I am sorry mhamha l also lost my daughter 2022 she was also 25 years. She died after giving birth. Mwari ngavakunyaradzei its not easy but be strong in the Lord.
This is sad. I'm seeing my late mom in her she had to burry my brother who was only 22yrs due to a car crush on his way home from MSU. May the Holy Spirit comfort the family
Mwari anotanha ngirozi dzake dzisati dzatadza panyika ino yakaoma.Amai pavati ndaifunga kuti Gary akurumidza kuita mwana,handina kuziva kuti ane mazuva mashoma panyika ino.Ichokwadi,he lived his full life , had his wife , child and accomplished a legacy far beyond his age and lived his full life.Nemaziso edu hatizvione .Dai Mwari vatinyaradza nekutivandudza tichiri vapenyu.Painful, RIP Garry uye nyaradzwai naMwari.
😢😢😢😢 very sorry mai Garikai. I hav never lost a child and i declare now i do not want to bury any of my children. Mwari vakunyaradzei vakusimbisei😢😢😢😢😢
This shall never be easy to any sensible parent, for we all knw that the normal and acceptable thing is that our kids will burry us and celebrate our life. So paining mom the Lord will comfort you and the family. @ Garry was for the rest of Zim. Go we ll young man.
Mama very sorry for your loss. May the lord comfort you and give you strength for each day that u shall live without Garii... Be comforted by the lord of all comfort... I thank God that you are a woman who is rooted in the lord. He shall see u through
I understand the pain of loosing a son so young . The agony mmmm I can relate. My very sincere condolences to mai Garikayi and the entire family. May God give you comfort. You are in my prayers.
only God knows,sometimes we don’t that someone might be young on this earth but spiritual older than us ,and already acomplish what they were sent for on this earth,i doesn’t matter the nature of death but what is important where we are going,Nyaradzwai mama
Am so sorry mom, I know how it feels losing a beloved person, am in your shoes mhamha, Mwari ega ndiye anogona kuti munzwisise kuronga kwake isu vanhu hatina kana zano. So sorry
I am sorry mama 😞 l watched my mum bury my 2 young brothers who died at the age of 25, 2 years apart 💔 uuum ndarwadziwa ndafunga kure MTDSRIEP and Gary Mapanzure MYDSRIEP you were dearly loved
I am sorry mhamha l also lost my daughter 2022 she was also 25 years. She died after giving birth. Mwari ngavakunyaradzei its not easy but be strong in the Lord.
Sorry mama. 😢
Sorry my dear .. Mwari varambe vachinyaradza nekusimbisa moyo
Ey so sorry mhamha .Mwari varambe vachikunyaradzai
Mwari vakunyaradzei mum
Zvarwadza...
Handidi kuviga mwana wangu ini Mwari😢
To all of us who have lost a child, we understand your pain mamma. May the Lord comfort you
This is sad. I'm seeing my late mom in her she had to burry my brother who was only 22yrs due to a car crush on his way home from MSU. May the Holy Spirit comfort the family
Yekumeso misodzi tinopukutana asi yemumoyo inopukutwa naJehovha,Mwari werugare ngaakunyaradzei🙏
It's a hard for a parent to bury their children I'm so sorry mommy may the lord heal you in the name of God I know God is kind
Mwari handidi kuviga mwana wangu, zvirì kurwadza izvi😭😭💔
Mwari anotanha ngirozi dzake dzisati dzatadza panyika ino yakaoma.Amai pavati ndaifunga kuti Gary akurumidza kuita mwana,handina kuziva kuti ane mazuva mashoma panyika ino.Ichokwadi,he lived his full life , had his wife , child and accomplished a legacy far beyond his age and lived his full life.Nemaziso edu hatizvione .Dai Mwari vatinyaradza nekutivandudza tichiri vapenyu.Painful, RIP Garry uye nyaradzwai naMwari.
"Pandakazvinzwa ndakati Garry akurumidzisa handina kuziva kuti nguva yake yaiva Shoma" 😭💔💔💔 Sorry henyu mhamha
So sad in tears watching another human being going through so much pain. May the Holy spirit comfort you my sister in Christ.
This brought tears to my eyes. Heartbreaking 😭
Nyaradzwai mhai.
