Vakuru Season 2 Episode 18 "Live from Zambia"
Вставка
- Опубліковано 10 вер 2024
- Corruption yepaFazh pangu yakatangira kuhweshe. Hweshe iri raigadzirwa nevamwe blaz vainzi Noktos. Blaz ava up to now handisati ndawana munhu anokakirana hweshe navo. But vaiti vakagadzira hweshe, ndivo vaibva vaita Soccer manager, team selector and vaitamba position yavada. Noktos waiti ukangomumarker, or kumutackler uchitora bhora, aibva akudzinga mubhora. Ukangotadza kumupassira bhora waibva wabuditswa ipapo ipapo. Team yenyu ikangohwina chete mukomana wacho aibva atiza nebhora. But sevanhu vanga vasina plan, uye vasingagone kukaka bhora remapepa eshuga, taitongomirira Noktos kuti adzoke. Why am I even telling you this, no-one reads this anyway.
Hana yangu haina kugadzikana 🤣🤣🤭
Kkkkkkkkkkkk
Ndasekawo ipapo
Nero wacho dzungu mhani ko gadzikika kaaa nhai .... hahaha guys munorwra chete imi hahahahha ...... thats a good one ......
If there was an option of double liking this ingadai ndakanda 🤣🤣🤣 handisati ndamboseka so kkkkk guys makanyanya🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣👌👌👌👌🤗🤗🤗
That chamisa guy is a good actor
😂😂😂😂 I love these type of skits... I wish you would do them daily ☺️😊.
ua-cam.com/video/aBdwl3vtai8/v-deo.html
hahaha the spare scarf!!! musadaro guys
Vakuru never disapoints
Haaa maopposition ari kupinda kkkk. Hanzi ndezve kuzambia chete
Kkkkk kwahi, "togara tine speya kuyitira veni "😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
ua-cam.com/video/aBdwl3vtai8/v-deo.html
Sisi Vhoroo😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣Nero wacho anazvoo..
Dr Nero. kkkkkkkk. Vaakuda kupa vakuru icecream. Ngavatamne nezvimwe
🍦🍦🍦 yaita ma tables aite turn very fast🙊🙈😂🏃🏃
😂😂😂😂😂😂😂😂i laughed so hard , welldone guys
ua-cam.com/video/aBdwl3vtai8/v-deo.html
Hahahaha this one is a killer.... Hanzi usaita seusina kumajaira
Zvamatova muno motopfeka 😂😂🙌🙌🙌um dead
Chimfana nero chine chivindi ichi kkkkk
My favourite ❤
kkkkkkk haa paice cream apo
🤣🤣🤣 hanzi chibvai mabuda 🙌🙌
Kungovomoka kuti Ice cream 🍨 vakuru vabva vahwa mudumbu zvikahi chimusiyayi haahaha.
The ice cream saga will always be a classic. 😂
😂😂😂😂😂
Guys you are good.. This is top class comedy
Haaa very good monogonha imi.
Bodo, ndaitaura zuro vakati vakomana vanogonha ava, zvikahi vasubscribireyi
kkkkk chibvai mawasiya
Kkkkkkkkkkk haaaa munogona imi. Uyu ngaadzoke ne Gazalanda police
Mukuru Havana kufarira ice cream🤣🤣
hahahahaha.ndafa nekuseka..nero vajamuka
Kkkkkkkk hayas hanzi vanozofunga ndeedu
Ahahahaha loo hanzi enda nepa spaghetti road 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Nyika nenyika ine ayo mapot holes😂😂😂😂
My favourite one 😂😂
🤣🤣🤣 ko aburutsirweyi asati asvika nhayi. Vakuru vatsamweyi
What a great skit Vikela 🤣🤣🤣🤣
ndi Nero😂
ua-cam.com/video/aBdwl3vtai8/v-deo.html
I am here for the shirts 😂😂😂😂
ua-cam.com/video/aBdwl3vtai8/v-deo.html
Kkkkkkkkk Nero hanzi haa kana🤣🤣🤣🤣🤣
Pa ice cream ndopanetsa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
It's the "haa nooo" for me🤣🤣
Mari yakaenda na dhagi
🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂 koidzo dzofarisa now dzakudzingwa mumota
ua-cam.com/video/mJdP48BC6cA/v-deo.html
Sapoti mwana wevhu👆
Pane anakirwawo neTsaga bag raNero.kkkk
Haaaa sarendi 🙌🙌
Kkkkk mai havaregi kutaurwa
"Hai Bodo, ndezvekuno chete"🤣🤣🤣🤣
Zvamatova muno motopfeka 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
CHIBVAI MAMUSIYA KK
Haaa ice cream yakonzeresa 😂😂
ua-cam.com/video/aBdwl3vtai8/v-deo.html
🤣 🤣 🤣 Ndanakwa hangu
Motopfeka😂🤣
😂😂😂😂😂 haasi wedu here uyu
Dr Neroooo Vikela sooooo
😂😂 Ko icecream yashata here
Saka ivo vakuru chaivo vakaona ma video aya vanoti chiyi
Kkkkkk zvakaoma
😂 😂 😂 This guy is too much
Good to see Tyson Million. Tanga tamusuwa
ua-cam.com/video/aBdwl3vtai8/v-deo.html
Munonakidza varume imi.
