Sithole N'anga Yanetsa Nekurombesa Omira Mberi kweDare, Ofumura Baba Vaakapa Chikwambo Kuti Vauraye

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 2 лют 2025

КОМЕНТАРІ • 869

  • @brianchirozvi268
    @brianchirozvi268 2 місяці тому +6

    I would have loved to hear what mambo mutasa would have said about n'anga iyo mudunhu make ( dai maiva midunhu make)

  • @CarolinaMachipanda-f9p
    @CarolinaMachipanda-f9p 2 місяці тому +7

    Mambo imbwa iyi

  • @ElishaMurikitiko1990
    @ElishaMurikitiko1990 2 місяці тому +7

    Chinotadzisa sithole kuziva pane zvinhu zvake Chii. Dare rose iri ndere mbavha

    • @KutongaKutonga
      @KutongaKutonga 2 місяці тому

      Nhai nhai, vanhu ava varikuda kuba mombe. Ndezvekumama zvavarikuita

    • @SuzaneAdams
      @SuzaneAdams 2 місяці тому

      Une maziso anoona

  • @petermzorodzi7857
    @petermzorodzi7857 2 місяці тому +5

    Mambo musambunyikidza munhu kana asingazvizive sithole itsotsi iro

  • @MaiValerie
    @MaiValerie 2 місяці тому +3

    Sithole is an honest man vanhu mukuenda kun'anga husiku makuda kuuraisa mhuri munhu pedxesa nyaya dzako kana zvaipa so bvuma vana vasunungurwe

  • @MargyverMukosi-n6t
    @MargyverMukosi-n6t 2 місяці тому +2

    Mukotsanjera to the world🌍 anotaura zvese zvakaitika pahari iyoo 😊😊

    • @SuzaneAdams
      @SuzaneAdams 2 місяці тому

      Une muono wena, imbavha iyi

  • @SeanKamwazi
    @SeanKamwazi 2 місяці тому +6

    Chiremba ava vanonyepa munhu ane simba haite shungu dzakadaro

  • @tavongazingwanda6451
    @tavongazingwanda6451 2 місяці тому +4

    Unfair judgement, they didn’t even give that guy a chance

  • @linnetgambura9943
    @linnetgambura9943 2 місяці тому +1

    Imi wanhu imi muri kuziva here kuti kudenga kuna Mwari yoh ndatyiswa zvangu 🙌🏻

  • @LuckBasira
    @LuckBasira 2 місяці тому +5

    Sthole Ndiyo Ng'anga yega inotaura chokwadi kuti zvekushopera nehakata isatanisim vanaTasvu vanonyera vanhu kuti tinokumbira kunamwari

  • @WilbertMusakanda-tp3ks
    @WilbertMusakanda-tp3ks 2 місяці тому +10

    Changove chichemo chekuti Sithole asungwe imbavha iyo

    • @LetwinGora
      @LetwinGora 2 місяці тому

      @@WilbertMusakanda-tp3ks kwete kuti muroyi uchapedza vanhu

    • @EvidenceNyakoka
      @EvidenceNyakoka Місяць тому

      I know the guy anotorombesa uyo vanhu chimboregai kuromba uyo anouraya

  • @philipmagwisa5860
    @philipmagwisa5860 2 місяці тому +4

    "Dear Vitalis, I invoke the Omnipotent and Almighty God to envelop you in an impenetrable shield of divine protection, safeguarding you from the malevolent forces of darkness that seek to destroy your reputation and undermine your faith. May the fiery sword of truth and justice slice through the web of deceit and false accusations, exposing the evil intentions of those who seek to harm you. May the Holy Spirit empower you with courage, wisdom, and strength, enabling you to stand firm against the tempests of adversity. May the angels of God surround you, forming a protective cordon that repels all evil and negativity. May God's unyielding love and favor be your rock, your refuge, and your guiding light in these tumultuous times. Amen."

