Ndokuti Dewa kwacho. Baba vake vaingonzi nevanhu vanozvida but that was his character of being proud of yourself. We loved him for that and Peter is fitting well in the shoes. kuchena nekuzvida is their trademark.
Peter munhu akarongeka ngatitarirei kubva mudhara ashaika utakataka never face challenges,even one dy ravakadzi vakonewa kuita show,please let's appriaciate good things ,Peter so far so good
I very much like Peter Moyo.
Mwananzambe weldone great performance kuband revanhu
Peter Moyo ndomufarira zvangu kaitiro kake chete
This shows kuti chero Macheso is also
Missing our late legend Tongai Moyo
May his soul continue to rest in peace
Now Peter is ripe, you is now perfect. Maintain the standard
Peter Moyo wow dance
Good dewa totenda nekusimudzira mutupo😊
Huh majuice vakafema apo 🫰🏾😂same dance but I could notice kunyatsogona from Peter
Vanhu endai kumashows asingazive kuti peter anogona kutamba ndiani
Peter moyo ❤
Mhembwe rudzi wobva wosvika pedyo nepaiva nadaddy vako
Hoyo Moyoooooooo
I think we haveto agree kuti chipo chekutamba chiripo apa kuimba dzingori nharo hadzo
Anoimba but haaimbe semadiro aunoita anoimba nevoice rake iroro ukainda mashows ake ane akazara Peter iyeyu
Pavoice havasi vangofanana here nababashero
❤
❤ kkkkkkkk number 1
Apa dhewa vakatisiira mabasa apo
Peter harisi roja
igweeee
Anotichemedza mfana uyu. Dheewa 😫😫💔
Peter moyo kumber
Mwana nzambe kkkk
Peter struggling, mwana wembuimbi mit muimbi
Ayayaaaaa
Patambiwa chose apo
Igweee
Apa Peter wakashamisa....
Peter kutamba sababa vake😢
Pride anozoiwanza mhani
Aita sei ipapa
Ndokuti Dewa kwacho. Baba vake vaingonzi nevanhu vanozvida but that was his character of being proud of yourself. We loved him for that and Peter is fitting well in the shoes. kuchena nekuzvida is their trademark.
@@citizenchild547❤ say it louder it runs in the blood DNA
The moment you know that pple are born different,you can't say that,DEWA so far so good
Chikomana cherent😂🎉
Kutambira Mari ye rent dhewaa
Nyaya dzevanhu munodzida peter he is well organized shame
Peter munhu akarongeka ngatitarirei kubva mudhara ashaika utakataka never face challenges,even one dy ravakadzi vakonewa kuita show,please let's appriaciate good things ,Peter so far so good
Patambiwa kufarira ye rent here uku
Akarongeka Peter Moyo kwete mbijana majokes aane achiita hake ayo
Ukusimba mfaname
Akaoma mutezo