Simbarashe Macheso & Dispatch single. Raramo. official video coming soon.

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 19 лис 2024

КОМЕНТАРІ • 198

  • @modisemodise2335
    @modisemodise2335 8 місяців тому

    This guy is improving everyday. Very soon he will be a hit. This song is so good

  • @EdmoreMaregedze
    @EdmoreMaregedze Рік тому +1

    Very interested, now you have improved

  • @innocentnhete3882
    @innocentnhete3882 4 місяці тому

    Mufana ukaramba wakaba waya idzooookaaaaaa,,wandifungisa Magariro naSimbaradzo pana baba shero ipapo

  • @ivyzvomuya9278
    @ivyzvomuya9278 11 місяців тому

    Simba to the world

  • @alexdausi5167
    @alexdausi5167 Рік тому +1

    Keep it up simba urikurova

  • @TinaGold-yg9rw
    @TinaGold-yg9rw 7 місяців тому

    Sound Quality so good. Bass riri kuenda kudzinza rake kwa Baba vake Alick. Uyu mwana was Alick chete😅😅😅❤❤

  • @munyachakaipa2677
    @munyachakaipa2677 Рік тому

    Good stuff keep going

  • @ThomasNetsai
    @ThomasNetsai Рік тому +2

    Musarwadziwe ive vakaita chiii ukuti hapana chavakita vakagona hako mwana vamai ramba vakadaro haungatedzere voice ramdara itavo staira rako vega❤

  • @MD-rs1gd
    @MD-rs1gd Рік тому

    Ypur bass is so super..just like all your other wires esh

  • @happychavula4469
    @happychavula4469 5 місяців тому

    simbarache 🤞🔥🎸🔥🎸🔥🎸🔥🎸

  • @masteri6488
    @masteri6488 Рік тому +1

    Vanhu vanongotaura zvavanoda, uyu mwana waMacheso uyu, remember panofunga hutsi panemoto

  • @lionhardwareandauto8863
    @lionhardwareandauto8863 Рік тому +3

    Chinorova ichi😂😂 extra basooo

  • @GivemoreMuchanga-tz6ee
    @GivemoreMuchanga-tz6ee Рік тому +1

    Ndafarira maguitari mabikirwo ayo zvandifadza,vajinji mazua ano vari kushaisha ngoma nekuisa bess gitari zvakanyanya ,asi mhanzi yenhu iyi yabikwa zvakana ,asi pavoisi mukoma simba munotombofanira kurwisa chaizvo nekuti pachine basa ,voici remimhanzi munaro,torai voice ramakaita pamimhanzi yenyu yekutanga

  • @ivyzvomuya9278
    @ivyzvomuya9278 11 місяців тому

    Good one

  • @danmoremurangwa8192
    @danmoremurangwa8192 Рік тому +2

    Mark Mungwazi haakwani apa

  • @freebornmagodoro2960
    @freebornmagodoro2960 Рік тому +4

    This is true Cheso power offspring , kuronda matsimba zvazviri, pure artistic sound like a veteran already !

  • @valentinemutavusi3067
    @valentinemutavusi3067 Рік тому

    Keep up good work simba

  • @jumanji7629
    @jumanji7629 Рік тому +4

    Zim ine vanhu vane Godo I also want to help Simba me 2cents dzangu tobata ani

  • @luckstonesaungweme8765
    @luckstonesaungweme8765 Рік тому +1

    If those other siblings were people, meaning dai vari Vanhu Esau and Tatenda, they would go and do a Test between themselves and this guy and see if there is any relationship parent wise. We have seen vana vanouya vakura, vana baba vachiita dilly dally. To the children I say Macheso will not live forever. You need to know who you are and discover yourself. Muchamuda Mukoma ava zvashata pamberi apo.

