very sorry my brother with what you are going through rite now i can feel that pain you are in mhosva hauna kupara its only thatour justice system is failing us im in sa rite now listening to your story was paining me mwari variko havo unobuda mujeri iwant to help also with the material you need to do your apeal thanks to slmedia online tv network for publishing such stories im so touched please my fellow zimbabweans in zim and diaspora lets put a hand and help out on this setuation
Our Judiciary should evaluate such issues and really determine if some of these "offenders" surely committed these crimes. It will be a life time spent in jail for nothing if this man really didn't do anything. God be the judge!
Nxuh zinyika rinonzi Zimbabwe so....unotoshaya kuti ma lawyer Acho ne ma judge akadzidza here ..kutoomesa musoro kupa munhu 20 years ....20 years here guys...apa medical record yacho haana kutombotarisa iye judge wacho ....this man is innocent and I'm so touched...mukadzi iyeye ane hutsinye shuwa ... ende ndatsamwa shuwa
Sly media ndiri kuda kubvunza kuti baba vakabatsirwawo here ava. Uye vanoda kubatsira tingabatsira sei? How do we get in touch with him? Do organisations like Legal Resource Foundation help in cases like these. I would like to personally help nemaitems ataurwa ayo. Tingadii.
It’s important I have been in Diaspora since 1998 I hear a lot of bad things about the civil servants but to heat this man say this about his boss; respect ✊👮♂️🙏 we need to help this men ko Boss toita sei pafeya zvisinei nehuori I love the fact this man is not even bitter against his boss angadai akati boss vakandiregerera ndichitongerwa 20 years but he has a good heart he lnows akamutadzira mukadzi uye uye the tables have tirnednin Zimbabwe vakadzi vaakungoita zvisina proof hutsinye honayi maDNA kana Britain haisvike pacorruption yemadzimai ekuzimbabwe iwo maoverNight marriages vana vedu kuno varikukatyamara DNA man arikutonga drama pachena madzimai hunhu hwafumurwa; God reveals to redeem ngatitendeukeyi tisabvumire nhamo kuti itiite varanda👋😃
Dai muchizotsvagaka mukadzi wacho tinzwe side rake towana matongero. If doctors said magadziko akarepwa then he should be at least interested in finding who did it to clear himself.
Zimbabweans must come to help this type of people and i want to thank the journalist on opening up this story which to me shows lack of justice and real fairness in every capacity in our judicial system what a shame that judge must be exposed and truth must be accepted , and i think we are lacking judges in our country
Natural justice requires that both sides must be heard, a fair trial is a basic human right, the magistrate commenting that the man raped the child for muti purposes is like putting on trial for witchcraft which is unheard in our courts. The magistrate compromised impartiality. We are breaking our society apart, the purpose of justice is to restore order and build society. The whole process in this case looks like lynching.
slymedia tv online thanks again for publishing such stories can you guys start sort of pocket were can contribute some money those who a willing like me to buy thosethings needed evin to go further brothers and sisters lets help out i pledge R1000 towards this man s issue serious im so touched
Can we have subtitles please.I guess a lot of people wish to watch this, to like,comment and subscribe but cannot understand the language.It will also boost the number of people who subscribe to the channel
Some of these cases are beyond stupid. Of course every prisoner will plead innocent but this case seems to be a dozer were a lack of legal aid is the main issue.
Why is it vanhu vano pomerwa rape 🤔 ku Zimbabwe vanhu vakuru uye vanhu vekumamisha vasinga zivi mutemo uye inenge iri nyaya ye mu family. I HAVE seen nyaya dzaka dai on tilder moyo.
