Tilder Live - Ndakarara nemukadzi wen'anga ndikamera mazamu

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 5 жов 2024
  • Zvinoyera zvinotyisa zvinoshamisa nezvinoda kufumurwa - Ndakarara nemukadzi wen'anga ndikamera mazamu. N'anga yacho iri kuvimbisa kuti murume uyu achamera magadziko (buttocks) pahuma uye achafa kupera kwemwedzi uno (January) kana akatadza kuripa mombe gumi nembiri.

КОМЕНТАРІ • 315

  • @tarirojahure2926
    @tarirojahure2926 8 місяців тому +66

    Na,nga iyi ndiyo yakaronga bussness nemukadzi wake 😢

    • @dennisjon9340
      @dennisjon9340 8 місяців тому +1

      Vanhu ngavapete zvirauro zvavo vaite zve kutsvaga Mari

    • @ethelsawadye4023
      @ethelsawadye4023 8 місяців тому

      Harisi business dear vakadzi vari kuzviita kunyepa kuti handina murume iye ainaye.mukadzi uyu kana ari wechidiki anogona kunge akachiva mari akaita mukadzi wen’anga iyi akazowana kuti aita mistake akatiza murume wacho.saka zvinoitika harisi business

    • @bidohalcyon2715
      @bidohalcyon2715 8 місяців тому +1

      Hapana business apa. This is a strong message kune vese vanobata vakadzi vevanhu.

    • @thatdudebonzo
      @thatdudebonzo 3 місяці тому

      ​@bidohalcyon2715 it's a business. Why didn't she say no

  • @rabsonzurumba8953
    @rabsonzurumba8953 8 місяців тому +14

    Endai kwaProphet miracle Paul kana kwasekuru Tasvu kana Kanengo

  • @NaomeMoto-lc2wj
    @NaomeMoto-lc2wj 8 місяців тому +23

    Thank you bamnini nekumira nemwana wenyu

  • @MavhimaMugova
    @MavhimaMugova 8 місяців тому +18

    Vanhukadzi ngavavimbike , mazuva atiri zve mjolo chenjerai kubata magetsi .uyu murume kana achirevesa kuti akaudzwa kuti handina murume uye kana anga asingazivi kuti mukadzi we munhu anenge asina mhosva nokuti akanyeperwa. Asi kana mazopora baba tsvakai mudzimai muroore .

    • @issacmutepfe
      @issacmutepfe 8 місяців тому

      Hakusi kunyepa uku hapana munhu angatombonyepa zvinhu zvakadayi lord have mercy Mwari vanokurwira haufe

    • @tinotendaghettob8385
      @tinotendaghettob8385 3 місяці тому

      hahaha😂😂😂

  • @marblejori3569
    @marblejori3569 8 місяців тому +4

    Murisei Tete. Ngavabate Tasvu kana kaNengo. Nyaya yose ndopainopeerera. Plus zera rennyu mkoma hamungagari nemunhu vamusingazivi nezvake. Vanhu wevanhu havabatwe.

  • @netsaitrishchikukwa1964
    @netsaitrishchikukwa1964 8 місяців тому +4

    N'anga yakaronga business nemukadzi wake, anouraya munhu ndimwari, when Jesus say no no one can say yes

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 8 місяців тому +9

    Ndimi munoti makurukota aHeadman Chigodora ari rough munofunga kuti ikatongwa kumatare echivanhu anosekererwa here muroyi uyu, zvakaita zvakashatisa

    • @tinevimbo8751
      @tinevimbo8751 8 місяців тому

      Makurukota a headman chigodora vanoonererwa kune varume vaviri sooo vakaiswa manje manje ivavo hadzimo zvachose uye vanofunga kuti ndivo vatongi zvese nekudenga Ivo headman chigodora good mutongi kwete mhesva mbiri dziya puuu ngavadzikame

    • @kudakwakebonzo7517
      @kudakwakebonzo7517 8 місяців тому +1

      Weduwe vanhu vasadero plz...mkadzi uyu shuwa 😢😢

  • @itayikaseke3480
    @itayikaseke3480 8 місяців тому +25

    In a country with so much poverty they are people who can do extra ordinary things if that energy can be converted to a positive way and help people,to find out that the sangoma is very poor and miserable

