batsirai kutonga nyaya mukadzi ane chikomba here kana kuti mupurisa arikungopomherwa Chief Chiweshe

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 23 лис 2024

КОМЕНТАРІ • 201

  • @irenemhembere2548
    @irenemhembere2548 19 днів тому +8

    Ataura wani Kuti haachada...imi mbuya imi makangwarisa..chakakubvisa pamurume ndicho chakutevera siyanai me mwana uyooo🎉

  • @DavidRahuma
    @DavidRahuma 20 днів тому +19

    Madzimambo regai tsika yekumanikidza munhu kubvuma zvamunoda imi

  • @TariroChapfunga
    @TariroChapfunga 16 днів тому +3

    Murume uyo hapana kana chaarikutara chinobatika..mukadzi uyo arikunyatso taura zvirikunzwisisika chaiko..hachadi mukadzi bt haasikuziva kt otikudii zvake

  • @neversonbutau5232
    @neversonbutau5232 20 днів тому +8

    Raster vane ma facts kana zvisinga Bude hazvibude siyai atange hupenyu hwake he is a grown up men.tisabatire munhu

  • @ButeleziKel6115
    @ButeleziKel6115 16 днів тому +2

    This is the 3rd case l saw chiMambo ichi failing to judge cases wisely. Kadare kemhangamhanga aka.

  • @Anna-f6u4q
    @Anna-f6u4q 20 днів тому +4

    Mukadzi uyu ingati igweta chokwadi mukutaura ❤

  • @robsonchikotimchochoma7444
    @robsonchikotimchochoma7444 20 днів тому +4

    As she articulated her arguments with poise and conviction, it became clear that the lady had a compelling case. But in a curious twist, Owen had 'forgotten' his phone at home - the very device that supposedly held the proof of his ex-wife's infidelity.
    This scenario raises interesting questions:
    1. Was Owen's forgetfulness genuinely accidental, or was it a strategic move?
    2. What exactly does the phone contain that could prove his ex-wife's infidelity?
    3. How will this evidence impact the outcome of their dispute?

    • @pascalmagwiroto5449
      @pascalmagwiroto5449 20 днів тому

      Iwe mukadzi uka ita zveku tamba ne moyo wake ano torwa uyo aka naka ka mukadzi uyo kkkk

  • @AbsaiChikadzi
    @AbsaiChikadzi 10 днів тому

    Hah yah apa paita nyaya apa. Pari kutaurwa apa . ASI dare riri kudivi komskana. But mkomana haanga gare nomwana wemunhu nguva yakareba kudaro wozongoti chienda. Mativi ose vakutaura zvinonzwikwa.bZviine sense futi and they are presenting themselves very well.

  • @LuckmoreMandigo
    @LuckmoreMandigo 19 днів тому +5

    Rasta varikuhwanda nechigunwe ,hongu mukadzi uyu anogona kubva benzi but Rasta ngavamboripa tozotaura yemapurisa ,mukadzi

  • @pastorjnyambazi5279
    @pastorjnyambazi5279 19 днів тому +7

    Mai avo varikutaura mashoko chaiwo uye anehunhu

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 16 днів тому +3

    Dred kumwe kunyepa kwacho unga kangamwe 4n ine humbowo panyaya dzakadai imo murimo mune humbowo

  • @EdsonMarufu-ho8tj
    @EdsonMarufu-ho8tj 11 днів тому

    Rasta mkadzi uyo ndi lawyer haumugone waita mutete enda unoba maspaner nama starter urmuripe ,I doubt akabvuma less than 1000 nemombe 3 uyo ndiye achakubvisa chirikumeso😂😂😂.

