There is the Son of God,the Messiah,and a bunch of counterfeits.Obviously you cannot associate the biblical Jesus with this chanting lot,that would be absurd!
Now the issue that this lot is a bunch of charlatans.They know Not the Gospel of Christ.Ana Gabhironi nanaMaikoro ndaanani ivavo?Do you know the meaning and purpose of their chants?Why do you say this is the True Biblical Messiah at work?
Reality # dzinoonekwa pa mweya ndabvuma
The Devine Commission of Paul Mwazha Of Africa
Super prophet,Mwari arikufamba netsoka dzake
Jehovah mupenyu nyanisi
Ndiko kunonzi kunzwa Mweyamutsve zve uku
Mweya mutsvene !!
Munhu wamwari uyu arip tibatsirwewo
Amen
Ati baba 98 mai 2003
kunamata kwakanaka mwari ngaarumbidzwe zvedi
🙏
yeaaaa mfess anonhonga uyu
Kwete zvekutamba
Zvipo baba
Pamati pekutanga mai vakafa 98 ndazonzwa nyaya yamati mai vakafa 2003 ??? Kuda ndaresva kunzwa apa help me
Ndapazwa wo mufunge
@@nyashabuwerimwe9682 kkk zvakaoma kani kkkl
Hanzi baba 1998 mai 2003 ndozvataurwa apo
@@theafricanapostolicchurchp8497 ok
Even zvambotaurwa vise versa hazvina basa chero pafa vanhu 2, baba na amai pamakore 2 iwawo arehwa
Mweya mutsvene wekwamwazha wabva ku bulawayo kkkkk
Hakuna zvakadaro tisanyeberana 😄
Peiwo number
mune number dzavo here
Tokumbirawo number dzamadzibaba
Haasi madzibaba uyo anonzi muroti Simbarashe Mauramba ndevekwaMwazha plus Mwazha haibatsire munhu asiri wemuchurch mavo
Where is this church
Every where its called The African Apostolic Church literally known as yeKwaMwazha
The African Apostolic church lead by arch Bishop Paul Mwazha
Church irikwese munyika yeZimbabwe nenyika dzakapoteredza.Asi ava varikuBulawayo
Ishe Jesu arikubata basa muvanakomana vake
Jesu upi wacho?
@@ragnarlothbrok4614 kuna vana Jesu vangani?
There is the Son of God,the Messiah,and a bunch of counterfeits.Obviously you cannot associate the biblical Jesus with this chanting lot,that would be absurd!
@@ragnarlothbrok4614 saka tiri pamwechete, ndiye Jesu Kristu wandinoreva Ishe wavose.
Now the issue that this lot is a bunch of charlatans.They know Not the Gospel of Christ.Ana Gabhironi nanaMaikoro ndaanani ivavo?Do you know the meaning and purpose of their chants?Why do you say this is the True Biblical Messiah at work?
Satan ari pabasa mmmm
Tipei number dzemudzidzisi uyu
The African apostolic church vaapostora weAfrica Mwazha
hakuna mweya unotaura zvenumber dzechitupa chemunhu ndakambonzwa kuti vanoshandisa musoro wegora kuporofita ndivo vanodaro heresi
Unganzwisisa kunaka kwezai usina kumboridya here
I feel sorry for you
Dai mwari vakubatsira uchirikutenda kt misoro wegora unesimba rekuporofita kukunda simba ramwari
kana kwenyu zvisingaitwe hazvirevi kut hazviko.
Kana uri iwo musoro wacho we gora unoona uri ryt bcoz uri kutobatsira . Hausati wakura i think kana kuti ndimi team racho revaroyi