  • @millicentnzanga3322
    @millicentnzanga3322 8 місяців тому +6

    My heart broke paati kana kuri kufa katouya 💔 pasi pano pane vanhu vakaipa shuwa

  • @mujeyivic4032
    @mujeyivic4032 8 місяців тому +11

    Ko vanhu vakadai vonoregerei kushandisa masimba avo kusunungura Zimbabwe from usungwa hwe Zanu pf

  • @FlorenceMuchara
    @FlorenceMuchara 8 місяців тому +6

    Uuuum n'anga iyi irikuita business ne mukadzi wake. Ko pese apa paakanga akagara for 2weeks mukadzi asipo, aiti aripi. My brother apana kusiri kufa. Ingonotemai n'anga iyi nedemo ife nokuti imi mazuva enyu atova pedyo, uyu muroyi haisi n'anga inoyambutsa vanhu ba sedzimwe n'anga. Zvinorwadza izvi.

    • @learnmorechipunza4539
      @learnmorechipunza4539 8 місяців тому

      Tokumbirao number dze n'anga iyoyo tete

    • @lineagunhidzirai1938
      @lineagunhidzirai1938 8 місяців тому

      Anoparira dzinza Ngozi hazviite anongoreurura onamata apinde denga pazvinogumira

  • @moseskapfudzaruwa6194
    @moseskapfudzaruwa6194 8 місяців тому +28

    This n'anga must be arrested and be jailed yes we are human being yes we can commit a crime but if someone want to pay for his crime you must accept how come you charge 6 cows when people bring 6 cows then you change 12 next 18

    • @owentinashelisayi4188
      @owentinashelisayi4188 8 місяців тому

      Unfortunately, Witchcraft has no chapter in Zimbabwean law.

    • @shyletmakundamhuka6677
      @shyletmakundamhuka6677 8 місяців тому +5

      Aaaaaaah apa hapana kusiri kufa akuda kutongonosiiwa kumba kwen'anga yacho ichingoita zvinhu zvayo aine munhu wake

    • @GraceMapfumo-ep9tx
      @GraceMapfumo-ep9tx 8 місяців тому +1

      On top of that mrume uyu arikuti akazviita mukusaziva kt mkadzi aiva anemurume, sekuru vanoda kusungisiwa ava hakuna sekuru vakadai

    • @pellagiamukora426
      @pellagiamukora426 8 місяців тому

      True

    • @tinashemlambo6079
      @tinashemlambo6079 8 місяців тому +1

      N'anga iyi yakagona

  • @PatienceTakura
    @PatienceTakura 2 місяці тому +1

    Tete Tilda vanhu ava havanzwisise kana vachiudzwa kuti dzikamai kunze kwqkaipa uku,vanoti kunyepa asi kana zvadai vonzwisa tsitsi,hama dzedu motirwadzisa shame

  • @nyikadzinotsikidze3444
    @nyikadzinotsikidze3444 8 місяців тому +2

    Nyaya dzenyu dzepasi pemuswe idzi..!

  • @FaythChisekula
    @FaythChisekula 8 місяців тому +8

    So sad endayii kwa Prophet Miracle Paul

  • @sweetnesskonola
    @sweetnesskonola 8 місяців тому +4

    Yoooo ngavaende kwasekuru tasvu kana kwakanengo vanotasvurwa zvakaitwa chimutasvu

  • @S24-x1u
    @S24-x1u 8 місяців тому +23

    We need a follow up on this one tete

  • @violetzimba7165
    @violetzimba7165 8 місяців тому +6

    Kavaende kwa sekuru Kanengo kana kwa sekuru Tasvu

  • @amaisimba8446
    @amaisimba8446 8 місяців тому +2

    Please please ENDAYI KWA PAUL MINISTRIES CHITUNGWIZA

  • @chimhamhaganyau4465
    @chimhamhaganyau4465 8 місяців тому +3

    Endai kwaprophet miracle Paul pliz nguva ichipo

  • @lindytv3075
    @lindytv3075 8 місяців тому +5

    Nyika yedu yakutyiisa kudanana vanhu havasi kubudirana pachena

  • @ThembiKasonzo
    @ThembiKasonzo 8 місяців тому +1

    Sekuru ava varikusvibisa mazita nemabasa edzimwe n'anga muroyi uyo Zinatha ngaione zvokuita nasekuru avo muroyi uyo