  • @koeksistersamoosa6456
    @koeksistersamoosa6456 19 днів тому +4

    Jah haana mhosva pliz musamanikidzire munhu kuda munhu waasingade

  • @prudencechiduku3746
    @prudencechiduku3746 19 днів тому +3

    Ko chief varikunzi havagone kutonga papi manje ....ini i feel like Owen haachada mukadzi and he is looking for a way out ...Dai Owen wauya ne evidence yako zvaiita easy ...but anyway love haimanikidzwe zvayo Sibo siya munhu life goes on

    • @VictorZiduche
      @VictorZiduche 19 днів тому

      @@prudencechiduku3746 but puru..ka nyatsoterera nyaya yemupurisa

    • @ButeleziKel6115
      @ButeleziKel6115 16 днів тому

      Owen haana nyaya uyu, anga asisade munhu chete. Otherwse he could have sued chikomba chacho

  • @DadairaiMamwoyo
    @DadairaiMamwoyo 14 днів тому +1

    Aiwa vanhu Rasta Ava vane nhema sibo mkadzi ari right plus mambo hamuzive kutonga pinday paMt Darwin apa nekwaMutare Kuna chief Mutasa Rasta munozvinyira imi ende mandibhohwa kubika nhema worse mambo aiwaa hamuzive bvunzai Chief Bushu

  • @CrytonKarengo-i5y
    @CrytonKarengo-i5y 14 днів тому

    Rasta vaida kutamba nemunhu uyu but mukadzi anga atonyura murudo Rasta vakatadza mabvisiro mukadzi uyo haana strategy so now he have to pay mukadzi uya kubva pavakagara vese bcz mukadzi akachenjera pakutaura kudarika Rasta

  • @obertalpha7608
    @obertalpha7608 11 днів тому +1

    Haa varume Rasta venyu vamuri kutsigira uyo muchit haana mhosva bt arikubvunzwa ma seely question bt haasi kugona kumapindura uyo y 😂

  • @panashezimuto8480
    @panashezimuto8480 2 дні тому

    My headmaster kutadzaushe at nhowe mission

  • @DavidRahuma
    @DavidRahuma 20 днів тому +3

    Ko arikukuudzaika kt munhu aigara achida kuzviuraya ko nyaya yearewa yemupurisa hamuibati why

  • @matthewchonse6820
    @matthewchonse6820 20 днів тому +4

    Samson vaita mistake kudanana ne dherira..apa..nyaya yemubhaibheri iya ..shuwa history repeats itself,.. why recording everything kana waimuda nekumutrasta.. anyways.. rasta fell into the trap.. he shuld face the kwenckwencies

  • @forgetchikoti1554
    @forgetchikoti1554 19 днів тому +1

    1.Owen zvaakaona kuti uyo ipfambi, hazvina kunge zvakaipa kuti atore mwanasikana uyo aendw naye kumba kwavo obhadhara zvinodiwa kuti mwana wenyu ndini ndange ndinaye.
    2.pafair Owen paspeech vanosara pasi namadam zvekuti chero madam vane mhosva havabatwe zvekumanya 😅
    3.nyaya iyi ine kaviri, madam vanogona vakapinda naNyika yes but owen haana chinobatika chinoratidza kuti ndozvakaitika despite kusiya 4n kwaaita kumba ichishandiswa namadam uyezve madam vanogona vasinazve kupinda naNyika ichongori way yaTembo yekusiya mukadzi
    4. kupedza nyaya kana owen asingade zvinomunetsa ngaasenge munhu andomudzosera kumba kwavo aite zvinodiwa asiyane nezvakawanda otherwise nyaya yacho ingaramba irimulife make kusvika kare

  • @ButeleziKel6115
    @ButeleziKel6115 16 днів тому +1

    Raster wakapusa ahuna umbowo hwakakwana iwe, ingoti ahuchadi munhu chete, zve audio siyana nazvo hazvishande in the court of law as evidence izvo.