    • @TinaGold-yg9rw
      @TinaGold-yg9rw 7 місяців тому

      Correct DNA is the best way forward nowadays in cases like these for clever people

  • @phillipchimutashu5254
    @phillipchimutashu5254 Рік тому +4

    Uyu ndi Baba Sharo chaiye ❤ kana ma wires ayo akaibva

  • @Smuchinani
    @Smuchinani 9 місяців тому

    Mwanaa uyuu nhorondo yakee iripii anongonzii mwanaa wamacheso then mudhara alick havatauree chinhu

  • @michaelchoto5600
    @michaelchoto5600 Рік тому

    Mwari vanodzwa kuchema kwakwa boy

  • @AraoDaSilva-dy8fv
    @AraoDaSilva-dy8fv Рік тому

    Avante com o trabalho, nao recua irmão😮

  • @TichawanaChigama-x6u
    @TichawanaChigama-x6u Рік тому +1

    Nice one ndikoko bamunini musadzokere shure handina kana cent Dai ndakubatsirawo

  • @anesuchibvongodze7688
    @anesuchibvongodze7688 Рік тому +2

    🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤FAMBA simba macheso

  • @lawrencenyatsanza-e4v
    @lawrencenyatsanza-e4v Рік тому

    Unobva vakopera nezita,fungawo zvako

  • @TawandaMataranyika-lu1by
    @TawandaMataranyika-lu1by Рік тому +2

    Keep on going Simbarashe unosvika chete nyc1

  • @CleverMusokwa
    @CleverMusokwa 7 місяців тому

    Simbarashe Macheso arikuseri chokwadi

  • @JM-ud9bj
    @JM-ud9bj Рік тому +18

    Try to keep “sungura” pure as much as you can. This Congolese style will conceal sungura originality. You guys are the guardians of our music. Also, Simba- limit imitating the bulk of Alick Macheso’s lyrics. Look-this song is called “Raramo” and Alick Macheso has an album “Raramo” as well. Be unique and your talent will grow youngman.

    • @maxutrareliableenergysolut3113
      @maxutrareliableenergysolut3113  Рік тому +1

      This is constructive criticism... Thanks

    • @garikaichuru160
      @garikaichuru160 Рік тому

      I agree with u 💯, Sungura should be pure why kuisa zvinhu zverumba ? Its takes away the originality and purity of Sungura tobva taita kunge ma copy cats. Ndizvo zvinoita kuti lnternationally Sungura itarisirwe pasi peimwe misambo.

    • @maxutrareliableenergysolut3113
      @maxutrareliableenergysolut3113  Рік тому +3

      @@garikaichuru160 but I think chinoita kuti itarisirwe pasi tisu mafans ayo tinonyara nayo.... Mafans tisu tinoti vaimbi vacho maboora ngoma so at the end vanozopedzisira vasanganisa sanganisa.. Maonerowo angu... Munhu akatikwanisa kuipinza paSpotlight even locally ndiBasharo... Otherwise masalad aisatoteerera Sungura iyi.

    • @Teevanfore2012
      @Teevanfore2012 Рік тому +1

      @@maxutrareliableenergysolut3113 true Zimbabweans must learn kusimudzira vanhu vedu parikuda kugadziriswa tichionesana kwete kushora kuti heee ngayende kunofudza hwayi just because unoda mumwe musician kupfuura mumwe

    • @tinotendaishemawoyo1710
      @tinotendaishemawoyo1710 Рік тому +6

      Point of correction.Macheso has no album called raramo but song inonzi raramiro

  • @teclajosemajuta2972
    @teclajosemajuta2972 Рік тому +1

    Nice song

  • @malvinmhiyo8638
    @malvinmhiyo8638 Рік тому +1

    Good job ngoma irikunaka zvayo

  • @nicolaumuchanga3141
    @nicolaumuchanga3141 Рік тому +4

    Yuuuuu good one

  • @moremendube5264
    @moremendube5264 Рік тому +1

    .....wepaGuruve

  • @deshawn7498
    @deshawn7498 Рік тому +1

    NdewekwaMacheso baba Sharo Simba uyu....so sei zvisirikunetsa to hear Macheso baba Sharo in Tatenda and Esau

  • @planetweather
    @planetweather Рік тому +1

    Rova Simba ndizvozvo baya

  • @marktafara2255
    @marktafara2255 Рік тому +1

    Uyu ndiye ane chimuti

  • @ignatiuskmasasa5956
    @ignatiuskmasasa5956 Рік тому +2

    Plz how can we buy this guy's song ?plz help,mufesi anoziva kwete mbichana uyu,apa magitare acho akadzikama