  • @ishmaelmatyenyika8968
    @ishmaelmatyenyika8968 2 місяці тому +4

    Sithole iyi imbabva iyi plz mambo paonei murimi pfima yake hombe panyika mombe sei munhu uyu achida kutorera murimi 10 mombe zvorwadza izvi gvt yedu ngaiipindire

  • @TawandaZingungwa
    @TawandaZingungwa 2 місяці тому +2

    Iyi n'anga ndeyenhema iyi . kkkkkkk hapana hapana

  • @josephmatarangani
    @josephmatarangani 2 місяці тому +3

    Endayi kwaTasvu Waremba vaive netsika yekurombesa vanhu but Tasvu akati siya akapikisa kehino akafa Waremba iyi n'anga iyi haisi Boe

  • @itairusike6124
    @itairusike6124 2 місяці тому +3

    Sei Sithole asiri kukwanisa kuziva Kune zvinhu zvake ndirini ndodzimamisa n'anga idzi vakavhurirwa madoor kuti vatore zvinhu zvavo vakadii kuzvitora ava Mambo havagone kutonga

  • @nigelmarodza3792
    @nigelmarodza3792 2 місяці тому +3

    Ngaasabvume kutorerwa Mombe mdara uyo...these people they know very well kiti mdara uyu anehupfumi hwake...ndoo hwavarikuda Zinata ngaipindire panyaya iyi.....other wise mdara uyo akumbunyikidzwa

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 2 місяці тому +4

    Apa pakadhakwa; hapana Dare zvachose apa. This can only pass semusangano weZanu Pf. Ndozvaingoita futi muhondo; chimuGANDANGA chikangoudzwa "MAKUHWA" neGirl-friend (so-called ZVINZVIDO) munhu woto chekwa musoro sehuku pasina kana mhosva yaakapara. Vakawanda vakatourawa nenyaya dzehuroyi idzodzi. Asi vaiva muhondo taitoshamisika kuti kohondo yedu yerusununguko nezvehuroyi zvaibatana papi? Nanhasi hatisati tawana mhinduro; yet MAGANDAGA killed more black people on the grounds of "muroyi. mutengesi" than white soldiers/people they killed.

  • @mimmssamuriwo5958
    @mimmssamuriwo5958 2 місяці тому

    😂😂😂😂😂😂 this is hilarious. This Sithole guy isa stand up comedian 😂😂😂

  • @Anna-f6u4q
    @Anna-f6u4q 2 місяці тому +4

    N,anga iyi imbabva iyi ndavaende kwasekuru Tasvu or kanengo anobatsira vanhu ava mombe 7 inga zvakaoma veduvee

  • @SuzaneAdams
    @SuzaneAdams 2 місяці тому +2

    Uuum nyaya iyi please take it further, tenderedzai maSocial media ese ,ndarwadziwa pana baba vakaisirwa chitunha mushop mavo vaitaura same munhu Sithole achivati vakatora mushonga kwavari ,akacharger achiti ari kuda imba neRori. Government ngaipindire madzimambo aakutyawo Sithole uyu,

  • @pastorkevin3487
    @pastorkevin3487 2 місяці тому +3

    Mudhara Vitalis uyo is innocent.

  • @sdshippers9332
    @sdshippers9332 2 місяці тому +3

    Kutodanana nehuroi nhai Sithole kana muchigona zvekudaro madii maroya vari tambudza Zimbabwe

  • @rasras2263
    @rasras2263 2 місяці тому +2

    Sthole ane passport here😂😂 before we go to 🇬🇭 Ghana 😂pakypa apo

  • @ZimtachVisuals
    @ZimtachVisuals 2 місяці тому +3

    Sithole speaks facts

  • @SuzaneAdams
    @SuzaneAdams 2 місяці тому +1

    Nhimbe tv thank you so much ,imbodeedzerai interview naSithole this man must be questioned kana muchitya sezviri kuita mambo.lsai nyaya ku Zimbeat tv Robert haatye kubvunza izvozvi kune vanhu vakawanda vari kuchema naSithole iyeyu

  • @wellingtonmutsambi3627
    @wellingtonmutsambi3627 2 місяці тому +1

    Intimidation at its best. Murume uyu anonzi Sithole imbavha.