  • @sehgarlic4560
    @sehgarlic4560 8 місяців тому +2

    😢try Kuna prophet t fredy vanopedza nezita rajesu

  • @GeyDotNaboom
    @GeyDotNaboom 8 місяців тому +3

    Yah mukoma ava vakapinzwa panguva yakaoma nemukadzi uyu ende iye mukadzi ndiye akakanganisa nekuti aifana kudai akataura kuti ndrmukadzi wemunhu asi futi maonere andirikuita sekuru ava chavanogona kuisa zvunhu zvekurwadzisa chete kuzobvisa zvinhu zvavo havagone kupera kwazvo kufa kwemunhu ndochokwadi chiripo

  • @ShumiRai-u7p
    @ShumiRai-u7p 8 місяців тому +6

    Pakadai chero ukafunga kuzviuraya haufi

  • @fungaisamuwi598
    @fungaisamuwi598 8 місяців тому +6

    Its heartbreaking people are evil

  • @melisajavangwe6128
    @melisajavangwe6128 8 місяців тому +2

    Thank you bamunini mamira nemwana wenyu.

  • @MarcieJons
    @MarcieJons 8 місяців тому +4

    Iyi n'anga iyi ikutoita business nemkadzi uyu,,,mwari dai vakusunungura hama😢

    • @chipohamandishe3157
      @chipohamandishe3157 8 місяців тому

      True that's why she gave him Fon # without delay she knew it was time to make money and for two weeks why was the wife away from the hubby

  • @JokonyaJokonya
    @JokonyaJokonya 8 місяців тому +1

    Tete vanhu avo vaendesei kwasekuru Kanengo. Masimba emurume uyo anodzikisirwa vanoripa through Sekuru Kanengo zvakabatawo zvifumurwe. Anoda kujaira murume uyu kuita business nehure rake.

  • @LynnChips
    @LynnChips 8 місяців тому

    Urikuzorarama peter nezita rajesu, ndiMwari wemunana uyu i trust in him

  • @sharonfosho493
    @sharonfosho493 8 місяців тому +4

    Panyaya dzema deadlines iyi tokumbira follow-up nekuti as it is now pane deadline iya ya 27november 2023 yeuya wemusikana arikuvaitira mashura hatina kuzonzwa kuti akazofa here kana kuti haana

    • @rabsonzurumba8953
      @rabsonzurumba8953 8 місяців тому +1

      Iyo havasati vatipa follow up futi

    • @RachelNyanyiwa-w9e
      @RachelNyanyiwa-w9e 8 місяців тому

      Hama dzangu
      Nganga iyi haichakwanisi kusunungura zvayaksita saka ichiwedzera mombe
      Inotoziva kuti aachararami
      Ngaisungiswe kuuraya mutemo haubvumi kudai

  • @finemakamure63
    @finemakamure63 8 місяців тому +5

    N'anga iyi nemkadzj wayo itsotsi

  • @TariroChikomo
    @TariroChikomo 8 місяців тому +5

    Endayi monosiya mwana wenyu ikoko kwasukuru ivavo

  • @emmanuelsithole8767
    @emmanuelsithole8767 8 місяців тому +6

    Ngavanotsvaga n'anga yacho vairove stereki. Vakaiita tit for tat inobvisa. Akangofa nayo inofawo zvatopera.

  • @JacobChipfuwa
    @JacobChipfuwa 8 місяців тому +5

    If nhamo was a person umm izvj ndazvitya

  • @SithobekileChipawe
    @SithobekileChipawe 8 місяців тому +1

    Please best way ndeyekukumbira rubatsiro vanemoyo wokumbereka batsirayi nengombe mozobharwa munhu apona uyu.kutswaga yimwe nganga ichada mari kana ngombe zvichakuwandirayi

  • @primrosekhumbula900
    @primrosekhumbula900 15 днів тому

    Ngavachingofano pfeka bra vakamirira zuva

  • @victoriazimbao6756
    @victoriazimbao6756 8 місяців тому +2

    Denga riri kuona kuitisa mumwe murume mazamhu anyanyotadza zverudzii ko hupombwe hwakagara huripo hongu zvakashata asika uasvika pakukuvadza vamwe kudero

  • @LillianChigowa
    @LillianChigowa 8 місяців тому +8

    Zvinhu izvi zviri pa two nevarume dzidzaiwo kudzikama nekugutsikana nevakadzi venyu

