I felt this. Thank you Taku ✌🏽
Ivo mai kuda vanongonzi vakangwarisa 😂😂 ko ingonogarai ikoko baba ropa😂
I knew it kuti it won't end well coz you 2 can't last 2mins happy, happiness inenge yato expire 😅😅😅😅😅😂😂😂😂😂😂
Nigel ndrikutsvagirawo jatiwero na ozemwa basa ku company kwenyu😊😊
Kkkkk haaa raramba zuva kupera. Lets hops muchaenda henyu kumashops mese😂😘
Nhai Nijo hanziiko nezvamai Kuda....unotangirei musindo😂😂😂😂❤
Patricia's short hair 😍 💯
I'm thinking to try it on my lady
Iyi couple iyi sooo😂😂😂😂😂 but pa fair chaipo vanhu ava vaifanira kuroorana😂😂
ndozvaifanirwa kuitika pamwe kumberi uko zvinogona kuitika nijo ariuita aine 2 vakadzi anogona kuzozvizadzisa muhupenyu
@@hoto31 hahaha 🤣🤣 perfect couple
U guys are the best thank you for entertaining us ❤❤❤❤
Patricia who is your hair dresser
Wakaisei bvudzi rako i like it
Baba naMai Ropa vane toxic relationship chaiyo 😂
Hariperi zuva baba namai Ropa pasina kukonana 😂😂😂🎉🎉🎉
Koimi munombo farahere imbayacho you to people inozongopera baba ropa vakanganisa 😂😂😂😂😂🤣💝
Hahaha, ropera nekupi 😂 zuva. 24hrs parefu akomana
Unoziva mai kuda vakangwarisa 😅
My Goat 🔥🔥🔥
Nopeya
Nice skirt mai Ropa. Gold mafioso 👌🏼
Yakabva kuAmerica nababa Ropa😂😂😂
amana ko akandizadzira munhu wangu ndiyani
Vaviri ava vakaoma ma Associates manyama 🔥 🔥 🔥
Mai Kuda vakangwara, bhutsu vakanotengesa . Mai Kuda vakangwara - ma referrals pa Akello
Patricia kuvhunduka kkkkk...imbotiratidzaiwo mai Kuda nakuda.
🤣🤣🤣🤣🤣🤣raramba kupera zvesure kkkkkkkkkk
Mai Ropa kuva single hakuuraye iih baRopa varamwirei kwamai Kuda vamboitawo bp ikok😂
Raramba sure😂😂😂😂😂
Mai Kuda takuda kuvaona,yatova problem kuvaViri ava😂😂
Vakambobuda wani pane imwe episode
Haaa kana ukatongoita mwana asiri wemkadzi wako hazvimanejeke especially kana usina mari
Ini hangu ndirikuona as if Patricia is 🤰 😅
Hiwe😂
I saw it too hey kkkkk
Patricia unochengeta that necklace from your 3 years ago vid yakanzi “PROBLEM NDINIJO”
🔥Haa ndakura nemi guys
😂😂😂Bucket bhoo here
happiness nemarriage hazvisangane musame line kkkkkkk
😂😂😂😂😂😂raramba shuwa kupera zuva
Kkkk asi zvinogobhowawo ,popota mai Ropa
U guys re so grt
Kuda naMai vake vanotokonzeresa zvekudai here😂😂
Aaaayaas zuvaratoramba kikokokonijoka
😂😂😂Imba yemusindo
❤❤❤❤❤❤❤❤
Baba Ropa ingoendai munogara kwamai Kuda
😂😂😂😂😂😂 Raramba kupera zuva tichifara
Mai kuda vakangwara....
Takuda kumboonawo ropa na kuda wacho 😅
😂😂😂😂rinonetsa kutopera
🤣🤣🤣🤣 ma couple manyama
Pee wakafitwa ne short hair zvekutodero raramba kupera zuva tochifara😂
Amana it looks like Patricia is pregnant 😊 pane azvionawo hre
KoMai Kuda tovaona riini😂
Asi patricia is pregnant? Ndakazviwona futi pa crossroads akapfeka ka woolen vest ke white 😊
Ndaka zviona woo think she pregnant
I don't think so .. that is how she normally looks wani
@@vimbaimaiwasha4421patricia ane flat tummy apa rakakura
Ahhh ndazvionawo
Yes 16 weeks
😂😂😂😂😂😂 kuti muwirirane zvakaramba
😂😂 Hariperi zuva musina kunetsana
🔥🔥🔥
Patricia you are tempting me to cut off my hair ❤
Pregnancy hormones
Raramba zvedi.. 😅😅
😂😂😂😂😂😂
Is Patricia preg???
Safe here
Richipererei
Raramba kupera zuva tichifara
😂😂😂😂😅
Vanogona ava
Akello yakutoita kunge e creator
Everything is an argument
imbotiratidzai mai kuda
Haripere as long mataura zita ramai kuda
Mai Ropa should just move on
Ndo zvirimo mumastreets
BaRopa madii kumboita zvamai Kuda mozodzoka maneta nazvo
Patricia looks pregnant
Patricia aremerwa, who is the lucky guy☺
Haasi Mwenje here 😂😂😂 kkk rumour yaimbodaro 😂😂😂
Mai Kuda is never a good topic na Kuda wacho
Nijo hunza app number dzako
😂😂😂
😂😂😂😂😂