  • @WokeDetection
    @WokeDetection 2 місяці тому +1

    Muroyi Very confident and proud

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 2 місяці тому +3

    Vitalis ramba nemombe dzako sithole ngaatanga atiratidza pane hari yacho ngaatsvge pamweya pane mushonga wake sei arikuda kupihwa mumaoko Sithole arikunyepa

  • @MargyverMukosi-n6t
    @MargyverMukosi-n6t 2 місяці тому +2

    Vamunoti vaSithole vakashingawo zvesure 😅😅😅😅

  • @Csm274
    @Csm274 2 місяці тому +3

    Mambo nevana vamudhara uyo denga muchaita rekugoogler matongero enyu akadhakwa

  • @SibandaPatricia
    @SibandaPatricia 2 місяці тому +2

    Mmmmmmmm pakadi hapatodi komendi mheni mipurwa ,nyoka 🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️

  • @MaryMucheka
    @MaryMucheka 2 місяці тому +4

    N'anga namambo kujeri.... mambo ngadzingwe basa.

  • @Wairasamfana4019
    @Wairasamfana4019 2 місяці тому +2

    Mambo daidzai Tasvu please nekuti uyu Sthole anotoda kubatsirwawo nekuti mhuri dziri kuchema naSthole-mambo reererai please.

    • @beekays436
      @beekays436 2 місяці тому

      @@Wairasamfana4019 Tasvu zimbavha rezanu. Zimbabweans Stay away from these EDiot Fake witchdoctors and prophets.

    • @traceybomba6903
      @traceybomba6903 Місяць тому

      I totally agree with you vanhu vachimbonotsvageiko kuma witch doctors ​@@beekays436

  • @rascocky6366
    @rascocky6366 2 місяці тому +3

    Dare iri ringadai rati murume uyo afambe kun'anga 3 dzisiri dzemudunhu iroro. Kana akabatwa ne 3 kuti akaromba kuna Sithole then owanikwa aine mhosva. Kana Sithole ari kunyepa ndiye anobhadhara ma expenses ese.

  • @reginamukozho4063
    @reginamukozho4063 2 місяці тому +1

    Ndofira muna Kristu🙌

  • @josphinemandangu-ps6dc
    @josphinemandangu-ps6dc 2 місяці тому +3

    Makandiwa, Magaya, Urbet , KaDoink Keku Malawi, Mbo…ro wekuSA same What’s group naSithole Varoyi nekubira vanhu, kudaidza zviunga vanhu nemaSaramusi. Talent Chiwenga akachena kudarika Mbavha idzo

    • @mbizi4573
      @mbizi4573 2 місяці тому +3

      Talent Chiwenga kanongovewo karombe kemuma streets kasati kaenda ku n'anga chete. Otherwise vese vakangofanana nekuzungaira kwavo

  • @boazibundo778
    @boazibundo778 2 місяці тому +3

    Sithole imbavha ngaasungwe

  • @piniasmoyo2444
    @piniasmoyo2444 2 місяці тому +3

    Sithole atova kutovhundutsira namambo wacho

  • @DrBriggsGono
    @DrBriggsGono 2 місяці тому +3

    Be careful Sithole Ane zvin'anga zvake zvaanoshanda nazvo pakumbunyikidza vanhu, ichi ndicho chimwe

    • @ChipoMpofu-hl2ll
      @ChipoMpofu-hl2ll 2 місяці тому

      Ndiye umwe anotaurwa nakafera kt tinoshanda nevamwe vedu yakawanda vakazongotaura gogochihoro

  • @libertysimbah2530
    @libertysimbah2530 2 місяці тому +2

    Mudhara uyu arikuramba nyaya but vanhu vese vari kubvuma kuti akabirwa mombe, akuda kushandisa bhuku, Sthole itsotsi hake but ngaabhadharwe zvinhu zvake,

  • @ssam1430
    @ssam1430 2 місяці тому +2

    Sithole naAkafera vakayamwa zamu rimwechete 😢 but why Paradzayi asina zita rekuGhana

  • @Wairasamfana4019
    @Wairasamfana4019 2 місяці тому +1

    Mambo teererai vanhu wenyu,munhu uyo anouraiwa asina mhaka naSthole-endai kwaTasvu muone kuti chiii chiri kuitika nekuti pana Sthole ini hangu i don't trust him-vazhinhi warikuchema naSthole Zimbabwe yese warikuchema plus vamwe warikupihwa zvinhu wasingaziwi in the name of kurapwa.