  • @SheperdJuma
    @SheperdJuma 15 днів тому

    I think kutonga nekuyananisa zvakasiyana .....pane ma loop holes asiri kubatwa apa akawandisa .....yes amwe Kuna Rasta but more kumukadzi ....zvakawanda zvaasiri kuramba but shockingly dare harisi kumubvunza rinongobvunza rasta.....yananiso hapana .....dare harirambanise vanhu

  • @McdonaldChinhanga
    @McdonaldChinhanga 18 днів тому +1

    Ummmmmm nyaya iyii inoda kuongororwa futii .mambo arikutonga rasta chete .mambo arikuchengetedza mukadzii kotii nyaya iyii Inoda CHIEF MUTASA TO THE WORLD

  • @ChipoMpofu-hl2ll
    @ChipoMpofu-hl2ll 12 днів тому

    Owen mukoma wangu ramba wakadzvanya mukadzi aharambirwe kuroya asi chihure mukadzi akahura kumbakwavo

  • @TrustMuzhambi
    @TrustMuzhambi 11 днів тому

    Mvana ukaitota ngaikupe Transfer yekwaakanga akamboroorwa vakadzi varikuitisa varume plus vanoitasenge vanogona kutaura 2 much

  • @TalentZisengwe
    @TalentZisengwe 20 днів тому +1

    Mambo read my comment please, kutonga zvenyu hamugoni, munofanira kumbonzwawo mamwe madzimambo achitonga. Mungabvisise munhu gupuro for what iye anga asina kumbobvira akaroora, iro hure irori nxaaa mhani.

  • @pastormatutu.388
    @pastormatutu.388 13 днів тому

    Owen wagara usisana Sibo iwe, mambo fambai nenyaya from scratch muface uyo Owen akabvira kumashure kutsaga may out. Wariko wanhu wanoita serious nekutamba, i team rino believesa mababe iro.

  • @RobsonTongogara-c1v
    @RobsonTongogara-c1v 20 днів тому +1

    Uuuuummmm mukadzi uyu ndimambara😮😮

  • @lameckmujati7370
    @lameckmujati7370 10 днів тому

    Owen usapedzere dare nguwa please!

  • @TalentZisengwe
    @TalentZisengwe 20 днів тому +13

    Mai ihure iro, mambo idununu havagoni kutonga zvese nevanhu wacho, l wish Mutasa ari iye anotonga nyaya dzese munyika. Tembo l salute you, siyanai nehure iro.

    • @robsonchikotimchochoma7444
      @robsonchikotimchochoma7444 20 днів тому

      Makadhakwa huropi

    • @afronews7034
      @afronews7034 19 днів тому

      Mmm causing trouble sipho tsotsi 😂

    • @VictorZiduche
      @VictorZiduche 19 днів тому +1

      @@TalentZisengwe yahs neniwo ndaona kudaro mambo apa hawana kugona kutonga nyaya yemupurisa uyo warikuita kunge isina basa hAaAaa zvobhowa

    • @prudencechiduku3746
      @prudencechiduku3746 19 днів тому

      ​@@VictorZiducheirikuita seisina basa because hapana evidence ....ndozvanetsa chete zvaakuita sekuti arikutara zvisipo

    • @MargaretNgwenya-sz3et
      @MargaretNgwenya-sz3et 19 днів тому

      Varume muchadzidza kutamba nemaoko enyu panekuda kutamba nevana vevanhu muchazvirega

  • @MoreblessingDenhere-bi2ti
    @MoreblessingDenhere-bi2ti 12 днів тому

    Returning soldiers aya ma1,vese vanongonyepa kuti first marriage ndakabuda neAbuse, magindagoria aya.

    • @ChipoMpofu-hl2ll
      @ChipoMpofu-hl2ll 12 днів тому

      Better kuroora mukadzi anedzimba mbiri dzaparara iwe ovakanaye yechi 3 anenge avenekakunyara uye anenge avekuziva mhepo inomuvhiringa sika kunzwisisa kanenge karipo