    • @NyashaMhandiwa
      @NyashaMhandiwa 8 місяців тому

      😅😅😅😅😅😅😅😅

    • @abigailchiromo317
      @abigailchiromo317 8 місяців тому

      Asi anga ari single kaaa uyu murume panguva idzodzo

  • @cronwellmukodzo
    @cronwellmukodzo 8 місяців тому +5

    Tete munovhiringidza sometimes kubvunza kwenyu aaah

  • @plorotarieanban7670
    @plorotarieanban7670 8 місяців тому +6

    Mukadzi kana Murume wemunhu haararwe naye ,ndapota zvangu

    • @cathrinemangwiro3052
      @cathrinemangwiro3052 8 місяців тому +1

      Kunyanya varume ummmm varikuhura zvinosemesa dzimba dzaparara dzaparara

  • @pureshineprofessionals
    @pureshineprofessionals 16 днів тому

    Zvairi hama yangu,,, Tete kaaah😅

  • @queenmakamure5360
    @queenmakamure5360 8 місяців тому +2

    Ngavaende Kwasekuru Tasvu

  • @lindytv3075
    @lindytv3075 8 місяців тому +2

    Ngavatsvake mukadzi wacho cz ndiye akaparira mukomana uyu or do back to sender

    • @mandlas.4305
      @mandlas.4305 8 місяців тому +4

      Mukadzi wacho was in on this entrapment. This is their dirty business.

  • @amiosndavabwa
    @amiosndavabwa 8 місяців тому

    Vana Chivhayo ana Java ana President Gold mafia endai motenga mombe veduwe kwete kutiitisa chiseko chenyika

  • @tkidsa8323
    @tkidsa8323 8 місяців тому +1

    Saka kana kune n'anga dzakadai instead yokudai vadii kusunungura Job Sikhala, kuyamwa ma judges, nenyika tatambura isu 😢

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 8 місяців тому +1

    Endai mosiya Peter uyo pamba pen'anga iyo kufa kana kurarama ngafirepo

  • @Samutoko1-x8w
    @Samutoko1-x8w 3 місяці тому

    Nhai Tete Tilder chichakazoitika ?

  • @Gogoaggie2018
    @Gogoaggie2018 8 місяців тому +3

    Yoweeee, mashura padynhu chaiwo

  • @EsterlyChingombe
    @EsterlyChingombe 8 місяців тому

    Greatest rocket scientist,find a positive way to learn from them and pay them for their discovery

  • @tozmacmedia
    @tozmacmedia 3 місяці тому

    Kujaidza n'anga uku, the thing is anga asingazive kuti mukadzi wemunhu saka haana mhosva, hakuna n'anga inokunda Zita raJesu

  • @nmanjarera
    @nmanjarera 8 місяців тому +2

    Tiririii usada kuvhura hombe yekupa munhu 12 mombe yeti uyu aisaziva kuti chibhebhi chiri mu syndicate nemu roiyi uyu, iwe uchitamba na witch killer. mufonereka abatsire hama yedu iyi. Handizvo here shamwari.

  • @yeubabes
    @yeubabes 8 місяців тому

    n'anga iyo ndiyo inototuma mukadzi kuri kuda kutsvaga mari zvake , lm heartbroken

  • @Michaelmushamba274
    @Michaelmushamba274 8 місяців тому +2

    Mkadz uyu akaita deal na sekuru avo sei akapa number murume uyo kt fona kutoda kudeura ropa uku

  • @sharonfosho493
    @sharonfosho493 8 місяців тому +4

    I can imagine mukadzi wake akaenda kuchizouya uyu ,achiona nyaya yakadai

  • @JulietMuzokura
    @JulietMuzokura 8 місяців тому

    Zvakaoma mazamo here shuwa n'anga zivai zvekurapa kwete zvamakaita izviii

  • @MobbyRopah
    @MobbyRopah 6 місяців тому

    Only God can help you

  • @ribbsdube6346
    @ribbsdube6346 8 місяців тому +2

    Aaaah this is serious akomana 😮

  • @MarcieJons
    @MarcieJons 8 місяців тому +2

    Zvazvakaoma nhai veduwe😢,,pasi rakuguma chokwadi

  • @LorraineMutukudzi-k9m
    @LorraineMutukudzi-k9m 8 місяців тому +1

    Uuuu mukadzi uyu anehutsinye nemurume wake kupfuma nekuuraya vanhu

  • @jacobchipo6016
    @jacobchipo6016 8 місяців тому

    Mmmm n'anga iyo kutoromba nemunhu zvayo asi chomwe nechimwe chinenguva yacho

  • @petronellamagaramombe
    @petronellamagaramombe 8 місяців тому +1

    Ndavaende kwa prophet miracle paul

  • @nhewas
    @nhewas 8 місяців тому

    Musangware zvenhema nekuda kuenda kumwe kusiri kwakaparwa mhosva. Endai kwasekuru nemuripo vavo.