  • @CleverMusara-ik9kx
    @CleverMusara-ik9kx 2 місяці тому +4

    Sithole uyu unongoda pfuti mumusoro zvoperera ipapo tozoona nezvikwambo mberi

  • @ivernychirime7622
    @ivernychirime7622 2 місяці тому +5

    Does Sithole have a ZINATA License, thid Dare is very ignorant, Sithole imbavha iyo and must be arrested for saying he practice satanism, Haisi religion in Zimbabwe

  • @thulanimabikwa6420
    @thulanimabikwa6420 Місяць тому +1

    Mmhhh waSithole ava ma1.

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika 2 місяці тому +3

    Muchafa muchitambura tsvagai Jehova achawanika 😢kutodada nezvinhu zvakashata kudaro sure 😢this is sad so why forcing munhu iye achiti handina tsvagai dzimwe means yoh dare iri sooka

  • @mtetwabcall9074
    @mtetwabcall9074 2 місяці тому +1

    Uyu ngaarohwe Sa Sithole varikutaura zviri clear

  • @LivesonTambade
    @LivesonTambade 2 місяці тому +2

    Mambo sungai sthole imhonndi huru arikuzvipupurira ega kti akauraya munyika menyu arikuuraya nekushungurudza vanhu achida kuwedzera zvikwambo zvake neropa remunyika menyu

    • @mollineshato8442
      @mollineshato8442 2 місяці тому

      Ivo Mambo wacho vachitoti uraya Nyakuromba

  • @virginiamutsamwira7851
    @virginiamutsamwira7851 2 місяці тому +3

    Mambo akatorombawo kwaSito uyo akatauriswa nehwambo.veTV batsirai baba avo he is innocent

  • @nelsonkararira-te1lz
    @nelsonkararira-te1lz 2 місяці тому +3

    Sithole nechi n'anga icho imbavha vanoshandisa ka mambo kenzara nzara ako

  • @shumbanyakurungwa8814
    @shumbanyakurungwa8814 2 місяці тому +2

    This is absolute madness! This is daylight robbery.
    Mambo nedare renyu matadza kutonga. Vitalis must appeal. Easy win this one
    This is injustice!

    • @chingombedaries
      @chingombedaries 2 місяці тому

      Madzimambo arikubira vanhu do u think zvingaitika in town or city

    • @KutongaKutonga
      @KutongaKutonga 2 місяці тому +1

      This should be taken to police and court. Nonsense dzevanhu ava

    • @SuzaneAdams
      @SuzaneAdams 2 місяці тому

      Search nyaya yakanzi chitunha mushop, Sithole akacharger futi imba neRori and baba ivavo vqri kutotaura kuti Sithole wacho handitomuzive

    • @chingombedaries
      @chingombedaries 2 місяці тому

      @SuzaneAdams uribenzi

  • @dubViny
    @dubViny 2 місяці тому +4

    1. There court did not prove beyond reasonable doubt that the accused akaromba and I feel it is not proper to force him to pay Sithole's unfounded and threatening demands.
    2. Sithole abvuma kuti anouraya vanhu saka anofanira kudzingwa mudunhu iri otsvaga kwaanotambirwa nezvinhu zvake. Kana ashaya kwaanotambirwa, ngaaende kuGhana kwaanoti akabva nezvinhu zvake.
    3. Sithole has admitted that his religion and the apparatus he uses at his shrine is causing death. As such, he should be ordered to destroy the shrine and to surrender his apparatus to prevent further harm to innocent individuals.

