- 1 172
- 1 111 899
VeeZie NhamoRuhwande
Приєднався 15 жов 2011
My name is Veronica, Zezi, proudly Catholic and African.I enjoy singing and I am very artistic, hence you will see my posts.I love different cultures and religions as well
Fr Makamure Eng 25 .12. 24'.Let us welcome Jesus who gives us the power to become children of God
Fr Makamure Eng 25 .12. 24'.Let us welcome Jesus who gives us the power to become children of God
Переглядів: 2
Відео
Fr Makamure 25 December 2024 Christmas Day Mass.The Nativity of The Lord- Solemnity.
Годину тому
ZimCatholic Homilies
Fr Makamure 24 December 2024.Solemnity of the nativity of our Lord
Переглядів 82 години тому
Fr Makamure 24 December 2024.Solemnity of the nativity of our Lord
Fr Makamure English Jubilee 2025 Pilgrims of hope explained
Переглядів 32 години тому
Fr Makamure English Jubilee 2025 Pilgrims of hope explained
Fr Makamure 23 December 2024.Jubilee Year 2025 Pilgrims of Hope
Переглядів 52 години тому
ZimCatholic Catechism
Fr Makamure 23 December 2024.Ngatigamuchirei Kristu varikuzotichenesa nekutipa chimiro chitsva
Переглядів 62 години тому
ZimCatholic Homilies
Fr Makamure 22 December 2024.Ngatigamuchireyi chipo cha Mambo Yesu, tigochigoveranavo navamwe
Переглядів 277 годин тому
Fr Makamure 22 December 2024.Ngatigamuchireyi chipo cha Mambo Yesu, tigochigoveranavo navamwe
Fr Makamure 21 December 2024.Ngatidavireyi Kristo arikutidana kuti tibve murima tirarame muchiyedza
Переглядів 187 годин тому
Fr Makamure 21 December 2024.Ngatidavireyi Kristo arikutidana kuti tibve murima tirarame muchiyedza
Fr Makamure 20 December 2024.Ngatidavirei samai vedu mai Maria kuuya kwaMambo Yesu
Переглядів 139 годин тому
ZimCatholic Homilies
Fr Makamure 19 December 2024.Tinodaidzwa kusanduka kubva muumhandye tichiinda kuzvibereko zvomweya
Переглядів 2012 годин тому
ZimCatholic Homilies
Fr Makamure 17 December 2024.Ngatiitei kuti dzinza raMambo wedu Jesu rive dzinza redu roupenyu
Переглядів 1216 годин тому
Fr Makamure 17 December 2024.Ngatiitei kuti dzinza raMambo wedu Jesu rive dzinza redu roupenyu
Fr Makamure 16 December 2024 Bible Study.Numbers Chapter 19 : CLEANSING
Переглядів 5319 годин тому
ZimCatholic Bible Study
Fr Makamure 14 December 2024.Ngatikoshesei Kristo arikuuya kupinda zvinhu zvose
Переглядів 29День тому
ZimCatholic Homilies
Rev Mabhena thanksgiving Mass 08 December 2024 Fr Alex Mapfuti
Переглядів 1014 днів тому
ZimCatholic Homilies
Fr Alex Mapfuti 10 December 2024.Kwazisai, kwaziwai, Charie Kekaritomene
Переглядів 1914 днів тому
Fr Alex Mapfuti 10 December 2024.Kwazisai, kwaziwai, Charie Kekaritomene
Fr Makamure Monday 09 December 2024 Catechism Lesson.The Immaculate Conception of Mary our Mother
Переглядів 17414 днів тому
Fr Makamure Monday 09 December 2024 Catechism Lesson.The Immaculate Conception of Mary our Mother
Carlisle 08 December 2024 Preparing for Mass
Переглядів 3614 днів тому
Carlisle 08 December 2024 Preparing for Mass
Fr Makamure 10 December 2024.Ngatigamuchireyi Mambo vanovuya netsitsi dzinorudo
Переглядів 1114 днів тому
Fr Makamure 10 December 2024.Ngatigamuchireyi Mambo vanovuya netsitsi dzinorudo
Fr Makamure 08 December 2024 Feast of Immaculate Conception.