  • @MukanyaZW
    @MukanyaZW Рік тому

    Magitare akanatsorova zvakanaka but song ndoyakadhakwa chete but zvoita big up my men

  • @georgegrantmugweni102
    @georgegrantmugweni102 Рік тому +3

    Keep on pushing

  • @josephchenjerai1075
    @josephchenjerai1075 Рік тому +1

    Simbarashe Alec macheso well done

  • @innocentmugova7307
    @innocentmugova7307 Рік тому +1

    Anogona mkomana keep on

  • @andersonchatambudza8604
    @andersonchatambudza8604 Рік тому +1

    Taking sungura to a new high level this is wonderful

  • @edwardchagaresango6091
    @edwardchagaresango6091 Рік тому

    Hakuna macheso akadai

  • @austinsigauke9794
    @austinsigauke9794 Рік тому +4

    Simbarashe is above others

  • @lisbenmawoko7951
    @lisbenmawoko7951 Рік тому +5

    This song is better than all the six from Esau and Calleb

  • @esaumadzura
    @esaumadzura Рік тому +1

    Good work this, guys remekedzai good work

  • @tataninyathi403
    @tataninyathi403 Рік тому +1

    this is good music i did enjoy

  • @vicentediquissonesamembere6769

    Unogonesa Simba ramba wakabatira ipapo mwari wekudenga ndoo wega wanoziwa panzimbo chaiyo iyo hombe yauchasvika chikuru kunamatira basa rako unosvika chete

  • @KMUSHAZ
    @KMUSHAZ Рік тому +3

    Nice stuff

  • @johaneshangwa-bb4ho
    @johaneshangwa-bb4ho Рік тому

    good music baba

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa Рік тому

    Pakuimba Simba should dominate kwete kuita sekunge ndiye backing vocalist.

  • @chakufiyalichiwanza1112
    @chakufiyalichiwanza1112 Рік тому +3

    This is wonderful

  • @alexchauke3681
    @alexchauke3681 Рік тому +2

    Good job young man

  • @geetouchmedia3856
    @geetouchmedia3856 Рік тому

    Hahahahha Pertunia Intruments musadaro

  • @alberttsamwisi9295
    @alberttsamwisi9295 Рік тому +2

    Goood keep it up

  • @wellingtonzhawari4381
    @wellingtonzhawari4381 Рік тому +2

    Good wani simba.

  • @TapiwaChipangura-j2q
    @TapiwaChipangura-j2q 7 місяців тому

    Simbarahse anogona but backing vocalist uyo mmmmm Ari kunyanya kupindira mberi pamwe Simba wacho haatonzikwi plus rhumba voice iyo inoda apo neapo kwete kuti pese pese

  • @geraldsaratiel4128
    @geraldsaratiel4128 Рік тому

    Simba macheso is the next level of sungura I like the organisation of magatere simple and nice

  • @PM-zu9tv
    @PM-zu9tv Рік тому +2

    This is really good

  • @zebediahchimuka-uo3yh
    @zebediahchimuka-uo3yh Рік тому

    This guy iz supper talented....

  • @elvischihwai2875
    @elvischihwai2875 Рік тому

    Simba zvaazvinhu

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa Рік тому

    Kana Simba avekutsikisa song iyi ngaabvise rhumba style. The song is just beautiful.

  • @alecmbudzi3410
    @alecmbudzi3410 Рік тому

    Ko akambo recorder Simbarashe aripi asi makabukana here

  • @DJImaanmutondo7560
    @DJImaanmutondo7560 Рік тому +6

    Imbotipai munhu uyu live show guys you're good job

    • @maxutrareliableenergysolut3113
      @maxutrareliableenergysolut3113  Рік тому +1

      Thanks... It's our wish.. And slowly with your support we will get there... The good thing is Masongs ake akawandisa... Mari yekurecorde ndoikubatika pano neapo... But soon anopinda mundima

