This made me feel emotional. I miss my Mom and Dad and I hope I will follow their steps to always worship in this manner. I miss kuenda kumusangano for 7 days singing and praying 😢😢😢
guys guys is there a place in Harare where I can find singers who can sing this song like this???I think i can get an instant spiritual rejuvenation.......varwere vairasa nhovo dzavo kana mai vangu varwutsenhura!!!!
Amen
Lyrics please 😊
Dzimbo Dzengoni, tsitsi nenyasha ❤🎉
thnk u guyz for the song
Mahossanah ❤🎉
Vashoma vanoimba song iyi vachiimba exactly zviri mu hymn book kunze kwangu chete😅. Vazhinji vanorova musanganisirwa.
My mum favorite song , habukkuk church MHSRIP mum I'll fullfil your mission which you didn't accomplish
There is something about this song. I'm an SDA now, but this song will always be mine. Ndinomerera pandoinzwa. There is something about Zimbabwe
Mweya wangu waitirwa zvakanaka
My favourite hymn .. kana ndainzwa zuva richitanga ndoziva kuti the whole day ndiri mumweya mumwechete
Ndinonzwa nyasha pamusoro wangu
Mazviita jeso
Mwari kudzwai
😢pakudenga kuna Baba
Iwe Gwayana raMwari ropa rine simba kutisunungura isu pane zvakaipa
Listening from Ireland. Miss kukwira makomo and seeing this song
😭😭
Was and still my favourite song
Listening from Australia ,this song remind me of my grandmother.you dearly missed grandma
Me either we grew up in apostolic church
Nditungamira panzira panoenda vatsvene
Can someone kindly right me the lyrics of this song in Shona.
Lusaka Zambia.... Is rocking to this..... Chokwadi mwari ariko..... Mweya mutawene ati ropafatze
My favorite song since childhood❤
Ndakomborerwa asi handisi kunatsonzwa mazwi. Ndokumbirawo ma lyrics. Church yenyu inonzi? Iri kupi?
Hymm 35 1 MWEYA Mutsvene waMwari! Gara muno mumba; Buruka zvino nesimba, Uya, Mweya, uya! 2 Uya Mweya kufanana Kupenya kwezuva; Vhenekera moyo yedu, Onisa kuipa. 3 Onisa rushavashava, Nezvirwere zvose, Titungamire panzira, Panoenda vatsvene. 4 Uya serimi romoto, Pisa moyo yedu, Tichive zviteuriro Kuna Ishe wedu. 5 Uya Mweya kufanana Dova rokudenga, Mwoyo isingabereke Ive namapudzi. 6 Uya senjiva yedenga, Utivumbamire Nemapapiro orudo, Noruregerero. 7 Uya sedutu remhepo, Netsitsi nengoni, Kuti vanhu vakuone, Nokupenya kwako. 8 Mweya Mutsvene waMwari! Tarasika isu; Buruka zvino nesimba, Uya, Mweya, uya!
Amen amen nziyo inosimudzira mweya wangu
I feel blessed the moment I listen to this song
This song takes to higher life.Inlove❤
Waaaaal proudly habhakukian i love my church Baba ndiri mwana wako nyangwe ndakatadza
Touching song
This made me feel emotional. I miss my Mom and Dad and I hope I will follow their steps to always worship in this manner. I miss kuenda kumusangano for 7 days singing and praying 😢😢😢
Ngaribatwe basa ramwari ndobva ndanzwa ndiri paGuruve pa Shinje ❤❤❤❤❤
I love this song very much my mom vanogara vachiimba ndinonzwa kuitirwa zvakanaka
Haaaaaa veduweee mwariii avakaaaa vakapinda muhanamako unonatsakunzwa kuti dengandoripinda wooow mwarii wanguuu kudengaukuu murikobaba mirainesu nemhuri yanguu
appreciating this Mr Diza ..mwari ngaakudzwe
Welldone
Nziyo iyi inondikomborera pese pandinoifunga
My favorite everyday
I play this song every day ndinonzwa kukomborerwa zvisingaite ❤ i love this song thank you so much 🙏
Ndohwa kukomborerwa
Mukanyatsotanga marova song iyi ka haaah Mwari vanonyatsoita kuda kwavo
Amen mwari mwari vanoita kudakwavo chokwadi
I miss you gogo Dare handisisina wekuenda naye kujerusarema kuguruve
Thank you 💕💕💕 inonzwa kupinda pamweya
When am down ndika player this song ndinonzwa simba rakawanda mandiri
Amen amen..my favorite song!!!
Thank you
guys guys is there a place in Harare where I can find singers who can sing this song like this???I think i can get an instant spiritual rejuvenation.......varwere vairasa nhovo dzavo kana mai vangu varwutsenhura!!!!
Ndiwo mweya mutsvene 🙏🙏🙏
Whoever is listening to this song..May the Good Lord Bless You!
Thanks Thandeka. Be blessed too
powerful song ndoiteerera zuva rega rega
Ndobva ndafunga kwa Gutu👏