Переглядів 2014 днів тому
Fr Makamure 08 December 2024 Feast of Immaculate Conception.
Fr Makamure 26 November 2024.Ngatiyemurei Mambo Yesu vachauya kuzotitonga panguva yekupedzisira
Переглядів 2928 днів тому
Fr Makamure 26 November 2024.Ngatiyemurei Mambo Yesu vachauya kuzotitonga panguva yekupedzisira
Fr Makamure Monday 25 November 2024.Bible Study Numbers Chapter 18, Giving Generously to God
Переглядів 7628 днів тому
Fr Makamure Monday 25 November 2024.Bible Study Numbers Chapter 18, Giving Generously to God
Fr Makamure 24 November 2024.Tinopemberera Kristo ari MamboThe Feast of Christ The King
Переглядів 37Місяць тому
Fr Makamure 24 November 2024.Tinopemberera Kristo ari MamboThe Feast of Christ The King
Fr Alex Mapfuti 23 November 2024.12 promises of Sacred Heart and teaching on two prayers
Переглядів 22Місяць тому
Fr Alex Mapfuti 23 November 2024.12 promises of Sacred Heart and teaching on two prayers
Fr Makamure 23 November 2024.Ngatidavirei Mwari mupenyu anotidaidza kuuMambo ghwedenga
Переглядів 18Місяць тому
Fr Makamure 23 November 2024.Ngatidavirei Mwari mupenyu anotidaidza kuuMambo ghwedenga
Fr Makamure 22 Nov 2024.Ngativei dzimba dzaMwari dzekunamatira nokugamuchira Shoko neVimbiso yaMwari
Переглядів 22Місяць тому
Fr Makamure 22 Nov 2024.Ngativei dzimba dzaMwari dzekunamatira nokugamuchira Shoko neVimbiso yaMwari
Haayiwa Maamboho mabasa e-nyuu anoshamisa kwazvo🙏🙏🙏
Переглядів 32Місяць тому
Haayiwa Maamboho mabasa e-nyuu anoshamisa kwazvo🙏🙏🙏
Fr Makamure Ngatishandisei noungwaru zvipo zvataka piwa na Mwari
Переглядів 22Місяць тому
Fr Makamure Ngatishandisei noungwaru zvipo zvataka piwa na Mwari
Ndabaiwa neshoko iri 🙏🙏🙏
Amen
Sango remuchero kumberi
This is gospel music
Well done 🎉Beautiful
Giribheti
Looking for that song about Abraham going to sacrifice Isaac...huni tinadzo nemunondo zvese tinazvo riripiko hwayana rechibairo....🔥
Dzamility...Thank you Fr Mapfuti🙏🙏🙏
With this songs, I remember my Parents
Grande música de Baba Mechanic Manyeruke
Sister Jessica 💞 I like it
The Book of Knock read it You will know the Truth 😢😢😢😢
Tumirai razaro The guitar vakomana 😢😢😢
Gitari rajarohwa
Vamwe vedu vari diaspora 😢nekutya kuuraiwa😢😢😢
Nyangwe masangano ekunanamata Rangove bararamhanya
Legend 😢😢😢😢
UK Leicester 😢😢😢😢
Who is with me 2024
Inspiring and educative
Amen🙏
I play Sango Remuchero daily. Currently ikutorira
Zvakapfava
Muadavire zvapfava Amen
My future guild when I get married with my husband on our wedding day for Mai two boys and a girl if God wills we have a happy family Ngoni Madzviti n Nyasha Chavhunduka
Roma ndizvo❤
**Verse About God** In the breath before dawn, in the roar of the sea, In the silence that follows where none else can see, God moves like the thunder, gentle as rain, An eternal heartbeat beyond pleasure or pain. He carves mountains from whispers, lights stars with a word, The cry of the sparrow, by His voice is heard. In fire and shadow, in light and in dust, He is the Alpha, the Omega, the Promise, the Trust. No temple can hold Him, no scripture contain, For He is the spark in the heart of the flame. He walks with the broken, lifts up the small, The boundless, the formless, the answer to all. Through darkness and trial, through doubt and despair, God's presence is steady-a love beyond compare. Forever unchanging, yet new every day, The Source and the Seeker, the Light and the Way.
