Alick Macheso,Mark Ngwazi & Spencer Bolt Cutter Solo Bass Guitar Vachionesa VanhuMoto🔥 Watch Tll End
Вставка
- Опубліковано 2 жов 2024
- Alick Macheso,Mark Ngwazi & Spencer Bolt Cutter Solo Bass Guitar Vachionesa VanhuMoto🔥 Watch Tll End
#sungura #viral #dance
Macheso koteera Spencer kozotera umwe wacho uyo hameno ndiyani
U cannot put macheso on this... He is the only one to create bass solo melody that are enjoyable
But this one he is playing is from somanje kaaa
The uncomparable
It started long back with zhakata on mugove ..paul mpofu etc
Even John chibadura
Usanyepere vanhu vanhu kana usingazive nyarara
Macheso ndibaba vedu 🙇🙇🙇🔥🔥💥
But Spencer ma1 anopedza 🔥🔥💥🔥
Handisi kusungura but hamufananidze vakomana avo nababa Shero😂😂
Haaaa don't compare Baba shero nezvinhu zvisina basa
kkkk
nyaya iri pakugadzira melody , kwete kungoridza
Peter ava kugona mnje 👏👏🤝🤝 Dhewa legacy in safe hands those shoes were too big to fit but he showed he is a man over the years
Vamwe vanogona havo but macheso is in a league of his own hake the godfather of sungura n the greatest bass guaitarist
.. Guitar rerichitaura kuti ini ndonzi baba🤣🤣🙌🙌
Quality has a name 📛, Macheso Mudhara mukuru pabass, muzimbabwe. Yes Spencer anobata basa🙏, but Macheso ihuru yadzo, tape measure, tap measure 🎉
VAMWE kungokwenya gotta risina kana melody
Unonzwa mumwe achiti ndiri nherera asi hauzive kuti Macheso ndibaba vedu here
Kwana
For sure brotherman 😅😅😅
Kkkkkkkk
hahahaha 🤣🤣
Uite mushe kumba kwenyu
I believe that some other guys are good on their level but as for Aleck he is above all of them with journey that he has gone till today will the others get to where he is we don't know but comparing him to these other guys i don't its fair 😂😂😂his shoes are too big
Live ya Peter just like ma live aTongai Moyo are the best in Zimbabwe for decades, balanced both instruments, vocals, and order pa stage. Tongai akagona kubva kare.
Team ya Peter yonakirwa nebasa
Tongai Moyo was simple, natural and effortless
No lies detected there
Baba shero vanopisa🔥🔥🔥
Kuti macheso ndokuti baba
Our father cheso but team madzibaba
Spencer ma 1 ayo show them mwene
Haaaaa ichoooo chinonzi spencer chokakata wayaaaaa kkkkkkk aaaaahhhhhhhhh mupeyi sando dzake uyooooo
This people they were not in competition but us people we comment as if they were compiting mxm ayy this is not make sure🤦🏾♂️🤦🏾♂️oksalayo we will all love chesology nomatter what.he is a legend and he will always be a legend nomatter what😊❤️🔥🎸👌🏾🫀👌🏾
Macheso imota
Macheso ndiye baba uyo spencer anotokundwa na Simon Mtambi
Chesology munhu one anoridza rinotaura
Spencer Spencer chinofamba chibaba chemuchina muhombe
Spencer Spencer Spencer ❤
Haaa spencer anounduraa waya ndatii..🎉
Waya dzamadzibaba dzakarongeka sooo hadzina ruzha , remeber ndiye baba pavavese he is the mentor
Keep telling yourself this...