Mai vangu vaigara vachiti namatirai vari mumajeri vamwe vakasungirwa mhosva dzavasina kuita
True, in ndaiboramba kinamatira varimujeri but one day l. Realized kuti varipo vanenyaya dzakadai
He's a responsible father shame, and vakatsamwa zvekudaro
Thank you Sly media nekubuditsa nyaya. Ndarwadziwa dai ndaiziva mutemo i could help this man.
very sorry my brother with what you are going through rite now i can feel that pain you are in mhosva hauna kupara its only thatour justice system is failing us im in sa rite now listening to your story was paining me mwari variko havo unobuda mujeri iwant to help also with the material you need to do your apeal thanks to slmedia online tv network for publishing such stories im so touched please my fellow zimbabweans in zim and diaspora lets put a hand and help out on this setuation
I feel sorry for this man. Can I have details for this man I will need to contact him
Details you can't get besides to visit him at prison where he's
Enda ikoko wangu…
Hameno ndingakwanise here kuwana size yehembe yekadiki kamusikana fambirawo nyaya dzacho mundibate ndanzwa tsitsi
Thanks Sly media nerespond u ar th best guys
God bless u my dear
This man is innocent
Our Judiciary should evaluate such issues and really determine if some of these "offenders" surely committed these crimes. It will be a life time spent in jail for nothing if this man really didn't do anything. God be the judge!
Nxuh zinyika rinonzi Zimbabwe so....unotoshaya kuti ma lawyer Acho ne ma judge akadzidza here ..kutoomesa musoro kupa munhu 20 years ....20 years here guys...apa medical record yacho haana kutombotarisa iye judge wacho ....this man is innocent and I'm so touched...mukadzi iyeye ane hutsinye shuwa ... ende ndatsamwa shuwa
Guys ko ma Doctors anomboonawo here vana vanonzi vaka rapwa ava, or vanongoti enda ku jeri.....I just don't get these stories.
Ndarwadziwa baba avanamhosva ava , it's so painful 😖😣
I'm sorry baba vangu chokwadi. Chichabuda pachena apana chakavanzika pasi pezuva chisingazvobude nokuti Kuna mwari zvese zvakashama
He sounds so genuine
Ummm zvakaoma varume ndozvinoita vakadzi vamwe vacho vakashata mwoyo zvisingaite iyezvino vana voshaya muchengeti here mwari pindirai haa ini ndabatikana zvachose
Uumm vanobatsirika sei baba ava ndoda kuvapawo pashoma pandinapo
Zvinorwadza sure😭😭😭
Mukadzi uyu kana sekuru vasina kutadza zvichanuwana
That woman and her daughter will not know peace
This is all about lack of justice in our land
Its sad. I think of baba forogonya kupomerwa mhosva yavasina kupara. Mwana iyeye pamwe aive neNappie rash .zvakaoma I hope justice will come soon
Mbuya forogonyo not baba Nyakutsikws. Mwana uye akazvara nababa vake or brother anopenga kunyepa kwacho
Sly media ndiri kuda kubvunza kuti baba vakabatsirwawo here ava. Uye vanoda kubatsira tingabatsira sei? How do we get in touch with him? Do organisations like Legal Resource Foundation help in cases like these. I would like to personally help nemaitems ataurwa ayo. Tingadii.
Haàaa chero ndakatarisa hngu nyaya iyi bba havan rugare mumoyo sure chikoro chakakosha kuvana sure
I feel sorry this man is inocent
Tinovabatsirawo sei nhai veSly media mabooks apo nesugar handina hangu mari asi ndinodawo kubatsira
Great testimony for Mr Chihuri🙏
We are always lyk that 😜
It’s important I have been in Diaspora since 1998 I hear a lot of bad things about the civil servants but to heat this man say this about his boss; respect ✊👮♂️🙏 we need to help this men ko Boss toita sei pafeya zvisinei nehuori I love the fact this man is not even bitter against his boss angadai akati boss vakandiregerera ndichitongerwa 20 years but he has a good heart he lnows akamutadzira mukadzi uye uye the tables have tirnednin Zimbabwe vakadzi vaakungoita zvisina proof hutsinye honayi maDNA kana Britain haisvike pacorruption yemadzimai ekuzimbabwe iwo maoverNight marriages vana vedu kuno varikukatyamara DNA man arikutonga drama pachena madzimai hunhu hwafumurwa; God reveals to redeem ngatitendeukeyi tisabvumire nhamo kuti itiite varanda👋😃
Zvezimbabwe ndezvekumama vanhu vanongosungwa vasina kupara mhosva chii??