GAMUCHIRAYI MYEYA WANGU
TENZI WANGU
TAPINDA UK LEICESTER
His best song
BABA IN UK AKOMANAKA ....MA1 COMPUTER ENGINEER NDIRI KUROVA BABA MANYERUKE
TASVIKA
5:10
Amen baba kupa kuturika mandibaya
❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊
❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
😂😂😂😂😂
This album is great
Roma isangano
Amen Fr Makamure Vaefeso 6:14-18 [14] Saizvozvo mirai makazvisunga zviuno zvenyu nechokwadi sebhande makapfeka demautare rapaditi rokururama. [15] Mutsoka dzenyu pfekai shangu dzokuda kuparidza Shoko Rakanaka rorugare [16] uyewo garai nguva dzose makabata nhoo yechitendero yamunogona kudzima nayo miseve yose yomoto yewakaipa. [17] Dzikai mumusoro ruponeso senguwani muine bakatwa raMweya zvichireva Shoko raMwari. [18] Namatai nguva dzose muina Mweya. Itai minamato nemikumbiro. Nechikonzero ichochi garai makangwaririra musingamborasa mwoyo muchikumbirira vatsvene vose. *Catechism* Zvinhu zitanhatu zvataugwa na St Paul zvenhovo zvatinofanira kuisa mumusoro medu nokuti we are fighting with the devil-uipi ghwemweya/masimba erima : • *1 Sungai bhanire rechokwadi* *Meaning hatifaniri kutungamirigwa ne nhema dza satani/kurarama mumanyepo.Bhanire rinosungwa muchiuno, kureva kuti we have to fight adultery/upombwe nezvinonyadzisa etc.Satan unoziva kuti takasikwa nomufananidzo waMwari, God is love, zvino* *anokanganisa rudo, oruita mapangiro enyama, that's why tichiwira muupombwe, nemichato inokanganisika.Chitendero hachisi chekureverana nhema or propaganda, sepolitics.Chitendero ndechekumira pachokwadi cha Kristo* • *Ururami ngaghwuve demautare/breast plate* *Breast plate ndiro raidzivirira ma internal/vital organs as mwoyo, lungs, intestines etc, from harm.Zvino ti nonzi demautare rako ngarive URURAMI! Tinofanira kuva noururami ghwomwoyo, Satan chinhu chaanogwisana nacho kubayamwoyo yedu, tinofanira noutsvene* 3 • *Tinofanira kupfeka shangu* *Munguva iyi yaitaura St Paul, shangu dzaipfekwa nevanhu vakuru, but not with servants, because they would escape, so shangu dzaireva rusununguko, nokufamba tichiinda kunoparidza chitendero tichiparidzira mbiri yaMwari.Spreading the Gospel is a weapon to fight usimbe because Satan ane vusimbe, haadi kushanda* 4 • *Chitendero ngaive nhovo yako inokudzivirira kumuseve yasatan* *St Paul akashandisa nhovo, THYROS, in Greek, meaning nhovo iya inodzivirira munhu mumuviri wose, kubva kumusoro kusvika zasi, overall body protection, so Chitendero ndiyo nhovo iyi, kuva neruvimbo ruzere muna Mwari🙏🏿🙏🏿🙏🏿.Satan unoda kutinyengera kuti tisavimba naMwari, that's why sometimes tichiramba zvinhu zvaMwari nyangwe tiri mapoka a Mwari- (DEEP) • Satan haadi kuti tivimbe naMwari, unotinyengera nezhira dzakasiyana siyana, anotumira miseve younyengedzi, kuzvitutumadza, ruvengo, godo etc 5 • *Tinofanira kupfeka nguwani yoruponeso* *Satan unoda kuti tikangamwe chitendero, nezvinotiponesa.Saka, nguwani yechitendero RUZIVO! Ngativei neruzivo ghwaKristo from the Bible and our Catechism* 6 • *Bakatwa ngarive Shoko raMwari* *Bakatwa/Sword, chombo chokuzvidzivirira, tinogwisa Satan ne Shoko sezvakaita Mambo Yesu* 7 • *Chombo chikurukuru, RUNAMATO* *Kungwarira kunamata* Tiri kugwisana na satani •uipi •unyengedzi •utsinye •kuoma mwoyo Saka tinofanira kupfeka nhovo yaMwari kuti tikunde uipi ******DZAMILITY******
