@paghettho include your banking details in your videos for donations. Content yenyu inonakidza and people can't wait to watch your episodes so kuti nemiwo mugadzire content fast some well wishers may donate something to towards your expenses
They don't need to put any bank details. Ukatarisa pa line rine like button unoona share button, then pane button pakanzi THANKS pane dollar sign $... Ndopanoiswa mari. You're welcome! 😊
As a fan to this creative team, if you are a well wisher you can press the button that says “$Thanks” which you can find in the same line as the download , share, like and remix options.. Titende 👍🏽
let this video be a lesson to every young adult out there. izvi zvinhu zvikutoitika everyday and no one is talking about it. thank you paghetto for speaking out loud
@paghettho include your banking details in your videos for donations. Content yenyu inonakidza and people can't wait to watch your episodes so kuti nemiwo mugadzire content fast some well wishers may donate something to towards your expenses
Shuwa ndaitoda ku donater 200 thousand last week Ndaka tadza
They don't need to put any bank details. Ukatarisa pa line rine like button unoona share button, then pane button pakanzi THANKS pane dollar sign $... Ndopanoiswa mari. You're welcome! 😊
Haaaaa but fairs 😊😊😊 haaaa gaya level rekuti unomirira 2weeks for an episode haaa hazviko izvi
Haaa masasi ah mikela anondityora😂😂😂😂
@@Qwinpin Ini handisi kumaona ini
Tazogara paghetto evokes the truth about life we live in today 😢there is a lot to learn from this comic ❤rambai makadaro timhu paghetto ....❤much love
True , you can say that again
This must be the greatest show in Zimbabwe 😮
Fax
I agree
Haaaa Content iyi hatina Zera nayo ndati 🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾Real adult staff😊
😂😂😂😂
Ndipeiwo malikes nhasi ndabatawo time ⏲️ veduwee 🤲
Ko mamwe ma episode manyarara wani team, regina ne babie jabu vakazodii kumba kwana Reason
Next episode purizi 😂
@@RaymondTachiwonagh
Rambakuudza akazoonekwa achera churu ne spoon😂 YOU ARE THE BEST!
I came for this comment
@@T.TitusGwede kkkkkkkkk wanguu wanguu
These guys are real entertainers haaa isa. Like tirambe tichidzoka
Mikela fans gather here 😂😂
haa Mikela akaoma uhmmm
Stop stop
Haa advice yamikela😂👐 hanzi unotanga warova gweto wozoita mberi go😂😂
I am late hnku to comment but ndodawo like coz apunyaira haishai misodzi
😂 Ziso riri mubhodhoro raGogo iro 😂
rarichindionesa horror
😂😅 comment yandikutsvaga. Ndagaya kuti ndini ndabhaiza
😂😂😂 ma 1
Brain dzaMikela dsakabvepiko😂😂..haa i need a friend like him anokukeeper busy uchifunga hypothesis dzake idzi 😂
Lol anodhumwa nema drugs ekwamonya lol
Va nopedza vakomana
😂 unotaura chinyoka here
Inbox
300k subscribers congrats keep pushing Team paGhetto 🔥 ❤
Who love Reason ❤😂
I like how your content is educative.... Muchabatsira vakawanda
At least tambosiyana nema drama eku IG ema album asiri kunakidza ayoooo 😂😂😂Boiz munogona🔥🔥🔥🔥🔥
As a fan to this creative team, if you are a well wisher you can press the button that says “$Thanks” which you can find in the same line as the download , share, like and remix options..