  • @kimmawire6117
    @kimmawire6117 8 місяців тому

    Vanhu vasarombere zvinhu zvavo vamwe vanhu,pliz sekuru Moyo avo muroi chaiye vanoda kupiswa

  • @confidencenhau
    @confidencenhau 8 місяців тому

    But murume uyu haana mhosva apa n'anga iyika ummm zvakaoma Peter ngaapore nezita rajesu

  • @dorcasndlovu6438
    @dorcasndlovu6438 8 місяців тому +1

    Endai ku Chitungwiza kwa Prophet Miracle

  • @Chipogonyo-p4y
    @Chipogonyo-p4y 2 місяці тому

    Endayi kwa miracle Paul nhaimi zvinopera

  • @honestrufu5354
    @honestrufu5354 8 місяців тому +1

    Mombe 12 here aaaag chero aponda munhu anosara pasi

  • @LovenessMachemedze
    @LovenessMachemedze 24 дні тому

    God help this man

  • @kudakwashebshekede9947
    @kudakwashebshekede9947 8 місяців тому +2

    Ko madii matsvaga Tasvu

  • @nyaraimafi3361
    @nyaraimafi3361 8 місяців тому

    Ndai zvadai kuvarume vose vasingagutsikane vevakadzi vavo

  • @MemoryZivhave-ns3mk
    @MemoryZivhave-ns3mk 4 місяці тому

    Mazamovo here veduwe mwari pindirai veduwe ngava enda Kwa sekuru Tasvu

  • @palmasandram5440
    @palmasandram5440 8 місяців тому +1

    kwa sekuru tasvu bhoo

  • @tinashemlambo6079
    @tinashemlambo6079 8 місяців тому +2

    Pamperi nen'anga inosota

    • @tariromanjengwa344
      @tariromanjengwa344 8 місяців тому

      Chinondifadza zvangu ndechekuti seka urema wafa,,zvave kwenyuwo ingava hanzvadzi or hama munazodaro

  • @p.ndlovu
    @p.ndlovu 8 місяців тому +1

    Uuum shame hey Mwari pindirai
    nzwirai muranda wenyu tsitsi

  • @zinhlesikhakhane5759
    @zinhlesikhakhane5759 3 місяці тому

    Enda undorova n'anga iyi nemukadzi wawakarara naye.

  • @MelaniaSimbanegavi
    @MelaniaSimbanegavi 4 місяці тому

    Shame ngavaenda kwaprophet Miracle or T .Freddy anobatsirwa

  • @rumbidzaitarisai7282
    @rumbidzaitarisai7282 8 місяців тому +2

    Tete phonerai mukoma Robert avaendese kwasekuru Tasvu kwakanotasvurwa Chimutasvu

    • @marblejori3569
      @marblejori3569 8 місяців тому

      Taura zvako shamwari

    • @GraceMapfumo-ep9tx
      @GraceMapfumo-ep9tx 8 місяців тому

      Taura hako, ngavaende kwaKule Tasvu vanoita bho chet Chimutasvu akapfidza nazvo izvi

  • @freechipom
    @freechipom 8 місяців тому +2

    Shame this is so sad. Sekuru ava vanoshoresa ana sekuru vamwe. Munhu uyu aive asingazivi kuti mukadzi we munhu why vasingagadziri hure ravo paneku kwadza mwana wevanhu. I think vanoda kumuita chikwambo vanehutsinye ndiyo type inorombesa iyi. Nxaaaaa mhani

  • @shamisomada4026
    @shamisomada4026 8 місяців тому

    Access Forex inowanIkwa papi in Harare CBD?

  • @noreenrupapa3729
    @noreenrupapa3729 8 місяців тому

    Ndarwadziiwa n'anga iyi ichatongwa naMwari chaunodyara ndochaunokohwa ..denga rakatarisa vose varikuita zvakashata.