  • @ShillaMunondo
    @ShillaMunondo 14 днів тому

    Sando dzako mwana sikana big up❤❤❤❤❤❤

  • @brytonmasaire5542
    @brytonmasaire5542 15 днів тому +1

    Mambo makatonga bho,dred havachawani mukadzi akanaka seizvi
    Makabaisa Tembo

  • @coneliusmudzingwa
    @coneliusmudzingwa 20 днів тому +6

    Mambo uyu ngamboenda kuma lessons ehumambo

  • @patriciachinhanga6250
    @patriciachinhanga6250 20 днів тому

    Mwanasikana murume uyu aingoda kuwana wekuita love bonde. Ko imi sisi ne makore enyu kubvuma pasina dziviriro chokwadi koshesa kurarama. Ne zera rako wabva zera chaizvo hausi ndumurwa. Kuda kunzi mrs here mukai sisi .hupenyu hau umbike se hari . Zvibatei mwanasikana plz plz. Nokuto tuta mbatya nenguva shomanana iyoyo .

  • @EnockMpofu-f1y
    @EnockMpofu-f1y 10 днів тому

    Ewe mukadzi kumbiraruregerero chete mupurisa wakadanana nae bcz waiudwa kuti time yangu aisati yakeana yekugara newe ,ukazoita zwe mpurisa , so kumbira ruregerero that's all

  • @Senatorspox
    @Senatorspox 19 днів тому +2

    Kkkk😂😂😂😂😂😂😂yes yes yes vakadai vakaoma kuramba zviripachena izvi.kahure kemunhu shit😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @simbarashechirenje7840
    @simbarashechirenje7840 20 днів тому +9

    Makamboona munhu anotizira ne property yake otherwise mimba yanga isiri ya rastar😂😂😂

    • @Incorporated-p6l
      @Incorporated-p6l 14 днів тому

      Saka waida kuti arase property yake heree??

    • @ChipoMpofu-hl2ll
      @ChipoMpofu-hl2ll 12 днів тому

      ​@@Incorporated-p6lapa hama dzake propert yacho

  • @constancegava5352
    @constancegava5352 19 днів тому +3

    Nyaya haina kujeka iyi .why mupurisa vasiri kuda kumutora cz chikomba chapinda mumba memunhu

    • @VictorZiduche
      @VictorZiduche 19 днів тому

      @@constancegava5352 yahs gud chaizvo ...why????

    • @ButeleziKel6115
      @ButeleziKel6115 16 днів тому +1

      Akadii kusungisa mupurisa thus when that could have held water, otherwise hana nyaya Owen uyo

  • @remingtonsuvo7930
    @remingtonsuvo7930 19 днів тому +1

    Zvasangana, clever people. 50 /50

  • @TinotendaJoseph
    @TinotendaJoseph 20 днів тому +1

    Kungonzvengawo henyu rasta munhu hamumudi voicerecording inoshandiswa pakawanda munhu achibatwa renyu dare rinotadza neyi

  • @llodza04
    @llodza04 17 днів тому +1

    Hanzi na Chief Mutasa marasta haapfeke kungorova achingoenda.

  • @FungaiSawungweme
    @FungaiSawungweme 20 днів тому +1

    According nemanzwire andaita Tembo vadyiwa nenyaya pakuti mkadzi anogona kutaura kupfura murume and mukadz ane mafacts apa pasina kuti akazohura zvake bt ane defense inobatika kupfura Owen kana manzwa arikuti kana akabata chihure changu why asina kuzvitaura kuhama dzemukadzi orambira munhu ipapo pahama dzake. Owen he failed to address his story very well compared to the wife.

  • @malvinchiyangwa6947
    @malvinchiyangwa6947 20 днів тому +2

    Ko mbudzi ikuita noise iyo tatadzeiko?

  • @mangwawumunya
    @mangwawumunya 14 днів тому

    Hameno kana ndisina kunzwa, Mai avo vabvuma kuti vakadanana naNyika asi zvakaitika ndatorambwa nemurume uyu.

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps 20 днів тому +3

    Mukadzi ihure ngaaende

  • @shoppingsolutions7917
    @shoppingsolutions7917 15 днів тому

    Rasta vakagara nemwana wevaridzi for more than 3 months mutemo wekuZimbabwe munyowani unoti anga atova mukadzi wavo. So vanofanirwa kunobvisa kasmall small. Zvekuzohurirana ratove drama. Uyu mukadzi haachadiwe ngaasiyane navoJah avo.

