Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Ma fans a Mikela 😂😂😂lets gather here.Mikela ndibaba vedu
😂😂😂😂Mikaela vahombe
Mikela haapererwi
Tsumo idzo Mikela siyanai naye boiz
Haa pazvese tsumo dzake dzongouya mupei chimuti atize nacho one munhu anodyira blaz hanzvadzi
hwai idya mufenje kkkkk
This time hatina kunzi "ZVINYADZI!!!"😂😂😂
For the first time😃
Kkk ko churu hauna kuchinzwawo here😂
@@djmarshbmarshallentertainment hanzi ko mwana anenge achitsvakei muchuru 😂 😂
Tanzii Go and see Victor
haaa wangu, ita replay unzwe Mikela uyo😂😂😂🙌🙌🙌
The end killed me😅🤣😂
Mavaona here blazman varohwa Zuda vakati rega nditoenda kuri kupostori kwacho ndinomuonera ikoko😅😂😂😅
Blazman havasi bhoo😂
Reason akanyanya zvake 😂😂😂😂
Washaya
Creative minds for real.... haaa team paghetto ropedza🙌🔥🔥🔥🔥
Best annimation so far in Zimbabwe 🇿🇼 👏 👌
In Africa Baba...👊🏿👊🏿👊🏿
Haaa maboss
PSTV Entertainment , vanogona futi
Hoyoooooooo ndini first ndokudai manzwa
I love you too
I love the way yekudhomoka ya Mikela 😂😂
Ndokudai ka 4 thousand 4 hundred and 4ty 4 ❤❤❤❤
Mogona ku actor boys Go and see Victor
Who is victor?
😂😂😂😂
😂😂😂😂😅
Waingogona wani
🎉🎉❤😅🎉
Hakusi kutokumbirawo here uku😅😅😅
Ndikaipuwa hamukwiri 😅😅😅😅
Hahahaha
@@KawawaMoses 🤣🤣🤣 kuchiri kukwira mota kwega here uku
Mukoma Red Eye...Iwewe ndati hwayi yakanokomba churu zveipapo nemufaro ukatambira shoko rakadaro 1:08 Barsssss💯🔥😂😂😂😂
Kuenda kusowe here uku 😂😂😂, go and see victor 🎉🎉🎉
Aaaah Reason 😂😂😂😂😂sadaro vatomadzibaba Ishimairi hwai Iya yakunofura
Hwayi yakanokombachuru nemufaro😂😂😂
Ndino temba nemi boyz ndogara nalika chinhu munochigona❤❤❤go and see victor
Aaaah 😂😂😂😂😂 “Hwai idya mufenje”😂😂😂😂😂😂
Ngoma ndorazopedzera at the end 🙌🔥🔥
Mikela pfungwa dzakazachuhure chega chega kkkkkkkkkkk😂😂 weed man wangu
You never disappoint
kana mazogara, Mikela NdiBaba vemaSkits.Kkkk saka avo ndiMADZIBABA REASY here,😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌
madd... ko track riri kubackground nderani?
PaGhetto munopedza zveipapo ka 4thousand 4hundred and 4ty 4 🔥🔥🔥🔥🔥🔥GO SEE VICTOR
Ini, vose zvavo vakomana avo vanogona❤❤❤❤
❤thank God u no longer taking long to post ….we re depressed out here without you boys😂😅😅😅😅
Reason😂😂😂😂
That guy wearing all white at the end is Mkoma Reason?😂😂
…hwai idya mufenje😅sango rinopa aneta one day is one day😂😂mwana asingacheme anofira mubhabhu🇿🇼🇿🇼🇿🇼
Kana kufira pa churu 😂
😂😂😂😂 aneng achitoda mukomana
Paghetto is one of the best animation pasi pezuva
Kkkk 😂😂😂mikela hayi idya mufenje sangorinopa waneta😂😂😂😂😂😅😅hanzi kana muchuru chaimo mwana anogonakufira imomo akasachema
😂😂😂😂😂 Mike naReason Kuseri mwana asingachemi anofira muchuru 😂😂😂😂
Ko nyama makazodii guys mike mari yechegumi wakawana iripo hre kkkk dakukuigirai kambucha kkkkk powerful guys makanyanya zvenyu
Kana muchuru futi mwana anogona kufiramo 😂😂😂
Hwai yakanokomba Churu nemufaro😂😂😂
Mwna asingacheme anofira Mubhabhu😂😂😂😂😂
Ndirikungoda kungoziva team iri pa real
Haaa guys iri rinopisa wncul more ❤❤❤❤❤❤❤❤
Madzibaba reason 😂😂ndikapihwa hamukwire
Hwai idya mufenje. Mwana asingacheme anofira muchuru😂😂😂😂
Always on point
Ndakapihwa hamukwire vapfana😂😂
Hamuikwire, hamukwire iri yoga here iyo kana kuti tatojaira zvinyadzi😂😂😂😂😂
Respect mopisa team rangu ....u deserve maAqua
Haaa Reason wazozopedza negemenzi manje, plus tsvimbo😂😂
Makaipa..victor ndewenyu
kikkkk dai makaisa zvinyadzi Aqua yaibuda asi ko Reason gemenzi bhoo here
Wanguu ndatiii 1 day is 1 day😂
Ah, mukomana azongofunga zviri zvekutongosvikira pasowe chinyararire 😅😂🎉
Baba ndi reason akapfeka ghemenzi uyo😂😂
kusatenda huroyi, March uno tambopihwa stuff🔥🔥1. latest yana mombeshora2. zhet hombe3. peer pressure 4. go and see Victor makapenga guys🔥
Thanks for appreciating
Ahh madzibaba Reason!!😂😂😂
Its the 🚶♂️ at the end😂
Madzibaba Reason 😂😂😂
Mikela wakutanga futikurowa maHerbs😂😂😂
Ndonakirwa nemi ka44😂😂😂keep it 💯 👌
Icho manyama boys tinemi murikutifadza boys
Playlist guys!!! Links to the playlist! The last song iyo!!!