    • @bidohalcyon2715
      @bidohalcyon2715 8 місяців тому

      Hoo saka akakwirirwa mukadzi haana kurwadziwa? This is a strong warning kuti vanhu varege kuhura.

  • @VuyelwaDlamini-b8q
    @VuyelwaDlamini-b8q 8 місяців тому

    What is mpurhwa in English some help

  • @MemoryZivhave-ns3mk
    @MemoryZivhave-ns3mk 4 місяці тому

    Wy mukadzi uyu akapa Baba Ava number mukadzi uyo anozivana nemurume wake

  • @simisongwenya6495
    @simisongwenya6495 8 місяців тому

    Thanx bamdiki nekumira nemwana wenyu shame ndarwadziwa

  • @sarudzaigurai9129
    @sarudzaigurai9129 8 місяців тому

    N'anga iyi inoda kuuraiwa hatingagari munyika nechikara chakadai

  • @margaretkuchenga2928
    @margaretkuchenga2928 8 місяців тому +2

    N'anga inogona irikutoita business nemukadzi wayo

  • @queenmpofu2638
    @queenmpofu2638 8 місяців тому

    It's either nyanga iyi iripabusiness nemukadzi uyu kana kuti haachagoni kuombonora. Apa parikuda faith pane arikurwara wacho plus munhu anonamata zvisina midzi mukati. Ivo varikufunga kuti varikutaura nemunhu but varikutotaura nasatan wacho pachake

  • @MaimaPeantsMatsaCompany.
    @MaimaPeantsMatsaCompany. 6 місяців тому

    Shem tete saka makazonzwa Kuti Chii chakazoitika here

  • @softlinda3494
    @softlinda3494 8 місяців тому

    Chikwambo chakaiswa pamunhu uyo ndosaka vakaramba mombe 6 vaakuda 12 kuitira kuti nguva irebe zvinhu zvavo zvichiyamwa munhu

  • @chibwarisvo4154
    @chibwarisvo4154 8 місяців тому +1

    Nyanga iyo inoda kumamiswa chete kuenda vanhu voirova zvisingaite nekuti ikutoita busnes nemukadzi uyo hayo l dont think kuti mukadzi wake asi munhu wakaita dhiri naye rekusvaga mari chete but inosvikepe ichidaro munhu wese ane bus stop

  • @graciousndlovu9212
    @graciousndlovu9212 8 місяців тому

    N'anga iyi inonyepa haigoni kuroyonunura, anongona ku roya chete

  • @faraigamira
    @faraigamira 22 дні тому

    akazodii murume uyu

  • @tendaimatsveto9339
    @tendaimatsveto9339 8 місяців тому +1

    Vakadzi vevanhu musabate 😢😢

  • @tatendanyakurwa1426
    @tatendanyakurwa1426 2 місяці тому

    Varume vachinyanya kungorara rarara pese pese

  • @emilyzenda4851
    @emilyzenda4851 8 місяців тому +4

    I feel so so sorry for that man cos mukadzi uyu ndiye asikana kutaura ichokwadi.

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 8 місяців тому

    Muchinyanya chihure baba Imi munhu ava nevazukuru arikungoita zvekukecha mukadzi wenyu wekutanga akaendera chihure chenyu ichocho honai manje zvamakazosangana nazvo kuhura kwakashata

    • @tariromanjengwa344
      @tariromanjengwa344 8 місяців тому

      Munovaziva here veduwee,,,zvekuti akaenderei hazvinei nemi dai irihanzvadzi yenyu mainyora saizvozvo kudai here?

  • @ottiliachishanga5916
    @ottiliachishanga5916 8 місяців тому

    ngavaende kwaTasvu nyakuroya iyeye ndiye achasarenda

  • @janekangara4417
    @janekangara4417 8 місяців тому

    Thank u bamunini nekumira nemwana

  • @nomatternkomo6413
    @nomatternkomo6413 8 місяців тому

    Sekuru kanengo plz gooo unopera kana sekuru tasvu plz gooo lm sorry my brother 😭😭😭😭

  • @NyashaMhandiwa
    @NyashaMhandiwa 8 місяців тому

    Maiweeee mazamu chaiwo chaiwo ahhhh mishonga iriko kunze uko