Enjoy this Song of hope from Vabati VaJehova Directed by: RockLife Media +263774695274 For Bookings Contact Hunati on +263718191064 leehunati@gmail.com
I think Mambo dhuterere and Vabati vaJehova should do a colabo..who else thinks tt..if you think so too lets gather here and ask them to do a colabo for us
l am reminded of Timothy and Wiseman.Keep going foward Vabati.Good music which brings comefort in my hearty.l stated following your music in 90s when l was young.May God of heaven guide you .l encourage you guise to Pray also for life after this world.Zvakanaka kut muchiimba zva Mwari muzoponeswawo pamwechet nevakatenderwa kutenda kuna Jesu.
Hapana chisingaperi pano pasi chimwe ne chimwe chine nguva yacho.... one day is one day ....zvichanaka chete and dai mwari vabatsira avo vane zvigunwe zvakafonyoka vazvitasanudze zvizive zvakaipa ne zvakana
It makes me realize that sometimes I complain so much unnecessarily, because when it's time nothing will stop the will of God. When the time is right, He'll do it Isaiah 60:22
I like when he says Zimbabwe all will be well if you continue praying. Saying this on the 31 of July 2020 might seem stupid. But there is a God up there. He will save us as a country and we shall rise again. I am saying because know God is there is living...
"This acapella song stands as one of the finest offerings from vapositori, showcasing the magnificence and glory of the Almighty. Your dedication to spreading the holiness of the Lord through music is commendable. Keep up the excellent work Vabati VaJehova.
Munogona vakomana keep up the good work. Ndibatsireiwo mkomana arikuimba kuvamba uyo is my favourite pachikwata ichi kubva paakaimba song pindirai anonzani zita rake ndibatsireiwo i love the guy good singing
ZVICHANAKA CHOKWADI. LISTENING FROM FINLAND KEEP IT UP VABATI VAJEHOVHA YOU HAVE MY SUPPORT. AMEN AMEN ZVICHANAKA CHETE TIKARAMBA TICHINAMATA MWARI VACHAPINDURA MINAMATO YEDU.
Greatest gospel group of all time, I am playing the songs now, Vabati May you please compose a song about tribalism, please break a record by uniting our country through your songs, tribalism has killed our beautiful country, Zimbabweans are breaking the second most important commandment which says, love your neighbor as you love yourself😭😭😭
Thank you for a word in season. Dzimwe nguva tinobvunza Mwari kuti kusvika riinhi asi iye akativimbisa kuti chiedza chinouya. Don't give up, tsungai kunamata. Galatians 6.9 And let us not be weary in well doing: for in due season we shall reap, if we faint not.
Thanks a lot for watching. More videos coming soon. Please Don't forget to subscribe. 👏🙏❤🇿🇼
Powerful message dear brothers zvichanaka chete God bless you
Itirwai nyasha vabati. Tinotenda nemashoko enyu anovaka
I feel blessed guys,thanks for the strong message, zvichanaka chete, we believe. 💟
Ndato subscriber
Please kindly give me little transition thank you and God bless you guys
kana zvadai zvatonaka song of the moment vabati
kana uchiwirirana neni thumbs up
Taura hko
Amen Amen 🙏
ua-cam.com/video/09I8cnEQx_E/v-deo.html
❤❤❤a❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Isaiah 60:22 "When the time is right, I , the Lord will make it happen."
True
Amen
Amen
Yaah true
ua-cam.com/video/09I8cnEQx_E/v-deo.html
I think Mambo dhuterere and Vabati vaJehova should do a colabo..who else thinks tt..if you think so too lets gather here and ask them to do a colabo for us
Definitely!!!
It’s true
It will be a deadly combo
Am with you
Zimbabwe zvichanaka Zimbabwe 2023❤❤
Well Done Vabati Vajehova keep it up....song yandisvitsa kure iyi
Nelson unosota wangu. Zvichanaka chete. Handei mberi vabati
Ameeen, zvichanaka nemuzita raJesu amen
Yes. Zvichanaka chete. Let me prophesy today it's your day. As you read this comment your day of restoration and revival is here.
😢😢😢😢 Ichokwadi shuwa zvichanaka, tatambura kugara munyika dzisiridzedu. Things will be Almighty God will bless us.