  • @claytonkahari5065
    @claytonkahari5065 19 днів тому

    Kkkkkkkkk apa chikomba chaifanira kuuya apa nokutii chikomba panogona pasina asi muface uyu akagwara

  • @gracechigwande
    @gracechigwande 18 днів тому

    Owen mukadzi anga asingamude kubva kare aida kuita zvechihure .........

  • @thomasmashawi5614
    @thomasmashawi5614 19 днів тому

    Mambo sei muchiti mukadzi uyu ari kutaura zviri Clear ?????????????????????????????????

  • @RobsonTongogara-c1v
    @RobsonTongogara-c1v 20 днів тому

    Beautiful wife,ndomuda ini😂😂😂

  • @brianchikamhi5800
    @brianchikamhi5800 5 днів тому

    The integrity and dignity of traditional court systems has been eroded. Why broadcasting these traditional court systems

  • @YudyBushu
    @YudyBushu 19 днів тому

    Vanhu vanotonga ava mapenzi chaiwo. Ko kungoti mukadzi ihure zvinodii?

  • @EsterMamu-y2k
    @EsterMamu-y2k 19 днів тому

    Aaa kune vakadzi vanogona kunyorova 😂vachitaura manyepo haina kujeka nyaya yacho

  • @SdffKuw
    @SdffKuw 19 днів тому

    Hapana chekutongaba apo nyaya yakarongedza kare.mukadzi haana kuwimbika.kunyeba kuti mupurisa ndisekuru icho chiro chikomba.mambo ngaasapedzera vanhu nguva.ngaagone kutonga kana asingagoni ngaape Mambo Mutasa ndomambo chete munyika mose

  • @santosmodesto3480
    @santosmodesto3480 18 днів тому

    Nhau dzekutizira is very dangerous,kuchengetesana vana vevamwe .

  • @Muchanga392
    @Muchanga392 16 днів тому

    Mambo avagoni kutonga sempre esta com rasta porquê??

  • @MargaretNgwenya-sz3et
    @MargaretNgwenya-sz3et 19 днів тому +1

    Nzeve dza Owen dzakaitasei

  • @malvinchiyangwa6947
    @malvinchiyangwa6947 20 днів тому +1

    Mambo muri vekumama, musaise mashoko mu munhu,siyai ataure imi chenyu kutonga

  • @godknowschinyama5656
    @godknowschinyama5656 19 днів тому

    😂😂😂 sibo urimunhu wekuziya rega ndinyarare

  • @MoreblessingDenhere-bi2ti
    @MoreblessingDenhere-bi2ti 12 днів тому

    Mvana idzi kkkkkkkk hanzi ndine makore ndisina munhu apa anenge aine 10 zvikomba

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 19 днів тому

    Owen pareal,zviri kutokunetsa hama so far wave madzimai waviri saka hama ummmmm hongu chikomba chinokwanisika chaiwepo asi waiwe waramba mukadzi

    • @AnotidaMuzah
      @AnotidaMuzah 18 днів тому

      Saka zvoira mkadzi ahure here nxaaa

  • @nixonmarko1589
    @nixonmarko1589 19 днів тому

    Pachivanhu panotongwa sei chaipo.. rasta ripai hure iro muwane umwe mukadzi mukadzi we chikwambo uyo akatombo siwawo nekahunhu akaka sayai jah man

  • @OliviaTachiona
    @OliviaTachiona 17 днів тому

    Ko kuramba uchitsoma munhu asingadi nhy mwana sikana tsvaka basa uko kwamambo unodei kunge munemhuri mese

  • @josephkarata5242
    @josephkarata5242 18 днів тому

    Iyo imba kana relationship yemarecordings ndeye rudzii

  • @shadrecktungwarara1456
    @shadrecktungwarara1456 18 днів тому

    Pakafamba satan apo but both vanhu avo vanerespect mkadzi anongotii tembo

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 19 днів тому

    Madread ayoo ndomogara mademon ndapota,unotamba nemwana wevamwe zvakadaro sei usani nyadzi

  • @ness_hati.07-22
    @ness_hati.07-22 19 днів тому +1

    Ko mambo vanorambirei humboo hwemufoni

  • @tonderaichikono8529
    @tonderaichikono8529 17 днів тому

    WHY WAS SHE RECORDING FROM DAY 1 ??????