Ko Dhagi 😂😂😂😂😂😂😂😂
This combination do it more please Doc Vee 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Hahahaha Nice one Vakuru 👍
Mukuru mukuru sure
Tineyi Ndeip
ua-cam.com/video/mJdP48BC6cA/v-deo.html
Sapoti mwana wevhu👆
Kkk chidhaka
Very Possible in our Country
Chibvai Masara🤣
Nero neshangani bag kikikiki
kkkk mazino
Nyika yese inemakomba ayo
🤣🤣🤣 hanzi ma robots anoshanda aya
Gegegeede! 😁😂😂😂😂😂
Kkkkk Vakuru
The ice cream part for me
Enda nepane spaghetti road😭😂😂😂😭😭
😂😂😂😂😂 Vakomana ava so mbanje
Makanyanya vakuru
ua-cam.com/video/aBdwl3vtai8/v-deo.html
Mosungao ma seatbelts. But ndaseka skit yenyu
Nero haangombosunga ari kukwata
Doc Vicela
😂😂😂haaa nice one guys
Ini wekwenyu ndiripano. 🤣🤣🤣🤣 Sandiko kutapirirwa uku
Ko ice cream kkkkkk
kuvhunduka ice cream
Ice cream 😂😂
ice cream hahahaha
Kkkkkkkkk muka ubike doro, Vakuru vohla ice cream
Kkkkkkkk makaipa
Munemisikanzwa varume imi 😅😅😅
zvapasina sound
ua-cam.com/video/mJdP48BC6cA/v-deo.html
Sapoti mwana wevhu👆
🤣🤣🤣🤣🤣 Chamisa
Magetsi atoriko wena😂😂😂😂😂😂😂
Tax payer money vakomana
Makanyanya guys kkkkkk
🤣🤣🤣🤣🤣longlive Don Vickela& Team
ua-cam.com/video/aBdwl3vtai8/v-deo.html
😂😂😂"kutaura chokwadi hana yangu haina kugadxikana"😂😂
😂 😂 😂 😂 Hanzi ndo Tax Payers money yamaichemera
ua-cam.com/video/aBdwl3vtai8/v-deo.html
Kikkkk 😂 😂 😂 ice cream
Ko kuzopfeka mashirts akafanana, KKKK.
MaRobots ari kushanda kkkkkkkkk
Kkk social distance
ua-cam.com/video/mJdP48BC6cA/v-deo.html
Sapoti mwana wevhu👆
Ed ..number 1
Haunyare here nhai
ED haasati ambokushanyirai here vakomana😂😂😂😂
Handingazvishanyire handiti unovona
@@SimukaComedyInternational gud answer
@@SimukaComedyInternational 🤣🤣🤣🤣🤣🤣what a response hayasss
@@SimukaComedyInternational 🤣🤣
Haaa mandipedza
ua-cam.com/video/aBdwl3vtai8/v-deo.html
Ice cream was the deal breaker😂😂😂
Kkkkkk G 40 Ice cream
ua-cam.com/video/aBdwl3vtai8/v-deo.html