Haaa Cheso has no competition anoto computer ega😂
Macheso ndi baba❤❤
Spencer spencer show them u are Bolt Cutter ....waya kuna Spencer
Chesology
Cheso Power🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Kana muchida titaure nezvemagita motanga mataura kuti Macheso ndibaba vadu then totangira ipapo
Boltcuttrr ma1
Dont compare macheso nezvinhu zvisina basa
Tangai mazuva kuti Macheso is the one who introduce these solos
I agree they even play some little bit of his solos😊🎸Chesology he is so creative more than all bassist that play sungura he is number one ...I have been comparing his basslines with other sungura bassist no one can bring him down expect god if he want too🔥🔥🔥😊 😊😊❤️❤️❤️
Baba Shero Chibaba chavo vose
❤❤❤alick is the best no one
The Spencer Bolt Cutter number 1
Number 1 yei
The uncompairable Baba Shero,baba monalisa
chamakamakira Ngwazi ndochishaya hank
Chesology
Cheso to the fullest
Mwana wakumudzi alick macheso ❤
Macheso is incomparable
Why comparing Chesology
Spencer Spencer show themmmmb
Cheso 1 spencer 2
Band ihombe but zve bass Spencer arimberisaaa acheteverwa nekaya kevende kekudzingwa naMadzibaba Zacharia
Nasho 😂😂 here
Number 1 in this world here or?? Baba Sharoe is uncomparable, the World's nmbr 1 bassist
Ndokusizer Cheso uku .dont compare macheso nemipurwa 😂😂😂
Angova mazita akapfumba kudhara zvawo but mface anonzi Void ndiye aneyese uyo achanetsa uyo Void
Remember Kuti macheso aitoridza arimudumbu Ma Mai .saka hatina zera naye pa guiter
Macheso hatina zera naye Pasungura
Macheso is the best bt watch out for Void
Baba Sheroh ndi baba
Macheso ndibaba
Macheso has no match so don't compare Spenser to him Spencer vamwe vake ndivana Simon Sando hombe ,Manuwero,Nasho,Ronny Mudhindo
Men of the moment chesology
I want Cheso n Spencer to compete again..... Kindly not disrupt the competition by to much background noise . We want to listen to their guitars not audience or other band members mukadaro ndozopa judgement yemusoro wangu
Cheso haana competition 🎉
Macheso Is on his own league vamwe avo vachiri kudzidzira
ua-cam.com/video/mCReOnAQPPI/v-deo.html
Click This Link muone Magic
Haaaaa Spencer ma1
Base iri harisi rekungodhuura kut chero rarira,Ridza zvinonakidza,Baba Shero vanobata macodes anonaka😏
Macheso is out of this world. Shasha
Cheso ndibaba apa anogona kuridza bass rinoita kana 10 minutes achichinja chinjaanje vamwe vanoita kana 3 minutes achingoridza chinhu 1
Cheso Isports pedxaa
Mark is not a bass guitarist.
Don't compare macheso here
Alice Macheso is the best of all time
Kana mazogara dnt compare any one with baba shero nekuti ndezvashe
Spencer chobata waya futi haapere zvekudaro
Comparing macheso with any other sungura bassist muzim kutishora stereki...hapana ane zera nababa sharo vese vanhu avo
Ukaona Macheso voshama muromo vachizunza musoro panenge pashata
Bolt cutter baba Ashley
Cheso mudhara kusvika kure vabati vewire vaputitsi vakwapuri vazvamburi
Mkuru mkuru hapana nharo
Cheso ndiko Kuti chibaba zve
Mavakushaya zvekutamba nazvo manje zivai kuti Mambo havatukwe,mukaenzanisa Macheso nezvinhu zvisina basa
Macheso chibaba
Macheso akatozvitora Kuda madzibaba Zakaria
Macheso ndiye Baba
Spancer spancer the bolt cutter.Spancer kumberi
Macheso is the best
Dont compare cheso nezvinhu zvisina basa
But Dembo ndiye aiva chikara chavo 3:07
Macheso ndiye baba
The bolt cutter
Chesology😅😅😅
But Dembo ndiye aiva chikara chavo
But Dembo ndiye aiva chikara chavo
Spencer💥😊👋
Macheso ndi boss
Base retsamba iro musarijairira varume Senior Lecturer
macheso chigure siyanai naye ndapota
Spencer Spencer Spencer....
This is Chesology 🔥
NYAMASVISVA
Chesology
obvious macheso chimdhara asi Spencer arikuuya nazvo anema1
Macheso all the way 😂😂😂
Panga pachifanigwa kuiswa mutambi apo
Amanaka macheso ndovote yangu
Spencer
Spencer