    • @jumanji7629
      @jumanji7629 Рік тому

      @@maxutrareliableenergysolut3113 how can I get in touch with you

    • @maxutrareliableenergysolut3113
      @maxutrareliableenergysolut3113  Рік тому

      jmurira@maxutraenergy.co.zw
      johnmurira@gmail.com

    • @Henry-me1fm
      @Henry-me1fm Рік тому +1

      ​@@maxutrareliableenergysolut3113Tinotenda vose varikumira naye mufana uyu kut zvisvike apa nezvose zvamurikuvaitira toshuwira mwari arambe achikupai hupenyu pamwe nekuramba munemoyo unerudo gamuchirai kutenda kwangu, mwari akuropafadzei pazvose zvamunoshuwa zviendeswe mberi

    • @alexanderbuwe2044
      @alexanderbuwe2044 Рік тому

      @@maxutrareliableenergysolut3113 God bless you and your family and work

  • @victorfast8156
    @victorfast8156 Рік тому

    Haaa he must pull up his socks vafana vaya vanorova vaya........ Nziyo iyi haina ka that iyi

    • @julietmatare4854
      @julietmatare4854 Рік тому

      He is just stand buy him self,not on race with anyone ,from Guruve ,coming to harare ,just imagine🎸🎸🎸 well organized

  • @Teevanfore2012
    @Teevanfore2012 Рік тому

    Saka Simba uyu ndiye ayikwenya Lead here or Bass

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa Рік тому +5

    There are arguments and debate raging on different social media platforms. It regards a claim by a guy named Simbarashe Macheso. He claimed that he was fathered by the popular SUNGURA artist Alick Macheso. However, his claim has divided opinion among the legion of fans of the music maestro.
    1. Some are saying the guy is lying as he just want to ride on Alick’s fame and success.
    2. Others are of the view that truly speaking there is no need even of a DNA verification because the guy is unquestionably a true photo copy of Macheso.
    Now, from a different perspective, one should critique the whole scenario with a careful and non judgmental approach.
    According to my analysis after having collected data as well as considered periodical events over the years, I tend to differ with Alick’s age. Officially, he is 55 and just recently celebrated the birthday. However, looking in hindsight he was born at a farming/mine settlement. According to various sources from the media, he was raised by his mother after his father had abandoned them. In a recent interview with the H-Metro on the sidelines of Alick’s birthday bash in Chitungwiza, his mother stated that she got married to Hudson Chisale of Malawian descent at Shamva district birth registry offices. Meaning to say they had a marriage certificate. However, for a reason only known to herself, the boy was given her maiden surname (Macheso) instead of Chisale his real father’s surname. There is no clarity there, why she overthrew the government issued document (a marriage certificate) that was a sure source or evidence to provide an undisputed Surname to Alick. Surely, the registrar general’s office wouldn’t have refused to endorse a name that was also on another document from the same office. Also, looking at the prevailing situation that it was a farming community and there was war raging on. I suggest no birth certificate was obtained for Alick before Independence. Just like most of the folks in various parts of the country, he could have obtained one after Independence. Again it happened to a lot of people that unrealistic birthdays were endorsed by officials at the registry offices. Not forgetting that his mother could be illiterate such that she failed to recall the exact year that she gave birth to the successful crooner. Maybe he was born 3-4 years earlier than 1968. Why I am analysing that is because Simbarashe said his mother told him that he was born in 1984. If we go by Alick’s official age then he was only 16. Could it be genuine to attest that a boy of 16 could have impregnated a girl? How old was she? Was she not in school? Why was she following music bands then? Or she was much older than Macheso!
    Another issue to look at is at what age did Alick enter the music business. During one of the interviews that Nicholas Zakaria did, he mentioned that he started working with Alick when he was only 15 years old, suggesting that such a young boy who was still not a teenager would have been going into bars playing guitars 🎸 commercially. I remember during those years, elders were very strict with kids’ behaviour and morality. Who approved that such a kid would be accepted in such places and not attending school. Yes his mother had no means to find school fees but still no 15 year old child was to be allowed to becoming a member of a band.
    Later on, Alick had a shaky relationship with Tafadzwa Mapako who he mischievously exalted with a hit song ( Tafadzwa). Two baby boys were born out of that relationship. Surprisingly, Alick frantically tried disowning the kids when his relationship with Tafadzwa became bitter and divorce was imminent. As a result, DNA verification was conducted and it was certified the kids were of Mr Macheso/Chisale. With that in mind, as a critique, I think Alick is now refusing even to take Simbarashe for DNA tests to avoid further damaging his reputation as a national and international hero. People may regard him as a loose cannon of higher proportions when it comes to love life. Or he is afraid of Nyadzisai ( mai Sharo) who might not forgive him for the second time. I suggest, his wife could be a very good intermediary for settling the matter.
    The problems with fans is the undying love of a celebrity. Fans will choose to die whilst defending their icon even if they are on the wrong side of law. In fact, celebrities do have a tendency of dividing opinion among their followers by the way they behave. Fans won’t subject themselves to critical thinking and analysis when their heroes have done wrong, they just act with blinking eyes.
    In conclusion, there is no clarity why Alick wasn’t given his father’s surname if an official wedding was done by his parents. Therefore, his age could have been distorted by his uneducated mother. Furthermore, Alick was too young to join a music band where he played an integral part as a Bassist. This suggests, he was much older than that and had the tenacity to go for women making love in the process. Maybe in one of his escapades, he met a girl who was on heat and a once in a while testing of Eve & Adam’s apple 🍎 resulted with the conceiving of Simbarashe. Not forgetting that Shiri ine muririro wayo haikanganwe. He did the same thing with Tafadzwa Mapako as he tried to unofficially disapprove his fatherhood to two sons. Why not just avail himself for DNA verification?
    By the way on a related note, Charles Charamba’s love child named Tichaona is going through Simbarashe Macheso’s fate right now. Zvinoitika izvi pachirume!!