ChiefBen ndovapfuura pekupedzisira apo😂😂😂
Mwana vasinga cheme anofira muchuru😂😂😂😂😂😂
😂😂😂saka reason akanogerwa zuda aknoona mukoma makanyanya boys rambai muchibika zvikunaka
hwai idya mufenje, sango rinopa waneta 🤣🤣🤣
Aqua ndotoidawo vanobatika rini kuCape Town ivo mukoma Victor
😂😂😂😂😂 Madzibaba Rhizo 😂😂😂
Heee heeee ndaizoo heeee ndaizoo😂😂😂
😂😂😂😂😂 kungogeza ma private parts haaa Reason kwana iwewe, unogonaa wangu
😂😂😂😂 Mwai idya mfe....
Vahwai ngavaonewo victor pagoshto paitewo mota 😅😅
Mikela go and see Victor 😂😂
Thanks guys keep it up nice ❤❤❤ you feed us😊😊
Madzibaba reason😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Huyai mundiwone from Sir Wikinero
mopedza basa team 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
One episode yatangawo reason asingadeedzere😂
Team tonyadzisira takaenda pasowe komashizha anobvumidzwa here asking for a friend murwere hagone kurarama asinawo mikela wacho ❤❤❤
Kkkkkkkkkkkk ayas Ko reason wasiya nhingi nani wava madzibaba
Appreciate real talent
Hwinza Ata the background
Ko mkomana atoenda kunogerwa here
Mwana asingacheme anofira muchuru
Chimuti kwamuri team..thank you
Reason achawana Regina akombewa nechuru achidyiwa mufenje
Ko Reason zvaane musoro unenge waChief Ben (Hustler) 🤭🤔
Hnzi zvoda Dm kn wanyimwa wanyimirwa ikoko😂😂😂
Ayehwa aya ma1 aya🙇🏿♂️🔥🔥
Hwai idya mufenje❤❤❤
Mwana weNyoka😂😂
For the first time I'm early..i thought it was a prank when I saw the notification❤
Can you shout out to your 1st fan pafb mongoti @bling #mambohilla kuchivhu uku❤❤😢 ndimbopisawo
@mikela anondiita great hangu 😂😂😂
Blaz man ndovakarova gemenzi here
Mmmmm guys tsumo dzemface uyo dzinobatanidzwa see 😂😂😂😂
😂😂ko reason ndiye azopfuura ane zuda ne garments
Zvinofadza izvi boys dzangu you are very creative I love you
ua-cam.com/video/lI--V1cVgVs/v-deo.htmlsi=dHGp5iFqxGo3Cwk2
Hwai idya mufenje😂😂😂
Kkkkkk ko Reason Ave madzibaba
Madzibaba Reason 😂😂😂😂😂 haaa heaven kudhara takanoriona
From day one mogona boys😂😂😂
Mwana anofira muchuru😂😂
ndi Reason here ane gemenzi
Hahaha Mikela Mupei GD6 Ne2 Masaga eChamba Chete Zvimwe Zvese Bho And Jabu Nditsvage Ndakavhura Bhero ReVasikana 😅
Ma fans a Mikela 😂😂😂lets gather here.Mikela ndibaba vedu
😂😂😂😂Mikaela vahombe
Mikela haapererwi
Tsumo idzo Mikela siyanai naye boiz
Haa pazvese tsumo dzake dzongouya mupei chimuti atize nacho one munhu anodyira blaz hanzvadzi
hwai idya mufenje kkkkk
This time hatina kunzi "ZVINYADZI!!!"😂😂😂
For the first time😃
Kkk ko churu hauna kuchinzwawo here😂
@@djmarshbmarshallentertainment hanzi ko mwana anenge achitsvakei muchuru 😂 😂
Tanzii Go and see Victor
haaa wangu, ita replay unzwe Mikela uyo😂😂😂🙌🙌🙌
The end killed me😅🤣😂
Mavaona here blazman varohwa Zuda vakati rega nditoenda kuri kupostori kwacho ndinomuonera ikoko😅😂😂😅
Blazman havasi bhoo😂
Reason akanyanya zvake 😂😂😂😂
Washaya
Creative minds for real.... haaa team paghetto ropedza🙌🔥🔥🔥🔥
Best annimation so far in Zimbabwe 🇿🇼 👏 👌
In Africa Baba...👊🏿👊🏿👊🏿
Haaa maboss
PSTV Entertainment , vanogona futi
Hoyoooooooo ndini first ndokudai manzwa
I love you too
Washaya
I love the way yekudhomoka ya Mikela 😂😂
Ndokudai ka 4 thousand 4 hundred and 4ty 4 ❤❤❤❤
Washaya
Mogona ku actor boys Go and see Victor
Who is victor?