This song needs to be shared on every status ....mmmm people need this message
Yaaa
Zvichanaka Hallelujah
Thank you guys for this message ye hope, moyo yedu yarapwa
Tinotenda Musiki Mambo. Ropafadzwai zvekare nekutibatsirawo kushsumira
I am waiting for a song from you Mambo and Vabati VaJehovah
Mambo chimbobatai ne vakomana mutipewo kana album chairo murimese
Zwitshanaka dumbu tshose, keep going my fellow Zimbabweans God will answer our prayers, angazi ngincome ngithini liyahlabela zihlobo liyibambe njalo, umculo wenu uyangibusisa
Especially when you are thinking of long journey maNdlo nice songs
l am reminded of Timothy and Wiseman.Keep going foward Vabati.Good music which brings comefort in my hearty.l stated following your music in 90s when l was young.May God of heaven guide you .l encourage you guise to Pray also for life after this world.Zvakanaka kut muchiimba zva Mwari muzoponeswawo pamwechet nevakatenderwa kutenda kuna Jesu.
My tribal cousins 🇿🇼 zimbabweans and our neighbors, you are the best of the best we 🇿🇦🇿🇦 south africans approved this ❤️❤️❤️
Nguva ngaikwane 2023, Mwari sunungurai Zimbabwe.
Africa zvichanaka!! Makanyanya ndamerera
A song of hope for all Zimbabweans.God bless our nation 🙏
Ndinofemerwa nemweya unoera. Kungosvika pano pasina andiudza. Makabata basa vakomana
A Mother is an essential service provider ...she brings Joy ...the role of our women beautifully shown here
True
Taura zvako mwana wamai
ua-cam.com/video/09I8cnEQx_E/v-deo.html
@Tinashe Chamunorwa I totally love this comment! Komborerwa zvikuru naJehovha wamai!💜🙏🏽
Keep it up Vabati l really do like this song,, musi wayakabuda ndiro zuva randakaroorwa so zvangu zvichanaka chete chete
Isaiah62,when The time is ready l The lord Will make it happen.thanks be to out almighty lord, because he is perfect and he loves us all👏
Zvinonaka shuwa Jehova haatiregere takadaro...... Mwari akukomborerei Vabati nekutisimbisa vana veZimbabwe. Toshinga kunamata AMEN......
This group is ordained by God🙏🙏tinotenda vabati!
Well said
ua-cam.com/video/09I8cnEQx_E/v-deo.html
God's delays are not denials. When the time is right, He will make it happen. 🙏🏾
Everything will be alright, a great prayer for our nation, a message of hope to everyone, we really needed this. THANK YOU VABATI VAJEHOVAH.
Haka endai naro vhangeri
I am a south African, I dnt understand the language bt just to listen to the song I am connecting with God
you can say that again
When the time is right,I the lord will make it happen
Amen zvichanaka,ngatimirire nguva vajehova,tingamhanya tingaita sei asi nguva yacho isati yasvika hapana chatinogona kuita,asi kana nguva yakwana yakwana hapana anodzivisa
Haaaka haaaaka oooooh yesss Vabati vaJehovha munondigonera henyu Nelson ,George ,Richard neteam yenyu yese munogona fani fambayi naro shalom Sibanda Durban hangu ndichiropafadzwa
Its raining right now in Zimbabwe. Is this some sort of a prophecy? Thank you Vabati VaJehovah
Handineti kukutendai varume ne song iyoyo inondikomborera chaizvo ndinonzwa misodzi yangu kuswedera ...Zvichanaka chete kana nguva yakwana 👏👏👏🙏😢😢
Zvichinaka chete mwari vachatirwira
Nyika yeZimbabwe munguva yakaoma kudai lockdown irikuitika kushaika kwefuel mari irikuramba kutenga zvinhu zvirikudhura kune corona virus ngatinamatei kana nguva yakwana zvichanaka Amen.
Amen
Chinhu chega chega chine nguva yacho. There is a time to saw and a time to reap. Inga yakazonaya wani. Keep up the good work men of God.