    • @kennedynhire3820
      @kennedynhire3820 Рік тому +1

      Good analysis

    • @Paradzaimurwisi.
      @Paradzaimurwisi. Рік тому

      Please summarise for me too long

    • @alexanderbuwe2044
      @alexanderbuwe2044 Рік тому

      We do not have time,, we need brief write ups,, iyo i essay yeku campus

    • @esaumadzura
      @esaumadzura Рік тому

      Why go this length shuwa apa uchitaura your opinion as fact? By the way, a teenager is someone between thirteen and nineteen, hence teen. Ko munozvifumurireiko kudai?

    • @wantedtsangamidzi2284
      @wantedtsangamidzi2284 Рік тому

      Saka zvineyi namahatare

  • @iedrenkodzevu4264
    @iedrenkodzevu4264 Рік тому +1

    Good stuff

  • @muzukuruwenyuchicccband3193
    @muzukuruwenyuchicccband3193 Рік тому +1

    Chobata ,choruka wire ...

  • @lenso3757
    @lenso3757 Рік тому

    good song

  • @majachanigodfrey
    @majachanigodfrey Рік тому +2

    Ndimacheso chaiye

  • @BlacksonChiketero-tz7oo
    @BlacksonChiketero-tz7oo Рік тому +2

    ❤❤❤ ngaabatane nevafana wake vanoenda mberi

    • @owendzinamarira3498
      @owendzinamarira3498 Рік тому +1

      Havana kana ukama kutotsvagawo kuda kuziwikanwa uyo skiri rekurarama

    • @phineasmasori3540
      @phineasmasori3540 Рік тому +2

      Ukama vanogona kunge vanahwo asi uzive kuti pasina mai vako azvisununguki remember macheso ane mwana napetunia asi wakambozwa nezvavo ere panorema

    • @mwithoxmwithox9299
      @mwithoxmwithox9299 Рік тому

      @@owendzinamarira3498 saka iwewe uri wakwamacheso here sei uchipupurira zvisinei newe