❤
*Cities Paul visited on his missionary journeys?* It is interesting to pore through the Book of Acts to find all the cities which Paul visited. Thanks *Fr MAKAMURE* for the Bible reading & prayer guidance They are, in the order mentioned in Acts (in parentheses is the location of the city today): Damascus Jerusalem Tarsus (Turkey) Antioch (Turkey) Seleucia (Turkey) Salamis and Paphos (Cyprus) Perga and Pamphylia (Turkey) Pisidian Antioch (Turkey) Iconium (now Konya)(Turkey) Lycaonia, Lystra and Derbe (Turkey) Pamphylia again Attalia (now Antalya) (Turkey) Phoenicia (now Lebanon) Samaria (Israel) Jerusalem again Antioch again Syria Cilicia (Turkey) Derbe and Lystra again Phyrgia (Turkey) Galatia (Turkey) Mysia (Turkey) Troas (Turkey) Samothrace (Greece) Neapolis (Greece) Philippi (Greece) Amphipolis, Apollonia (Greece) Thessalonica (Greece) Berea (now Veria)(Greece) Athens Corinth (Greece) Cenchrea (Greece) Ephesus (Turkey) Caesarea (Israel) Antioch again Galatia, Phrygia Ephesus again Macedonia Greece Macedonia Philippi again Troas (Turkey) Assos (Turkey) Mitylene (Greece) Cos (Greece) Rhodes (Greece) Patara (Turkey) Phoenecia again Tyre (Lebanon) Ptolemais (Lebanon) Caesarea again Jerusalem again Caesarea again Antipatris (Israel) Caesarea again Sidon (Lebanon) Myra (Turkey) Malta Syracuse (Sicily) Rhegium (Italy) Puteoli (Italy) Rome *Who went with Paul on his missionary journey?* First Missionary Journey (Acts 13-14). The order of places visited is Cyprus, Perga in Pamphilia, Pisidian Antioch, Iconium, Lystra, Derbe, Lystra, Iconium, Pisidian Antioch, Pamphilia, Perga, Attalia, and Antioch. With Paul were John Mark and Barnabas (but John Mark returned home early in the journey). Second Missionary Journey (Acts 15:36 - 18:22). The order of places visited is Antioch, Syria and Cilicia, Derbe, Lystra, Iconium, Phrygia and Galatia, Troas, Philippi, Thessalonica, Berea, Athens, Corinth, Ephesus, Caesarea, Antioch. Paul and Barnabas disagreed over taking John Mark. Barnabas took John Mark. Paul took Silas and Timothy joined them. Third Missionary Journey (Acts 18:23-21:18). The order of places visited is Antioch, Galatia and Phrygia, Ephesus, Macedonia and Greece, Troas, Miletus, Jerusalem. Paul was on his own, but we must remember that he left many gospel workers and teachers in his wake such as Priscilla, Aquila and Apollos etc.

This reminds of my grandmother she loved Baba Manyeruke so much and she would do the hamming nebass i used to love it so much was still a child and zvaindinakidza taivaridzira paBocha apo tandovaona brings back a lot of good child hood memories ,i miss my grandmother when i go to Zim i want to download these ndovaisira paflash ndovatengera Bluetooth speaker hombe .Thank you Baba Manyeruke ur music is food to my soul now that ive grown❤
Ndinoita all night ndichiteerera baba manyeruke ndinonzwa kudzamirwa
🙏 ❤
Reality and facts of life. Love this masterpiece. Was one of the best and my favorite musicians
More plz taneta ne Zim dancehall cath music kkkkkk
🎉
Listen from united states haaa ndafunga makare