  • @layanm5028
    @layanm5028 18 днів тому

    Mambo hamugoni
    Kutonga nyaya
    Murikukuridzira vakadzi chihure

  • @VictorZiduche
    @VictorZiduche 20 днів тому +6

    Uyu mambo anobhowa haagoni kutongs uyu hapazvirikutongwa apa chief nyamaropa muripiko ndimi munoda nyaya iyi mukadzi uyo aikwirwa nemupurisa uyo ngatibvirepo mhani ihure endi kutomuka kutononetsa mupurisa I stupid apa mambo haaaaa mukungorowerera Rasta

    • @FaraiAmanda
      @FaraiAmanda 20 днів тому

      Manyatsonzwisisa nyaya hr

    • @VictorZiduche
      @VictorZiduche 19 днів тому

      @FaraiAmanda ndiwo maonero andaita FaraiAmanda ndaona sekuti mukadzi aitorohwa poto nemupurisa uyu kubva panezvikutsanangurika apa...hameno kuti iwe ukuonawo sei maybe ndaresva kuona

    • @johnvunani6153
      @johnvunani6153 16 днів тому

      Chokwadi miukadzi anechikomba ,aida kuvaka iye amemipurisa chikomba ,tariasai kwese

  • @MillicentMhokore-dc8on
    @MillicentMhokore-dc8on 7 днів тому

    Mai vanogona kutaura ava ma facts chaiwo

  • @MarkblessingKamuchuruka-k1g
    @MarkblessingKamuchuruka-k1g 4 дні тому

    Iwe unofunga kuti boys rejumbo rinoroora here ivo vachisha zvinogwadza kudaro .totovaziva vanhu avo

  • @Mukoma1
    @Mukoma1 19 днів тому

    Why nyaya yemukadzi iri kutendwa from a word of mouth asi yemurume onzi hunza proof?

  • @FaraiAmanda
    @FaraiAmanda 20 днів тому

    Murume uyo hapana kukwana arikudzungaira mudare 😂😂😂😂😂😂

  • @CliffordMarimo
    @CliffordMarimo 16 днів тому

    Raster vari kuda ku chenjera vanga vayine mukadzi kare Ana mechanic tokuzivai

  • @ChipoMponde
    @ChipoMponde 19 днів тому

    Mkadzi uyo haasi hure akada munhu angaasingamude ,paakazozviona kukuzvinzwisisa ndipo paaka dzokera kima ex ake

  • @amosnhauro6433
    @amosnhauro6433 19 днів тому

    Vanonzani mambo ava. Idahwa havagone kutonga musamanikidze munhu kubvuma zvamunoda

  • @MolleenGomo
    @MolleenGomo 18 днів тому +1

    Vakadzi ngatibvumei kurambwa zvimwe zvinhu so

  • @TapiwaGumbo-g5n
    @TapiwaGumbo-g5n 8 днів тому

    Iiiiiii haaa but msikana kutaura unotaura zvako zvine msoro

  • @faithmbutsa7837
    @faithmbutsa7837 18 днів тому

    Ndiri kuona zvangu sekunge rasta wari kutaura chokwadi asi hawana evidence chete.