Ndakaipinda nyaya iyi.MHRIP
Eish sorryi mhamha I also lost my beloved Sony January but my heart is still bleeding I know the pain u a going through
Vanhu ava vanotya Mwari
Mai va fanana ne Mkadzi vake wani
Ko vaye vaiti hee hee Mkadzi haana kuchema varipi nasi iyo Speech ya Mai iyo
This is so emotional...um cryin😭😭😭. The she said " he was not only our son but yrz too " tt hit hard
I lost my only son age 25 years old car accident zvinorwadza in 2008 maendero acho anorwadza sorry my sister be strong l am with you in prayers
Mama kani ndarwadziwa handikuzivei hangu asi Mwarii ngavakunyaradzei
😢😢😢😢 very sorry mai Garikai. I hav never lost a child and i declare now i do not want to bury any of my children. Mwari vakunyaradzei vakusimbisei😢😢😢😢😢
It is not up to you to decide.
Very true you cant say that when someone is hurting on losing a child . They didn't want it to happen.
3:51 Lost my brother Garikai last year...My the Lord comfort you...Zvakaoma kugamuchira
nematambudziko mhamha 2020 ndakarasikirwawo ne mwana komana wangu 20yrs ange aine cancer Jehovha vakunyaradzei
Nyaradzwai naChangamire Jesu Amai🙏🙏
Am sorry mama, thank you for nurturing a good son like him..Mwari akunyaradzei in such a time as this...zvinorwadza shuwa
Nyaradzwayi mhamha. Zvinorwadza asi Mwari variko
Chemai netariro hama chinhu chinorwadza kufirwa neyour dear one REST IN PEACE GARRY
Isu venyama hatigone kukunyaradzai mama.Mwari ndiye munyaradzi
Mama's Speech reminds me of Tuku's Speech on Sam's Burial Day 💔
Garry, we loved u,,,heaven has gained
Nematambudziko amai vangu my deepest and heartfelt condolences
This shall never be easy to any sensible parent, for we all knw that the normal and acceptable thing is that our kids will burry us and celebrate our life. So paining mom the Lord will comfort you and the family. @ Garry was for the rest of Zim. Go we ll young man.
Mwari munyaradzi mai Garry,we love you more
Mama very sorry for your loss. May the lord comfort you and give you strength for each day that u shall live without Garii... Be comforted by the lord of all comfort... I thank God that you are a woman who is rooted in the lord. He shall see u through
Zvakaoma,be strong amai garikai
This made me shed some tears. Go well Garry
I know the pain lost my so at 24 nematambudziko vakoma Mwari ndivo munyaradzi
Mwari chete ndiye anokunyardzai mwana wenyu anga aine chipo 😢😢😢😢❤
Mwari ngavakunyaradzai mhamha
Veduwe ndanzwaa misodzi yangu kubudaaa mwari akunyaradzei mama mhsrp veduwe kaa ndarwadziwaa zvakaoma Akasiya TJ mwari waizivaa hake veduwee
I understand the pain of loosing a son so young . The agony mmmm I can relate. My very sincere condolences to mai Garikayi and the entire family. May God give you comfort. You are in my prayers.
Its painful but only God can comfort you during this time may the holy spirit our comforter do his work in the family
Am in tears, sorry Mama, may the Lord comfort you
Mwari ngavarambe vachikunyaradzai ngavapukute misodzi yerop ipamatama penyu nyaradzai nashe amai
Mwari nyaradzai mhuri iyi
only God knows,sometimes we don’t that someone might be young on this earth but spiritual older than us ,and already acomplish what they were sent for on this earth,i doesn’t matter the nature of death but what is important where we are going,Nyaradzwai mama
You are strong mama may God keep on strengthening
Mwari Mwari Mwari ndimi mune chinangwa nazvo nyaradzai Mhuri iyi paNguva yakaoma kudai 😭😭😭😭😭😭
Mwari wekudenga akunyaradzei mama haisi nyore kurasikirwa nemwanakoma garry tinongoti mwari vakusimbisei panguva yakaoma kudai
I’m very sorry mhamha, this is heart breaking oooh no Garry💔wakatisa pakaoma kani🕊️🕊️fly high
No parent deserves to bury their own child 😢😢😢😢Mwari ngavanyaradze mhuri iyi yakarwadziswa😢😢
Iam so sorry mom icouldn't hold my tears with your speech fair well Garry
Sorry mama my condolence to the family of Mapanzure its not easy to lose your child REST IN PEACE 😭😭
Sooo painful sorry mum eish may the Holy Spirit strengthen and comfort you , family and friends ummmmm very very sorry
So touching mama very sorry nyaradzwai na Mwari 😭😭😭
He is the comforter may he heal this internal wound mom it's so heartbreaking. I like it when you say kwaaenda kumusoro achanofadza Mwari .