Titende 👍🏽
Nyaya yekupatsanura magaro panguva yesex iyo its a true story ndakambozvinzwa😂😂😂😂
Ndini nani takainzwa siya like tione
😂😂😂😂 haa i loud iyoyo
Iiiiiii l feel for Jabu boys rangu madiiro aanoita punzva ndozvangu chaizvo haa ndadzidza boys rangu😂😂😂
😂😂😂😂😂Msawanze ma firimu emuriwo mnosara masukwa brain
"..ukuona mari iyoyo, ndeyekut ukayibata unofanha kutanga warova Gwetu...*😂😂😂
Mikela bho here boiz 😂😂😂
Haaaa Mikela akuda kumboputitswa ,,,haaa masasi ake soooo
Mikela anokuonesa kana mazogara 😂
Ndyp ❤
Chinondifadza kuti ndakakura ne boyz iri mu ghetto mumwe.❤
Kuwadzana 3
@@stennyc5118 kkkk taitombonwa tose zvimbwa pa4 lol 😆
This episode is crazyy i cant wait for pt4 . Haa munogona vanhu imimi
Mike mafungiro enyuu kaaaa😅😅😅😅😢😂😂😂
Mukanzwa kuti ndarova nyoro nditsvagei mundisunge mbira dzakondo murove🙌🙌
Fair wangu
@@nokutendamubvakure9119 ehe haa hauzive kuti munhu anei... plus zvakuda Mwari izvi
Keep on teaching us this is what really happening out there be safe mageez
Ryt .....TINONYADZISIRA zveshuwa😂😂😂
FOREX TRADERS APROVED THIS 😂😂😂😂🔥🔥🔥🔥💯
we areskipping bombing lessons in Afrighanstan just to watch this cartoon aaah muri vahombe team paghetto at large😂😂😂
Sizo ragogo ndere dembo chte 😂😂😂😂😂😂
😂vanenge vanotorawo maherbs seboys
Zvimwe ndinorapa asi shuramatongo motongwarira gogo😂😂😂😂😂😂❤❤
This time vese vakudonhedza ma lines 😂😂😂😂😂😂 YOU ARE THE GREATEST YOU GUYS 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Team pagettho ill continue to say this over & over, YOU GUYS ARE GOATED 🔥👏. Makanyanya kani 😊
Haaa Boyz Ndati Jabu Akanonyura😂
Content Iyi Maya Atina Zera Nayo🙌Ndabvuma Hangku
Haaa mikela ngaasiye mbanje
#Ndakuudzwa akazoonekwa achera churu nespoon kupi😂😂😂
let this video be a lesson to every young adult out there. izvi zvinhu zvikutoitika everyday and no one is talking about it. thank you paghetto for speaking out loud
This is perfect as cartoon coz movie rachooo was gon. B😂😂😂😂😂
Mikelaa akaipa weduwee ano fungiswa ne mbanje chete hapana chimwe😂😂😂😂😂😂😂😂😂
But Skiri Renyu Rekuti Misa Two Weeks For Next Episode Ariko😹😹Zvirikunaka Izvi
Very funny, informative, educative
Ndo zvirikutoitika muma streets , let's be careful guys .... Beware of STDs(Sexually transmitted demons)
😂😂😂 STD
very true
Those here for Mike😂
Anobuda musaga makavarairwa
looking forward to seeing maperero esinhi ne recovery ye mafia😅
❤ Team chiitai imwe part ye zhetti hombe kaaaa😂 mukomana mikela ari munorongedxwa yechegumi
Paghetto never disappoint,tinonyadzisira 😅
The Greatest Show In Zimbabwe 🇿🇼 No Doubt 🎉
Ndamba kuudzwa akazotimba churu ne spoon 😂😂😂
Haaah guy muri vahombe, you are creative
Kachi language kachol bho no doubts
Koo mikela hakurova tuma snacks, ambopa mashizha off😂😂
We need part 4 as soon as possible we cant wait ahh
I need these closing songs in my life😂
Thanks!
