Mkoma makakora even today im stil wtch your story hazvisi nyore kut nyaya yakaitika last yer ndirambe ndichiona zvinondirwadza mwnaa wangu kudirwa weti anyanyotadzei vangani vana vakatiza valazororana zvakanaka vakagara zvakanaka imhosva ipi mwnaa uyu yange atadza yekusvika pakudirwa weti askana ka ndakarwadziwa nenyaya yemwana uya god bless your family thank you
Makamira nemwana wenyu pachokwadi vamwe vanababa vanotodzinga mwana havatotarise kuti asangana nezvakadii
LEGEND
Well done Lameck... wakawachisa madinga!
I would like to stand up for my kids like this,😭
coming from the comic awards recap
Wish I had a father like him
true legend!
Kutsamwira munhu afa
Kkkkkk
One in a million I like this guy
Kkkkkkkk baba vanotsamwa ava yooo
Kumwaya jechaa
daddy's love
Amen
Ndunge wakaoorora vasingade kushanda nesimba vanoda zviri nyore nyore
1 baba vanerudo
Ndimi munodiwa munyika imi baba.kukanzi tivhotere president muka contester nokuvhoterai
..nduda kumupa mumwe mwana fut mdara lameck muchengete mzukuru
As a parent i have learnt not to disown my own kid bcz atadza never kubereka kunorwadza they will learn from their mistakes
A parent in pain. The relatives should apologize on behalf of the deceased.
Isalute baba chokwadi hachiputse hukama
Mkoma makakora even today im stil wtch your story hazvisi nyore kut nyaya yakaitika last yer ndirambe ndichiona zvinondirwadza mwnaa wangu kudirwa weti anyanyotadzei vangani vana vakatiza valazororana zvakanaka vakagara zvakanaka imhosva ipi mwnaa uyu yange atadza yekusvika pakudirwa weti askana ka ndakarwadziwa nenyaya yemwana uya god bless your family thank you
True Gentleman salute
Aaah so sweet words baba lameck
Sando kwamuri baba, kkkk
Very true .....chokwadi ngachitaurwe ....I support you. You're such a father ....
Shame shuwa yeyi
mekenyenye baba
Chokwadi maita basa . baba . chokwadi ngachitaurwe
kkkk murichibaba
Lamack you became a celebrity
Ndiko kunonzi kumiririra chokwadi uku, not kuvharana kwekuti afa anaka! Good stuff baba..👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾💪🏾💪🏾💪🏾💪🏾
sounds emotional
Ndosaka vanhu vachikurambai mukuru bvisai bond imi munorambirirei naro
iwe Rameki...afa anaka hazvitaurwe zvigumbu kumufi...kana iwe uchafawo tonzwa humboo mukurararama kwako...afa haatukwe...get away
Urudako
Chakaipa chakaipa ngachitaurwe .
Vanhu vakawanda wakadzidza in diff ways from dis story une mwana mxana hre iwe
izvi zvakatadzwa kubva kare kare so we can not gadzirisa izvi aya ndoo ma fillingz akuita mdara uyu
Chokwadi chakanaka
Kkkkkkkkkk lamek kumberi
Lameki same bathday with me
True
With me too
You are right stump yekut wafa wanaka haishande let's tell people the truth parufu rwavo
Shuwa mai ava vakashinga kudira munhu weti. Ndokuti mapastor adzidze kwete kupupura nhema
You sir are a boss. Well done. Your daughter should be proud to have a father like you
Powerful
What you call a man and father 🙌🏾👏🏾👏🏾
Yoh phakayipa wenna
Respect
Luis lol
Big up brother
Ana lameck ndozvatinoita chokwadi totaura hatidizvisina basa
yaas ndivo baba ava kwete vemu TV
Hope all is fine now lamack. Take care hope mhuri dziri okay baba
Well said