@@chipob4256 you can definitely say that again ,.. makes me wonder what does it really takes for one to be internationally recognized if talent alone isn't enough
Chinogona kutamba hachina marunda lol kkk zverudo ndezvechipo My favourite 😍 part .I feel OK with my body more. WELLDONE ANDY STILL LISTENING TO THIS SONG,2023 N STILL ROCKING
So my woman arikuperekedza muchato kuzimbabwe ini ndiri kuno ku Namibia, so i ddnt know this song an she sends me saying she will be dancing the very first part of the song. Apa mai mfana chidhafudhunda ka. kkkkkk ndikati babe, whose song is this? Ko urikutambiswa pechidhafudhunda kuti zvaita sei? kkkkkkkkkk ndakazongonakirwa nesong ndikati ok chitamba kwacho
Ava vanoti kukopa mondishamisa coz vanhu ava vakadzidza same school same teacher in music .saka teacher akakudzidzisa kuti 1 iwe unoti 2 here nekuti umwe akadzidza 1 last year, regai godo, kuna Dhewa makadarozve mhedzisiro Dhewa vahombe moda zvipi
waaaaal I zvi zvakumberi guys. the boy is just something. Andy keep the fire burning. don't look back. just look ahead kine uchi uko. the sky is the limit. just be ethical and professional in your music. keep your band intact chete
art is not meant to be competitive.andy najah arre both gud .art is best complimentary.vanhu vakatiuraira sungura masvika rinhi kuno.more colabos vana vevhu mhandu dzinyare
Nyc song indeed I just played this song on UA-cam now and everybody is dancing. I'm in an Arabic country they don't understand the language but they fell in love with this song.thumbs up Mr muridzo kkkkkkk I can't stop laughing
people say andy akakopa muridzo but ini handione sekudaro .mavoice chete ndiwo akada kufanana pluz music ya andy iri faster than yajah .keep it up andy
2024 still here injoy chidhafu dhunda😅
Is Andy getting enough support and exposure from fellow Zimbabweans?
This guy has real talent 🤝
The best vocalist that we have but he isn't getting enough support.
@@chipob4256 you can definitely say that again ,.. makes me wonder what does it really takes for one to be internationally recognized if talent alone isn't enough
Akasiya Pride yaanayo he will go far
@@giftbradley9195 does he have pride .. I don't know hangu .. maybe I just know too little about the guy and for the love of his music
Andy has got a very beautiful voice...Anozonyanyozvifonera and akambosiyana nemababe vanhu ivavo can destroy your career wakavarairwa
This is a master piece
Tikagara gara toyeuchidzana kuti Andy is the best artist in Zimbabwe
This is my fav almost 2022 still loving it
all time favorite 2024
zvidhafu dunda muriko hre
2024❤❤❤❤❤❤still on repeat thanks baba keketso
Beautiful song, quite catchy. Came across the song on fb. Had to check it out ASAP. On repeat 🤎
I play this Again and Again 😂😂😂 chokwadi
2024 🔥🔥🔥🔥
I love this song
Ayiyoyoyo ndazvibatira chaangu! Chidhafu dhunda! 💃💃💃💃💃💃💃💃
19.12.2023
still dhafu dhunda 2020tiripooo that intro hit me hard
Takayenda takayenda you just made my day 🎉 role Tallent nyangwe ndiri Kure thank you JP unongondigonera
❤ luv this song
Chinogona kutamba hachina marunda lol kkk zverudo ndezvechipo
My favourite 😍 part .I feel OK with my body more. WELLDONE ANDY STILL LISTENING TO THIS SONG,2023 N STILL ROCKING
i have played this song more than the number of comments .........1.27 to 1.40 word Andy
well done Andy, cant stop listen to this song......hanz unofefetera kunge mhepo, kundivengesa nevanhu mumaraini
Andy utori kuseri usanyeperwe, wakatodziya and Wil support u.keep t up
I never knew kuti titori nevapfana vanoimba zvonakidza kudai
kudzai mushayavanhu taura hako... ndakangodhumhana nekaninzi Dherira
2021 beira mocambique 🇲🇿
Andy mwana waMai 2021 behind you 100%10 October
So my woman arikuperekedza muchato kuzimbabwe ini ndiri kuno ku Namibia, so i ddnt know this song an she sends me saying she will be dancing the very first part of the song. Apa mai mfana chidhafudhunda ka. kkkkkk ndikati babe, whose song is this? Ko urikutambiswa pechidhafudhunda kuti zvaita sei? kkkkkkkkkk ndakazongonakirwa nesong ndikati ok chitamba kwacho
hahahaha nice king
wqepuuuyn.
Hahaha this make me chuckle.. Andy ari kumberi manje!
Lol
that sweet love
I love this song unondifungisa tete vangu Emilia Andy
1000000 times playing this song
you're driving my brain brother ,I go for you in Botswana,am not perfect in shona but you're kicking brother ...keep it up
Wakaita zvako Andy ukatiimbirawo isu zvidhafu dhunda.Still enjoying 2021
This song will always b good even after so many years.