A direct message from the Almighty 🙏 rambai muchishandiswa nedenga🙏❤️
Who is with me today....zvichanaka apo zvangu zvakutotanga thanks nekutipa tariro zvakaita ndisimudze kutenda
Mwari zvichanaka here shuwa ,is there hope for the barren ❤❤❤❤😊
Haaaakaaaaa Nero ndokubata ngoma 👏👏👏
Nisha Kubata Kwashe
Lets continue praying Zimbabweans zvichanaka chete. Nice song
Hapana chisingaperi pano pasi chimwe ne chimwe chine nguva yacho.... one day is one day ....zvichanaka chete and dai mwari vabatsira avo vane zvigunwe zvakafonyoka vazvitasanudze zvizive zvakaipa ne zvakana
zvichanaka zvinhu zvose kana nguva yakwana wow wow mashoko makukutu
tinotenda kuna mwari pakubanemi kutsera zvichanaka patili na jesu
Kana nguva yakwana zvichanaka🙏🙏🙏. Thank you Vabati😃
May God bless you Vabati
May God bless Zimbabwe
May God bless Africa.
It shall be well indeed, let's us not loose hope and keep on praying for God's time is the best 🙏🌹❤️
Amen ichokwadi kana nguva yakwana chokwadi ZVICHANAKA Even in my life.
🇿🇼🇿🇼🇿🇼ZVICHANAKA ZIMBABWE ❣️🇿🇼🇿🇼🇿🇼
It makes me realize that sometimes I complain so much unnecessarily, because when it's time nothing will stop the will of God. When the time is right, He'll do it Isaiah 60:22
Yes .....Zimbabwe don't wary its a matter of time zvichanaka. Thanks Vabat vajehovha
2024 still tirimumweya thank you very much nekuimba kwakanaka kudai makaimba makashongwa nemweya mutsvene Zimbabwe 🇿🇼 zvinonaka
On point, all shall be well. Pamberi neshoko nekubatana kwenyu, nziyo dzenyu dzinomutsa mweya yedu.
Amen and amen zvichanaka chete. Chongodiwa kuramba une kutenda nekunyengetera kwakasimba
Right song at the right moment when life is tough for the majority of Zimbabweans.
This is such an inspiring song, all shall be well
Hello
Amen true dear .
Excellent ! keep it up Vabati vajehova your message yasvika kure ,I pray Mwari varambe vachiwedzera mashoko matsva kuti tirambe tichiropafadzwa nenziyo itsva uyezve mhuri dzirarame nebasa rakanaka kudai !!!!!
Job well done keep it up vabati
Kana nguva yakwana zvichanaka thank you Jesus God bless you more munotikomborera🙏🙏
Munondidzora ndangariro uye kusimbiswa panguva yekuomerwa.zvingarema,zvingatambudza asi kana nguva yakwana zvichanaka.Tariro kumhuri yeZimbabwe.
Amen 🙏 zvichanaka chete vana ve Zimbabwe
aah makandikoshera vanhu vaJehovha imi ndimi hama dzangu dzerwendo nekuty imi ndimi moga munondigonera hangu handidi nemi hama dzangu dai ndambokuonai ndakuberekai muri NYANYEST
Tatenda zvikuru Vabati vajehova munoita mweya yedu iswedere pedyo pedyo namwari, munotipa tariro muna Jehovah, makabata marimba varume keep up the good work ☆☆☆☆☆
Ameeen at the Appointed time it shall end in Praise,makabata basa Vabati vaJehovah, you are walking in the footsteps of your elders,God Bless 🙋🙋🙋
Haaaaaaa makaimba,,, makaimba, ndinoku saluter
I like when he says Zimbabwe all will be well if you continue praying. Saying this on the 31 of July 2020 might seem stupid. But there is a God up there. He will save us as a country and we shall rise again. I am saying because know God is there is living...
Oh God of mercy and lovingkindness ...zvichanaka zvechokwadi zvese zvine nguva
Kana nguva yakwana zvichanaka thank you Lord may God bless you more mutotiitira zvakanaka🙏🙏🙏🙏
Vabati vaJehovha Mwari ngaakuupfuudzeyi mberi munondigonera mukoma ,Nelson,George, Richard ,Dezel neteam renyu rese murivashandiri vashe
Karikupisa mweya wangu zvazvino 😭😭😭
Zvichanaka 😭😭😭🙌🏼🙌🏼🙌🏼ngatitsungei kunamata
🙏🏽🙏🏽 it is well wth me!! Zvichanaka chete....,,, kana nguva yakwana
Vabati vaJehovha You had lifted our spirits again,well done and it's such an inspirational song thank you and keep it up 👏👏👏👏
ua-cam.com/video/09I8cnEQx_E/v-deo.html
@@tinotendahiltonmoyo3735 KO memuroad hachaimba her
Varipo variku South africa , vamwe varimuno mu zimbabwe ndosaka vakusabuda buda
Vabati Vajehovha munondigonera zvangu ..kuti chegutu ndokuti kumba ndukukunai kumasowe uko pedyo nekwa Biti😊😊😊😊🔥🔥🇿🇼🇿🇼
Simudza positori,yangu,famba positori ,ndokurowa ngoma guys ,God bless,from mutare Vumba
UK approves zvichakana chete...Amen
I'm from Europe ,i don't understand Shona but ndinongoti zvichanaka Zimbabwe
😂😂😂😂😂😂😂😂
ndokugona uku boiz.Mwari vatiitire nyasha as a country.we renewed our hope from this masterpiece
"This acapella song stands as one of the finest offerings from vapositori, showcasing the magnificence and glory of the Almighty. Your dedication to spreading the holiness of the Lord through music is commendable. Keep up the excellent work Vabati VaJehova.