  • @CynthiaPepukai
    @CynthiaPepukai 2 місяці тому +1

    Uyu anotori mupengo mbavha namambo vake hazviko izvi imi motopembedza munhu achitaura tsvina iyoyo dare rese muri mbavha imi

  • @johnsonkaturuza5393
    @johnsonkaturuza5393 2 місяці тому +1

    Sithole is very straightforward, I respect this man for real.

    • @SuzaneAdams
      @SuzaneAdams 2 місяці тому +3

      Imbavha iyi ,go search him uone zvaari kuita kune vanhu ,ane masindiketi aari kushanda nawo

    • @lisbonnyakudyara4629
      @lisbonnyakudyara4629 2 місяці тому +1

      @@johnsonkaturuza5393 sthole imbavha Hama yangu.
      Ndobva kwamutoko , iye anogara kuruwangwe (Nyanga) , takangoganhurana nerwizirwunonzi nyan'gombe.
      Ndomuziva sthole imbavha.
      Muraini medu akatorera wamwe ten mombe .
      Imbavha hombe sthole

  • @claptondostera470
    @claptondostera470 2 місяці тому +2

    Kana Sithole ari wechokwadi ngavataure kune hari.

  • @saramutyatyu
    @saramutyatyu Місяць тому +2

    Huuuummm n' Anga inotaurisa iyo ichawedzeredza ichivhiringidza vanhu ichibira vanhu

  • @vitalismarufu2126
    @vitalismarufu2126 2 місяці тому +4

    ndikunzwei muchiti Vitarisi😂😂😂

  • @CarolinaMachipanda-f9p
    @CarolinaMachipanda-f9p 2 місяці тому +4

    Munotora sei pfuma yemunhu nechisimba? Hamunyari? Sithole uyuka 🤐🤐🤐

  • @andrewmapuranga6576
    @andrewmapuranga6576 Місяць тому +5

    Sithole imbavha intimidation yacho ndeye kuda kubira munhu

  • @MaryMucheka
    @MaryMucheka 2 місяці тому +2

    Mbavha idzi zvaana Chigodora izvi ngazvisungwe....,

  • @visionmashowaire-zl7sf
    @visionmashowaire-zl7sf 2 місяці тому +1

    Is it Nyanga?

  • @Sylvia-em8zy
    @Sylvia-em8zy 2 місяці тому +2

    Sithole uyu arikubira vanhu ataurwa kwakawanda

  • @tapiwachimbangiza9379
    @tapiwachimbangiza9379 2 місяці тому +1

    I some how believe this man vitalis

  • @chipohananda8238
    @chipohananda8238 2 місяці тому +2

    Hayas zvakaoma saka akutodada nezvinhu zvakaipa kudaro

  • @AzariahBango
    @AzariahBango Місяць тому +2

    Sitore is talkative

  • @tiagomabuya6409
    @tiagomabuya6409 2 місяці тому

    Anonyepa apana zvikwambo zviripo apo arikunyepera munhu,kana iye arin'anga ngaone kune hariyasho atore,dai ndirini taipedzerana ipapo apana kusiru kufa,andigari ndakashishidzirwa nemunwe murune horo yenyu vasithole ini amuna zvamungandiita from Mozambique

  • @sibonokuhlesithole1844
    @sibonokuhlesithole1844 2 місяці тому +1

    Siyanai nachief uyu arimuroi

  • @PatrickLeeman-lx2nq
    @PatrickLeeman-lx2nq 2 місяці тому +2

    Tun'anga twekunyepa utwo

  • @MaxwelZimunya
    @MaxwelZimunya 2 місяці тому +1

    Sithole is very popular kunyanga Arikutaura chokwadi Vitalis ngaadzorere zvinhu anopedza mhuri vanhu tisarambe field isiri yedu Sithole ane mukurumbira

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  2 місяці тому

      Zvakaoma

    • @funnyboybango4283
      @funnyboybango4283 2 місяці тому

      I know him very well its true anozikamwa pa nyanga apo... Across mutoko kunana rwenya banze zvichidzoka blue paint makaya.. Vanhu varikuto hire zvikwambo kwari zvekuchera gold