Ndazvibatira changuuuuu chidhafu dhundaaa kkkk....great track, rambai muchidira ipapo
Ava vanoti kukopa mondishamisa coz vanhu ava vakadzidza same school same teacher in music .saka teacher akakudzidzisa kuti 1 iwe unoti 2 here nekuti umwe akadzidza 1 last year, regai godo, kuna Dhewa makadarozve mhedzisiro Dhewa vahombe moda zvipi
waaaaal I zvi zvakumberi guys. the boy is just something. Andy keep the fire burning. don't look back. just look ahead kine uchi uko. the sky is the limit. just be ethical and professional in your music. keep your band intact chete
if u kp on dng lyc this andy u wl b ur hero in music,usazonyengawo dhafudhunda uyo,zvakazoita jah pana gonyet
hapana wawakacoper Andy unozvigonera iwe watovhundutsa anaJah P vakutobura twice a yr
kkkk manje jah ndozvichamudonhedza arikumhanya
wooow ndafarira chiri chidhafu dhunda chacho 😊👌👌👌
ayoyoyo ndazvibatira changu chidhafu dhunda ....
unoimba chibhudhi voice rako wooooow
Musataura zvamusingazivi ku ccoyper imhosva yani kuti imi hamuna zvipo zvacho muti mwii mwana anogona uyu dats wat we call talent handizivi kuti modei chimwe chinodarika apa
I can't stop listening to this song haaa baba vaKeketso makumberi kwekuseri,bhora mberi
aya mbira dzakabatwa apa this is Zimbabwean music keep it up muridzo
ko zimdancehall irikutedzerwa moterera wani.uyu ndiye adii musei aite zvinomupa kurarama.
2020 still listening to this song
Inoita yakadaro
2022💪
Nice song keep it up 💯🔥🔥🔥💕💕💕 l love this song 🔥🔥
Hi hi hi,,dafu dunda shuwa,,vanozii ana sister big bones..nice tune Andy...keep it up bro
Who is here with me in 2021...
unofefetera kunge mhepo😊.... emiriya wakanditorera moyo wangu👌
Saturday morning madzimai ezim achitsvaira mumba mhanzi ichibanzurwa basa richifamba
mmmmmmhhh l really lyke this song gyz.I voice yakho bhudi ingshaya ngaphakathi
wooow just wooa its beautiful song. Andy muridzo wakazvarwa zvako👌💜💓💕💖
Mbira dzako Wandifadza maningi♠️🖤😂
Dafu dunda hit maker wakanyanya hama
voice chete kwakumberi .....ummmmm zverudo zvine zvipo...
ayeye ndazvibatira changu aika mazuvano ndine chidhafu dhunda
Mufana wangu hausisiri muridzo waazimuridzo chairo. Chi Avm DAF ayayaya ayoba Andy poweeeer
aiyoyoyo ndazvibatira changu chidhafu dhunda, andizorori kuteera music iyi, Keep it up Andy!
nice tune, if it wasn't for #YEKEDERO I would have missed this one.... Zvinoitisa mukurumbira zvakawanda
ummmmm mbira idzo pa 0:29 .....well done and keep going
Dai akapedza song yese achirova mbiraaa cz hey mudhara on that part.....
kanotapira
+Mercy Munatsi kuseri chaiko.....
Ummmm beat papart yembira iyo its art at its best
sahwira handina remuromo nembira idzodzo nanhasi...
This hit well put
Thanks so much
July 2019 still standing
Andy wakanyanya um with you as ur fan bigtime
Being in a foreign land brought here vachitaura chekwawo ini speaker rangu patable ,aiwa ndikunakirwa
I will never stop listening to this song yooooo urichibaba 2023 but still enjoying it
Top Student wa Jah Prayzah...
The singers voice is so refined, really good vocals especially for Zim. Well done! Even the backing vocalists this is a new level for Zim
isu madhafu tafarira ❤❤❤
you deserve to be called dady
2021 tirikungo ngenga
art is not meant to be competitive.andy najah arre both gud .art is best complimentary.vanhu vakatiuraira sungura masvika rinhi kuno.more colabos vana vevhu mhandu dzinyare
Mdiripano nhasi ,Andy unogona hako
big up to zvidhafu dhunda zvese zviri pano kikiki
Nyc song indeed I just played this song on UA-cam now and everybody is dancing. I'm in an Arabic country they don't understand the language but they fell in love with this song.thumbs up Mr muridzo kkkkkkk I can't stop laughing
Which Arabic country is that
Which Arabic country is that
people say andy akakopa muridzo but ini handione sekudaro .mavoice chete ndiwo akada kufanana pluz music ya andy iri faster than yajah .keep it up andy
Andy muridzo wakapenga ... jah Prayzah pa voice anotosara pasi
kip going Andy muridzo,,,,,,chidhafu dhunda
will support you brother. nice 1
I have no words but to say GOOD JOB. Hands down kwaakumberi kwekumberi unechipo chako mwana wamai.
ndapenga nayo song iyi.....2016 wavharisa!!!!
Ahoyi hoyi tiende
Pakaipa musnyeperwe pachidhafu l like
❤
😍2021 tiripo
wakaipa muridzo faya faya usadzore tsvimbo
I Love you! ❤❤❤
2020 am still listening this music ,,,Chindafudhunda chakanyanya kkkkkk
Unogona Andy but bev ndiye anga akuda kukuvhiringa Ko inga Bev ahasi chidhafudhudha wani
Vasikana chibomirai Ku futa✊✊
Pure, undiluted Andy...sematauriro edu ma Ndebele...nice work shem!
Well Andy keep going uri kuridza
Andy chimudhara....chidhafu dhunda kuseri.
Farious Nd Daudi in love with this Song
All along l thought kuti ndi Jar Prayzah wakaipa mupfanha atosara pasika akakudzidzisisa wachoo
2020...hu is with me
Aa hapana anozivavo here kuti huku iyo yakatsotsonya nhiyo ngani
Wakarova apa
uuuum unoziva wangu,,,rova ngoma mkoma,,,,
Hoodoo well done guys
this guy
anogona xame...hez actually a rising star
Mkomana uyu akazorasika papi nhai ndamboverenga macomments pamwe angapepuka