Zvichanaka power message God bless you Vabati vajehova God bless Zimbabwe
Fambai vakomana,kana Jehovah vatendera ndianiko angarambe.Thats a masterpiece, therefore I endorse it😍😍🤗🤗
Inondikomborera song iyi
Zvichanaka... the hope that keeps us going
Thank u Vabati Vajehova wit a beautiful song tinotenda zvinhu zvose zvichanaka Mwari vanesu🙏
Well done boys chokwadi Zvichanaka kana nguva yakwana🙏🙏🙏
Vabati vajehovha vakatosiyana nemamwe mapostori vanemuitiiro wavo..... Super talented
Ndapinda pamweya straight
Munogona vakomana keep up the good work.
Ndibatsireiwo mkomana arikuimba kuvamba uyo is my favourite pachikwata ichi kubva paakaimba song pindirai anonzani zita rake ndibatsireiwo i love the guy good singing
ZVICHANAKA CHOKWADI. LISTENING FROM FINLAND KEEP IT UP VABATI VAJEHOVHA YOU HAVE MY SUPPORT.
AMEN AMEN ZVICHANAKA CHETE TIKARAMBA TICHINAMATA MWARI VACHAPINDURA MINAMATO YEDU.
Chokwadi zvingatora nguwa zvichanaka Amen
Greatest gospel group of all time, I am playing the songs now, Vabati May you please compose a song about tribalism, please break a record by uniting our country through your songs, tribalism has killed our beautiful country, Zimbabweans are breaking the second most important commandment which says, love your neighbor as you love yourself😭😭😭
That's so true and heartbreaking
Heka heka zvichanaka chete kana nguva yakwana 😍
You have lifted my heart Vabati Vajehova mwari ngaakomborere Zimbabwe tisununguke muhunhapwa matiri umu #kana nguva yakwana zvichanaka
God bless our africa from Mozambique well done vabati vajehovha
ua-cam.com/video/09I8cnEQx_E/v-deo.html
Zvichanaka kana nguva yakwana .Blessed Sunday
Zvichanaka zvose zvichanaka. Hareruya!
Consistence is unmatched. Song iyi irikurira mubrain dzangu
Welldone Vabati munondipasa manyemwe am proud of you vakomana fambai naro shoko👏👏❤️❤️❤️
Ys ngavaramba vakadaro
Elias ndavadzangu song dzinokomborera
Amen ...kana nguva yakwana
Makaimba yaa ndiko kugona chaiko God bless u moo
Munondisumudzira mweya wangu,Vabati vajehovha Mwari werugare akuchengeteyi
Thank you for a word in season. Dzimwe nguva tinobvunza Mwari kuti kusvika riinhi asi iye akativimbisa kuti chiedza chinouya. Don't give up, tsungai kunamata.
Galatians 6.9 And let us not be weary in well doing: for in due season we shall reap, if we faint not.
aaaa mufunge ndinoropafadzwa maita Ishe musiki.
Well done Vabati VaJehovha👏👏
Indeed, in God's time it shall be well with us🙏🙏🙏.
#musanetseke
#shingaimoyo
#tsungai kunamata
#mvura ichanaya
I still have hope that it will happen for me & my family in Christ Jesus Amen
Aka kakabvurwa ndokaisa paLevel raVAGONI akarova haasi Matende here
Lovely, thank you for the consistency Vabati.I remember we launched our very first albums together!
Thanks Rev we appreciate the love. Munotigonera
Ngarifambe shoko