    • @annanyamugudza1327
      @annanyamugudza1327 2 місяці тому

      ASI zvimwe zvacho unonyepa Sithole itsotsi akanzwa kuti baba veapa wafa anotuma vanhu achiti baba wenyu wanga wakatora chikwambo changu ndipe mombe baba venyu vakafa vasina kubdibhadhara iimbavha iyi ASI kurombesa anorombesa sure ASI hutsotsi huripo makamboonepi mushonga unobhadharwaz nemombe 10

  • @tamiriramboma2981
    @tamiriramboma2981 Місяць тому +1

    Uuuum. In Zimbabwe imhosva kupomera munhu huroyi. Hwave humbavha uho kunotora mombe dzemunhu muchiti akaromba. Iye arikuramba. Thats the problem. Kuba masikati machena.

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 2 місяці тому +2

    Ummm mambo musamanikidza munhu plssss kana asina kuenda kwa Sithole hana musaite udyire kutora zvinhu zvemunhu

  • @josphinemandangu-ps6dc
    @josphinemandangu-ps6dc 2 місяці тому +2

    Haisi n’anga uri muroyi, mhondi, Government chinjai Supprestion of Witchcraft Act, Munhu anoganza kuti Akato tsvaga huroyi kuGhana. Saka maProphet ese vanoita zvemaSpiritual Fathers from Ghana and Nigeria muri same wa hats group na Sithole

  • @YonathaMakanda
    @YonathaMakanda 2 місяці тому +1

    Heheee, hanzi ndakabva nazvo Ghana 😂😂👐

  • @NyadoRafamoyo
    @NyadoRafamoyo 2 місяці тому +1

    Haaaaa mambo Sithole imbavha munhu anoganza nehuroyi hr anoda kurohwa mbavha yemunhu

  • @delaidemlambo
    @delaidemlambo 2 місяці тому +1

    Sitole ndiye akambobatwazve panyaya yengozi yekwaTsoka uko. Unodarirei nhai Sitore kudada nehurombwa. Unosvibisa nyika. Mambo kumbirai uchenjeri hwekugona kutonga nyaya izvi hazvisi kuita

  • @thoma68-d3w
    @thoma68-d3w 2 місяці тому +1

    Kuenda kega kurombera n"ombe dzakabiwa nhasi koramba fire store iwe utsakaurayeba kakonzese kusvikirara Kati eke kega utsama weukaba ikaako nako nako uzokaripise apo kashazoti ndabvu nen'anga iyo iri kupupura kuti kadobata iko kuoma mutsoro kunga gakata dhemeti kaswinye sitereki, Bharati furu mhani kababa bvuma iwe

  • @Eunikat-i2b
    @Eunikat-i2b 2 місяці тому +2

    Uyo anoda kusungwa na'nga iyo

  • @rachaelmutandagayi4094
    @rachaelmutandagayi4094 2 місяці тому +1

    Sithole ndi Mwari here nxah

  • @conistancemasanzu8561
    @conistancemasanzu8561 2 місяці тому +2

    Sithole imhondi muurayi mambo imi muri murayi futi endai kumwe kwete kutunhidza mhondi mambo munofana kusungwa naSithole

  • @EsnathMatope-kt1fx
    @EsnathMatope-kt1fx 2 місяці тому

    Sithole to the world 😂😂😂😂munhu ngaripe zvinhu zvevangu

  • @conistancemasanzu8561
    @conistancemasanzu8561 2 місяці тому +2

    Pfutseki mhondi imi mambo tongai kwete kuuraisa vanhu mambo vakuuraisa vanhu imi mambo imi mambo muri kuuraisa vanhu

  • @FungaiChikomo
    @FungaiChikomo 2 місяці тому +1

    Prophet Miracle Paul ndiye mupedzi wazvose zvawari kupomerana izvo. Ngawaende kuUnit L Chitown once

    • @becyadpee129
      @becyadpee129 2 місяці тому +1

      Same WhatsApp group 😂😂😂

    • @beekays436
      @beekays436 2 місяці тому

      @@FungaiChikomo Ngaapedzere ana EDiot Mnangangwa.