    • @Teevanfore2012
      @Teevanfore2012 Рік тому

      Nharo dzese dzopedzwa naTinashe Mugabe chete hapana mumwe

    • @owendzinamarira3498
      @owendzinamarira3498 Рік тому

      @@mwithoxmwithox9299 asi iwewe imhuri yekwamai wako here ukudairawo zvausingaziwe handiti comment section unotaura zvaunoda. Remember macheso wanted the dna test and akati iye simba ndiye anobhadhara saka akadiii kubhadhara kana anga ari shuwa kuti ndibaba wake

  • @clevermusara7145
    @clevermusara7145 Рік тому +1

    Haaa vakadzi imbomirai kungokwana kwana

    • @maxutrareliableenergysolut3113
      @maxutrareliableenergysolut3113  Рік тому

      Kkkkkkkkkk kkkkkkk kkkkkkk. Kkkkkkk... Soriiii... Next time havakwane

    • @ernestshonhai1132
      @ernestshonhai1132 Рік тому

      😂 kkkkk

    • @clevermusara7145
      @clevermusara7145 Рік тому

      Yaaaa ngavarege Simba ambosimuka

    • @maxutrareliableenergysolut3113
      @maxutrareliableenergysolut3113  Рік тому +1

      @@clevermusara7145 kkkkk amana... There are only 2..mdini ndavaisa... Haasi Simba... Ndikutsvaga mari yekuitisa imwe single... Itondisheedzaiwo ndikuisireyi solar... Those ladies are advertising our work while we sponsor Simba music... We get money from solar and sponsor music... Thats why maTshirts avo aribranded

  • @charlestruecolours-mt7gu
    @charlestruecolours-mt7gu Рік тому

    Anogona big simba

  • @lawrencevilledandira2471
    @lawrencevilledandira2471 Рік тому

    All good but Simba struggle with vocals asi all instruments Ari panzvimbo

  • @danmoremurangwa8192
    @danmoremurangwa8192 Рік тому

    Magitare akaibva aya

  • @noahchahwenga2213
    @noahchahwenga2213 Рік тому +3

    Kupfuura vacho vanodiwa naAlick

    • @tavongatiziwa6177
      @tavongatiziwa6177 Рік тому

      taura arovesa

    • @IsaacBismarck-xr1te
      @IsaacBismarck-xr1te Рік тому +1

      Hamuna zvamuri kuziva imi vapfanha 2 vakagona vaye

    • @simoncharumbira4483
      @simoncharumbira4483 Рік тому

      Anogona but listen to album yevafzna irkuseri seri

    • @ZisengweChimutsa
      @ZisengweChimutsa Рік тому

      ⁠Handiti vafana vakapiwa guidance na baba here, uyu arikutatarika ega.

    • @IsaacBismarck-xr1te
      @IsaacBismarck-xr1te Рік тому

      @@ZisengweChimutsa ini ndine zvinhu zvinoita ndidoubt Simba uye vakasiyana nababa vake ne15 years plus kana varivo baba vake akutadza kuenda kunotaura navo sei batsiriro inoita macheso vamwe vanhu ozotadza wake mwana

  • @mwithoxmwithox9299
    @mwithoxmwithox9299 Рік тому

    Macheso imhata yemunhu zvanogona kubetsera vana vevamwe

  • @greatzimbabwetv221
    @greatzimbabwetv221 Рік тому +1

    Kana pane ane number dza simba ndikudzitsvagawo

  • @EnockLubengo-ry9ze
    @EnockLubengo-ry9ze Рік тому

    Keep up the work ❤❤

  • @marklawrence1129
    @marklawrence1129 Рік тому

    nice song sounding good

  • @davidmadondo1853
    @davidmadondo1853 Рік тому

    Mwana waAriki here?

  • @ShadreckYokonia-jk5gt
    @ShadreckYokonia-jk5gt Рік тому +1

    nice

  • @jamessibanda5393
    @jamessibanda5393 Рік тому +1

    Nice song

    • @addmorechigwendere9223
      @addmorechigwendere9223 Рік тому

      Sound engineering is on point however the young man must learn to pen heart capturing songs.. Something unique.. There is no relationship between the sungura and Congolese beats he has included... His voice is being over shadowd by the backing vocals and yet he is the lead singer.. His lyrics are a repetition of wht has been listined to over the yrs... So his breakthrough might take time... The sound is good in the sense tht the engineer did not put a lot of effects which makes it good to listen to...