  • @batsiraimupetura
    @batsiraimupetura 20 днів тому

    Nganoroora chat naiye chikomba Hana kuroora

  • @FaraiZiracha
    @FaraiZiracha 18 днів тому

    Raster ava ngavaripe cz vakashandisa munhu

  • @pascalmagwiroto5449
    @pascalmagwiroto5449 20 днів тому

    Whom do you choose a policeman or Rasterman kkkkk in any case there's no way I can choose a got for an inlaw I simply go for a policeman and kkkk uyo Raster aka konzeresa mukadzi kuti aite choice iyoyi why iye aka sarudza kuti mukadzi aede kuno gara ega ano rwara aisada mukadzi so why ave ku rwadziwa ano penga ibenzi iro.

  • @LuckmoreMandigo
    @LuckmoreMandigo 19 днів тому +1

    Ungarara nemunhu wobvisa butiro woti ndandisingatarisire kuti panobatwa mumba Rasta vanojairira ava

  • @jmgchauke
    @jmgchauke 19 днів тому

    Sisi avo vanotsanangura zvavo😂😂😂

  • @DescentShala
    @DescentShala 20 днів тому

    Mbudzi mudare oder pls mambo

  • @SdffKuw
    @SdffKuw 19 днів тому

    Madhara awa havagoni kutonga nyaya vakadhakwa awa.Ipai nyaya kuna mambo Mutasa kwete madofo awo.dai arimwanakomana wako iwewe waimutora here muroora akadero.dont force munhu kutora hure

  • @GeorgeMusekiwa
    @GeorgeMusekiwa 19 днів тому

    Ashaya murume hak3 asi sibo akanaka veduve ndovakadzi kaava even dressing haanyadzise

  • @danielchirandu7843
    @danielchirandu7843 18 днів тому

    Matare aya very biased
    Iye mukadzi uyu ari kuronda pfuma sei

  • @JosephChinyemba-h8q
    @JosephChinyemba-h8q 4 дні тому

    Uyo agara asingade mkdzi kusvaga marambiro mkdzi chete

  • @mwanawemuporofita5610
    @mwanawemuporofita5610 20 днів тому +2

    Dred you had an audio of cheating but you don’t bring it to court why? You come to court without your witnesses as well. Plus why were you going for HIV tests if you were not planning to be husband & wife.

  • @stephennyemba3712
    @stephennyemba3712 20 днів тому +1

    Mambo please be fair. Why do you assist the lady and give her all the time to say her points and yet you don't for the man. I am not saying the man is right but I expect equal approach to both. Your assessors are even creating scenarios to hammer the man.
    To get respect please give each person same opportunity by not showing some level of bias. Vakadzi ndivo vari correct all the time here, we hear the law is now levelled for both sexes so let us see this in practise.

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 16 днів тому

    Owen bvisa dred iro riri kukuwomesa musoro pasingade kuwoma musoro

  • @TinotendaJoseph
    @TinotendaJoseph 20 днів тому +2

    Sibo na Owen vanepfungwa kudarika vedare

  • @JanePhiri-c2u
    @JanePhiri-c2u 20 днів тому +1

    Dirty stinking affair but this gentleman took advantage of this woman.
    Ngangobhadhara for time wasting of this lady.

    • @mcdonaldkaronga3583
      @mcdonaldkaronga3583 19 днів тому

      Simple

    • @ChipoMpofu-hl2ll
      @ChipoMpofu-hl2ll 12 днів тому

      Muchazvirega zvekuti kana mawana varume modakuhura muropa varume pavanozviziva muboora sematambisirwa nguva konguva yemurume yaakatambisawo rasta akangaaperera akasika pakubvisa butiro midzimu naMwari wake nhasi vamuonesa hure kwamai varo ngariende

  • @JoyceTakadiyi
    @JoyceTakadiyi 19 днів тому

    Zvakaitikepi kuti wanorepota woti mu recorder i police ipi iyoyo inorecodws munhu achivhura case

  • @MavisSibindi
    @MavisSibindi 18 днів тому

    Mambo musamanikidze munhu kani ,rudo harimunakidzwe kani

  • @coneliusmudzingwa
    @coneliusmudzingwa 20 днів тому +1

    Rastar ita semurume usange usina kuenda kuchikoro