  • @maxiewaini2267
    @maxiewaini2267 2 місяці тому +1

    Aaaaaaaah mambo avo ndiani vashandisirwa mugaran'anga vaputirwa wena pachena

  • @ChipoMpofu-hl2ll
    @ChipoMpofu-hl2ll 2 місяці тому +4

    So far tavene3 vakuru vesatanism sekuru kafera gogo chihoro nastole toitasey senyika

  • @HerbertMakanyanga
    @HerbertMakanyanga 2 місяці тому +2

    Mishonga yasthole yakaoma akandiuràyira hama dzangu

    • @sandrazhakata8106
      @sandrazhakata8106 2 місяці тому

      He is dangerous haasi wekutambira padhuze cause anototaura ega and zvotyisa asi vanhu Havana matyira vanongoebda chete kana zvapanduka n'anga unenge yakupiwa mhosva, asi akafambira n,'anga ndiuye mupengo

  • @MichelleRunyowa
    @MichelleRunyowa 2 місяці тому +2

    Hari sithole atova nayo arikutoziva kuti vitalis haachaivoni😅😅😅😅😅😅😅😅

  • @RebeccaJenniferChipunga-be9ky
    @RebeccaJenniferChipunga-be9ky 2 місяці тому +1

    Yooh nyika yaka takura kuipa

  • @richardbwane3613
    @richardbwane3613 2 місяці тому

    Pliz keep up good job like this not mambo makoni no no

  • @LeeKanyemba-p4q
    @LeeKanyemba-p4q 2 місяці тому +3

    Sithole imbavha vanhu avo ngawaende kune munhu anogona kubatsira ,,,kwete kumanikidza munhu please,,these guy kubva patanga kutaura arikutaura chokwadi.

  • @paulinegwati8782
    @paulinegwati8782 2 місяці тому +2

    Madzimambo enzvimbo idzi anofanirwa kusungiswa cz vakudya naSithole mbavha iyi

  • @takundakadziyanike8237
    @takundakadziyanike8237 2 місяці тому

    Kkk hari dzakaenda na Tonderai 😂😂😂😂 singing hangu

  • @DrBriggsGono
    @DrBriggsGono 2 місяці тому +2

    Sithole anofanira kumiswa uyu anoganza zvinobhowa

    • @angietsiga
      @angietsiga 2 місяці тому

      Apa haana chaanogona uyu

    • @ChipoMpofu-hl2ll
      @ChipoMpofu-hl2ll 2 місяці тому

      Anoshanda nasekuru kafera uye ndevezanupf asi hamunakuzvinzwa kafera achitaura

  • @eliasngwenya5677
    @eliasngwenya5677 2 місяці тому +3

    I wish the gvt could charge tax to whoever does n'angaring or prophecy business

  • @Mpholosisndlam8675
    @Mpholosisndlam8675 2 місяці тому +3

    Sithole anonyepa

    • @taffytayengwa-p6c
      @taffytayengwa-p6c 2 місяці тому

      Muzim baba mune freedom of religion unopinda yawada

  • @Ginimbilitelifestyle
    @Ginimbilitelifestyle 2 місяці тому +2

    Sithole arikunyepa mbavha iyo

  • @MrStaarz
    @MrStaarz 2 місяці тому +1

    Haa sithole ibogus uyo.

  • @lovemoretafirenyika6038
    @lovemoretafirenyika6038 2 місяці тому +2

    Varoyi vava kuita kugan a ne Satanism. Mambo anga achifanira kusungwa Sithole. Vomuudza kuti unofanira kuuya ne zvinhu zvako zvose zvipeswe.

  • @moseschimunda1095
    @moseschimunda1095 2 місяці тому +2

    Sithole imbavha, nyaya ngaiende mberi

  • @memoryzenda7338
    @memoryzenda7338 2 місяці тому +1

    The man with a blue suit is shallow minded. How can you rule because of n’anga yehuroyi iyi. Zimbabwe 🇿🇼 let’s unite and help that man.