Our heart felt condolences mama..... Zvinorwadza hazvo asi Mweya mutsvene ngaakunyaradzei....
Zvirikurwadza aaa mwari vasimbisei
Zvakawoma,zvinorwadza
😭😭😭😭😭still crying
Very sad nyaradzwai mhamha zvinodzimba😭😭😭😭💔💔😭
Sorry mama ,Mwari vakunyaradzei.i can tell you are a woman who is rooted in faith
This is so heartbreaking may e Lord comfort you in these times it's hard for every parent to bury their children
Zvinodimbura mwoyo, asi ndinonamata kuti mwari arambe achikunyaradzai
May His Dear Soul Rest in Peace,My condolences to the family❤
Go well Garry wakazorora
Very painful rip to him
Chemai muine tariro vanhuwee mwari ndivo vatonga
Sorry my dear ! I can feel your pain saMai nyakutumbura! Mwari chete ndiwo vanogona chete kukunyaradzai kwete vanhu
May his soul rest in peace..... Nyaradzwai nashe mama.
Famba murugare Garry tarwadziwa mhamha tinoziva zvinorwadza chemai netariro RIP
We miss you my brother daily 💔
Am so sorry mom, I know how it feels losing a beloved person, am in your shoes mhamha, Mwari ega ndiye anogona kuti munzwisise kuronga kwake isu vanhu hatina kana zano. So sorry
Lost my son 4 months ago he was only 10yrs ende handizwisisi nanhasi
So sorry
Soŕry for your loss
Sorry dear😪
Sorry for your loss
So sad 😭😭😭😭😭I feel your pain mummy,may his soul rest in eternal peace
May you find comfort in the Lord .
We loved Garry and we are as heartbroken as you are 😢
💔💔💔sorry mami satan haafariri vanhu vakanaka..my deepest condolences 🙏
Shame zvakaoma veduwee nyaradzwai namwari maiGarry
Zvinorwadza izvii
nyaradzwai nashe mama
Nyaradzai amai vaGarikai Mwari ndiwo munamato wedu
Mwari ngavanyaradze
Its heartbreaking mama.... Be strong for makoti n Teejay.. My condolences to the family 😢😢😢
mazai etariro aputsika asati achochonywa
Nyaradzwai mama nemhuri, may the holy spirit comfort u all
Aiziva hake Mwari
Mwari ngavakunyaradzeyi
I feel for you mom find comfort in the Lord
Recieve mashoko enyaradzo mom ,was a blessing 😢but God knows why we lost also mom my children lost also😢Gari continue rest in peace
Inguva ASI makwanire eya Garry ànorwadza RIP Garry
Sorry mummy, it's painful but look up unto the Lord.
Mmmmmm this is painful 😢
May you be comforted by the good Lord ❤❤
So painfully heartbreking
😢😢😢😢😢😢😢😢😢 Be comforted mhamha
So touching my tears heart broken 💔 sorry mhamha
May holy spirit take control , comfort you , its so heartbreaking.
Mwari akunyaradzei mhamha 😢
Nyaradzwai nashe mama kutonga kwamwari hakuna anokuramba
Am sory mhamha Dai mwari vakunyaradzai
Eish this is soo painful mum l feel your pain zorora murugare Garikai😭😭
Mmmmm mwari zvakaoma kani
I'm sorry mhamha, Mwari ngaakunyaradzei
Painful indeed, nyaradzwai naShe mama
I am sorry mama 😞 l watched my mum bury my 2 young brothers who died at the age of 25, 2 years apart 💔 uuum ndarwadziwa ndafunga kure MTDSRIEP and Gary Mapanzure MYDSRIEP you were dearly loved
Feel sorry for you mama,nyaradzwai amai