MAJJESTY
MAJJESTY
  • 9
  • 284 458
MAJJESTY - SAHWIRA MUKURU (OFFICIAL VIDEO)
Perfomed by: Majjesty
Directed by: Walle Visuals
Written by: Baron Leon Mkweza
**Lyrics**
Ehkaa
Tambaoga haana pressure
Sta
Sahwira mukurusa
Majjesty usadaro
Ka nhaii
Nasahwira topindirana
Ende tinowirirana
Nasahwira tosimbisana
Musi weguva chete watichapesa Wangu sahwira muho-ombe Sahwira mukurusa
Ndomuda zvikuru aagh
Uyu muho-ombe handidi kumu loser
Ndingatomera bundu shaa
Muho-ombe sahwira mukurusa Hesi kani bhururu
Urimuhombe handidi kuku loser
Ndingatomera bundu
Coz ukango texta ndosekerera
Kuswera usingafile bho ndinomerera
Sahwira usahondi womesera
Ukandi replacer haa-uripinde denga
Aaah Ndasangana nevanhu hobho mulife but munhu akaita sewe is rare to find
Ndongoda kugara newe paside
Uchindimiririra ndikabuda offside
Muhombe
Sahwira mukurusa
Hesi kani bhururu
Urimuhombe handidi kuku loser
Wangu sahwira muho-ombe Sahwira mukurusa
Ndomuda zvikuru aagh
Uyu muho-ombe handidi kumu loser
Ndingatomera bundu shaa
Muho-ombe sahwira mukurusa Hesi kani bhururu
Urimuhombe handidi kuku loser
Ndingatomera bundu
Pamwe pacho husahwira hunokunda hushamwari
Husahwira kusanganiswa naMwari
Husahwira hwunoita hwega
Hapadi force ukaona makumanikidza siyai
Mwari makaita zvenyu inini handishamisire but pana sahwira makandi blesser
Kana muchida henyu mupei makore akawandisa panyika handidi kutamba ndega
Sahwira mukurusa
Hesi kani bhururu
Urimuhombe handidi kuku loser
Imagine ndazomera bundu shaa
Muhombe sahwira mukurusa
Matemai mucheki mukurusa
Uyu muhombe handidi kumu loser
Pamwe ndiMhofu Mhofela
Muhombe sahwira mukurusa
Ava ndihumba ivava uyu muhombe handidi kumu loser
Ava ndishumba ivava muhombe sahwira mukurusa
Sahwira mukanya
Musamukanya uyu muhombe handidi kumu loser
Sahwira wangu Chihera
Chihera muhombe sahwira mukurusa
Hwesa masango
Urimuhombe handidi kuku loser
Moyo chirandu uri muhombe sahwira mukurusa
Переглядів: 10 203

Відео

MAJJESTY - SAHWIRA MUKURU (Official Lyric Video)
Переглядів 64 тис.21 день тому
Perfomed by Majjesty Written by: Baron Leon Mkweza Ehkaa Tambaoga haana pressure Sta Sahwira mukurusa Majjesty usadaro Ka nhaii Nasahwira topindirana Ende tinowirirana Nasahwira tosimbisana Musi weguva chete watichapesa Wangu sahwira muho-ombe Sahwira mukurusa Ndomuda zvikuru aagh Uyu muho-ombe handidi kumu loser Ndingatomera bundu shaa Muho-ombe sahwira mukurusa Hesi kani bhururu Urimuhombe ha...
Majjesty- Pauchandida (Official Music Video)
Переглядів 2,8 тис.Місяць тому
Pauchandida Performed by: Majjesty Written & Composed: Baron Leon Mukweza Produced by: MBA Executive Producer: TeaM Stand-Up Video Director: Walle Timber Collaborative Brand: Tisu Tega Tiriko Gaffer: Qounfuzed MUA: HazyTheBeautyQueen Credits :Mcdonald Sheldon :Hazel Kabudura Lyrics Uchandiwana here Uchandiwana Ka nhai Sta Pacho pauchazondida Uchandiwana here Kana ndinenge ndaenda nengoro yemoto...
MAJJESTY X QOUNFUZED ~NZVIMBO YAKO [ACOUSTIC VERSION]
Переглядів 5 тис.4 місяці тому
MAJJESTY X QOUNFUZED ~NZVIMBO YAKO [ACOUSTIC VERSION]
Chillmaster ~ Ndiudze Zvese (ft. Qounfuzed & Majjesty) (Official Audio) Track 8
Переглядів 15 тис.5 місяців тому
Chillmaster ~ Ndiudze Zvese (ft. Qounfuzed & Majjesty) (Official Audio) Track 8
Qounfuzed ft. Majjesty ~ Type Isina Type (Official Audio) Track 6
Переглядів 24 тис.5 місяців тому
Track No. 6/8 Off The Nyaya Yacho Yakaoma EP Written by : Mcdonald Sheldon : Baron Leon Mkweza Produced by : MBA ••Lyrics•• [•Intro] I do believe in you Chero vakati haundifite That's not a good reason For me to be leaving you Varikuti haana chinhu pa chest Ingori small waist Hanzi handina taste Okay [•Verse I] I'm incomplete my girl without you Love is for 2 and that's me and you Unondidhomora...
Majjesty~Make Sure ft. dakaraiLife [Official Audio]
Переглядів 2,8 тис.2 роки тому
Off My Playlist "Moonlight In My Soul" Social Media Platforms🌴: rkns.link/4d9et Instagram📭 : majesty_on_flex Instagram 📭: dakarailife Facebook 📩: majesty_on_flex Tiktok 📬 :www.tiktok.com/majesty_on_flex WhatsApp📥 263772884866 Email:📧 baronleonmkweza@gmail.com •Lyrics: [Intro] Ehkaah, (Haaai) Ka Nhai (Waasu!) •[Verse I] Majesty Kana rudo ruchidai so, I sw...
Majjesty ~ Unozvigona (Official Music Video) "7days A Week"
Переглядів 18 тис.2 роки тому
Video Dir: Media Crew Captions Starring: Ruth Nkomo, Philanthropist Social Media Platforms🌴: rkns.link/4d9et Instagram📭 : rkns.link/4lqsc Facebook 📩: rkns.link/lk1ln Tiktok 📬 :www.tiktok.com/majesty_on_flex WhatsApp📥 263772884866 Email:📧 baronleonmkweza@gmail.com •Lyrics•📝 Eheka [Iwe Tambaoga] Sta... Ka nhaai [Saka chitambaoga] Sta... Ehe ka Nhaai •Chorus [Hona x2] Zvekundipa rudo unozvigona Pa...

КОМЕНТАРІ