Why is it all these controversial cases are from Bindura Courts. I think Bindura Magistrates should be investigated
I feel so sorry for this man he sounds so innocent. But Augustine Chihuri must look in to it. These politicians they use you and dump you..
Kkkkk Augustine wacho arikutotsvagwawo😂😂😂
Dai muchizotsvagaka mukadzi wacho tinzwe side rake towana matongero. If doctors said magadziko akarepwa then he should be at least interested in finding who did it to clear himself.
So sad varume kumwe kuroora kunoparira sure
Zimbabweans must come to help this type of people and i want to thank the journalist on opening up this story which to me shows lack of justice and real fairness in every capacity in our judicial system what a shame that judge must be exposed and truth must be accepted , and i think we are lacking judges in our country
Thank you
Natural justice requires that both sides must be heard, a fair trial is a basic human right, the magistrate commenting that the man raped the child for muti purposes is like putting on trial for witchcraft which is unheard in our courts. The magistrate compromised impartiality. We are breaking our society apart, the purpose of justice is to restore order and build society. The whole process in this case looks like lynching.
***putting him on trial ***
Bhanditi rine 24hrs rekuruka nyaya.
He is missing the point.the baby was raped it's quite obvious.he should have argued he wasn't the one who raped the child
I`m so so sorry. I wish I could help you. Why are my fellow women so cruel.
Vanhukadzi takaipa kazeni
I feel sorry for this man. He sounds like a responsible father.
Dai mukadzi wacho aiwanikwa tanzwa divi rakewo.
It hurts veduwe, zvorwadza
Justice need to be served
Munhu uyu ari kunyeperwa I sensed something
slymedia tv online thanks again for publishing such stories can you guys start sort of pocket were can contribute some money those who a willing like me to buy thosethings needed evin to go further brothers and sisters lets help out i pledge R1000 towards this man s issue serious im so touched
So touching
Mundara uyu ngawane free appeal
Aaaa shame zvakaoma Mwari rangarirai baba ava
Bt chinorwadza tym yavatambisirwa vedu
So painful amanaaaa vanhukadzi musadaro kani ,mweyayiko pasi pano
Kana varume vanoraper variko futi, don't bracket people
@@adelinendawana7748 fuseg
It's so sad
Moyo wangu warwadziwa nhai Mwari... He sound innocent
Nhy Slymedia TV baba ava.vakazodiii ummmm ndabuda musodzi
But judge , anofanirwa kuchinja judgement to show justice
asi wotogara uchidya sadza uchirara hope iwe wakasungisa mnhu asina mhosva haa kuzvipa munyama chaiko
Hazviperi mushe mkadzi uyu kana achiona ngaaite plan zvisati zvashata coz baba vane hasha ava
Mmmm l nearly cried vakadzi hatina moyo
U can say that my dear
Zvinorwadza kufira zvausina kuita.mrume ari honest uyu dai Jehovah vapindira abuda
Mukadzi iyeye akatamba nana chimwene anofa achigwesha...
Eish so touching n painful story. God have mercy on this man
Thank you SMTV we love you
I dont usually believe convicts....I believe this guy. I hope his appeal succeeds.
Appeal must be done
This country needs a Innocent Project like that in the US..
Can we have subtitles please.I guess a lot of people wish to watch this, to like,comment and subscribe but cannot understand the language.It will also boost the number of people who subscribe to the channel
Fact its true cz sm pple they dont understand the language
They limit their viewers to only Shona speakers by not putting subtitles
Sorry baba ava vakatsamwa pachokwadi🙏
I feel sorry for this man , corrupt police ( ZRP) it happened to some of us in Bindura
Simple, but important: Justice must be done and must be seen to be done.