Thanks a lot
Ndazwa mucoma Rizo nethimu renhu👍💞💗
Mike Mike 😂😂😂😂😂 you are the best 👌
Huh ichi hachisi kufanha kuzongotisiya taka hanger next ikutodiwa next week ko mwana wareason akura here boiz musazodaro imwe episode ikudafanha kutofamba reason aka relax apa chaser akazoonekwa ane babe paye mundenge yakango hanger musadaro boiz...mikhela nehanzvadzi yareason wagwan
Hope continuation inouya soon this one was fire❤❤
Ihhh Mikela🙌🏽, kuchera churu nespoon here🤣🤣🤣
"Kufamba nemugwara mubhrungwa"😂😂😂😂😂
Ruler neka top up😅😅😅😅
Ndamba kuudzwa akazoonekwa achera churu nespoon 😂😂😂
Mikelah hatina zera naye 😂😂
Hoyooo...unotaura chinyoka here
Yaa u guys mkapenga...hats off
😂😂😂haaa Bhoe futii but Mikela ndamutadza boiz rangu😂😂😂😂😂
Hanzi ndambakuudzwa akaonekwa achera churu nespoon🔥🔥🔥🔥🔥
😂😂😂😂 ndakuzochinja zita rangu manje , Mikela makunyanya kuzvomoka 😅😅😅😅😅
next level...amana 4 ikuuya rinhi takamirira🔥
19:07 “rasta” 😂😂😂
Ndazomeditater ending… Jabu angaasingaite nyoka here uyu? mmm very good writing
Haaa nyaya yeMhiko yekurombAa yandiita bhoo😂😂😂😂😂
MikelA anotoda kunanga
Tsumo dza Mikela idzi🔥🔥😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Hahaha hanzi mufaro wako ndewe yeke uyu 😹😹😹😹
Haaaa pa ghetto munogona henyu ndati❤...asi vakomana ava vari 4 makavawanepi asi😂😂😂
But episode iyi is very educational thank you guys😊
After a long wait...anx amana
U the best maGeez ❤
N’anga iyo aasi reason ere apfekera 😂😂😂🙌🏿
Thanks
Thank you very much
😂😂😂"ndambakuudzwa akazoonekwa achera churu nespoon"
Ruler neka top up ...😂🙌🔥
iwee iwee crush yangu Jabu kani.........munogona amana keep it up and give us daily bread
Yahh guys murikuita serious entertainment iri real futi. We want more guys
Ndamba kuudzwa akazoonekwa achera churu nespoon 🥄🥄🥄🥄
Ndakabata mari iyoyo ndakutotuka hama😅😅😂
😂😂Usatambe nemunhu anoisa mhuka mkanwa
Thanks why we love u guys u never disappoint
🎉🎉🎉 ndanga ndatodhibha kuti tine peer pressure mu444 ma episodes atave nawo eTEAM PaGHETTO! 🥳🥳🥳
Mikela achatitadzisa kupinda denga😂😂😂😂
Mashizha dzovadhomotsa
Mafungiro ake so
Ndamba kuudzwa akazoonekwa achera churu ne spoon😅😅😅😅💔💔💔💥💯
Kooo gogo avo tingavawanepiwo nhai tanya veduwe😂😮
Hahaha 😅 kana mazogara iri ndiro team repaghetto chairo chairo
Mikela team let's gather here
Team paghetto never dispointer❤
😅😅😅😅 Anzi unotaura chinyoka here iwewe naMikela
Much love from South Africa 🇿🇦
Sitting arrangement iyo ,team spaghetti dzokerai panzvimbo @Mike dzoka pa postho rako and blazmann
Mikela : usatambe nemunhu anotaura chinyoka
Jabu::nderip benxi rawakaona rine vhombi diki
Um looking for Party 4 please help🙏🙏🙏
nharo dzauinadzo unoita kunge une test kit mumaziso 😂😂😂
7:35 iziso mubhodoro iro ririkutamba,gogo ava vane power manje😂
Python language😂
But Jabu bhoo akambosungirirwa futi uptown nezvimoko😢
Haaaa Mikela na Reason vahombe🔥🔥🔥🔥🔥
That gogo 😂
Jabu's fans gather here 🎉🎉
Ndamba kuudzwa akazodiiii nhai Mikela 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Jabu apinda busy nebouyz😂😂😂😢
Much love from Cape Town❤❤
Jabu vane munyama chaiwo last time he was also used for rituals😂😂
muchembere akarohwa nemogo😂😂😂