  • @lameckzisengwe6517
    @lameckzisengwe6517 Рік тому

    Mungaite here tsvagurudzo yekuti zvinoda marii kuti basa rake rikwenenzverwe na Bothwell Nyamhondera. Kana madaro vanhu vsnogona kuita kanzatu kanzatu kuti timubatsire.

  • @hastingschitsinde7245
    @hastingschitsinde7245 Рік тому

    Hapana kana chaMacheso chiri pauri Mr Chancer.

  • @gilbertchimonyo4138
    @gilbertchimonyo4138 Рік тому

    Varikugona

  • @arsh-avin
    @arsh-avin Рік тому

    Saka zvemasolar nesong yaSimba zvopindirana papi?
    Simbarashe should start running away from these vultures who want to ride on his name and concentrate on doing his music,

  • @mrerukadza8757
    @mrerukadza8757 Рік тому

    Ngatange ayita ma DNA uyu

  • @remnantkatiyo89
    @remnantkatiyo89 Рік тому +1

  • @artwelltototai5353
    @artwelltototai5353 Рік тому

    Waakafeature naye ndiye anogona uyu simba wenyu uyu adii kumbozama farming

  • @bonganindlela-uk8fk
    @bonganindlela-uk8fk Рік тому

    ❤❤❤

  • @laboss3863
    @laboss3863 Рік тому

    Dispatch!

  • @edifysibanda6515
    @edifysibanda6515 Рік тому +1

    You are too much

  • @sadamumakaza8031
    @sadamumakaza8031 Рік тому +1

    Nice ramba vakadaro

  • @wellingtonzhawari4381
    @wellingtonzhawari4381 Рік тому

    Endawo kuma d n a samwana wachara akunetsawo.netsawo mwanangu. Vana baba zvipfambi zvonetsa.tsikirira uri kugona iwe kukuva vanodiwa nababa vacho

    • @ruthmataranyika5913
      @ruthmataranyika5913 Рік тому

      Pandabata paitaurwa nemwana waCharamba pmwe Macheso haasi kutoziva kuti kunemwana arikumutsvaga since nyaya ichisvikira kumamaneja

    • @julietmatare4854
      @julietmatare4854 Рік тому

      Varume vanenge vachiziva asi hundururani chete.kkkk tikati vakaramba vakadzi Mirai apa nevane vana vavasiri kuchengeta,ndopaunoona kuti muzimu maone ,varumwavo vaviri kana vatatu

  • @munyaradzifreemanmuza2985
    @munyaradzifreemanmuza2985 Рік тому

    Rhumba style no

  • @daviesmpofu5853
    @daviesmpofu5853 Рік тому

    The boy is trying. He needs a voice coach. He can do much better.

  • @waltermakwasha
    @waltermakwasha Рік тому

    Ko iye Macheso ngaabatsire mwana ,ngaaite pachirume ,the song is gud but ,ma producer anebasa ,saka dai Baba vapindira apa .

    • @BosskedhaBashalo
      @BosskedhaBashalo Рік тому

      Ummm kumagatare boo voice rarasa mwana zvechokwadi hre kanq kut majokes coz macheso munhu asina hutsinye nevanhu uye munhu booo but pamukomana uyu handisati ndahwa coment yake sababa ndombozama kutsvaka cement yake but ndakangoona paati vanhu varikutsvaka mbiri kureva kut arikuzviramba

    • @mwithoxmwithox9299
      @mwithoxmwithox9299 Рік тому

      @@BosskedhaBashalo macheso knows very well kuti I chokwadi ndoosaka akanyarara feeling guilty sei asingamusungise kana achipeba

    • @simoncharumbira4483
      @simoncharumbira4483 Рік тому

      @@mwithoxmwithox9299 macheso haana utsnye kutosungisa utsnye futi

  • @isheunozivamoyo4525
    @isheunozivamoyo4525 Рік тому

    Bass renyu arina punch mdara. Gadzirisai ipapo. Kana ari Producer ngaagadzirise . Bass is suffocated