😂😂😂😂
😂😂😂😂😅
Waingogona wani
🎉🎉❤😅🎉
Hakusi kutokumbirawo here uku😅😅😅
Ndikaipuwa hamukwiri 😅😅😅😅
Hahahaha
@@KawawaMoses 🤣🤣🤣 kuchiri kukwira mota kwega here uku
Washaya
Mukoma Red Eye...Iwewe ndati hwayi yakanokomba churu zveipapo nemufaro ukatambira shoko rakadaro 1:08 Barsssss💯🔥😂😂😂😂
Kuenda kusowe here uku 😂😂😂, go and see victor 🎉🎉🎉
Aaaah Reason 😂😂😂😂😂sadaro vatomadzibaba Ishimairi hwai Iya yakunofura
Hwayi yakanokombachuru nemufaro😂😂😂
Washaya
Ndino temba nemi boyz ndogara nalika chinhu munochigona❤❤❤go and see victor
Aaaah 😂😂😂😂😂 “Hwai idya mufenje”
😂😂😂😂😂😂
Ngoma ndorazopedzera at the end 🙌🔥🔥
Mikela pfungwa dzakazachuhure chega chega kkkkkkkkkkk😂😂 weed man wangu
You never disappoint
kana mazogara, Mikela NdiBaba vemaSkits.
Kkkk saka avo ndiMADZIBABA REASY here,😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌
madd... ko track riri kubackground nderani?
PaGhetto munopedza zveipapo ka 4thousand 4hundred and 4ty 4 🔥🔥🔥🔥🔥🔥GO SEE VICTOR
Ini, vose zvavo vakomana avo vanogona❤❤❤❤
❤thank God u no longer taking long to post ….we re depressed out here without you boys😂😅😅😅😅
Reason😂😂😂😂
That guy wearing all white at the end is Mkoma Reason?😂😂
…hwai idya mufenje😅sango rinopa aneta one day is one day😂😂mwana asingacheme anofira mubhabhu🇿🇼🇿🇼🇿🇼
Kana kufira pa churu 😂
😂😂😂😂 aneng achitoda mukomana
Paghetto is one of the best animation pasi pezuva
Kkkk 😂😂😂mikela hayi idya mufenje sangorinopa waneta😂😂😂😂😂😅😅hanzi kana muchuru chaimo mwana anogonakufira imomo akasachema
😂😂😂😂😂 Mike naReason Kuseri mwana asingachemi anofira muchuru 😂😂😂😂
Ko nyama makazodii guys mike mari yechegumi wakawana iripo hre kkkk dakukuigirai kambucha kkkkk powerful guys makanyanya zvenyu
Kana muchuru futi mwana anogona kufiramo 😂😂😂
Hwai yakanokomba Churu nemufaro😂😂😂
Mwna asingacheme anofira Mubhabhu😂😂😂😂😂
Ndirikungoda kungoziva team iri pa real
Haaa guys iri rinopisa wncul more ❤❤❤❤❤❤❤❤
Madzibaba reason 😂😂ndikapihwa hamukwire
Hwai idya mufenje. Mwana asingacheme anofira muchuru😂😂😂😂
Always on point
Ndakapihwa hamukwire vapfana😂😂
Hamuikwire, hamukwire iri yoga here iyo kana kuti tatojaira zvinyadzi😂😂😂😂😂
Respect mopisa team rangu ....u deserve maAqua
Haaa Reason wazozopedza negemenzi manje, plus tsvimbo😂😂
Makaipa..victor ndewenyu
kikkkk dai makaisa zvinyadzi Aqua yaibuda asi ko Reason gemenzi bhoo here
Wanguu ndatiii 1 day is 1 day😂
Ah, mukomana azongofunga zviri zvekutongosvikira pasowe chinyararire 😅😂🎉
Baba ndi reason akapfeka ghemenzi uyo😂😂
kusatenda huroyi, March uno tambopihwa stuff🔥🔥
1. latest yana mombeshora
2. zhet hombe
3. peer pressure
4. go and see Victor
makapenga guys🔥