Please vakasungisa kasirai kuyita plan bcz ingozi iripachena ndinowona sekuti nyaya yaida tlda
Seems like the justice system yemu Zimbabwe ine error hombe
Mabooks nesugar zvakwana here .I can contribute pashoma pandinapowo
Hapana ari kumbotaura ufunge or coordinating or updating kuti zvakadii. Unoshaya kuti wobatsira sei.
Vakadzi Soo kaa ndarwadziwa zvangu ini
So sorry sorry baba muri kuoneka kuti muri kupikira mhosva yam usina kupara zvinu zvinorwadza ndinovimba kuti vakomana vachakubatsirai kunyora mapaper enyu mubude munoonana nemhuri yenyu hunherera hwakaoma
Eish life is so difficult if you are coupled with a wrong person. The bitterness of this man is not healthy for him at all. He needs help
Some of these cases are beyond stupid. Of course every prisoner will plead innocent but this case seems to be a dozer were a lack of legal aid is the main issue.
THIS MAN IS INNOCENT, the judge and this woman should be facing justice over this man’s false accusations.😢😢😢
Justice please
All will be well. I wish him kuti adzokere kuvana
Zvinorwadza sure ( Baba mutongi) page following and like
Homie wangu shame ndarwadziwa zvangu kuroora ngozi chaiko sorry homie
Hey nyaya yakaoma iyi pliz todawo kubatsira baba ava tingadiiwo
baba ava varikupikira mhosva dza chihuri,so sad
Usadaro Lilian
Isai nyaya yenyu kunaJesu ndiye judge anosunungura umwe neumwe achiwana mubairo wake.
Amen
Ndarwadziwa srs painful
I feel pity for you man ,the way you are talking you are very innocent ,hope all will be well.
How can or who to see to give help to this old man
God is sad about this country,too much wickedness,,, everything is not good at all 😓😓😓
Why is it vanhu vano pomerwa rape 🤔 ku Zimbabwe vanhu vakuru uye vanhu vekumamisha vasinga zivi mutemo uye inenge iri nyaya ye mu family. I HAVE seen nyaya dzaka dai on tilder moyo.
I noticed that as well and they are always accused by women especially second marriages
SORRY BBA
Why mapurisa asinga investigate but. Ngavasaita usimbe mhani
This is a very sad story if all this is true may God help..
Tobatsira sei baba vanoda kubatsirwa avaa vachengete mhuri yavo
Hoya machaya hooo mukadzi uyo Mwari avenewe hako
bless you
Y zim ladies y plz if masstr u r listening to this plz go n tell the court dat u lied this is not fair
Shame sekuru it's so sad
Esh Mwari vanoziva zvavanota,,,,,,tym shall come chandinodira Mwari uyu chinhu 1,Mwari haana holiday uye hadhakwe.musarase mbereko nekufirwa Mwari anokudai baba.ndokumbirawo contact yemunhu anevana
Justice system yeZimbabwe something is very wrong Mwari kana baba ava vari pachokwadi varangarireiwo uye mhuri yavo yavari kushungurudzika nayo
Sly media hamaimboshaya 4quire neSugar
Asi zimbabwe ngaive nevatongi vakazvipira kushandira nyika vanhu varikupika mhosva dzavasina
Eish woman in power chakanyatsosungirwa it's domestic violence
i hope vakazobuda ne amnesty
A man is proven innocent after death ☠️☠️☠️☠️☠️
Akasungiswa ne2nd republic politics idzi
Nyaya iyi yandirwadza
I sense politics 😢apa chihuri aripi now
Vanhu varikutambudzwa sure kusungirwa mahara Mwari nzwirai vanhu venyu tsitsi
Zvinorwadza izvi veduweeka kuparadzaniswa nemhuri yako saizvozvi haaa zvakaoma
Seems like the system is impaired, our system has failed us.
How can we help this man's children to go to school?
U can get in touch with mkma sly God bless u
Sure mmm it's painful
Mwari ndiye anoziva mwari achakusanganisai
Mwari pindirai 😢😢😢
Ndarwadziwa